Trending Stories || Madam Boss, Mai Titi, Prophet Mellontic, Shadaya vs Tytie Family,
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 7 พ.ค. 2024
- Trending Stories Madam Boss and MisRed attended the Bridgerton Netflix event in South Africa, Mai Titi goes after netizens who steal her content, Prophet Mellontic, Shadaya vs Tytie Family,
- บันเทิง
You are right olah tyt na Kiki vadarika level rekupenga
Ehe taura zvako zvakunyanya kkkkkk ko mupata takapotsa taoneswa futi zvemukati 😂😂😂😂
But kana kupenga kuchibhadhara ma bills nekutenga mota ndokudawo kupenga kwakadaro 😂😂😂
Dj Ollah mukuchema chiwenga kuti ataura zva wicknell bt imi Tytie mamuchingomutaura wani and vamwe vese kkk makudawo aqua kaaa
Tytie anofanira kuziva kuti being a public figure is nt for the fainted heart 😂 ...kana uri public figure wotokwinya
You can say that again.kwete zvake zvekuita live achichema
Olla yu are best tyt nakiki zvatova zvigunduru chaizvo
I love that lady she is very respectful from a good famly
Since I followed you here on TH-cam and Facebook apa wataura chokwadi chinesimba 40:01 *"never to take a prophesy for granted"* this is so profound thanks mukoma
Ollah akupedzerwa hasha naTytie lol😅
Wagona zvako Ollar Tyt na Kiki vavakuzvinyanya Kiki akabuda achiratidza vanhu mukosho achikoira that's stupidity mhani ngatukwane twana utwu
Vanozvinyanya
On Chiwenga haa he was right people are going to regret people are being fooled because of cars 🙄
And when he said they sold their soul to the devil, anga asingareve kuti haupinde denga No. Aireva devil weZanu PF. Elections are coming, ndoo paachaona kuti ZANU is the devil and they sold their souls
@tonderaichinyere9383 sold their souls how problem vanhu vaka catcher ma feelings vanongotaura zvima zvacho zvisina kana msoro kupihwa kusapihwa vagara vanongoshandiswa ne zanu
Noone is being fooled baba pagara even pasina kupihwa mota dzacho there is no alternative nothing is going to change its a one party state kusvika tave ne serious opposition siyai vanhu vakadaro
😂Ollah Tytie arikuchema ukoo
😂😂😂😂😂 kana ririrombe irombe
Ahhhhhh Tytie wanga wanyanya shuwa,Ollah chenjera warikukuwinga mother Chiwenga kumarecovery kkkkkk
Ollah unenge unodawo Kikie tirikukuona hedu😂😂 mai Ollah maapa risk
Big up to Frets 😂😂😂😂
Thank you DJ ollah mabata pakadzika vanhu vaya they are going too far ngavacheme zvavo misodzi yeropa we don't compliment those silly things zvavanotiitira pano
Nice combination 👌 you 2 are good together
Haaa Ollah wazonyanyira Tyte remember you have huge following and you have influence.
Pamwe pacho anobaiza 😢
Haaa pakuzokumurira world akabaizq hazvisekese hazvinyinurise olla atogona
pple missed the point here, olla's comments are not really bad, his crime is to expose, thru his podcast, the serious, catastrophic blow frm shadaya, revisit it you will apreciate this angle.
so no stress olla, am not a fun these podcast or these artist, but am just calling a spade a spade
Kkkkkkkkk part yaFretss ma1
You are ryt Ollah aaah mybe vachabatsirikawo
I see the disgust in ollahs face 😂😂😂😂😂
Vakadii kungomusheedzawo Ola wacho kuma gown haaaa, the awards part wa deepisa Ola.
U guys are a vibe kkkkkk😂
Ndaisa like pna 263 apo
Yayha you're the best.
Ndauya kuzotsvaga chachemedza Tytie ndachishaya😩
This combination of ollah na yaya kaa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Yayah wakunyepa inga vakati hapana chabiwa manga musina chinhu.and mai Titi vakataura wani Ngoni akadzoswa kuGermany wani havana kuvanza zita
Haaaa guys kuimba uku kaaa😅😅😅😅
😂😂😂😂
Nhy imi maheadphones anenge achiita basa renyu
That confirms to them if the sound quality is good.
Vakazvinyanya kkkkkkkk kuita kuzvinyadzisira kudaro...😂😂😂😂
I thank this beautiful woman
Mukungoti ollah ari wrong but umm tytie aakunyanya & nyaya yekutukirira vanhu varombo yavarikuita iyoyo haaa vaakuonererwa ne bmw here
Ùummm ruvengo mazimba ngatisiye ndiaani akatukwa musadaro imi
Hanzi matora muri muchemba 😂😂😂😂
yeah winky d arikufanira kumbotsika ikoko
Chokwadi mapurisa ngaapiwe respect, but mapurisa ngaapewo respect vanhu ,
I know that guy ndewe mughetto redu kwachidarikire ukoooo
ollah wakazvimbirwa naTytie naKiki
waona live yake uchaputitswa nevemaromo vaye😂😂😂😂
Ndikuda kunzwa collaboyako yhAyha naollah7..kasample kamarova ma1
Ma filter akaoma kkkk keara is not giving keara we know 😂
Zve sure vapfanha vapfurikidza
Ollah u a right 💯
Huya ku Man City Ollah kkkkkkkkll
Ollah pamhata pako why uchiita against vana
Ollah 7 can you invite King Gaffa Winky Di Bigman
I don't think he can make it
Hauzofe waka wana Winky pano never ever 👐
No ways
Winky haawanzode kuitwa ma interview nevanhu vane d/t
Uyu akauya ndiramba chikoro izvozvi
Mhere ya Tyti ndiyo yandiwiisa pano😢
Ola godo ririkutokunetsa. Watova mbuya vepakona
Madzibaba ollah 7 makuchemedza tytie please endayi kuseri monoyanana
Koiwe murume unenge uchindikwanira here haaa inenge iri rough
Ngazvingobatanidzwa zvi shuwarensi zvacho pakutenga inusrance vondosheyana mberi ikoko, zvekuti radio payo, this wat wat payo, makutotipa stress
I think olla needs to invite shadaya again to discuss this issue of tytie and kiki live on broadcast
Siyana nachiwenga wakubaiza watondibowa
Ingori I was actually talking to my husband, n the hubby will be like my beautiful wife here 😂😂😂😂😂😂😂😂 haaaaa zvakaoma shuwa 😂😂😂
Nhaiwe Ollar ko Chelse yakakutadzirei nhaiwe
I luv u kalonga family
Saka Titie arikuchemeyiko kkk Ollar hapana chakashata chaakataura apa
Tytie akuchema ku insta uko😂
Program yasvika kuDubai ..watching live
Kana ne Italy yasvikawo😂
ZvaJess waregerei kubvunza
Umwe akudyiswa ma chips umwe aku offloader 😂
Nhai chii ichocho....
ollah mukuda kunoona victor
Even iwe ollar vakadii kuenda ku inbox kwa tyt wy vataura pavanhu kuda mota hre
Ivo vana tytie vanozviitawo pajekerere wani
Kodiiko ku inbox kwemunhu...hant ma public figures here ...zvese pachaunga ....
Unomama iwe iye akazviitira kuinbox here
Pa drivers license app shuwa
Ollah ollah kaa
Haa Chiwenga content yedenga chaiyo haana
Hapana need yekuti wave ne content ye denga nekuti zvedenga haisi content
Mfnaa wenyu uyu ndochii ichocho we are Zimbabweans and have values ngaanofa kna zvaramba
Wow for someone who worship Damureta, Pio, Ginatsio nana Yakope , waita mudiki ola. Siyana naApostle
Olla uri mhata iwewe siyana naTytie
Ndaimufarira ola but anopenga leave vana vakadaro karombe kemunhu
@@anywaysaungweme2978vana ndevapi vanhu vakutoitana mkadzi nemurume
Ollah anoda Kikie coz ari kuzama by all means kt varambane chaiko
Haaa iwee anokadii katofo akadaro ka2k katove musecond marriage Pana ollah oita kechi3
Ollah maka chemedza Tytie😂😂😂😂
Ola uri muroyi muhombe ukurwadziwa ndi tyte na kiki I seee hanzi munhu anoita zvinofadza moyo wake wan kooo akararama zvamunoda inenge ichiri life yake hr
Kkk hanzi missionary mode kabhamba datya for sale
Mkoma olla tsiurai munhu akurasika kuti unzi munhu hunhu
Mukudei pana kiki na tyte nhai imi munovatukirei mukuda vaite cy mukuda varsmbane hr or vatambure mamwe
vari kurwadziwa nevana nema achievements avari kuita it's so sad kuona munhu achingotevera vana vasina chavamutadzira,nhamo muroyi pafeya ndiyo inokonzeresa all this
Asi pane wamwe wandaona pa tiktok wachita zvakaita tyt warikudi kuwataura 😂😂😂
Ndivo Vega here vataurwa apa inga pataurwa mamwe mazita saka pavavavarirwa ndepapi chaipo
Varungu here
Unfortunately 1 down on my side, zvema referee mu life ye amwe ngatirege, iwe une amo ma flaws akatangwa uchati eke.
that guy aimba akopa Selma mtukudzi
What about Allen skirts
Kunyeya nemakuwa Olla anozvigona
Gift dei ataura neshona
Yahya unofunga
True that
Ollah mutisiire kuku wedu nakikie tsvaga zvimwe wanku hnty ikoko ku noo go area isusu ndozvatukutoda zvavakuiita zvozvo
Kkkk ummm Ollah wachemedza mwana kaaa iwewe,,,look wewe une huge number of Followers and influence 😂😂😂😂
Also show pictures vanhu vaone zvamunenge muchitaura. Otherwise podcast yako ikunaka
Especially pavange vachitaura zvemadress
Dj olah musadaro Tiyte haasi kufara mudhara mudaro
Akutsiurawo olah
Ollah you’re trying to defend chivhayo bcz ukuda Aqua hre ,chivhayo irombe dandawitsi chairo
Ndauya pano ndichida kunzwa kuti tytie aachichemerei about zvataurwa na Olla but honestly apana chakaipa chandikuona mumashoko a Olla just that tytie nakiki vakuita sevanopenga ungachemera kutsirwa vedio rekugara pachamber usina kupfeka at that 😂 crazy hey
Maita favour swi musina kubvunza nyaya yajessy asi vamwe munovaumburudza pano
Chiwenga kuvanhu
Moral versus money
True a church is not there to talk or discriminate and humiliate other people I thought churches were there to tell us about God
Uchapisa
Ollah siya Tytie na Kiki vaite yavanoita, varikutsvaga mari... don't be a holier than you, unoshaya
Haaaa, he is entitled to his own opinion....let him express himself
Ndobasa rake iroro ndozvaakaitira podcast yake he is entitled to his opinion
Ola ukungoda mota kwana
😂😂😂😂😂😂 Ollah stick to your wife barika haurikwanise matangiro aunenge watoita nyaya yako be rest assured kuti watotanga hondo thats not how you tell your wife ndoda barika 😂😂😂😂
ka podcast kakubhowa mazuvano aka ngaachi dzokera kuradio
Zvisingaite Ola hagoni izvi
Vhura yako inonakidza tione
@@memorymagadzire8505 kana shungu nazvo handina, but hazviti tadzise kutaura chokwadi
Anotobhowa ndiwe ukukateverera vhura Kako uendese kuradio ikoko uwanawewo vaunonakidza
@@TroyieMaddie kutoka tevera kutsvaga zvino nakidza but haa karikubhowa
kkkkk on spot
Issue yaTytie na kiki ndovane content manje vaye. Zvekuti after that there will be nothing harisi ratove drama here? Pachazvarwa mwana , labour wat wat kuzoperekedza baby kucreche haizi kupera soon. Why focus on the negative. Mutsvene wacho ndiani? Vakararama zvaunoda life yacho inenge ichiri yavo here? U need to apologize publicly
Dhodho Olla wenyu chii chakadaro .I was shocked na yaya how can yu say such on another woman saka Kiki haacha fanirwe here nekuti akambo ita iye akavata nevangani inyaya yekuti iye drama rake harisati rabuda chete mudhodho
olla akurasika low low trust me
Who is tiyte
why is noone talking about snitch 263