Ukanzwa madhara achivhiya nyaya unotofunga vakapusa or havana njere.. Especially vanhu vari diaspora main UK they feel and think they reason better and belittle our beloved traditional chiefs.But judgements will always humble you diasporans 😂😂..I love my culture very wise and thoughtful.❤
Haa gurukota rine shirt ye white nhasi was making a lot of sense. Umbowo pafeya hapana hapo. Zvekuti muridzi we bike akati zvakati ndo inonzi hearsay in law, it's not admissible mudare unless aripo achizvitaurira ega
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Madzibaba ava vanonyadzisa chose kutukisa masowe
That man in a white shirt he's a visionary and a great leader, he's got facts.
Agombarashama vanombodhomoka ruff, nhasi vatoitawo zviri Nani
Mazipenzi vedare vasingagoni kuteta nyaya.
Nyaya yapinda mudare tsveeee sikiriri neimwe isina basa
Mdara ane white shirt is wise
Nyaya dzekugadzirirana
Mukadzi haarambirwe. Enda kuma DNA shows a Tinashe Mugabe. They look so innocent but deep down they are very cunning.
Mambo magona kutonga, hapana humbowo hwakakwana, mukomana ane white anogona kuwongorora, because kuwanda musina evidence hazvibatsire
Ukanzwa madhara achivhiya nyaya unotofunga vakapusa or havana njere.. Especially vanhu vari diaspora main UK they feel and think they reason better and belittle our beloved traditional chiefs.But judgements will always humble you diasporans 😂😂..I love my culture very wise and thoughtful.❤
Saka munhu haachapihwe lift here
Chief dotito imboedzai kuita discipline mudare renyu iri
Vanhu vasangoti haaa haaa ngavasaise judgement yekufungira kwavo, kusvika nyaya yabuda yega
Chimurega! chimurega! Ngengerai kure 🎶
Haa gurukota rine shirt ye white nhasi was making a lot of sense. Umbowo pafeya hapana hapo. Zvekuti muridzi we bike akati zvakati ndo inonzi hearsay in law, it's not admissible mudare unless aripo achizvitaurira ega
wanotonga wakawandisa
Tarisai hana yamai ava kuti irikurovera mudenga sei, tshirt yazara mweya
Mai ava iiii she looks guilty and very stubbornly 😂😂😂
White shirt man was biased from the start. He talks loudly and overrides every sensible man.
Madii kufonera muridzi wemudhudhudhu ?plus vakaona ngavataure kuti mukadzi uyu akanga akapfekei nemurume wake anoziva zvakanga zvakapfekwa nemukadzi wake day racho
The white shirt man was biased from the beginning. He is loud and overrides every sensible man. She should be removed from the bench.
White shirt kutenga haugone
Murume akapfeka white shirt Ari pedo na chief...anogona kubata nyaya
Anombodhomoka big time uyo kazhinji anorasisa dare.
Pfambi haifi yakabvuma kt vari kudanana
Uyo ane white shirt uyo hapna zvozikanwa anenge ari kudawo mukadzi imbwa yemunhu nxaaa
Atadzei. Mungayera nyoka negative iyo iripo kuti murume akaudzwa momurambira iye aripo. Kungomuvhunza chete kuti nhai mukadzi akataura here kuti akambopfimbwa natezvara
White shirt anondibhowa zvangu pachokwadi
Haaa chikiti chirikurohwa apo hupowo ndiwo usipo hawo
Dare rakadhakwa iri, iwe shamwari kana dziri nhema kuti mukadzi wako akakuudza kuti akapfimbwa natezvara murambe straight ipfambi iyo even face yake irikutaridza guilty conscience. Mambo avo vanogara vakarasika , vanoda kudya too much. Hapana imba apa mfana ramba hureeee iro
Vanga vakaita target yekuti nhasi towana mombe. Manje zvaramba matsotsi ashaya. Vanogowana ka 60 dollars ikako madofo evanhu.
Why didn't you call the owner of the bike vanohura wese
Ticket rebus riripi
Murume we white next to the chief was defending the accused
Torai phone yamai avo endai nayo ku econet tarisai kuti vari tow havana kutaudzana here vaimbotaura nezvei ndoo pamuchaona chokwadi 😅
Chinyaya chekugadzirirana ichi. Mungaite basa rekuti mukadzi wese wamasangana naye mobva mafonera murume wake kuti zvidii? Mazidofo aya.
That guy with a white nxt to King talks too much and he personalise matters
Anobhowa anoda kutaura ega.
Ko tezvara kuchengeta muroora hanziyi ndine mubvunzo naTazvara?
In future, mind ur own business and siyai munhu azvibatire ega.