Mashura Mbudzi Yakazvara Matwins Munhu Nembudzi

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 31 ม.ค. 2025

ความคิดเห็น • 40

  • @RosemaryCharumbuka-t7d
    @RosemaryCharumbuka-t7d 11 วันที่ผ่านมา +2

    Huhu saka mukuti mbudzi iyi yakazvariswa nemunhu here mukwane imi

  • @MargaretKalaba
    @MargaretKalaba 7 วันที่ผ่านมา +2

    Chidare matuzvi

  • @TeclahSMoyo-qr5es
    @TeclahSMoyo-qr5es 11 วันที่ผ่านมา

    Kkk mambo imi sakamukuti chii.ingoita ma DNA

  • @JoiceHwata
    @JoiceHwata 11 วันที่ผ่านมา +1

    Sei muri kufungira mukomana uyo inga vamwe vanobatwa vachishinha nezvipfuyo asiri vepamba ipapo saka kushaya mukadzi imhosva here musadaro inga vanhu vanozvara chimhuka akaroyiva saka zvinoreva kuti munhu anenge arara nemhuka here

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 11 วันที่ผ่านมา +1

    This happens dear mambo. Rift valley fever is often the cause. Chinoshamisa here is ignorance, nothing else

  • @GogoGuveya
    @GogoGuveya 10 วันที่ผ่านมา

    Imi sei munhu achizvara chinhu chinenge mhuka

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 11 วันที่ผ่านมา +3

    Saka zvirikutaura kuti mukomana ndiye muridzi wemwana here????Mambo varikutiiiko kana vachiti urikurarama nei???

  • @craigdzumbunu342
    @craigdzumbunu342 10 วันที่ผ่านมา

    Chikomana achina mhaka apa guys😂 kwanai mambo imi

  • @GogoGuveya
    @GogoGuveya 10 วันที่ผ่านมา

    Murikuti mbudzi haizvare chirema here

  • @NomsaNyama
    @NomsaNyama 11 วันที่ผ่านมา +2

    Ahasi munhu uyo kunojoni tinochengeta mbudzi dzevarungu mnudzi iyo yaka tambudzika pakuzvara ndosaka musoro uyo wakazvimba vana kuzvipatara vanozvarwa vakazvimba zvinoitika pambudzi or mombe

  • @TarupuwaMwachinduka
    @TarupuwaMwachinduka 11 วันที่ผ่านมา

    Team iri harizivi zvarinoita

  • @ChipoMangena-xb9ds
    @ChipoMangena-xb9ds 10 วันที่ผ่านมา

    Anhuweeeee zviriko kanachipfuwo chikabereka chachembera chinobereka chimera even chiri normal chaicho zvirema zviriko azvisi kuvanhu chete mambo tongai nyaya senyaya imi

  • @PaulPahle
    @PaulPahle 11 วันที่ผ่านมา

    Magic happening uroyi uyo

  • @TendaiMagunde-q1r
    @TendaiMagunde-q1r 11 วันที่ผ่านมา +2

    Insinuating that the goat conceived due to human intimacy??
    Ridiculous.
    You've nothing to report??

  • @NoxichitovaGorimbo
    @NoxichitovaGorimbo 5 วันที่ผ่านมา

    Tinashe mugabe dna

  • @skido2134
    @skido2134 6 วันที่ผ่านมา

    Very knowledgeable sabhuku.l commend him. Before giving a name to this thing don't patronize vanhu chief kubvunza munhu kuti worarama sei usina mukadzi. Who are you to ask such a question. Grow some balls

  • @mikevurirai
    @mikevurirai 11 วันที่ผ่านมา

    Mambo give those who can explain time to explain,whether chimina or not munhu haazvarise mbudzi scientifically musanyepera vanhu,hurema hunowanikwa even kuvanhu kana kumhuka genetically

  • @ShyletJangano
    @ShyletJangano 11 วันที่ผ่านมา

    Kkkkkk ah zvakaoma kudzidza kwakanaka veduwee mambo ava zidofo chairo mukupumha mukomana kuty akarara nemhuka ka moda kusungwa imi zvekut akurarama sei usina mukadzi ndokutii ikoko mukomana waifana kuvabvunza kuti saka mukuzama kutii kana muchidaro

  • @elvismagumo3065
    @elvismagumo3065 11 วันที่ผ่านมา +1

    Ngava ende kumhondoro ndiri basa remhomdoro

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 11 วันที่ผ่านมา +1

    Handisati ndambooona maninji akadai chiiii chakadaro nhaimi kunge ngozi??????

  • @JoiceHwata
    @JoiceHwata 11 วันที่ผ่านมา

    Varoyi variko ngachiongororwe ne vet kwete zvekufungira zvisizvo

  • @GetrudeMarufu-m5t
    @GetrudeMarufu-m5t 11 วันที่ผ่านมา

    Musapomera mwana nhema nehudofo

  • @AbigalAbigal123
    @AbigalAbigal123 11 วันที่ผ่านมา

    Imi ishe mukwane saka muri kti mkomana uyo ndiye akamuitisa mbudzi hr

  • @phillthedrill
    @phillthedrill 11 วันที่ผ่านมา +2

    imi mdara imi kwanai, kuenda kuchikoro kunebasa 1 kana mune doubt of nature of the creature go for DNA 2 inga vanhu vaivo vanovzvara zvirema wani 3 chivanhu always give names to things they dont understand, with your data bundles learn to research things mhuka dzinotozvarawo even masope.

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 11 วันที่ผ่านมา

    Imivkwanai vanhu vanoitwa opp musoro wemwana waramba kubuda wani chirema chinozvarwa mbudzi yakazvara chirema furu stop

  • @nos__mas
    @nos__mas 11 วันที่ผ่านมา

    Kkkkk at least mambo i dofo rangwarawo apa.Kuripwa vanga vachida havo but vaona kuti hapana nyaya zvachose. Science dzavakataza😂

  • @afronews7034
    @afronews7034 11 วันที่ผ่านมา

    Shame kokubatsirambudzi ichibereka 😮

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 11 วันที่ผ่านมา

    Hapana nyaya tsvagai mavet vakadzidza nezvemhuka

  • @NikiMavindidze-we4qc
    @NikiMavindidze-we4qc 11 วันที่ผ่านมา

    Madzimambo ngavapihwe wushe vakadzidza madofo anotinetsa

  • @mandlashumba6107
    @mandlashumba6107 11 วันที่ผ่านมา

    Makunakuna aniko mambo imi wamaona achirara nembudzi ndiyani saka mukuda kuripisa ani makunakuna acho ane mhosva wacho wamaona musatsvake mari nedemo sure regai hujire pasina mhosva hapana aaaah iwe mukomana vakakupomedzera enda navo kuma DNA zvikasabata iwe mambo ngavaonekwe vane mhosva yekupomera munhu mhosva yaasina aaaah chii ichocho tsvakai zvokuita kana musingagonhe kutonga siyanai nazvo kugadzwe vamwe

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 10 วันที่ผ่านมา

    Mambo musarasika kuda kufungira mkomana biological zvinowanikwa

  • @emelykapita4181
    @emelykapita4181 11 วันที่ผ่านมา

    Dai pakaitwa ma DNA KUPEDZA NYAYA

  • @AlexBozhiwa
    @AlexBozhiwa 11 วันที่ผ่านมา

    endai kwatinashe Mugabe

  • @GetrudeMarufu-m5t
    @GetrudeMarufu-m5t 11 วันที่ผ่านมา

    Baba vane moyo wakashata ava

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr 11 วันที่ผ่านมา

      Saka ndiyani arara nembudzi kunyeba kuda mari majaira kudya zvevakapusa muchazvimbirwa nehudyire hwenyu

  • @lettruthbetold7674
    @lettruthbetold7674 11 วันที่ผ่านมา

    These people are out of their depth panyaya dzakadai. They are very ignorant, except a couple of knowledgeable people who are being ignored. Hazviite kuti munhu aitise mbudzi nhumbu. Kwete!

    • @JoiceHwata
      @JoiceHwata 11 วันที่ผ่านมา

      True hazviitike