@@HanaPhirichokwadi.And chief Havana kuitonga zvakanaka nyaya yekuro.He should have advised that woman to report the man to police anytime he beats her.
Mukadzi akaita upombwe ngaarambwe nokuti kana ukaita basa rokuripirwa uchiramba uyinaye acharamba achihura iwe uchingogamuchira pfuma youpombwe saka tinozoona sebhizimisi rinounza zvipfuwo pamusha. Pasi ne nechihure Mashonalands Central.
Nyaya dzemu village hapana chisingabude murume uyo arikushaya concrete evidence but guhwa rakatofamba kare kuti mukadzi arikuchoboresa. Mu village hapana chisingabude. This is village life ngoma irikurohwa but the two are clever not to be cought red handed.
This Mhizha, Nyamurova is a Murderer, this lady should run with her life nevana. This is a Police case, everyone is testifying the beatings and assaults. Please young lady get out of this hell hole 😢🇿🇼
Chief Nyamaropa munofanira kuitisa Chief Seke ma extra lessons ematongerwo anoitwa nyaya pa traditional Court nekuti so far all his cases andaona haana wisdom yamunotonga nayo iyi. Ukanzwa munhu avakuti kwidzai nyaya yangu kwa Chief Charumbira iwe chief seke zvareva kuti watadza and kutadza kunooneka nemunhu wese.
@@mulnykays4386 taura maonero ako ndriproblem kumba kwako here taura maonero ako asi urimwana wabobo usada kundikwidza forongonya yangu vanhu vanofira mujeri nekuda kwevatongi ndakambosvika kumba kwako here ndikava problem
Proof yekuti mai vakahura waiwanep iye muridzi anoti ndaifungidzira ndopandaona kudhomoka kwako , kana wazvipa time kuteerera murume newe same level kkkkk
Chief Nyamaropa is a man of integrity and has great wisdom.
Chief Nyamaropa vanditongera nyaya iyi zvakanaka nehuchenjeri hunobva kuna Mwari.. may the good Lord remember him when he blesses the Saints.🙏🙏
Chief Nyamaropa is a man of great wisdom! May the Lord continue to guide & protect him.
True... Dzakapenga wena
Li😊iiiii😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊
One of the best Chief
Kkkkk hazi oninii unoiziyaa ere 😅😅😅😅😅 Chief wandinakidzaa awa 😅😅😅🙌🙌🙌
KWA CHIEF NYAMAROPA KUNONGO TONGWAA NYAYA DZEKUHURAAAAAA UUUUUUU 🙌🙌KWA HEADMAN CHIGODORA KUNOTONGWAA DZEMINDAAAA KUNYANYAAA,WARUMWE AWAAAA WANOGONA ZVAWO BASA RAWOOO, WELL DONE NDIMI MAMBO SOLOMON MUNOKUMBIRA NJEREEE DZEKUTONGAA WANHU WENYU❤❤🌟🌟🌟🌟🌟🌟🌟🌟🌟🌟
Best Chief
Well done chief
Great wisdom !
Big up chief dzidziso dzamapa vanhu avo dzatondivandudzawo mufunge ..Simba mukaka ..
Uyu akaita jerasi paakaona Bobo achizunza muzvambarara wake akati ishe wangu mudsadaro mukadzi wangu akazviona izvi ndinoita bachelor
😂😂😂😂
Iye anekadora😂😂😂
Imiamai imiyuare black pretty siyayi zve bhinya.ngora man😢😢😢
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk
Well done my King
Yaa great chief indeed kwete zvaanaChigodora kungodzvanya vanhu
Akadii kuratidza muridzi wenukadzi kuti ndanga ndichiita weti apa. Kuzunza it weti yanga yaitirwa pedyo pedyo.
Ana Mambo should be the Governors above the Government.
Kkkkkkkkk camera 📸😂akaibata haanzwe 😂😂😂😂 hana irikurovera kuhuro
Anzi unotuka mhata wakaiwona here😂
😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk imi mukumboonawo here zvikuita mai bhobho face yavo 😂
Hameno kamutarisiro kavari kuita mbuya vavo😂😂😂😂😂 sekuru avo vatokanganisa husahwira hwamai bhobho nambuya vavo
Love you chief nyamaropa
ChiChief ichi ndochida hangu. Chibaba chemaChief paWisdom.
I feel sorry ku mukadzi uyu, Shem pamwe arikutonyeperwa hake variko vanhu vakadai
Mayi Ava ndikuvanzvira tsitsi kana vachiti miriikurwadza nekurohwa Mmmm vachafa Sure ngavasiyanenaye munhu anorova ahana kunaka Mmmmm you dieooooooo
Zvikoni zvikoni Mumba hayibvene gosoro ndezvekudara zvekushingirira unofa iiiiiii
@@HanaPhirichokwadi.And chief Havana kuitonga zvakanaka nyaya yekuro.He should have advised that woman to report the man to police anytime he beats her.
Munondigonera chief Nyamaropa ndadzidza zvakawandisa
Ndirikuona nhau dzenyu ndiriku South Africa
The lady is in pain 😢😢😢
Ah vanhu vekwedu kkkk muzukuru wanguka uyo 😂😂😂
He who alleges should prove.
👏🏻👏🏻👏🏻
Iiiiiiii mai bhobho bhooo hre😂😂😂😂
Chief kumberi dayivarivo havo president tigere dedede shuwa
Ziso remukadzi wa Bob ummmmm rotyisa
ndarionao a very evil eye
Issues to do with domestic violence must be reported to police
😢😢😢murume anofungira anorwadza shame
Ane reason to be jealous coz mkadzi anzi akambobatwa ne chikomba mrume uyu akamboripwa so
Neni anondibhowa but ini ndomugadzirira size akadai uyu kkk
Mudhara Bhobho ndomuziva ari a very well respected figure in Glendale. I strongly believe kuti haanai mhaka apa.
Anogara Glendale futi?
Mukadzi akaita upombwe ngaarambwe nokuti kana ukaita basa rokuripirwa uchiramba uyinaye acharamba achihura iwe uchingogamuchira pfuma youpombwe saka tinozoona sebhizimisi rinounza zvipfuwo pamusha. Pasi ne nechihure Mashonalands Central.
@@tmaktmak1464 Mayaz, he is now living kuMadziva, kuGlendale kwaiva kubasa.
Ko nhy cameraman wato tidii namai avo vari paside vakafinyama kumeso😂😂
Mhuka inonzi munhukadzi chero ukabata hatendi ichokwadi mai awo ihure rabobo
No smoke without fire.
Nyaya dzemu village hapana chisingabude murume uyo arikushaya concrete evidence but guhwa rakatofamba kare kuti mukadzi arikuchoboresa.
Mu village hapana chisingabude.
This is village life ngoma irikurohwa but the two are clever not to be cought red handed.
😂😂
Ukaziva kuti ku village kune guhwa rekuti even ukamira nemunhu anobvunza road zvinonzi chikomba,ukapfeka skirt diki zvinonzi hure uchabatsirika .. ukanyengwa chaiko even waramba inonzi hure ma1
@@beularmukozho7839say it loud
Chief munogona kutonga ,, ndinokutendayi chokwadi
Mai Bob vakashatirwa haipere mushe
Kkkk. Hanzi unotuka mhata wakaiona iwe
😂😂😂😂😂😂 serious yamai avo
Neniwo ndait pane zvakashata zvewari kuda kutaura ini
Srs yamai vetema avo ummm ndaitya
I feel for this woman. This man is narcissistic. Umnmn. Kudheerera kwacho kwakanyanya. This woman needs help.
The chief is wise.
❤❤❤❤❤
5. Avoid indulging in sexual intercourse with many partners❌
Kkkkk science pablack board
Uyu mambo kuseri manje kana mazogara
Nhau iri pachena vadikamwi, 🫘 dziri kudyiwa hadzo. Mukadzi uyu akambobatwa nechikomba be4, mukono wetsambarafuta akaripwa now Bobo anga achirova zvake bt kungoti murume uyu akasikira nyaya asati ave neumbowoo chte. Next time ngaaite patience dzakaraudzira abate umbovo.
Akambohura saka avakufungirwa kapfambi kamikadzi aka
Mambo wangu ndosaka muchiita semunehasha vanhu venyu ane hunhu hwakaoma
Makamboonawo kupi kuti mnhu kana apedza bonde nhengo anozunza. Anoreva nhema murume uyo anoshusha
This Mhizha, Nyamurova is a Murderer, this lady should run with her life nevana.
This is a Police case, everyone is testifying the beatings and assaults.
Please young lady get out of this hell hole 😢🇿🇼
Ko vana vacheche mudare vanotsvakeiko noise inonyanya
Haa vanhu vane vana noise mudare
Mogona chief nyamaropa😅
😂😂😂😂😂😂😂😂 ndati pamwe ndini ndega mai bob can tyisa
Vamwe varume soka 😢
Ngaise rukawo pamukadzi ihure
Hana yamai avooo ka, yarovachokwadiii....!
Chief murikugona
Kahuku keblack kablack austrolop kanetsa😂😂😂
Kanemaramba doro demeti
Kovana vauireiko kumatare?
Mwana wamachin gauta. Mwana wakhule ko chiiii
Vazukuru vangu vanhu avo kkk magwaza mwana watete vangu kkkkk
Zvizhinji siirai Mwari good Mambo
Vana noise yooo
Chief Nyamaropa munofanira kuitisa Chief Seke ma extra lessons ematongerwo anoitwa nyaya pa traditional Court nekuti so far all his cases andaona haana wisdom yamunotonga nayo iyi. Ukanzwa munhu avakuti kwidzai nyaya yangu kwa Chief Charumbira iwe chief seke zvareva kuti watadza and kutadza kunooneka nemunhu wese.
Muzukuru murume haaaaa Mai vanohura ndapedza sei bobo aizunza nengo yake pasina 10mtres pqnemukadzi arikuwacha
Uriproblem iwe haunzwisise dzokorora futi
@@mulnykays4386 taura maonero ako ndriproblem kumba kwako here taura maonero ako asi urimwana wabobo usada kundikwidza forongonya yangu vanhu vanofira mujeri nekuda kwevatongi ndakambosvika kumba kwako here ndikava problem
Mukadzi uyo ataura kuti aive asipo pahembe dzaaiwacha pasina nguva onzwa bobo abatwa huro weti unocheuka kuti hapana aripedo here dhoti yaa ndiro rinoindirwa kurukova
@@jacobzinguvo1030 chero nazvino hauna kunzwa unomhanyirei kuisa comment kkkkk ,kana kufamily kwedu tingachiwa munhu anenge iwe here kkkkk
Proof yekuti mai vakahura waiwanep iye muridzi anoti ndaifungidzira ndopandaona kudhomoka kwako , kana wazvipa time kuteerera murume newe same level kkkkk
Mambo wemadzimambo Mwari vakurangarirei nguva dzese
mukadzi akanaka kudai ariku abuswa
Poor sound maungira akawandisa kuita senge vanhu vari mugomo
Or vari mu Indian Ocean 😂😂😂
Muudzei asiye kurova mwana wevanhu
Vanotambudzwa nemhepo baba avo...kupusiswa padare zvakadaro.
Mhofu chipi chavainavo ndechedzinza rwekwaNyamaropa endai nebasa vasekuru vangu
Machief edu akaramba achigona kutonga zvakanaka kudai tsika dzedu dzinodzoka pachinyakare
Kkkkkkkk tezvara anotukwa akabhaiza unomuidxa kuti pamhata
Nevakwasha vasina hunhu ndovanodaro
Mukadzi uyo pane panzi akambohura vakapinda mudare akatoripirwa murume uyo uuuuu saka kuti akambo hurawo ma1 haiperi
Ummm upombwe huripo APO kungoshaya humboo huzere BT mukadzi akafeva hake
Ehe hanty akambobatwa mu
Chief nyamaropa mongotonga dzesviro chete mudunhu renyu why .....
Munhu wapedza bonde anozunza muchini hre
Mhata dzirikurohwa guys, vakadzi vevanhu varikusvirisa
My gender this tym haici kudzora tsvimbo😂😂😂
kwaipa kunze uku, kuri kusvigwa muntu semuntu bababwe
@@faithtaruwinga9722 kkkkk
😂😂❤❤😂😂
@@ssam1430❤
Ndomadzimbo atinoda . Changamire muri pamberi
Akatombohura zvake anonetsa mukadzi iyeye
Chief sando dzenyu
I don't agree with those who say mambo nyamaropa havagoni kutonga
team chigodora iyoyo
Anochengere murume zvekusvika pakurasa pfungwa,magona mambo
Baba avo vakatoruka nyaya kuda kuripwa chete
Ngasiye tsika yekurova mukadzi
Asi makamboisana ndochokwadi icho
Vanhu ngavasauya ne vana vacheche mhani mudare rakadai
Murume anofungira unenge uripama1
Zvakaoma munhu anga achirasa hake mvura uyo
Bobo wangauchiitei kurukowa kune mukadzi uyo iwe uchifungirwa nababa awa kt uri kuhura nemukadzi wake,bobo unenyaya uri kuhura namai awa
Baba havachada mukadzi ava ngangotaura chokwadi chete pane kuda kupumha mukadzi chipfambi
😂😂😂😂😂
Murume wemukadzi uyo anorwara
Number dzamadzibaba Devil pls
Chief makonewa poor verdict murikutokurudzira gender based violence you have lost my trust sir
Yes, he was not supposed to say mangwana mukarohwa futi endai kumuzukuru,as if to condone the assaults.
Imiii kuda murume ere aa zvakakaoma mufunge
Apa Mambo sando kwamuri makagona kutonga nyaya iyo
Ziso ra mai vane hat avo rinotyisa
Pfungira pfungira siya babawo tora adzimai varira mumba upedze pfungira pfungara chete asi panhezwishota kwawuri
Mai vanoroya vatema ava
Eish sorry zvenyu mai vatema ndange ndatya ne ziso ramange muchitarisa asi Muri munhu akanaka sorry vanhu musandituke iyo yekutongera munhu asati ataura unozvinyarira😮