Mai Pee her acting skills are.par to excellence but this time vazohwinwawo vakadzi vaMarisa vatoyenda avo Jackson kuda zvinhu wapedza vana vemudunhu vese vaimbokuramba kwasara hanzvadzi yaMarisa nemukadzi wake
Amai Tanya is looking after her own interests. She’s not being fair to Amai Pee. Lessons leant. Amai Tanya is very selfish. Amai Pee is suffering for her
Mai P to the world 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 ane maruva avo siya pano ndigo vasvitsa
Mai pee munondigonera zvenyu ❤
Haaa maitanya wakaoma ngaidzoke season 2 dakuona Mai Tanya vachirohwa ne paper 2 ye heartbreak kkkkk😂😂😂
Mai pee kumberi guys ❤❤❤❤😂😂 but mai Tanya kaaa wakurasa mumwe wako
Hamusi mava kuzvinyanya here baba Pee😂😂😂vakadzi vawandisa yowee munovapeiko kuti vapuse
Good acting💯 hope pane season 2 coz apana kuita conclusion yakakwana many stories dzasara on air. I hope you won't quote me wrong
2:15 2:19
Season 2 please ngaiuye gyz
Mai P well done haaaa ba p ndatokuvengai aaaa
Simon, Simon! Ndaseka hangu ndiri ndoga kubasa. Hokoyo! Mai P varimuzhira iwewaka bata 2 x2 kikikikikiki
Nhasi mukasvikirwa na Mai pee hazviperi mushe,apa hauna Simba Jackson
Mai pee munogona zvenyu,,,,Mai Tanya kuita sa piter akaramba jesu katatu. Uri nyoka 😂😂😂😂😂😂
BaPee mutumbi wakagarwa 😂😂😂 mai Pee vanogona keep it up guys
Mai tanya Vakupandukira mai pee🤣🤣 kwanzi andikwanise violence kuita wa Peter wekuramba jeso kkkkkkkkk mai pee violence vanoida zvekuty😊
Muchandipa moyo wandisina kweretai moyo mai Tanya 😂😂😂 vhawulenzi
Mai Tanya mandirwadzisa😢😢😢 matadza kubatsirawo Mai Pee but she stand for u
😂😂😂😂😂
Mai Tanya is right,that's how she is,she is not into violence and you can't force her to be who she is not
Mai Tanyaaaaa kkkkk hanzi ndopaunozondikweretesa moyo wako uyauya kkkkkkkk
😂😂😂😂😂Mai p. Uyoo nhumbu lyooo mwna a kuuya. Marisa Marisa uchachifira Jackson kaaaaa usaderooo shamwari yako 😂😂😂😂😂pisai vanhu lmiiii maip. Namai Tanya 😂😂😂😂😂varikugadza
Jacksonmuchiono mune makonye hr nhai😂😂nhasiaaaa
Baba pee havarevesi hnzi ndorarama zvinodihwa nevadzimu
Mai tanyakaaa ummm musazodaro sure
Season 2 please ngaiendemberi iyi
Season 2 please. 🎉
Been waiting. Thanks ❤
BA P ndokufarirayi but iyi nyaya yenyu yekuda vakadzi hobho iyi ndakutokuvengai Xaaaaa
Mambokadzi mai p
😮 mai Tanya kuti kupata here 😂😂😂😂
Mai Pee mablouse akoo ukumatengepikoo akakura kudaroo😅😅😅😅😅
Kusimbisa mwana Jackson 😅😅
Jamukoko media u are the best 😂😂😂
Uri bhoo aungarasi vadzimu vakati hura uhure usamire
Well done ❤❤❤
Mai Pee mambokadzi kkkkkkk muri pamberi
Yoh maitanya havabatsirike zvachose
Wudza murume wako asanhonga zvatinenge tarasa mumabhini in Mai Tanya's voice
Kana zvisingaiti hazvoo endai munopiswa😂😂😂
Ko Mai tanya ndimi makabetserwa mavekupanduka fty aa😢😢😢
Mai pee unopedza ma sports zvako 😂😂😂
Jamukoko jamukoko 🔥🔥🔥🔥🔥
Mai Tanya muri shamwari pasina imi
Apo panourawa munhu namai Peee apo
Uyo mwana wamai chikiti apenga
Baba Pee vakaoma
Amai Tanya murinyoka 😂😂😂
😅😅😅😅😅 hayas zvakaomawo sure baba pe boe hr kwanzi protection vachirara nevakadzi vasahwira kkkkkkkkk akuna protect yakadai
Tauya neVaulence😂🤣😂🤣😂
😂😂😂😂 Mai Tanya wave kusiya sahwera pfuti ere 😂😂😂 😂kwazwi uri Satan kkkkkkkkkk ngaiende mberi plz irikunakidza 😂😂😂😂😂
Ini hangu ndikunakirwa nebhachi rajackson 😂😂😂😂
Fast comment
Ba pee nemongo amuna kaa kkk
Jackson wonakigwa hako zveeee🤣😂
Mai P vanondiirai wee
Murikugona bhora mberi ❤
Mai P uri gamba. Pedzera mature ma sports
Mai Pee madzidza zivai zvemumba menyu chionai pamasiiwa pama 1
Baba pee muri chibaba 😂😂😂😂
Well done guys ❤❤❤
Protection mai ona zvasara kwamuri hakuna chemahara chemahara mushana
Jamkoko to the world 💕💕💕💕💕💕🔥🔥🔥🔥🔥🎉🎉🎉🎉😭😭😭😭😭😭😭😭😭
I feel e pain😢😢😢😢😢 yamai Pee vanga vakuda muchema but mai Tanya why why?
😢😢😢😢
Mai Tanya mandirwadzisa ummmm Mai Pee vakamira newe
Mai pee makanyanya😅
Mai Pee her acting skills are.par to excellence but this time vazohwinwawo vakadzi vaMarisa vatoyenda avo Jackson kuda zvinhu wapedza vana vemudunhu vese vaimbokuramba kwasara hanzvadzi yaMarisa nemukadzi wake
Mai mune moto 😂😂😂
Amai Tanya is looking after her own interests. She’s not being fair to Amai Pee. Lessons leant. Amai Tanya is very selfish. Amai Pee is suffering for her
akapusa mai Tanya dayi mai Pee akamusiya akadaro
Musiyei ❤❤
Baba p is the real trouble causer here😂😂😂😂😂
Kkkkkk baba p hnzi kn mati motsvaaa ndakuendaa hngu kkk
Jamukoko munogona
Ih maiTanya is not a good friend wakupandukira maiP😢sorry mauPee ASI tora maruva ako🎉🎉🎉🎉🎉❤.thank u team basa mogonesa
Mai P pedzerai vanhu
Aaaa wedzerai maepisode guys bcz maperero aya ka ahaite
Mai Tanya Hava batsirike
yaaaa ndozvinoitwa izvi kwete zvamakatiitira zuro kutipa zvatakaona next time munofanirwa kutikumbira kut takumbokupai zvamakaona riri full movie
Mai Tanya enda unobatsira umwe wako iwe
Mai p ibasa chayiro
Ko Masibanda ahana kuzopfuka wani sekutarisira kwangu
Baba p kuzozvikudza apa dzomamiswa namai p
Murikugona veduwe
Pamela muzimba😅
Mai P 🔥🔥🔥🔥🔥
Kkkkkk protection yababa Pee mmmm
Mai Pee🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Mai p the queen 42 hours 😂😂
Ma likes guys ngaawande🙏🙏
Jackson is living most men's dream, Season 2 ikudiwa apa
Pakutoda season 2
Mai pee to de world
Hoyo thanks😊
Mai pee to the world ❤❤❤❤❤
Jamukoko is the best
Vadzimu vakatotsamwa
Those blaming mai tanya are being unfair to her,she was born like this and nobody can change her,havatogoni kurwa kwacho munoda vaita sei
😂😂😂😂jamukoko haayaas
🌷🌷🌷
Iyo tsvina ba P kurara nemunhu akadayi bodo ini kwete
Hanzi ipapa izvezvi ndapihwa 2 days 😂😂😂😂 Baba Pee Chibaba
😂😂😂😂😂😂😂😂Mai p sarender😊
Mai tanya musadaro shuwa
Am here
Mai pee 🎉🎉🎉
Well done team. Magonesa
Mrcy guys ndokumbirawo song inieidza pa drama ravo kuna muchii ziva kuti yakai.bwa nani
mai tanya vatadza kumira namai pi 🤣🤣
😂😂😂😂😂Mai ppppp
Mai Tanya hauite Mai Pee hauna friend