This is my home, my heritage yet zviitiko zvacho zvichirwadza moyo. Dai Mwari apa mutongo wake kune munhu akauraya vana ava. MuChabvuta village ndimo mataifunga kuti nekusingaperi tichawe tiri safe asi mmmm zvakaoma.
I miss home this song touches me,Thé thing is thing Kids where were rapped before they where killer 'May theis souls rest in peace 'l say thé condoléances to all members of thé familles'friends abd thé community
How can he protect kubiwa kwehembe than concerned about vana varipi oenda kunodaidza vabereki kuti vana wawachituhwina asi handichavaone hembe dzawo idzi
Who ever did this must not find peace until he confess what he did😭Spirit Comforter comfort the family and friends and the community,RIP little angels 🕊🕊🕊.
@@ruvarashemandengue8135 zvinogona kudero but kuuraya vanhu two masikati, wovasimudza kunokanda muka dam masikati iwawo remember pane vanhu vakatombovaona masikati and the possibility yekuti paayi dzokera navo aigona kusangana nevanhu was high. How did he carry two dead bodies kunokanda mumvura. Something is not adding up but zvinogona kudero vanogona vakauraiwa but remember vana vanga vati kureyi ava vakasvika sei kumba kwemunhu iyeye dei akabata one mumwe aigona kutiza that moment. Aah hameno zvoda ve investigation izvi
Taura hako. I dont know why people always have the theory yekuti kana munhu anyura mumvura dumbu rofanirwa kuva rakazara mvura. Kune inonzi dry drowing a type of submersion injury in which water enters the larynx, but never actually enters the lungs. remember it only takes 20 seconds for a kid to drown and half a cup yemvura chaiyo is enough for a kid to drown. Munhu anopinda Jeri sekuseka apa shuwa.
Baba ava havas serious vangafananidze kariba nechitsime aa kas ndivo vakauraya kan dai vari vana vavo vachinzwa mumwe munhu achitaura kudaro vanonzwa cy ngakucherwe chibhoran chidam chifushirwe
The fact that the kids didn't have water in their stomachs shows they were dead before they were thrown in the dam.Who ever did this despicable act should be arrested,charged with first degree murder and sentenced to life in prison without parole.He is a disgusting demon,he should rot his evil @$$ in prison for the rest of his miserable life. 😭😭😭😭😭😭😭😭 Dear little sisters,please don't rest until you get justice accordingly.I know it sounds selfish but we want you to fight and get justice before you Rest In Peace.May your Souls haunt the useless heartless fool who murdered you.We are with you in prayers darlings.
Dam ngarivharwe zvaro ....vabereki vacho vanenge vachirwadziwa nekuona chidam chach and its really hurts , please vanhu take care of your children nhau dzekuwurayiwa kwevanha dzawandisa sure
Huuu iwe vanhu vanofa muma dam nema duhwino kumamisha uko, ndekupi kwawakambonzwa kuti dam racho rafushirwa? Saka dziva rakafira ma postori ku Mt Darwin rofushirwa futi?
Drewmas I follow your updates closely ini handioni update pano; tinoona kuchikurubhi vamwe vasina zvakakapara apa Matiipa report yekuchipatara here kana hearsay ; Itayi patient nepolice report Munenge maita bias Sekuru vataura point yavo kuti chdhamu chisavharwa zvekumhanya; chekuMarondera kumurungu muri kuvhara dhamu here Ko vana vadii kuudzwawo kuti vasiyane nezvekutuhwina; maticha nevabereki chengetayi vana apa mvura madhaka ega Imi unobata sei vana 3 uri one
He did explain kuti he left the clothes the first time he saw them & then paitaaa chinguvaaa while going round his yard he realised that nobody took the clothes and he said he thought the kids probably ran away nekutya Kurohwa or something… second of all the first video when one of the witnesses or the guys who went back to the river with the police saw fresh blood and he said somebody said oh it was probably one of the kids because topavanga takavaradzikaaa wen we took them out and they were already dead right. If a body has been dead for a few hours the blood completely stops flowing rinogwamba which means if there was fresh blood zvemashuwaaa n it belongs to one of the kids it means this person who killed these kids had just dumped the bodies in the Dam probably he’s the one who fished them out wen people were surrounded. Because the owner of the Dam if he was there the whole time he would have heard something or saw something suspicious from the time those kids were abducted and raped. Carrying 3 kids isn’t a joke… so I think one of the people who helped taking them out of the water is the killer…… because its doesn’t make sense for the owner to kill them & leave traces of blood for people to find. Unless he’s some sickoooo serial killer.
Ko muridzi weDam anogotora hembe kuenda nadzo sei asina kuona vana kuti waripi?Unotakura mbatya sei usinganetseke kuti ko zvandisiri kuona vana vaendepi wasina kupfeka??Police ikaita basa nemazvo tichànzwa zvakavanda.This is so sad.Mvura inobatsira vanhu sei mafira vana?How can you compare izvi ne Kariba is he serious?Aaa its very sad.Moda ku saver dam than vanhu?Ko sei vanhu vaoma moyo kudai?Chii chaizvo?
Isu takambotiza kuchikoro tikano Dida tikatoorerwa ma uniform coz takatiza tikasiya ma uniform takaenda Kumba takashama takazopiwa ma uniform kuchikoro mangwana izvo zvoitika zokutiza mosiya hembe plus Muridzi wedam ranga risiri basa rake rokutswaka vanha Ava iye akanonga yembe akaenda
The fact that he killed them to distroy evidence,he is a local man.DNA from Mugabe should find the person from the whole village,who passed by this dam..That is if he is good at his DNA diagnosis.Parents should watch Thier children whilst they are playing,build them play areas and toys so that it's easy to monitor them.
Baba veKariba avo sounded kusabatikana. Imagine the tsime ravanogara vachiona refreshing sad memories rofananidzwa naKariba where most ppl havatofa vakariona. Uye with the size of Kariba Dam it’s impossible to close it compared to a tsime.
You nailed it zvako, i like his reasoning the dam serves both humans and animals, why not use it for animals ?. Andrew sometimes anoda makuhwa why not ask the family yevana than hearsay yevamwe vese.
Dam ngarisavharwe,its bennefiting the community,it just needs fencing chete kwete kurivhara nekunetsa kurikuita mvura uku.Also vana ngavadzidziswe kusangotiva pese pese mamwe madziva ane njuzu,makarwe, so tongoti pese paita dziva ranyura munhu tovhara dziva racho zvinoita here?
Dreams antifunga kuti ndiye muridzi wedhamu akauraya vana angadai asina kuchengeta hembe devana in his house someone else did it we hope the police test will bring the truth Brewmas we want part 3 of this story and stop concluding and accusing people let's wait for the police resuilts
Mukoma Neshamba ndoziva muri nyanzvi pakubvunza asi apa hamuna kunyatso bvunza zvizere kuti vana ava vakomana here ko muridzi tsime aizotora hembe how ?
This story is still missing most crucial parts,hanzi vana vakabatwa chibharo,saviour says akanzwa me one of the parents ,Andrew did u verify this from the hospital or was ther an official statement.it wild b better to have all facts so that we all have a clear perspective on wht really transpired .hearsay yawandisa panyaya Iyi.Nway Mwari dai anyaradza vakarasikirwa nevana.
Kumusha i want to believe kuti munhu akatora mbatya uyu maybe akatozviitawo in good faith but cant rule out kuti anogona kunge ari involved and also kune vana vakanyururwa kuMarondera vainzi vainge vasina futi mvura mudumbu can someone explain kuti chii chinonyatsoitika pamvura apa kuti vamwe vanofuta and vamwe vanenge vachinzi anga asina mvura mudumbu?
It seems muridzi wechiDam haapo pakuuraiwa kwevana ava ndosaka akatochengeta hembe dzavo akadzibudisa pachena. Unless akadzibudisa kumapurisa ava papuresha. Asi zvinge zviri kuita sekuti he volunteerily told community members that he had the clothes & explained why he had decided to take & keep them. It really doesn't appears like a killer would never do that unless s/he has mental issues
Zvakaoma haa Baba Ava vakauraya vanaava shuwa. Ummmmm coz kana vaisambotuhwina imomo dai vasina kufa but vaimbotuhwina from last episode yatakanzwa. Ummm zvakaoma zvinorwadza
Noni your interpretation skills are top notch, wenza kuhle ntombi. I love the sound track, thank you for the update
You can say that again. She's not a coconut indeed. It's really excellent. It's actually very refreshing... sorry Chihera 😞 😉😉
Yah, she is good…
Good music mfane Plumtree wish you all the Best ikhathali emuntwin
This is my home, my heritage yet zviitiko zvacho zvichirwadza moyo. Dai Mwari apa mutongo wake kune munhu akauraya vana ava. MuChabvuta village ndimo mataifunga kuti nekusingaperi tichawe tiri safe asi mmmm zvakaoma.
My best Chanel
I love the song by the young maskandi musician….I’m into that music….it’s good stuff 👏👏🙏🏾🙏🏾🤙🏾🤙🏾
Please please shandisai intelligent dzenyu APA ukaongororesa nyaya Iyi murume Iyu haana mhosva .uchireva Kuti arepa Vana Ava padam ndokuvakurura hembe ndokuenda nadzo Kumba masikati machena akadaro ASI Ave mentally disturbed Meno pamwe
I love drumas media becoz it takes to another level, Thanx for your updates
Please I like you guys, I just need update on gogo shumba yaounda and those guys manjuzi big funny from Zambia
I miss home this song touches me,Thé thing is thing Kids where were rapped before they where killer 'May theis souls rest in peace 'l say thé condoléances to all members of thé familles'friends abd thé community
Its the song for me🥰.Please share the guys social media handles so that we follow and support our local talent 🔥🔥
Thanks for the update Drewmas media
Drewmas media taking you to another level thank you for the update 💖🙏
The guy who sang and played the guitar 🎸 is talented i tell u
Yes the song was highlight for me that was the real update here👏
Hameno sei moyo Wangu unoramba kut muridzi we dam ndiye aka ita izvi ,I think paka darikawo ne mabhinya akaita izvi .R.I.P vana
Neniwo moyo wangu urikundirambira kuti muridzi ndiye anemhosva akangoitawo mhepo nehembe dzaainge ainadzo
The song reminds me of my motherland, how it made me yearn for the time that has gone. I miss home😭
How can he protect kubiwa kwehembe than concerned about vana varipi oenda kunodaidza vabereki kuti vana wawachituhwina asi handichavaone hembe dzawo idzi
Wow Nonny👌🔥
Beautiful sound track
Mkomana anechipo zvake uyu kuimba nekuridza thank you Drewmas
Watching from Germany
Hi Mr Neshamba ...tirikuda kunzwa kubva kumuridzi we wechidam kuti what's going on????
Who ever did this must not find peace until he confess what he did😭Spirit Comforter comfort the family and friends and the community,RIP little angels 🕊🕊🕊.
To be honest vana avo vakabatwa vakanourairwa mumba vakazotakurwa mirumbi yavo ikanokandwa kumvura chete nokuti aizorepa vamwe vamwe vachikona kutiza here hamheno, maonero anguo
I lkke the singing and gitare
Ndaona munhu asina mhaka aenda kujere apo. Hasi munhu wese anonyura mumvura anoita mvura mudumbu, chinoita munhu afire mumvura malungs anenge akusakwanisa kuisa oxygen not kuti mvura inenge yazara mudumbu. Dei vana vakaita zvekuurawa outside the water vakawanika pamusoro pemvura plus ropa mumhino.Hameno who knows maybe pane chakaitika this story needs proper investigation manje nemapurisa eZanu awo unongororwa kusvika wati ndini ndakazviita
Bt vese vobva vashaya akashaya mvura mudumbu no mhani pane akavauraya chete
@@ruvarashemandengue8135 zvinogona kudero but kuuraya vanhu two masikati, wovasimudza kunokanda muka dam masikati iwawo remember pane vanhu vakatombovaona masikati and the possibility yekuti paayi dzokera navo aigona kusangana nevanhu was high. How did he carry two dead bodies kunokanda mumvura. Something is not adding up but zvinogona kudero vanogona vakauraiwa but remember vana vanga vati kureyi ava vakasvika sei kumba kwemunhu iyeye dei akabata one mumwe aigona kutiza that moment. Aah hameno zvoda ve investigation izvi
Taura hako. I dont know why people always have the theory yekuti kana munhu anyura mumvura dumbu rofanirwa kuva rakazara mvura. Kune inonzi dry drowing a type of submersion injury in which water enters the larynx, but never actually enters the lungs. remember it only takes 20 seconds for a kid to drown and half a cup yemvura chaiyo is enough for a kid to drown. Munhu anopinda Jeri sekuseka apa shuwa.
Shem it's so sad 😭 which means that we are living in the world darkness 💔😭💔
Baba ava havas serious vangafananidze kariba nechitsime aa kas ndivo vakauraya kan dai vari vana vavo vachinzwa mumwe munhu achitaura kudaro vanonzwa cy ngakucherwe chibhoran chidam chifushirwe
The fact that the kids didn't have water in their stomachs shows they were dead before they were thrown in the dam.Who ever did this despicable act should be arrested,charged with first degree murder and sentenced to life in prison without parole.He is a disgusting demon,he should rot his evil @$$ in prison for the rest of his miserable life.
😭😭😭😭😭😭😭😭
Dear little sisters,please don't rest until you get justice accordingly.I know it sounds selfish but we want you to fight and get justice before you Rest In Peace.May your Souls haunt the useless heartless fool who murdered you.We are with you in prayers darlings.
Ko vekumadziva vaye vakabuda fti vasina mvura fti mudumbu wani ; mwarichete ndiye unoziva chokwadi chezvakaitika
It's already a male before the suspect is found pamwe mukadzi akauraya vana Ava
Sekhumbule ekhaya❤❤❤❤
Kumusha kwangu chaiko ndabatikana apa rukau primary & secondary ndopandakadzidza😭😭😭go well little angels
Shaa ndatoona mainini vangu vati vanonzi mai kapikinyu ndabatikana i can't control my tears😭😭😭
It's heartbreaking 💔
Dam ngarivharwe zvaro ....vabereki vacho vanenge vachirwadziwa nekuona chidam chach and its really hurts , please vanhu take care of your children nhau dzekuwurayiwa kwevanha dzawandisa sure
Drewmas I suspect loves young women, nothing against the old coolstepper but you can imagine what happens behind the other level.
watching from Botswana
Uyayitshaya nkabi yami ibambe njalo lami nginje ngisemazweni but sengikhumbulekhaya
dam ngarivharwe. kariba nekatsime ako zvinoezwanisirweri. ko vamwe vemuranhaunda vakasada kuti rivharwe vanonzwa sei kuchera mvura ipapo. vharai dam kushirai nematombo, potoiswa sign inoratidza pane vakafirapano pasarimwe ngapadyarwee miti isiri muchero. RIP girls ropa renyu ngarimhangere. akaazviita ngaazvidure ega shaya zororo.
Huuu iwe vanhu vanofa muma dam nema duhwino kumamisha uko, ndekupi kwawakambonzwa kuti dam racho rafushirwa? Saka dziva rakafira ma postori ku Mt Darwin rofushirwa futi?
Mmm asi vana navowo shuwa kunotuwinha mumvura yakasviba kudai😔.mhondi iyo I pray kut ngaibatwe
Ndine hurombo chose hama dzangu ndiri kurwadziwa.ndiko kumusha kwangu ,ndipo chaipo pandakadzidza .vese vari kutaura ihama dzangu
Nematambudziko
Watching from Angola
Imi mudhara matanga mafunga zvamunotaura here munotaura zvana Kariba. Mungafananidza Kariba nechitsime here itai semunhu mukuru.
Mmm very touching indeed. Chi dam ngachivharwe icho. Vana 3 zuva one here? Zvogwadza.
Drewmas I follow your updates closely ini handioni update pano; tinoona kuchikurubhi vamwe vasina zvakakapara apa
Matiipa report yekuchipatara here kana hearsay ; Itayi patient nepolice report
Munenge maita bias Sekuru vataura point yavo kuti chdhamu chisavharwa zvekumhanya; chekuMarondera kumurungu muri kuvhara dhamu here
Ko vana vadii kuudzwawo kuti vasiyane nezvekutuhwina; maticha nevabereki chengetayi vana apa mvura madhaka ega
Imi unobata sei vana 3 uri one
Makadii Mhuli Ye Zimbabwe in chihera's voice
Baba Kapikinyu kwanai dai vari vana wenyu maitaura izvozvo hr ,dam ngarifushirwe iro full stop
He did explain kuti he left the clothes the first time he saw them & then paitaaa chinguvaaa while going round his yard he realised that nobody took the clothes and he said he thought the kids probably ran away nekutya Kurohwa or something… second of all the first video when one of the witnesses or the guys who went back to the river with the police saw fresh blood and he said somebody said oh it was probably one of the kids because topavanga takavaradzikaaa wen we took them out and they were already dead right. If a body has been dead for a few hours the blood completely stops flowing rinogwamba which means if there was fresh blood zvemashuwaaa n it belongs to one of the kids it means this person who killed these kids had just dumped the bodies in the Dam probably he’s the one who fished them out wen people were surrounded. Because the owner of the Dam if he was there the whole time he would have heard something or saw something suspicious from the time those kids were abducted and raped. Carrying 3 kids isn’t a joke… so I think one of the people who helped taking them out of the water is the killer…… because its doesn’t make sense for the owner to kill them & leave traces of blood for people to find. Unless he’s some sickoooo serial killer.
Iweka
@@mbizi4573 just say wat u wanna say sha
Ko muridzi weDam anogotora hembe kuenda nadzo sei asina kuona vana kuti waripi?Unotakura mbatya sei usinganetseke kuti ko zvandisiri kuona vana vaendepi wasina kupfeka??Police ikaita basa nemazvo tichànzwa zvakavanda.This is so sad.Mvura inobatsira vanhu sei mafira vana?How can you compare izvi ne Kariba is he serious?Aaa its very sad.Moda ku saver dam than vanhu?Ko sei vanhu vaoma moyo kudai?Chii chaizvo?
@Nyasha Hungwe nhai hako iwe
Akataura Wani Kuti ayifunga kuti maybe vakamuona vakatiza
I think ndiye aka raper nekuuraya.
@@charitysibanda7525 iye why akaenda nehembe dzavo kumba kwake instead of kumba kwe vabereki vevana
Isu takambotiza kuchikoro tikano Dida tikatoorerwa ma uniform coz takatiza tikasiya ma uniform takaenda Kumba takashama takazopiwa ma uniform kuchikoro mangwana izvo zvoitika zokutiza mosiya hembe plus Muridzi wedam ranga risiri basa rake rokutswaka vanha Ava iye akanonga yembe akaenda
The fact that he killed them to distroy evidence,he is a local man.DNA from Mugabe should find the person from the whole village,who passed by this dam..That is if he is good at his DNA diagnosis.Parents should watch Thier children whilst they are playing,build them play areas and toys so that it's easy to monitor them.
Taura hako kwete kungogona kty baba hapana chenyu
Drewmas thank you.its so sad
Nyaya dzevana dzanetsa idzi,Mwari honai henyu
PLIZ DREWMAS WHERE CAN I FIND THIS NDEBELE SONG????
Chidhamu hachina kuipa chakshata mwana wako akarepa vana akauraya akakanda muDam
My question is, if vana vakaita zvekuuraiwa vakakandwa mudam , why rakuda kufutsirwa dam racho as if ndorakonzera rufu ?
I miss my home too eNkayi
Udubo lolu yilo olusihlalisa emazweni .
Baba veKariba avo sounded kusabatikana. Imagine the tsime ravanogara vachiona refreshing sad memories rofananidzwa naKariba where most ppl havatofa vakariona. Uye with the size of Kariba Dam it’s impossible to close it compared to a tsime.
You nailed it zvako, i like his reasoning the dam serves both humans and animals, why not use it for animals ?. Andrew sometimes anoda makuhwa why not ask the family yevana than hearsay yevamwe vese.
Ndivo baba vemuridzi wedhamu.
Dam ngarisavharwe,its bennefiting the community,it just needs fencing chete kwete kurivhara nekunetsa kurikuita mvura uku.Also vana ngavadzidziswe kusangotiva pese pese mamwe madziva ane njuzu,makarwe, so tongoti pese paita dziva ranyura munhu tovhara dziva racho zvinoita here?
Exactly haana nyaya mudhara uyu akadhakwa
Ndahwadziwa fani ndodiwi rekwedu iroro mmmmmm mujayayu akasikinya tukono fani
Zvakaoma mhanduwe
This world is evil. The devil is targeting children. Pray for your kids, annoint them each day and cover them eith the blood of Jesus
And also teach them not to swim in these places please, it's very dangerous! When you're drowning, not even a prayer or Jesus will save you
Taking us to another level
Muridzi wedhamu haaifanira kutora hembe dzevana O'Gara nadzo kumba kwake chinyararire hana yakeyaitii
Drewmas media,Chihera vasipo,Zvasiyana.Makadini team Drewmas?
Dreamas Mainini vakarorwa here avo 🤣🤣😂asking for a friend hangu
Heart breaking😭😭bt why kubata vana chibharo sure
Idam pho livalelwani izakhamuzi zizakha kuphi amanzi musafuchira dam you will need it after some few months
I think akatora hembe aida kupfidzisa vana. Vana ndokuzoramba vari mumvura kusvika vanyura. Ane nyaya munhu uyu
Vanawo veduwee taririsai masvibiro akaita mvura yacho yavaiswimmer mwari vachengetei vadiki ava tega hatigoni
Sure zvenyu ,Isu vabereki sure tinoitavo tichivhunditsra Vana nenyaya yekunoswimmer tichivaudza njodzi dzacho .Vana vaigara vachingonoswimmwer vodzoka vokumbira ruregerero asi mangwan vodzokera. Ndotoshaya kuti akavarepa sei vari 3
Miss Chihera isu
We say no to serial killers. Life in jail for mhondi iyo.
basa mberi mukomaneshamba 🙏
So sad. May their souls RIP😭
Levels
Dreams antifunga kuti ndiye muridzi wedhamu akauraya vana angadai asina kuchengeta hembe devana in his house someone else did it we hope the police test will bring the truth Brewmas we want part 3 of this story and stop concluding and accusing people let's wait for the police resuilts
Ini pasina chihera ndino skip ndichitsvaga chihera wangu
Mukoma Neshamba ndoziva muri nyanzvi pakubvunza asi apa hamuna kunyatso bvunza zvizere kuti vana ava vakomana here ko muridzi tsime aizotora hembe how ?
vana vasikana hama
Drewmas media taking you to another level that's true
Hamuna chamataura nhasi asi chii tirikuda kunzwa kuti vana vakadii kwete kufungidzira
Apa dam harina mhoswa chiripo tsvagai munhu akarepa vana akauraya kuvharwa kwedam hakupedze mhoswa marwizi Ari kukandwa vanhu haavharwe chiripo tsvagai munhu akarepa vana akauraya Ivo vekutora hembe dzevana ivava shandai naye anechokuita Aida kunodzigadzira kuty asabatwa varidzi vevana fambai zvibude pachena
Ko hembe aidzitorereiko iye nhaimi pane nyaya apa
Dam man uuuuuuuum
Ndikandeiwo muapp group va Neshamba
Yuwiii inga zvakawoma
Ngarivharwe
No dam harisiro rakauraya vanhu munhu akaviga mudam ndiye akashata kwet dam
This story is still missing most crucial parts,hanzi vana vakabatwa chibharo,saviour says akanzwa me one of the parents ,Andrew did u verify this from the hospital or was ther an official statement.it wild b better to have all facts so that we all have a clear perspective on wht really transpired .hearsay yawandisa panyaya Iyi.Nway Mwari dai anyaradza vakarasikirwa nevana.
Kumusha i want to believe kuti munhu akatora mbatya uyu maybe akatozviitawo in good faith but cant rule out kuti anogona kunge ari involved and also kune vana vakanyururwa kuMarondera vainzi vainge vasina futi mvura mudumbu can someone explain kuti chii chinonyatsoitika pamvura apa kuti vamwe vanofuta and vamwe vanenge vachinzi anga asina mvura mudumbu?
Point. Atizivi hedu chaizvo zvakaitika asi nyaya iyi inoda kunyatsoteererwa , 1 man grab 3 children . Uye achitori nezvivindi zvekuratidza mubereki nhumbi dzevana vaauraya. Ahhh tinotoda imwe update ine umbowo hwakakwana apa.
This is very sad
Kufushira hakuiteba mvura inobatsira vanhu
Dam ngarisavharwe ngavaise fence chete bcz rinobatsira ruzhinji but munhu aka raper Vana uyo I suspect the owner of that dam
Baba ini dai ari mwana wenyu afirapo maida kuramba muchiona chidziva ichocho mukwane
Ndarwadziwao nekutaura kwavo ,aaah Havana moyo wekubereke ,nxaaa, zvinonzi usa judger munhu bt sometimes unogona kuzofungira munhu pfungwa dzisidzo kt asi ndimumwe ane chekuita kwetsaona yevana avo hr ,nekuti uuum kutaura kwavo Havana moyo wekubereka aaah munhu werudziiko kutaura tsuro nagudo,Kariba dam kudii kwaro.???
@@joymafukidze6297 imagine the pain ine the families who lost vana vavo rimwe zvinhu roti toda mvura yekunwa ipapo harina kukwana zibaba iri
@@mildredjoni208 zvakaoma Hama yangu Havana moyo wekubereka avo ,shuwa mitumbi 3 ,vari kuzvitora se joke,pafunge kana dzikave mombe dzanzi dzawira mugomba vanhu vanotonzi pfutsirai gomba or tsime
Hello druwmas midia
Saka ma results arutii hatisikuanzwa apa
Vana vakaurawa avo! Shame!! Vana vatatu (3) vaizofira muchiDam chavanogara vachitiwa sei panguva imwe chete??
chinonzi tsaona chiii ko munhu akafa wani nemota yaanotyaira mazuva ose, tadii tambomira kupomera munhu mhaka
@@theboyfrommudzi Hapana apomegwa mhaka zvapo. Kwangonzi vana vakavurawa - especially kana tohwa kuti pakaita repi futi.
@@theboyfrommudzi tikangogutsirira tichiti tsavona-tsavona mapurisa emuzimbabwe haiti basa zvachose. Vana vanongovigwa pasina kana investigation.
@@theboyfrommudzi But apa hapana tsaona yakaitika vana vakauraiwa zvavo
Shamwari even an adult swimmer ane experience unofira mumvura sekuseka. Dam or rwizi can be the most dangerous place to have fun in
uuuu mvura yacho nhope zvayo
Hapana chinhu chinorwadza veduwe sekufirwa nemwana nenzira iyoyo unenge wakutiwo wayarutsa haya
Taura hako
Injuzi ingathatha umuntu akukhalwa kodwa la ayi (thakauwa kuchema tikathangawo kuchema tawa kuchema)
It seems muridzi wechiDam haapo pakuuraiwa kwevana ava ndosaka akatochengeta hembe dzavo akadzibudisa pachena. Unless akadzibudisa kumapurisa ava papuresha. Asi zvinge zviri kuita sekuti he volunteerily told community members that he had the clothes & explained why he had decided to take & keep them. It really doesn't appears like a killer would never do that unless s/he has mental issues
Pakaitika nyaya yaTapiwa wekwamurehwa hembe hadzina kuwanikwa mumba meakamuuraya here ? Shut up. Asi ndisekuru vako?
ndinotenderana nemaonero enyu mukoma
I agree with you
@@roselynmupfurutsa6753 yaah haangachengete hembe nekuudza vanhu kuti ndini ndatora herw
Point iyoyo
Nono my sister
Kuzvipedza ngarifushirwe
Hapana munhu akauraya wana dam rakadzika kana rakazara nemvura.wana wakatadza kusambira
Mweya mutsvene pindirai munyika ye Zimbabwe
Mhamha mai panashe mai kapikinyu
Zvakangooma hazvo
It's very sad,but Drewmas tinokutembai,kusvika bhinya ravharirwa mujeri
Vana vakauraiwa coz havangafi mavagara vachipinda uye akatora hembe uyoo moyo wangu urikurqmba
Nyika yashatisa amana. Chiiko nekuwuraya vana kani.
Zvakaoma haa Baba Ava vakauraya vanaava shuwa. Ummmmm coz kana vaisambotuhwina imomo dai vasina kufa but vaimbotuhwina from last episode yatakanzwa. Ummm zvakaoma zvinorwadza
Aripi Chihelele nhi Adrew