SAD STORY MUKOROKOZA AKABAYA MUNHU NEBANGA COLAMBIA MATUMBU AKABUDA PANZE ATSURWA AITIRA WE MUSADZA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 13 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 24

  • @BonganiMajira
    @BonganiMajira 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    But dai mutemo wekuti kana munhu akuvadzwa atange ayenda kupolice dai wachinja it doesn't make sense munhu anenge achibleeder but zvonzi endai kupolice first pliz review that law

    • @MollifyTaonana-mb9iy
      @MollifyTaonana-mb9iy 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Nenio ndosvotwa zvisingaiti zim haigariki

  • @WebsterChifamba-bn3lk
    @WebsterChifamba-bn3lk ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ngavabata sekuru Mashongera vatumire nyuchi mhondi ibatwe nenyuchi😢😢😢Rip😢😢😢

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Tuma mine twawandisa mhani ku Zim these have caused a lot of criminality activities too, vanhu havachakoshesa wupenyu wemunhu, vemutemo dai vaita basa vemazvo ma bribe arikokonzeresa , zvakunetsa kuvimba ne Police yacho
    Mweya urimunyika medu wanyaya ropa ranyanya kudewurwa. Zim yakutyisa veduwe kudara things were not as bad as now. Chimwe chikumbiro dai hurumende yabvumira kuti munhu akasvika iri emergency ku hospital munhu arapwe while waiting for police to come kwete kuti munhu wonzi enda ku police first kuti urapwe iyo iri emergency inoda treatment ipapo
    Vanhu varikufa because of that kunzi police report first iye munhu achida kurapwa ipapo.

  • @peterrichardbanda6132
    @peterrichardbanda6132 13 นาทีที่ผ่านมา

    Zvakama sure 💔💔😭😭

  • @alicepesanai1416
    @alicepesanai1416 53 นาทีที่ผ่านมา

    Zvorwadza kani😢

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    So sad

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Zvakaoma veduwee

  • @nigelhartzenberg8324
    @nigelhartzenberg8324 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Plz mhondi mujeri kwete kupa mhondi bell ngavapihwe mutongo chaiwo ..vanhu tinopedzwa nemhondi idzi ngadzisabude mujeri umo

  • @FashonPolice
    @FashonPolice 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Shem zvakaoma police ngaite basa kwete zvechioko muhomwe

  • @MalcomCraig
    @MalcomCraig 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Endai kwaamadu musty maviga munhu wenyu

  • @JudzaaPower93
    @JudzaaPower93 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvakaoma sure Bindura yakaipa police ne CID zveko hazvishande kunyanya iyo yepaChiwaridzo

  • @AmandaMandy-td3bh
    @AmandaMandy-td3bh 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nyika yedu yakuita senge SA..kusatya kuuraya vanhu shuwa vanhu vakuitwa sehuku ...ko kusatya ngozi nhy

  • @CaroDlamini
    @CaroDlamini 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Tevekuma gumo enyika

  • @MercyTakaidza
    @MercyTakaidza 6 นาทีที่ผ่านมา

    Zvakaoma chkwdi

  • @MemoryKays-v1f
    @MemoryKays-v1f 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Sorry ufunge nematambudziko zvakaoma hazvo

  • @Margaret-b3c
    @Margaret-b3c 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mukotsajera ndo shumba yengozi

  • @richardcruickshank5631
    @richardcruickshank5631 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Chii chaizvo muzimbabwe???

  • @JudzaaPower93
    @JudzaaPower93 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Police ngaibate munhu

  • @ConstanceMatsika-y6p
    @ConstanceMatsika-y6p 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Why kuita utsinye ere weduwe

  • @GudoChikomo-vs8ix
    @GudoChikomo-vs8ix 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nyika yaipa vanhu havachakoshesi upenyu hwevanhu

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ende zvakaoma zvakuitika 😢izvi

  • @FideNelsin
    @FideNelsin 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    B

  • @Tatenda-g7d
    @Tatenda-g7d 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Zvakaoma hazvo nematambudziko😭😭