FROM THE ARCHIVES- NOEL ZEMBE

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 31 ธ.ค. 2024

ความคิดเห็น • 208

  • @ronaldmangwiro9522
    @ronaldmangwiro9522 3 ปีที่แล้ว +26

    Chinyika chinonzi zimbabwe chinopedza munhu kusvika apera muto, a legend now looking like a street father

    • @hildasengweni7858
      @hildasengweni7858 3 ปีที่แล้ว

      Zvakaoma kani

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 3 ปีที่แล้ว +11

      @@memoryrumbidzaimushapaidze5090 uuu haukwanise here kuti utaure zvaunoda usina kushora? Achinge averenga msg yako how would he feel? Hupenyu hausekanwe wena

    • @rozvi9728
      @rozvi9728 3 ปีที่แล้ว +3

      @@memoryrumbidzaimushapaidze5090 mangwana ndiwe, this is life you never know

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 3 ปีที่แล้ว

      @@memoryrumbidzaimushapaidze5090 Aiwa pajeka hama. Ndofunga ndiniwo ndanga ndatadza kunzwisisa

    • @samuelmuchapararwa216
      @samuelmuchapararwa216 3 ปีที่แล้ว

      Taura hako iiiiii zvakaoma......

  • @AgensChikomo
    @AgensChikomo 5 หลายเดือนก่อน +1

    Noel is one of my best God bless you

  • @smugsolutions9176
    @smugsolutions9176 3 ปีที่แล้ว +4

    Noel Zembe, it's only kuti zvinhu zvakaoma this guy should be somewhere. Noel your songs anokomborera. May God Bless You.

    • @shokoproper
      @shokoproper 3 ปีที่แล้ว

      but ngavava dzidzisewoka zvitswa they are just exposing their poverty. Kwaanana TH-cam havazvizivewo teach them. Why cant you not support them gunner subscribers

  • @faraipridedzvova7401
    @faraipridedzvova7401 ปีที่แล้ว +2

    His songs are still hot until today the year of 2023🎉

  • @valeriemashoko808
    @valeriemashoko808 3 ปีที่แล้ว +16

    I felt very sorry for mr Zembe..he's in a very sorry state. Dai Mwari wavarangarirawo sure. He's very talented

    • @shokoproper
      @shokoproper 3 ปีที่แล้ว +2

      Apa background seems to be in epworth or hopely. Murume aindinakidza rough its painful to see him this was

    • @Ladypradaful
      @Ladypradaful 3 ปีที่แล้ว

      @@shokoproper vaita Zbc inakidza iye naana Mupfurutsa na Muparutsa vaive vana Micheal Jackson veZim

    • @machuma9192
      @machuma9192 2 ปีที่แล้ว +2

      He is now old guys remember kuti munhu achikura panema changes akawanda anoyitika

  • @tediouskurwaisimba
    @tediouskurwaisimba ปีที่แล้ว +1

    Thanks so much for bringing him here. I like the hit song Masodzi so much

  • @RobertSigauke-v6g
    @RobertSigauke-v6g ปีที่แล้ว +2

    Noel Zembe is a legend, he has a hand in transforming Zim music into the modern day, even his videos at that time were showing other musicians the way how to enter into the modern era.

  • @lilfordnhandara5995
    @lilfordnhandara5995 ปีที่แล้ว

    I loved his songs....and one day I was surprised to see him at my office, he was selling his songs (CDs). I wanted to buy Baba Toko because it's one of my fav songs, I asked him if he could sell me a disc with Baba Toko, unfortunately he did have the song citing problems with record labels (GRAMMA) if I am not mistaken. 😏😏😏 Anayo song iyoyo ngaandipewo please.

  • @shiyelia
    @shiyelia 3 ปีที่แล้ว +6

    Song inondikomborera zvangu iyi, Ndaiwana hama 🎶. Hello Drewmas Team

  • @kelvinmuromowenyoka
    @kelvinmuromowenyoka 3 ปีที่แล้ว +6

    Nziyo dzinondifungidza kure idzi , Noel Zembe to the world

  • @barbrachibanda9176
    @barbrachibanda9176 3 ปีที่แล้ว +15

    Zimbabwe inochembedza shuwa

    • @ngonidzashemaphosa1766
      @ngonidzashemaphosa1766 3 ปีที่แล้ว +1

      Why ???

    • @mustaf332
      @mustaf332 3 ปีที่แล้ว

      Taura hako

    • @hildasengweni7858
      @hildasengweni7858 3 ปีที่แล้ว +2

      Akurawo taimuona tichiri kuchikoro chaiko muimbi uyu

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 3 ปีที่แล้ว

      @@hildasengweni7858 Taurai henyu imi

    • @nobertsibanda7717
      @nobertsibanda7717 3 ปีที่แล้ว

      Uuuuuummm kugara muZim kunototyisa....Noel Zembe shuwa kusvika pakadai...ma former top celeb edu shuwa...uumm maZim leaders inzwaio tsitsi...how do u feel muchiona vana venyu vachitambura kusvika pakadai due to economical hardships...im just happy zvangu kuti Noel is still having his super voice in that condition..he is still young to sing again if given some atha chances

  • @abramtsundzuka853
    @abramtsundzuka853 3 ปีที่แล้ว +7

    musami fire vdo it was the best kkkkkkkkk lowa gogo ngu cleaver..........we love u guy

  • @cosmasmukono1417
    @cosmasmukono1417 2 ปีที่แล้ว +1

    Living legend, you made our childhood Sir, 20+years can't get enough of your songs. All the very best in your projects MrZembe

  • @FBI-pc1nb
    @FBI-pc1nb 3 ปีที่แล้ว +5

    Nhai vanhu Tasso mupenyu hre kana aripo mkoma Andrew chimbomutsvagai plz

    • @tineitagwada5743
      @tineitagwada5743 3 ปีที่แล้ว +1

      Taso aripo imonya ndogara ndichisangana naye pacoppacabbana

  • @talentbox3454
    @talentbox3454 3 ปีที่แล้ว +1

    Iiii saka akura munhu Uyu ndaifarira song yke ndrimudiki yekut mwari achapukuta masodzi nekekut ndri ndega,wow aigona

  • @NobuhleSinyonde
    @NobuhleSinyonde ปีที่แล้ว

    That's my uncle ❤.love your songs sekuru
    God bless your efforts😊

  • @BabylonMasara
    @BabylonMasara ปีที่แล้ว

    Woooooooow the guy still have the wonderful voice. 🎉🎉🎉More life

  • @zorodzaimakausi7738
    @zorodzaimakausi7738 3 ปีที่แล้ว +1

    Thank you drewmas media for showing us Noel Zembe's face... and the voice is still lovely. Long live Mr Zembe. God bless you.

  • @mujeyivic4032
    @mujeyivic4032 3 ปีที่แล้ว +4

    Kutaurisa Kani.....ko kutaura henyu nyaya off camera...moyemerana tisingaoni....zva noel zembe tsve

  • @linetdziva1927
    @linetdziva1927 6 หลายเดือนก่อน

    Ndaiwana hama and ndijesu among my all time favorite

  • @queen7008
    @queen7008 3 ปีที่แล้ว +1

    No.1 yangu iri pamusana apa kkk.ndichirikungovafunga nanhasi vanhu vaya vese

  • @pinkydelight1229
    @pinkydelight1229 3 ปีที่แล้ว +1

    Musami fire ndiyo yaipisa this year
    Hayi chihera l love your smile ❤❤❤😍😍😘

  • @omahnyamhamba9152
    @omahnyamhamba9152 3 ปีที่แล้ว +2

    Wow i remember all songs. Ndimi vanhu vakatikudza imi

  • @nunurainyikadzino518
    @nunurainyikadzino518 3 ปีที่แล้ว +1

    Myo wangu wszvipira kuti jesu

  • @natashafariraingadze3898
    @natashafariraingadze3898 3 ปีที่แล้ว +5

    Notifications gang gather here!!!
    I absolutely enjoy your music Mkoma Noel even up until now❤

  • @Widzo3.3
    @Widzo3.3 3 ปีที่แล้ว +3

    Made my childhood awesome. Long live Sir. So much love

  • @KudzaiMatthewMaregere
    @KudzaiMatthewMaregere ปีที่แล้ว

    Witch is Good Noel Zembe The Best Singer Of All Time

  • @tazikumbutsani7307
    @tazikumbutsani7307 3 ปีที่แล้ว +1

    Thanxs Drewmas Noel zembe aiimba wedee zvakazodii zii yacho

  • @marymugweni2323
    @marymugweni2323 3 ปีที่แล้ว +4

    Nhasi rave rimwe zuva. Top of the list is MUSAMI. Musami hoyeeee...

  • @miriamwillism8998
    @miriamwillism8998 3 ปีที่แล้ว +3

    Video number 1 Musami

  • @gloriajmash4239
    @gloriajmash4239 3 ปีที่แล้ว +9

    Im happy to see Chihera smiling,,, love you guys

  • @okimberley3822
    @okimberley3822 3 ปีที่แล้ว +4

    Childhood memories, flashbacks,
    Masodzi carried me through my sister's death last year😢

  • @sibongilemupinda1211
    @sibongilemupinda1211 3 ปีที่แล้ว +1

    This guys songs made life bearable at some point. Ishhhh ❤

  • @Dean_matongera
    @Dean_matongera 3 ปีที่แล้ว +7

    Good to see you Mr Zembe. Last saw you a few years back by Zindoga, Waterfalls. God bless you. Cheers.

  • @spindoctorm2910
    @spindoctorm2910 ปีที่แล้ว

    legend, am sure he is receiving his royalties coz we are listening to his songs on spotify

  • @azurecoast1537
    @azurecoast1537 3 ปีที่แล้ว +1

    Mukoma Noel Zembe kuri sei long time brother your music leaves for ever brother ndakakura ndichiterera musambo wenyu chero nanhasi thanks Dreams nekutiratidza legend mukoma Noel Zembe 🎶🎶🎶💯💯💕💕🔥🔥

  • @jamesrambai4188
    @jamesrambai4188 3 ปีที่แล้ว +2

    Chihera and AneShamba you are taking us to another level. You are great.

  • @wellingtonmazivisa6116
    @wellingtonmazivisa6116 2 ปีที่แล้ว

    Eish baba Toko I remember that jiti song but maigona mukuru

  • @evelynechitata2105
    @evelynechitata2105 3 ปีที่แล้ว +2

    Everyday i step in the car ndisati ndarova road ndinoisa song yake Ndangariro i really love the song veduwe
    Asi Noel apera so veduwe Zimbabwe chiii veduwe

  • @moreritebagano6876
    @moreritebagano6876 3 ปีที่แล้ว +6

    Number 1 musami vanoroya havo kkkkkk

  • @trymoremusabaeka9506
    @trymoremusabaeka9506 ปีที่แล้ว

    May the Lord bless you mkoma Noel let him use you again in His field

  • @gmuusha1
    @gmuusha1 3 ปีที่แล้ว +1

    Kikikiki hanzi makatembeyi, murikumbotembeyi chavharisa 2021 chisasi ichi.
    Nhanhasi ndokuvara nekuseka nemabvunziro aaita muchinda uya.

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 3 ปีที่แล้ว

    Chokwadi many more thanks to you Drewmas media especially chihera vanosekerera zvinoita kt ndirambe ndichida kuona Drewmas media

  • @jackyshitto822
    @jackyshitto822 3 ปีที่แล้ว +7

    Thank u drewmas.u still have a good voice bamkuru Noel

    • @brianmakuti6571
      @brianmakuti6571 3 ปีที่แล้ว

      But guys lean to reply our questions in time, especially on whatsapp.... I don't see the reason of putting your contact on screen if don't reply us,

  • @amandahchizema9604
    @amandahchizema9604 2 ปีที่แล้ว

    Wonderful voice Noel... Dai Mwari vakusimudzirai zvakare.

  • @rachealpearson8983
    @rachealpearson8983 3 ปีที่แล้ว +2

    Noel Zembe good to see you still have a good voice

  • @joackimkanengoni9480
    @joackimkanengoni9480 3 ปีที่แล้ว +1

    a legend looking so rugged in a country ruled by one of our own......the choices made by a majority that are foolish see us in the present economic and social situation that is so dire.....it is the few wisest among the populace that must figure it out .who is among the chosen wisest to take us out of this morass....

  • @giganakai
    @giganakai 3 ปีที่แล้ว +1

    Mukoma Andrew nechikwata pliz fambiraiwo nyaya yemwana arikurohwa uye. Mamoyo vanopedza masports

  • @prettychimutengo9538
    @prettychimutengo9538 3 ปีที่แล้ว

    nmbr 1 ndi gogo musami

  • @thomaskwaririma2461
    @thomaskwaririma2461 3 ปีที่แล้ว

    ma artists arikutambudzika chokwadi, dzaa haridzofanzirofa idzi shuwa, kuita churu chakapinda nyoka, mwari pindirai

  • @yemmung7337
    @yemmung7337 3 ปีที่แล้ว +1

    Thank you Chihera and Andrew for bringing smiles to our faces....

  • @gokokogatsi9695
    @gokokogatsi9695 2 ปีที่แล้ว

    Please upload us album Jesu murapi from noel zembe

  • @DaudeBernardoNamuanga7
    @DaudeBernardoNamuanga7 3 ปีที่แล้ว

    Mpururu waChohera ne smile 😊 ngatisvitseyi 💯 thousand subscribers.
    Haaa usadzime rega itambe advert iyo kkkk 😆 😆

  • @teemac8676
    @teemac8676 3 ปีที่แล้ว +2

    Ndaimufunga last week Noel Zembe I’m happy to see him healthy pane paakambororwa. Thank you DrewMas Media.If these artist where in a good economy vari pakanaka chaizvo

  • @bessiem9602
    @bessiem9602 3 ปีที่แล้ว +2

    Ndiri ndega l like this song

  • @MVHVoices
    @MVHVoices 3 ปีที่แล้ว

    Asi wanyanya kusimba Chihera chii nhai kkkkkk, mkoma Andrew my Uncle fambai nebasa

  • @easterchitimbe4682
    @easterchitimbe4682 2 ปีที่แล้ว

    Good to see you Sir Zembe for some reason i thought you were in the Uks..May the Almighty raise your carrier/Music Industry high again our Legends🙏🙏

  • @judithmagaya3764
    @judithmagaya3764 ปีที่แล้ว

    Long live noel may God bless you we love you😊

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 3 ปีที่แล้ว

    Mr Neshamba muri chibaba-baba,was watching bongozozo rakaitika kwaMambo panhau yemaporofita akafira mudziva kuimwe channel.Vakatadza kumisa violence,imi makakwanisa kumisa noise diplomatically muri 1,this time panga paine vamwe zvakavakunda,Dai Manga muripo paita musiyano

  • @alfredkingstone5581
    @alfredkingstone5581 8 หลายเดือนก่อน

    We need promote our musicians.....Noel looks like haasi rarama upenyu hwemunhu akabudirira as celebrity

  • @edgarmunyongani8220
    @edgarmunyongani8220 3 ปีที่แล้ว +1

    Good day guys..Yah bt paMusami pakandibata shuwa

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 3 ปีที่แล้ว

    Hooo haranga mukadzi... Thnx andrew

  • @brightonkudakwashenyenya4410
    @brightonkudakwashenyenya4410 2 ปีที่แล้ว

    This guy aitikomborera uyu

  • @keresiamudzindiko2455
    @keresiamudzindiko2455 3 ปีที่แล้ว

    Veduwee drumars batsiraiwo baby Nyasha wekumbare uyo arikutambudzika takumbirawo chokwadi

  • @OsleanChiduku
    @OsleanChiduku 3 ปีที่แล้ว +3

    Good to see you mukoma Noel Zembe
    Drewmas Media taking you to another level....

  • @deemutamba3944
    @deemutamba3944 3 ปีที่แล้ว

    Yagogo kwamusami the best coz u followed every step .... zvokuti waitoda kuziva every episode

  • @laxsonpindura7580
    @laxsonpindura7580 3 ปีที่แล้ว +1

    Bring Elias musakwa on the program pliz

  • @melodychitunhu4223
    @melodychitunhu4223 3 ปีที่แล้ว +1

    Hezvooo ko isu taitoitoty aah Noel atove ku uk 🇬🇧

    • @dzabu1983
      @dzabu1983 3 ปีที่แล้ว

      It's Nyaradzo who used to be a backing vocal who's in the UK but I'm sad they're not helping out

  • @artwellchipendo6804
    @artwellchipendo6804 3 ปีที่แล้ว

    Mwari achapukuta misodzi makes me cry

  • @sabhukuchoko263
    @sabhukuchoko263 3 ปีที่แล้ว +1

    100K knocking bigup 💪💪💪 Mkoma Neshamba Oppah Mpofu Ntando and the rest Drewmas media team #Komborerwai 🙏🙏🙏

    • @sabhukumberikwazvo1672
      @sabhukumberikwazvo1672 3 ปีที่แล้ว +1

      Zvanzi ne Haranga ye musha Christmas box Sabhuku Choko mapabata here asi kana mopa chipo chenyu ngachiwandire kuma skirt uko so far gore rapera I have seen just one skirt Ya Chihera

  • @ednashumba8326
    @ednashumba8326 3 ปีที่แล้ว

    Aizve kusaziva advert tichasiya.1mbuya vekumusami,matepa tepa fire.,memorial Leonard Dembo.njuzu rowayi and recent

  • @adamzipala7190
    @adamzipala7190 3 ปีที่แล้ว +1

    Smile ya chihera boe.. nyaya yakatora mukombe yemappositori

  • @makosamapika5114
    @makosamapika5114 3 ปีที่แล้ว

    Thanks very much drewmas media for educating us kuti we should leave ma advert kuti muite mari.we will support you guys

  • @luckmavhuru8973
    @luckmavhuru8973 3 ปีที่แล้ว +4

    Noel Zembe is in a bad state. Can u please find something you can do for him

  • @collinsdanira8653
    @collinsdanira8653 3 ปีที่แล้ว +2

    Hakuna kutya nefu... Mr Zembe... ❤️❤️❤️❤️❤️

  • @cyrilmangwana9713
    @cyrilmangwana9713 3 ปีที่แล้ว +1

    Anogona murume uyu and he is humble

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 3 ปีที่แล้ว

    Chihera u look brandnew nhasi rava rimwe zuva chokwadi

  • @MVHVoices
    @MVHVoices 3 ปีที่แล้ว

    Ichokwadi I SUBSCRIBED NEKUDA KWA Chihera kkkkkkkk

  • @silencecharumbira7890
    @silencecharumbira7890 3 ปีที่แล้ว

    Drewmas team mukudzokera rini Kurushinga cause Mambo vakuda kumamwisa vatadza kutonga nyaya take us to another level

  • @melbachekai2571
    @melbachekai2571 2 ปีที่แล้ว

    Thank you Andrew and Letisiya

  • @desperkutoka7161
    @desperkutoka7161 3 ปีที่แล้ว +2

    Musami iri pa top 5

  • @elizabethtazarurwa7016
    @elizabethtazarurwa7016 3 ปีที่แล้ว +5

    Panoti Drewmas panoti Chihera naNeshamba

    • @brianmakuza2953
      @brianmakuza2953 3 ปีที่แล้ว +1

      I was even saying that in my head then l saw your comment

    • @elizabethtazarurwa7016
      @elizabethtazarurwa7016 3 ปีที่แล้ว

      @@brianmakuza2953 aiwa vanhu 2 ivava vanogona havo jealous down

  • @charlesmandizvidza389
    @charlesmandizvidza389 3 ปีที่แล้ว

    Drewmas media ndikuda present 💝🎁 ye T shirt

  • @wellingtonmazivisa6116
    @wellingtonmazivisa6116 2 ปีที่แล้ว

    Zembe longtime bro eish nice to see u

  • @gladysgumbo8247
    @gladysgumbo8247 3 ปีที่แล้ว

    Nhai team zvema advert tazvihwa
    Ko ku dwnldr kopindisa mari here

  • @ndanamaseko4283
    @ndanamaseko4283 3 ปีที่แล้ว

    Murikushanda chaiko you ate the best

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 3 ปีที่แล้ว

    Those were the days mhan, dei atanga kuimba again vaive ma masalad naana Tendai and he is still around baba Thoko was a hit, Drewmas batsirai Noel voice richiripo

  • @tendaimupfeki1012
    @tendaimupfeki1012 3 ปีที่แล้ว

    I'm happy to see Mr zembe again be blessed

  • @francischimusasa8314
    @francischimusasa8314 3 ปีที่แล้ว

    Noel zembe masongs ako anondibata ndobva ndafunga my late sister

  • @gmuusha1
    @gmuusha1 3 ปีที่แล้ว

    VaneShamba na Chihera tiri ipapo please madii mambotitsvagiraiwo The Runn Family tinzwe kuti hakusisina here, i know vamwe vacho havasisipo but tiunzireiwo in future kumbonzwa nana Peter kuti chii chirikuitika nana Samanyika, awa. Very talented guys they were.
    Thumbs up to Drewmas Media.

  • @hildasengweni7858
    @hildasengweni7858 3 ปีที่แล้ว +1

    Kkkk yagogo vekwa musani ndo number 1

    • @shiyelia
      @shiyelia 3 ปีที่แล้ว

      Yes Eve number 1 😂😂😂

  • @lindamupanguri5793
    @lindamupanguri5793 3 ปีที่แล้ว +1

    Chiseled kuri se naneshamba ndokudai mhani munotivaraidza

  • @wedzerwaimakoreekuraramaok4743
    @wedzerwaimakoreekuraramaok4743 3 ปีที่แล้ว +2

    Veduwe how far mwana wekurohwa uya

  • @beautymukonorwichase5050
    @beautymukonorwichase5050 3 ปีที่แล้ว +1

    Musani haisare apo🔥🔥🔥

  • @primwashy
    @primwashy 2 ปีที่แล้ว

    Noel God bless you.

  • @hailegetachewbombore9830
    @hailegetachewbombore9830 3 ปีที่แล้ว

    I'm happy to see you MeZembe but hey ko kupera kudai kukura here chiii

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 3 ปีที่แล้ว

    Amen 🙏 thank you Drewmas 💕💕💕

  • @portiamahoza1644
    @portiamahoza1644 3 ปีที่แล้ว

    Wow longtime Mr Zembe

  • @melodychitunhu4223
    @melodychitunhu4223 3 ปีที่แล้ว

    I really love your smile chihera

  • @francischimusasa8314
    @francischimusasa8314 3 ปีที่แล้ว +1

    that's the spirit we know Chihera love you guys