Thanks for watching: These videos are created from Creative Commons videos that are allowed for reuse. They are edited to match our culture, language and values ..They are mainly based on things that happen in our daily lives, therefore their purpose is to teach, inspire, and entertain
Great lesson indeed❤❤ mumabasa zviriko zvakadarika izvi. Asi ngachivewo kudzidzo kumaboss kuva objective, ngavasatora zvavanzwa nemumwe mushandi vodzinga munhu wavanoda basa. Ngavaongorore iye muuyi nenyaya first and get the bottom of the story before taking a final decision.
Kune andakashanda naye waigara kuTarira boss kuti uuu arikuba mari achitumira kumba kwavo izvi andisaiba Mari ndakatizmsvika pa kutodzingwa na boss APA ndini ndave ndakatanga kushanda pabasa pacho mufana uyo anzwi amosi ndimambara wakatofanana na marijata uyo
Ummmm tanzwa navo kni taneta nevatengesi medu mu trucking industry imagine u ar in drc but kanyaka kaitika ikoko only after a few minutes unonzwa harare office yavekut nhingi please inbox nenyaya yakati 😂😂😂😂😂😂
Thanks for watching:
These videos are created from Creative Commons videos that are allowed for reuse. They are edited to match our culture, language and values ..They are mainly based on things that happen in our daily lives, therefore their purpose is to teach, inspire, and entertain
Ndakatombosungiswa neworkmet 23 December 2021
@@EvansChikukute 💔💔💔
😢😢😢
@@EvansChikukute kkkkkkkk
Muroiyi chaiye
Ndafara kt mucheri wegomba ndiye azowira Mariri thanks nedzidziso
👏👏👏
Great lesson indeed❤❤ mumabasa zviriko zvakadarika izvi.
Asi ngachivewo kudzidzo kumaboss kuva objective, ngavasatora zvavanzwa nemumwe mushandi vodzinga munhu wavanoda basa. Ngavaongorore iye muuyi nenyaya first and get the bottom of the story before taking a final decision.
Yes this is very important too .. thanks for adding your profound thought👏
God's watching every step we take. Anodyara chakaipa anokohwawo zvakaipa. Great lesson indeed
Thank you 👏
Amai kumbirawo kuona mufananidzo wenyu munotigonera sure 😍😍😍😍
Thanks so much nedzidziso , Rambai muchiyichenjedza nekutsiura.. we appreciate you.
Thank you very much
Amen and Amen.....inodzidzisa zvikuru and munhu humampara character unopera after watching this
Thanks 👍
Maitabasa dzimwenguva unorwa neakazodzwa ❤❤❤❤❤ keep it up mama
Nyaya iyi inotiyambira kuti tisaite godo kunevamwe pamabasa, kune vanezvipo zvavanogona kuita,mhuri , mumadzinza .Nokuti paguma zvose zvakavanzika zvinozongobuda pachena.
Amen
Thank you Nyasha.. This is a powerful story
Thanks 😊
I watch this movie
Wind of grace ❤
Ummm powerful keep going my cctr❤
Powerful message 🙌
Thanks Madam Grace 😊😊😊
Powerful teaching
Amen hutsinye hwakashata
Thanks for advertising
In ndakambo zvinzirwa I'm support you kutaura zvinoitika muhu penyi thank you so much
Thank you very much 👏
Ndakashanda neumwe wekuMalawi aiti pakarasika matools aimhanya kunaboss. Aigara achiti uyu arasa matools
Naked truth, I once had the same scenario at my previous work space!
Idzidziso yakanaka, chokwad kwedu ariko anoita zveku4na achitaura tumwe tunyaya tusina basa, munhu ziwa zvako
Thanks thus true inini am on that situation
Powerful massage
Very nice dzidziso hanzvadzi yangu nyaya dzenyu dzese ini dzinondibata zvakanaka
Power msge
Kune andakashanda naye waigara kuTarira boss kuti uuu arikuba mari achitumira kumba kwavo izvi andisaiba Mari ndakatizmsvika pa kutodzingwa na boss APA ndini ndave ndakatanga kushanda pabasa pacho mufana uyo anzwi amosi ndimambara wakatofanana na marijata uyo
Godo nehuroyi mabhururu its true mharidzo...munogonesa chose my sister...
I m like des video thank you so much
That's touching, thank you
Big lesson.thank you
Kkkkk marujata wacho so kkkk shuwa zvinoitika mumabasa
Chokwadi ukaita chakanaka wazviitira,ukaita chakaipa wazviitira
Well.done 🎉
Ndakamboshanda pbsa raiva house girl zvaro asi taigara natete hanzvadzi yaboss rume haah ivavo vaiva marudyata chaiye bt chaivabhowa boss kadzi vaindida kwazvo asi ivo hii vaizama nepavanogona vakandinyebera kt ndichiwacha washen ndinopfeka hembe dza mhamha imagine bsa rikada kupera asi kna mwari vakati nderako azvichinji veduwe sisi ivavo uuum mwari ngave navo
Ummmh marujata
Powerful message
Zvakaoma mubasa ini ndaita garden umwe achiita security. Security ndiye akutoita zvese zvakaoma abi edu vakaoma godo hameno kuti anenge achida kuti mhuri dzevamwe dzidyei
Ndinotenda nekutaura neshona
Haaa chokwadi tirikudzidza munogona 😂😂😂❤❤❤
Powerful
Tinavo varikuti shungurudza
Kkkk kk haa ndakamboshanda nemunhu anemakuhwwaa mmm mmm
Powerful 🙏🙏🙏
❤❤❤❤❤❤
Hi auntie thanks ne kuti varaidza
Thanks for watching 👏
❤❤
Chidzidziso sure ichi maita bsa
Thank you 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟 🌟
👏👏👏
Rundedzero uno mixer shuwa . Very powerful
Thanks a lot I appreciate the time you spent watching this video 👏
Amen thank yu so much dear.
Thank you Tete variko but nekuda kwamwari zvinenge zvichiramba asi mhedzisiro yazvo ndiye anopinda mugomba ega
Great lesson learned
Yaah
❤❤kumabasa kwakooma uku
Kkkkkk hanzi mhene chaidzo kwete dzepa social media 🤣🤣🤣🤣🤣
Amen rambai muchitipa😊
Thanks for watching
Well done tadzidza
Ukaita chakana wazviitira
It's a big lesson
Vakura vanoti wajaira chakanaka wazviitirawo
😂😂😂😂😂movie iri ronakidza shem ma Nigerian anonakidza
Ndinofarira chaizvo rondedzero dze upenhu....Ndiri moçambique ndoita sei kt histor ndigarenadzo zvachose?
Ichokwad pakangoita 2zvadhakwa
Nyaka Ino yakaoma zvekuti
Thank u
Profound ❤
Amen amen 🙏 ndipoo number yaako zve
Jeolousy nekuda kudiwa naboss esp mukashanda naSecretary anoita kunge ndiye madam boss.
Hey munomborova munyori muricey hama
Ndiripo hangu how are you
🙏
Zviriko izvi yoooo kune vamwe vane utsinye
Powerful 🔥🔥
Ini ndadzidza bcz ndr kusanga nezvakawanda
Kkkkkkkk dai vanzwa shona manigerian ava vaifa nekuseka
Thank you a ndzwa zvngu
Powerful word
Movie iri rinonakidza kk
Ndokumbirawo ka title
Ukaita chakanaka wazviitira wena ukaita wo chakaipa wazviitirawo futi
Ko kana ndichida kuona full mov ndoriwana kupi
Ndatenda ndirikudzidza zvakawanda
Thanks a lot For supporting this work
Hutsinye hunopedzwa nehutsinye
Ende zviriko mumabsa umu
Thank you my sister
Hi
Hie
Kamambar
Mambara chaiwooo
Maita basa nedzidziso
Iiiii tinavo vana mambara Kuma truck 🚛 vanodzingisa vamwe
Don't be jelous neumwe munhu
You can block someone's gift,but you will never be that person. They will move on and go with their gifts. Shame
Very much true👏👏
Amém
Ummmm tanzwa navo kni taneta nevatengesi medu mu trucking industry imagine u ar in drc but kanyaka kaitika ikoko only after a few minutes unonzwa harare office yavekut nhingi please inbox nenyaya yakati 😂😂😂😂😂😂
Wotoshaya kuti munhu anowanei... Its bad 😔...
@@rondedzerodzeupenyu aaaah kufunga kut ndingadiwe na noss but tese same pay ende unongodzingwa sembwa fut kna vasisakude
munyori anogona uyu munyaya dzinobatsira mumazuva ekurarama
Yaaa zviriko izvi godo chairo
Thank you so much
😂😅
Musatiitire godo kumabasa kwedu veduwe zvinozopedza rako basa
Thanks
THANK YOU