Mufana uyu, anofanirwa kutorerwa licence yepfuti. Achauraya munhu chete. Anonyepa. Sei Mambo vasina kumubata kuti arikunyepa. Ati paakavhura door mukadzi akabva adhonha. Mukadzi akakuvara kugotsi. Aifanirwa kukuvara muromo kana face not kugotsi. This guy can't be trust with gun. Now he is not working????? He might be committing robberies with that guy. He is going to kill someone soon. Mark my words.
Siyana neMhondi iyi uchiri mupenyu .Murume unowana mumwe u are still young
Amai ava, baba ava, mazita havachaaziya aaaa ende futika
Tiza ne life yako mwanasikana
Whether the guy is right or wrong, I hate the fact that these traditional courts have an obvious bias against men !
Tiza nehupenyu hwako and usiwane nezvekuparikwa muhupenyu hwako weseuchiri mwana mudiki
Asi kushamva ndekwe barika chete.muchazvirega henyu
Kkkkkk ndachida kubvunzawo kut asi area iyoyo ndeye barika chete chete kani
Aiwa Mash central yese, ndokwanga. Barika, kutorerana vakadzi nekuroodza vana vadiki ndo department redu😂 tinozviona everyday
Vana vadiki kuita barika ravasingagone. Zvakaoma hazvo
Mufana uyu, anofanirwa kutorerwa licence yepfuti. Achauraya munhu chete. Anonyepa. Sei Mambo vasina kumubata kuti arikunyepa. Ati paakavhura door mukadzi akabva adhonha. Mukadzi akakuvara kugotsi. Aifanirwa kukuvara muromo kana face not kugotsi. This guy can't be trust with gun. Now he is not working????? He might be committing robberies with that guy. He is going to kill someone soon. Mark my words.
Mukoma Robert Ndikudawo number dzenyu
Dziripo wani pa screen