Simply the best.. Good information. Thanks for making us aware of this new bill. I didn't know. Fantastic let's be involved in the enforcement of the constitution. No sharing of information to 3rd parties
out of the blue takazongonzwa hee ndivhoterei hee ndokumbirawo vote yenyu , for sure our NSPs are selling our private infor to third parties without our consent .
Anonakirwa ne voice ra chairman ne hasha dza chairman isa like
Ava vanhu vakaenda kuchikoro ava vese zvavo makamboterera here chirungu chavo pese pavanotaura 💕💕💕👌👌
Ehee wena kkkk and don't forget ka kut masvingo inonzi inovanhu vakadzidza
Tru hapana chavasingagoni .
VZ VZ.... THE MOST UNDERRATED COMEDIAN
Educating people through acting wonderful team vz
kkkk haaa best comedy trio mazita ayo momawanepi 'Garacha...Chigerwe...Chimutwe etc '' kkk plus ve yaVZ kuita kunge politician umwe sooo NYC
😁
Hahahahah mazita vano gona kkkk Chimutwe na Chidembo anondi spaka
These guys are awesome....Thanks for the laughs.....Munotigonera....🇺🇸💃🏾💃🏾💃🏾🤗🤗🤗
Chairman is so underrated murume uyu akapenga
You are rocking guys
Chairman ndipeio bhachi
Simply the best.. Good information. Thanks for making us aware of this new bill. I didn't know. Fantastic let's be involved in the enforcement of the constitution. No sharing of information to 3rd parties
😂😂😂😂😂😂😂Chairman rondispaka varume, hanzi ghaaa ko muFon menyu irikudei haaah👏👏👏👏✔️✔️✔️
Hanzi na chairman ndoda kutokuvadza unofunga handidi kukukuvadza😂😂😂😂
Haaa VZ ane information nhasi kkkk haa mukungona
Chairman and mbuya mai John welldone ,
Sabhuku Vharazipi munondigonera
Pama elections unongonzwa message yapinda hanzi ndivhotere. Nhai vakomana, ko number dzangu adziwanepi? kkkkkkkk VZ sooooo
I love these guys dearly...
Kkkkkk team taakumboda full drama amana
Zvokwadi!!!!!!!!!!!!!!
Excellent , chairman for forgiveness from your wife
From technology point of view ... that's Avery good message to network providers especially that monopoly ... government should do something
Which government, are you talking about that one who sent campaigning msgs to people in 2018?
kkkkkk first tym Vharazipi kumirirawo chairman kkkk munogonesa guys
Kkkkkkkkkk mudhibhisi garacha bho here chikwata makanyanya imi
....wongonzwa kuti ndivhotere woshaya kuti # dzangu adziwanepi.
Haaaaa Mai Tabhiii Paposheka 😂 😂 😂 🇰🇼🇿🇼🇰🇼🇿🇼
Mbuya Mai John vasiririsa hei
Makaipa Sabhuku naChairman
Mwari vanhu vaya vatanga kufanososera
Dai muchibudisa every week you're the best
KaBreach kaVZ haasi Chamisa here
IMasvingo yose saka ndiz
Kkkkkk mai Chigumbu, mancube lol. Sabhuku bho here uko kkkkkk
Kkkkk VZ ishamwari yamudhibhisi Garacha kkkk
Ndoda kutokukuvadza haa chairman😂😂😂😂😂😂
Vahwisiseyi shuwa zvokwadi
vz vz nhasi 1wo kusupporter mai john
ndeye rudo here mssge iyoyo chairman
😂chero dai changa chri chikomba😂😂iwe chairman wanga uchibatirei fon ye mukadzi 🤣🤣🤣🤣🤣
Mhosva ndeya netwrk service provider 🔥🔥🔥
Meseji yomudhibhisi Garacha iri kupindireyi mu phone mako😁😁🤣🤣😂😂😂
Hanzi vachata avaaaa
100%... In love with this
Which is a breach 😂😂😂.kareaction kacho kari priceless
kkk wooow you so good
Kkkkk asi chairman so makanyanya
Well done guys👍🙏
Vamwe vanhu vanongoisa madislike paasingade
MaZanu iwayo anoisa dislike
Vanorwara vanhu vanongoisa ma dislike kkk
Ko VZ mhazha yedu waiisep shamwari
Hanzi aah ko menyu irikudei😂😂😂
Team iyi yakapenga zvayo👏👏👏😂😂
Ndaisa like before ndaisa view
Kkkkkkkkk beyaman mkanyanya
Kkkkk haaaa munondinakidza fani
Much awaited weekly delight
Mudhibhisi akuda kudhidhawo naiye
Musaroveee sis vangu imi
First here
Chingezi from sabhuku kkk
I am a proud Karanga kkkk
Please musarove mbuya mai John vangu🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkk hanzi ma Ncube
service provider unopenga anoti usenderwe message pafon pako
Munofanirwa kutonosungisiwa imi
out of the blue takazongonzwa hee ndivhoterei hee ndokumbirawo vote yenyu , for sure our NSPs are selling our private infor to third parties without our consent .
🤣🤣🤣🤣 muri mberi 👍👍👍
Amana movement ramai Jonh vachikumbirwa ruregerero vachiisa musoro paside haaa ndanakirwa zvangu.
BUT DAI VANA VARAZIPI NANA KAPFUPI VACHIBATANA INDUSTRY YAINAKA
cheya meni vanondigonera guys kkkkkkkkk
for the first time , enough respect
Fourth
Mai Tabhi.... 😂😂😂😂
Shumba ne gudo zvazowiriranawo nhasi
Kufira mahara kkk
Haa lol vharazipi uri muyears 😅😅😅😅😅
Manwuweee kkkķkk VZ dzokororo ine simba
Munotigonera guys
Like b4 watching
Kkkkk vz mondinakidza
Wow halala halala
Garacha!!!!!!!! haaaa......kokuzokanda nguva dzemaZIZI soooo!!!!!! haa
That's why our country is in crisis bcz of poor leadership and their greediness
#everythingsolid
But the name Garacha rinobvepiko 😂😂
Kkkkkkkkk apa unenga warova mukadzi
Its wroooooong😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Which is a breach!!!!!!
vharazipi kubwaira
Mai tabhi
lo chairman sando,
Mai Tabie sorry sure......
Chairman vari kufemereka
Chairman chairman
Vakanyanya
Kkkk vanhu ivava ma1
Kkkk inonzi zanu
chairman vavakunyara 😂😂😂
Mai Chigumbu 😂😂😂😂
Cheyaman buritsani mari yevhara mromo
Chairman 😂😂😂 these guys vakusota tunhu twavo
Munogona henyu
kkkkkkkk mudhibhisi GARACHA
First
Tofara hedu 😂😂😂
Fifth