ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Akomana Zimbabwe huroyi muchahurega gore rino munoTasvurwa mukazvirega
Apa kumeso kuri gwaaaaa hakuna kana nyadzi Sekuru mabasa amunobata nekuona ka 🙌🙌🙌🙌🙌
Ayaaaaa tirikurarama nenyasha chaidzo
Tsanangurai tinzwe amaibhooii😅😅😅mkoma Robertka
Zvinorwadza ukaona murume avakuchema kudai haaa zvakaoma chokwadii
But face yamai Bhaureni yajeka ❤❤❤
Thanks Skru Tasvu Ummm makushanda namazvo taonawo ndenge yemuchadenga yehusiku
Amai wangu wagona hazvinyadzise izvoooo maizviita kare amai chasara kunamata zvakanaka manje moenda mberi zvine chaedza,machita basa
😂😂😂😂😂😂😂😂 kumalawi kuti tione kuti inogona kusvika kure 😂😂😂😂
😂😂😂😂 one two testing ka 😂😂😂😂😂😂
Sekuru tibatsireiwo nepadiki patinapo purizi😢
😢😢😢😢😢Varoyi muchafa rinhiiko tatambura
Mwari aka mmm yhaaa sekuru Tasvu motigonera shuwa
Haaaa sekuru mune bsa yooo.Mwari vakuchengetei murambe muchibatsira vanhu
Muma church umu, especially the conventional ones, kana one day pakamboitwawo zvakadai kubva kuma members avo. basa nderekuti muchanotsva kudenga mukaenda kung'anga nxaaa
My favourite Tateguru Tasvu munondigonera. Wedzerwai masimba akawanda tateguru.
Thank you gogo mazvipira kusunungurwa nasekuru ende hamumanikidzwe motaura mega henyu honai makasika kupora sekuru tasvu mune basa guru
Sibonise u are wanted, 😢😢😢😢wait and see 👀 😅
Soboniso you are wanted
Siboniso ngauye neimwembuya huru isichafambe iye yakanzi ndo mhitsa hombe yacho
Ndine shuviro yekusvikawo pana teteguru tasvu asi kushaiwa kuchanditadzisa kt ndisvikepo 😭😭😭😭😭
Expensive
Yoweee🙌🙌🙌Mwari tibatsirei pasi pano
Kkkkkkkkkk zita reshamwari yacho sekuru taonerera rwendo rwuno rovai basa sekuru Tasvu
Ummmmmm veduweee ka zvakaoma. Mwari tibatsirei. 😢😢😢😢😢😢
Tsananguraika mai bhowero kkkkkk in mukoma Robert's voice 😂😂😂😂
Mkoma Robert anondipedza ne tone take ngasati ahadi kutaura kana achitaura😂😂😂
Soboniso ...sizomu sokolisa kkkkk
Kkkkkkk ko yasvika nguvai zvandangandichajambwa ne program mamuka sey sekuru n crew
Yoweeeee chenesai nyika sekuru Tasvu
Zvakaoma shuwa dai zvaibvira tauya kwasekuru tabatsirwawo hupenyu wakaoma
Aerodynamics dzehusiku
Ummmm pakaipa izvi zvinotyisa izvi Sekuru batai basa
Zvakaoma hazvo kana kumbotya kana nyadzi tinotenda tateguru nebasa guru
Uyazi abantu so 🤔🤔
Chii chinonakidza pakuroya nhayi gogo .zvakawoma shuwa chambered soo
Huroi hunoitisa hurombe mai ava kubva zvasiya huroi hwavo vatotsvukira
Mwari kaaa
Mukubata basa guru Teteguru ndine zvandichakuitirai
Batai vese sekuru please ❤
Hanzi yakwana mubag😅
Chamboko chevaroyi sekuru Tasvu. Nyika inoenzana chete kana muchinge muripo .
Hakana nyadzi kambuya aka
Zvakaoma ma instraction acho kutoita bssy yeku explainer huroyi munonyadzisa
Gore rino muchazvirega taasvu akauya kuzochenesa nyika
Tasvu 1 kkkkkk sekuru muri vahombe
Vakomana kugara pasi kugadzira chinhu chakadai sure
Eeeh nhaimi
Sekuru tasvu murivahombe daii ndine Mariwo mandibatsira
Daidzai umwe vacho sekuru imbosvikai pa30miles apo Mutare mutasvure village
Sogoliso tichamusogolisa😂😂😂
Pindai dande yese sekuru.tanzwa Navo varoi ava
sei twuchembere netwudhara ndovazhinji vanoroya...asi vaneta nenyika😢
Varoyi muchapera chete kana maimboita business raita broke muchati joiner Kwa jesu wechokwadi
Nda surrender hangu.sorry hako hazvanzi ndozvinoita Upenyu.chitotenda Mwari kut vabvuma zvinhu zvavo
Hanzi ndoda kugara ndri empty
😂😂😂😂😂
Cy varoyi muchitya Kufa ko vamunouraya Ava tinotenda teteguru
Nerimwe zuva tosvikako chete
Mwari tibatsirei
Sory hanzvadzi siyana nazvo zvinoitika mukurarara
Amai Bowero mune basa
Sekuru tasvu makanyanya
Hmmmm help us God madzinza atinetsa amana.ndopaunozwa dzinza rekwedu richiti sekuru Tasvu ndeve fake mxxxxxxm.
Unoenda wega wobatsirwa .anemanyoka ndiye anorara kumusuwo .zvako zvotoita
Zvawatsukira mbuya ava
Zimbabwe Haina varoyi dai vanhu vaye vanopaza dzimba dzedu dai varumwa nenyuchi kana kuita mapofu
Dai musina kurwara maizosiya.here.imi.mai imi
Mmmmmm ndakityir mwana uyu hama dza mai bauren dai dzakanzwisisa kuti airapisa mai
Sei varoi it's easy to them kuuraya vanhu but Ivo mutyiro wavo wekufa sakaasingadewo kurarama ndiyani