Gogo is the one who’s hurting the most and they’re not even related. Also she made a lot of sense and had good points about the social and economic issues in the current Zimbabwe
Gogo vataura mashoko makuru,varume siyai chihure,vakadzi musadanane nevarume vevanhu kuchema kwemukadzi wake kunosimudza mhepo .rest in peace little one 😢😢😢😢
@@MAVISTHOMPSON-j8h as a man I will categorically tell u hapana kudyiswa it's selfishness on the part of men. Chihure chemurume chinonaka ane safety net yemukadzi kumba. It's beliefs like yours that has led to men behaving irresponsibly. Saka muchihurirwa muri mafuza. Murume anosiya mukadzi wake mumba achinonyenga out of free will. Bring your man to account. Varume ngavagutsikane mudzimba nemudzimai avo hakuna girlfriend ichauya kana murume asina kunyenga.
Vanhukadzi ngatidzikamei please ezveno makuurayisa mwana asina mhosva. Matadza hre kudzikama muchengete vana venyu. 😢😢ndarwadziwa zvisingaite zvangu vamwe taitovadawo vana ava asi takatotorerwawo naMwari umwe uyita careless nevana chokwadi nxaaa mai ava imbwa chaiyo ndarwadziwa ini. Kokusiyana nevarume vevanhu munobveiko munofunga hre kuti mukadzi wacho moyo wake unenge wakachena hre. Musatamba nemusodzi yeumwe mukadzi
Ini handione chakaipa pakuenda kubhora ,inga vati vanomboenda as far as Zambia ,hapana angambofunga kt chikomba chingauraye mwana wegelfriend Tingatonge hedu mai ava hedu ,asi baba ava vakatadza Zvavaikanganisira namai ava zvanga zvinei nemwana
Makadiiko Aunty Stella . This is a touching story . Vanhukadzi ngatizvibatei nekuremekedza vana vedu . Varume wevanhu siyanai nawo . Zvinengozi mukati izvi . Kana vada umwe murume vazere kunze uku vasina vakadzi . Munodei mumidha yevanhu . Yavekuurayisa vana manji . Ndarwadziwa ini 😢
Mai ava vandibhohwa kutaura chokwadi ndivo vauraisa mwana wavo munhu wavaiziva kuti ane mukadzi uye anorova mukadzi wake wekutanga iye oshingirira kusvika vana vakuvadzwa
Izvi zvaitika hazvo but hazvidi kudanana nevarume vevanhu especially uchitozviziva. Ivo varume siyai chihure. Onai uyu avekundogara kujeri uye apa mhuri yake ngozi
I feel sorry for your loss. May God comfort the family. Asi being single does not give you the passport to destroy another woman's marriage. A woman's prayer is powerful. Usachemedze mumwe mkadzi unosimudzirwa mhepo. Vana vandirwadza ava dai mai ava vadzidza kuzviriritira vakudza vana vavo vega mwari aiva tungamirira.Ndimwari weshirikadzi nenherera.
Ko zvine basa rei zvakangofanana nekuenda kuZambia kwaanoita achisiya vana, zvatinofarira zvakasiyana vamwe vanopinda nemoyo kubhora.... Chero dai aripo aigona kungourairwa vana
Zvandibatawo besides kuti mwana aurayiwa asi munhu angasiye vana vezera iroro vega kubva mangwanani kusvika manheru vana varara. Hanzi bhazi raisimuka na 8 Saka akatobva well before that time . Kusapota Dynamos kwakadaro here a Mai ve vana vadiki.
Tsika dzedu dziya dzakaendepiko…..Murume kuponda vana vechikomba , Mai kusiya vana Kuenda kumafaro kusiya vana vadiki kudaro, kuenda kubhora sure , zvakaoma hazvo mai muwanirwe Nyasha munyaradzwe asi chengetai vana
But why cc maiziva kuti murume we munhu maiziva kuti kumba kwavo vanorovana imi maiti hazokurovai here vanhu kadzi ngatiitei srs 😢 now zvinorwadza mwana aenda now
8 pm , mother is not in the house watching bhora re dynamos , leaving little children alone , she is a very irresponsible woman .however she needs our prayers
Very sorry my sister, ndarwadziwa wakasangana nemhondi wena..... Vana ngavazowane child systems therapy kuti vagone kupoora ..... Very sorry hey 😢😢😢😢😢😢😢
This is very sad. Violence is evil. I condemn this senseless violence. Very sorry to the bereaved mother. Praying for quick recovery to the injured child.
Vanhu mukutuka henyu mai ava vekuda bhora asi dai maiziva mhere mhere yaisirwa vahosi kune vana ka maipfugama mukanamata ingozi yekatsi hairipike zvekudaro😢😢😢😢😢😢
Rest in peace mwana wedu . But munhu anodanana nemurume ane mhuri yake ndakamumaka, ndivo vanoti murume wako kana ari pamusoro pako akangobvapo awedu ,zvinorwadza but feel the pain
I think people should be educated about Narcicism.There a different types of NPD yaveko nowadays so this guy was a covert Narcicist anenge akanyarara n giving a false personality to other people bt to his wife a monster zvekuti if h tell vanhu kuti my hubby has 3faces that he portraits in different ways ari munhu 1.its so sad n the red flags antooneka because haakwanise kuhider forever 😢😢😢 izvozvi zvekufonerwa fonerwa every min is a big red flag nekufungirwa fungirwa run w yo life its not love thats a threat hd will b looking for ways to manipulate u
You are so so right, we fail to distinguish between kudiwa and bn controlled, we think kuteererwa , every minute calls is love. Narcissist tendencies Ari dangerous, in most cases people vanozo ziva after zvatoipa...it's sad
Ndarwadziwa chokwadii, this is sad ndafunga kuti Dai vari vangu ndaizviita sei chokwadii weather murume we munhu or what angaasina right yekuurayq vana available like this chokwadii
Mapurisa edu vanosimbirira nyaya dzisina basa vachisiya mhondi dzichingofamba unoona vachipindira nyaya yechikwereti chii chakadaro ichocho , R I P boy
Mamwe ma shoko anotaurwa nema married woman ka huye bodo... Ukangoziva kuti murume mwana wamwene unenge wazvipedza.. Let's pray for our husband's so that we don't blame ma singles anenge atonyengwawo.. This world is evil... Sorry hako dear
Ko imii vakadx vagere mudximba wy imbwa dxenyu dxichienda kumanxtdoor kunotsvagei kune murume wemhuka here or mkadx wemhuka Shoko ramwari rinoti ndichakurangai nekuda kwezvivi zvamadxibaba venyu ' ko mwana asina mhosva rest n piece boy painful death😢😢😢😢
Rest in peace my son I really miss Mr Gabriel it didn't happen varipo pachigaro Mnangaga awuraya nyika mashoko amai arikunzwikwa kuti mnangagwa akundikana Ahasi kugona zvayiita Mr Mugabe nyika yaiva ne piece ikozvino zimbabwe yakutityisa iye arikungoda Mari not kuva responsible nevanhu
Im so sorry my sister for the loss of an innocent soul May Jehova give you strength l realy miss Mr Gabriel cos since he died hhhh our country is now a kangaroo reserve
Mukadzi uyu anopenga how do you leave minor children on their own all for the safe of bhora, anotofanirwa kusungwa vana vasara voendeswa kusocial service kungoti nyika yedu ndoyo yakasara pamitemo
Our police should be held accountable for all these negligence GBV to them means nothing at all. Someone reporting should call for action but nothing is being done and precious life is being lost everyday. My heart breaks 💔 😢😢 mhsrp
Rest in peace mwana wedu . Amai ava dai vasinana kudanana nemurume vemunhu dai zvisipo my young sister dzidza kuzvishandira nemaoko ako zvemahara hazvibhadhari unozvisimudzira mhepo nekuchema kwemukadzi vake
Chinhu chinoshamisa vakadzi murikuti mai vaurairwa mwana vakasimudzirwa mhepo na maiguru kana variivo maiguru chavakagona hapana coz ivo vatoo mukadzi wemhondi plus vana vavo vaparirwa ngozi nababa vavo saka vachatambura zvisingaite nengozi yaparwa nababa vavo
Munangagwa ndiye honzero haana chaarikuita pamusoro pe mapurisa ari corrupt in Zimbabwe we don't have Police, we are relying on thieves to protect us. mapurisa ndodzatove mbavha hombe n Munangagwa is doing nothing about it
Ndaikumbira hurumende ipundire bcz isu vakadzi tirikushungurudzwa chiri kunyanya kushanda mari mu Zimbabwe mari pasi ne huwori isu tinenge tisinawo mari ye kupa mapurisa
Shame its sad 😭 but tadzidzawo kuti murume wemunhu imvura yemuchemba nyangwe yakachena SEI usanwa 👐
😅😅Shuwa
Mataura chokwadi
Fact but even ma singles acho anouraya. It depends nemweya iri pamunhu. People are possessed these days.
Yaah masingke mothers vanonyanya kutora varume vevanhu vachizviti hee hakuna munhu wemunhu..murume uyu aispender time naiye mukadzi uyu achisiya mukafzi wake nevana vake..saka amai musambochema henyu makachemedza mukadzi wemunhu saka iwe chemawo..uone kurwadza kwazvinoita.....chema for life..ndokuti mudzidze madzaira kuchemedza vamee vakadzi..hauna kana basa nevana vako mukafxi basa rekuteera dynamos..nxaa
@@maiyeukai9346 inonzi Karma
Shuwa ubaba mugabe was a really good president coz izinto ezinje zazingekho lokhulu ngusatan ostrong shuwa
Doctor asati asona mwana arikutodawo chiwoko muhwomwe fut munangwarwa inzwa tsitsi iwe
Munoitirei zvemujolo muchisafisa umwe mukadzi hona zvaitwa mwana asina mhosva
I'm very sorry my sister 😢😢that's so painful may your son's soul rest in peace it's hard to lose a child in such a way😢😢😢
The law should take its course please no corruption please p
Gogo is the one who’s hurting the most and they’re not even related. Also she made a lot of sense and had good points about the social and economic issues in the current Zimbabwe
Murume nemukadzi vairwa kumba kwavo because of you
Gogo vataura mashoko makuru,varume siyai chihure,vakadzi musadanane nevarume vevanhu kuchema kwemukadzi wake kunosimudza mhepo .rest in peace little one 😢😢😢😢
G9go vanga dai vataura kuti Mwana wavo ihure akadanana nemurume wemunhu
Im so sorry my sister to loose a child in a painful way , mayJehovah give you strength
Varume vevanhu ngavasiyane ne masingle women nxaa
Mukadxi ukaziva kuti murume akuda ane mhuri yaka musiye zvino mvura yehanga yotiurayira mwana vakadzi musadaro maiti zvinoguma nepi munhu haadyiswe hapana munhu anoramba kurambiwa pasina izvo wakamuita chokwadi ndimi munacho mumoyo menyu vana4 wenyu 3 achichengeta nemari yenyama izvozvokumramba maiwe nemumwe chikomba ngatitsvagei mwari ndozvasara
@@MAVISTHOMPSON-j8h as a man I will categorically tell u hapana kudyiswa it's selfishness on the part of men. Chihure chemurume chinonaka ane safety net yemukadzi kumba. It's beliefs like yours that has led to men behaving irresponsibly. Saka muchihurirwa muri mafuza. Murume anosiya mukadzi wake mumba achinonyenga out of free will. Bring your man to account. Varume ngavagutsikane mudzimba nemudzimai avo hakuna girlfriend ichauya kana murume asina kunyenga.
I think masingle hatifanirwe kuunza maboyfrends pamba its risky esp vana vari vega
Straight mataura shuwa 👍
true mataura chokwadi tadzidza shw 💔💔💔💔
Love is blind musataura nemafeelings muchinakirana memuchiita zvese zvese
Hazvibudi nekuti waunidana na naye anotozoda kuziva kuti why isinga muratidzi paunogara anotozoita violence achiti unemumwe murume kumba ....munhu kana iri mhondi imhondi
@@Agnes-l7fwataura choqwadi iwe munhu anoda kuziva paunogara
Zvichingobvawo naMunangangwa asingadi kubva pachigaro, Munangagwa ndiyo honzeri
Ko ndiye auraya vana vegero friend yaThomas here 😂
Vanhu siyai hunhu hwekungoblamer apa, maida asaita boyfrent hr, ko sey ivo mamarried men vachinyenga masinguru mom. It's so heartbreaking, it's nt excuse yekut angauraya vana kudaro. Achafawo sembwa Mwari haanyarari
That's true let not judge munhu kuuraya hakuna kunaka now aripi murume wemunhu wacho
Mataura zvanzwikwa chaiko ❤
nyaya iri pakusiya vana vari vega
@@mekong7529true with someone's husband who can also rape or kill them
They are alot of single man vamwe vakafirwa why she chose married man chihure look now what happened
Mai ava vakanzvengeswa l think ndovaaida kuuraya
Pamwe baba vevana vane chivanhu chavari kifanirwa kuitirwa kuti mweya wekupondwa usarambe uchienderera
Or mukadzi aitohurira murume, saka hama dzakaita back to sender
@@muchenashumirai6984Saka zviri kuto maker sense izvozvo?
Zvogona kudaro mweya uyu uchitenderera vabva vasvika kuvana weduwee zvorwadza kani 😢
Even mareal father's varikuuraya wani vana vavo sei vanhu murikungoti murume we munhu bvaipo mhani
Ndyn real father akauraya vana vake?
Vakawanda vanhu vakauraya Vana vavo Saka iwe hausati wambozvinzwa hr
20:24 taura hko mareal father vanouraya kungoti bba ava havana pfungwa chete vangani vna vanochengetwa nastep father vachikura
@@alvinachimedza2964 saka hausati wakawa kuti mareal fathers varikuraya vana vavo
Kana hama chaidzo dziri kuuraya remember Tapiwa makore akadamburwa musoro Wani akatovigwa asina asi hama iripo 😅😅
2 yrs muchizviita muneyese nemurume wemunhu muchirwadzisa umwe mukadzi akafanana newe uchidya uchiguta uchichengeterwa vana vako murume uyu achitambudza mhuri yake,wazvionaka kuita zvakanaka kuzviitira kuita chakashata kuzviitira
Haa ndafara kuti mai ava vachachemao for her life
..vane utsinye mai ava
Manje chaagona chii iye murume cz yatova ngozi iyi
@@maiyeukai9346mangwana zviri kwakowoo futii
Ichokwadi ngaticheme umwe wedu dzevarume vedu vanohura ngatimboisiya ndri kuda kuzama kti kwanzi hakuna bhuru risinga tungi gwenzi asi pari zvino ngati cheme mwana
Musadaro asikana kana asina kudanana nemurume wenyu siyai kurwa hondo dzisinei nemi
Zvinosiririsa ...masingle mother murikuzvinyanya tarisai muone pliz imbochengetai vana
Ngavarege chihure vaite zvekucheta vana
Ndine hurombo Mai veMwana neMhuri yese. Mwari akusimbisei🙏🏾
Ko reason yekudanana nemurume wemuhu ndeyei nhai mai imi
Pane vamwe vakadzi vasingafanirwe kana kuti vasina kodzero yekuita vana. Ungasiya vana vadiki kudaro uchienda kubhora here namwari.
Vanhukadzi ngatidzikamei please ezveno makuurayisa mwana asina mhosva.
Matadza hre kudzikama muchengete vana venyu.
😢😢ndarwadziwa zvisingaite zvangu vamwe taitovadawo vana ava asi takatotorerwawo naMwari umwe uyita careless nevana chokwadi nxaaa mai ava imbwa chaiyo ndarwadziwa ini.
Kokusiyana nevarume vevanhu munobveiko munofunga hre kuti mukadzi wacho moyo wake unenge wakachena hre.
Musatamba nemusodzi yeumwe mukadzi
@@ChidoMadikwa Unoziva ini ndanyora zvandanyora apo ndisati ndanzwazvese. Saka murikundiudza here kuti vakatadza kuenda kuchipatara kunoona umwemwana wavo? Amai ava havana rudo nevana vavo. Chero zvazvo vakaenda kumapurisa, mapurisa akanonoka kubata munhu uyu pavakamumhan'arira pacho ipapo.
Vakatadza seiko kunomutorera peace order? Ini panyanyondibaya ndepekusaenda kuchipatara apa kunoona umwe mwana. Apa ndipo mwana paanenge achida amai vake manje asi ivo vakangogara kumba zvavo. Aiwa ndasarenda zvangu ini vamwe vakadzika hmm zvakaoma.
Haana chaakatadza mukadzi uyu satan akangofambawo hake. Vana ava tinongosiya anochengeta ndiMwari
I feel for mwana musikana uyu zvaakaona hazvina zera naye
Ini handione chakaipa pakuenda kubhora ,inga vati vanomboenda as far as Zambia ,hapana angambofunga kt chikomba chingauraye mwana wegelfriend
Tingatonge hedu mai ava hedu ,asi baba ava vakatadza
Zvavaikanganisira namai ava zvanga zvinei nemwana
Lesson veduwe semukadz either single or not musajaidze mastranger or lover close to vana because vana ava vaitomuziva ka munhu uyu😢
Makadiiko Aunty Stella . This is a touching story . Vanhukadzi ngatizvibatei nekuremekedza vana vedu . Varume wevanhu siyanai nawo . Zvinengozi mukati izvi . Kana vada umwe murume vazere kunze uku vasina vakadzi . Munodei mumidha yevanhu . Yavekuurayisa vana manji . Ndarwadziwa ini 😢
Its very sad kufa kwakaitwa mwana but Mai vemwana uyu nenyaya dzekusagona kizvibata kudanana nevarume vevanhu hauzozive kuty mhepo dzinobva kupi
Zvakaoma hazvo mwanana kuti chikomba chamhamha Madzimai ngatisayanei nevarume ngatingoshandira ana edu
Pama reports andawona sooo far mmmmmmmn mai vaiva bishu ivava. Kutora murume wemunhu kwakumuhurira futi. Vatongwa naMwari wavo
Iwe mkadzi mabasa ako auraisa mwana kubikira munhu anozotora hupenyu hwemwana askana musadaro dai uriwe wakabaiwa mwana akasara zvaiva nani dzidzai kudzora mafelings enyu and mungwarire shamwari dzinokurudzira mabasa akaipa
Asi dai wakarega kudanana nemurume wemunhu ka makore maviri ose muchidanana mukadzi wacho aiti kudiyi asi
Vanhu vanozvinyanya husimbe hwekushanda kuda kuchengeterwa vana nechihure zvino hezvoo
@@hillarymusariwa7822handifunge kt aichengetwa ivo vaigara mu 1 room here
Vakadzi kana une vana boy friend ngaisasvike pamba sanganai Kure nevana please
Sending hugs my sister.. Mwari murapi mukuru
So sad bt vanamai muchinyanya kuhunza zvikomba vana vachiona
Chidzidzo kuvakadzi,musapfuhwira varume vasiri venyu
Usergs8d5pe8y haana kudyiwa asi aiva obessession 😢😢😢
Mai ava vandibhohwa kutaura chokwadi ndivo vauraisa mwana wavo munhu wavaiziva kuti ane mukadzi uye anorova mukadzi wake wekutanga iye oshingirira kusvika vana vakuvadzwa
Chihure chavo chakadhakwa
Ma doctor ari kurega kusona mwana vachimirira mari, vatori mhondi kudarika akaponda. Shame on you .
Mwana musikana uyo arikutoda very strong Counselling
Matanga should take action against these useless police officers who are not performing their duties properly, especially the officer in charges
Its so sad. Zvinotyisa ngozi yaaiti iyii yakaoma pliz masingle ..siyananai neimbwaa dzevarume mutange machengeta vana ummm Zim yashata mapurisa anofanirwa kumirira vanhukadzi aaa zvakaoma
Izvi zvaitika hazvo but hazvidi kudanana nevarume vevanhu especially uchitozviziva.
Ivo varume siyai chihure. Onai uyu avekundogara kujeri uye apa mhuri yake ngozi
Thank you gogo nemashoko Ane nzveve ngaanzwe .
Weldone 👏👏👏 Gogo haa mataura idi Gogo Hurumende pls pls ngaiisewo mutemo inorwadza kuvanhurume haa takungorarama haisiri Harare yataiziva iyi rwatoruzevha chairwo Hurumende tokumbirawo plan A pls vakadzi vapedza kufa nevana
My advice ,single parent be careful
what about married man
And married woman, rupfu Arhuna single ,married ,or double, inguva chete
Careful of what?
Munhu wese ngaave careful not just single parents.
Your reporting is so much better than Sly media, ndanga ndakatomirira iwe so this is wow 🤩
Kana nyika ichitongwa nema Satanist ana EDiot.These shall be the results always. Tenzi we need you in our lost nation
😢🇿🇼
Chokwadi, Mwari chipindirai murimi 😢
Ko zvikomba zvinoswedzerwei padhuze nevana zvekuti munhu anotosvika kutogara nevana Mai vasipo ? Worse murume wemunhu
Munyika neZimbabwe hamuna police sezvo nyika isina President
Everyone blames this lady why not the guy who left his family kuenda kunoita small house ...
Exactly nhai hako iwee vakudiii kublamer murume coz amai ava havasi hure repaTouchline takazvitarisa vakatonyengwawo nemhondi iyoyi
Haa uyo myrume akuenda kujeriii..hausi a wife iwe ende hausati wahurirwa. Small house rinoonererwa ...senge ndirini nhasi dangerous prayer yadairwa
@maiyeukai9346 akuna chinhu chinonzi dangerous prayer, huroyi hunodairwa na Satan.imi murikutadzira Mwari kanganiko imi? Amunyare kufarira rufu rwemwana? Ivai nemoyo kwete kuita turume twenyu tuma mini Gods
Vanodyisa varume vevanhu vanhu ava vasisamude havachagoni kudyisinura manje
Haa kana ndakapinda napo apa mahure anorwadza nekusvotesa futi ndakahurirwa kani 😢😢😢 kuuya achiti ndoda izvi ndipe now fuma yangu yakaparadzwa shame pamwe ndovakatourayisa murume ava Mai nekuda kunyengea nyengwa vanokwezva nemishonga ava nxaa
I feel sorry for your loss. May God comfort the family. Asi being single does not give you the passport to destroy another woman's marriage. A woman's prayer is powerful. Usachemedze mumwe mkadzi unosimudzirwa mhepo. Vana vandirwadza ava dai mai ava vadzidza kuzviriritira vakudza vana vavo vega mwari aiva tungamirira.Ndimwari weshirikadzi nenherera.
Inoshanda here prayer yacho coz ngozi mumusha plus jeri noone is at comfort maiguru or mainini
Hakuna mwari anodaira munyengetero werudzi irworwo ndangariro dzamwari ndedzerugare pamusoro pedu haapo pakutumira mhondi kuuraya vana vako
Zvese hakuna chiri nani ngozi ichaendavo kune vana vemukadzi waThomas. Achachemao iye aurayirwa mwana misodzi yakeo ichawanao zvaichaita kudzinza rathomas
Musafarira varume vevanhu ndozvazvinoita musada varume vevanhu
Ko kana munhu achida barika
Chero wako unongofa Sha
@@alvinachimedza2964saka hurai mufe
Mukadzi kwaye angasiya vana kuenda kubhora ku ngezi😮
Ko zvine basa rei zvakangofanana nekuenda kuZambia kwaanoita achisiya vana, zvatinofarira zvakasiyana vamwe vanopinda nemoyo kubhora.... Chero dai aripo aigona kungourairwa vana
Apo ari kuti grade 2, grade 6 ne ECG😢
Zvandibatawo besides kuti mwana aurayiwa asi munhu angasiye vana vezera iroro vega kubva mangwanani kusvika manheru vana varara. Hanzi bhazi raisimuka na 8 Saka akatobva well before that time . Kusapota Dynamos kwakadaro here a Mai ve vana vadiki.
Tsika dzedu dziya dzakaendepiko…..Murume kuponda vana vechikomba , Mai kusiya vana Kuenda kumafaro kusiya vana vadiki kudaro, kuenda kubhora sure , zvakaoma hazvo mai muwanirwe Nyasha munyaradzwe asi chengetai vana
But why cc maiziva kuti murume we munhu maiziva kuti kumba kwavo vanorovana imi maiti hazokurovai here vanhu kadzi ngatiitei srs 😢 now zvinorwadza mwana aenda now
8 pm , mother is not in the house watching bhora re dynamos , leaving little children alone , she is a very irresponsible woman .however she needs our prayers
Imagine
Kuda mafaro zvakadaro uchisiya vana. Ukangoona uri mukadzi uchitevedza zve dynamos uri benzi
Hanzi ndiri supporter kkkk zvakaoma hazvo
😂😂
😅9:00pm Amai vachiziva Kuti vasiya murume nevana kumba bhoo here murikumafaro Amai avawo futi
Very sorry my sister, ndarwadziwa wakasangana nemhondi wena.....
Vana ngavazowane child systems therapy kuti vagone kupoora .....
Very sorry hey 😢😢😢😢😢😢😢
Vanodyisa varume vevanhu vanhu ava vasisamude havachagoni kudyisinura manje. Ndonyaya iripo chete.
Mujolo ngausazosvika pakuurayisa vana ,chii nhai ichocho , chikomba chaifanira kupedzerana ne hure racho.
My heart bleeds for Mai Andile.... 💔
Chihure apa dai tarega chihure Mwari ndozvavanotaura 🙏
Ma single take notes,u guys u cause too much pain in families,rest in peace baby
Musadye mari dze vanhu ndokwazozvo svika pluz ramba munhu nenzira yakanaka musadanane nevarume vevanhu mukadzi uyu ane behaviour yakashata anooneka itsotsi chiona wauraisa mwana musaitise vanhu madzimai zvinokuwadzisa
Kurambwa kuchihure kwaakurwadziwa zvekutosvika pakupfuudza hupenyu hwemwana 😭😭😭😭😭 murume uyu kaaa
Ummmmm murume uyu ahana moyo wekubereka ari selfish umgarwadzise munhu nekumuurayira vana here 😢😢😢😢😢😢ummmm ndabatikana ini
This is very sad. Violence is evil. I condemn this senseless violence. Very sorry to the bereaved mother. Praying for quick recovery to the injured child.
Vanhu mukutuka henyu mai ava vekuda bhora asi dai maiziva mhere mhere yaisirwa vahosi kune vana ka maipfugama mukanamata ingozi yekatsi hairipike zvekudaro😢😢😢😢😢😢
Rest in peace mwana wedu . But munhu anodanana nemurume ane mhuri yake ndakamumaka, ndivo vanoti murume wako kana ari pamusoro pako akangobvapo awedu ,zvinorwadza but feel the pain
Exactly plus vanotuka sei? Imbwa dzevanhu masmall houses aya....good dangerous prayer from wife
@@maiyeukai9346one day you will be a small house as well, game iri harusekanwi
Kwanai imi muri ana jeso hr munomutonger nyangwe vanhu vakatadz hautenderwi kuuray.barika hariko hr musanyeper kudzungaira
Mai imi mangwana muchamuka mava single parent, then vanhu vachazokutii kudii coz muchange mava kudawo boyfriend
@@VeeChimhz iwe unenge small house chete iwee
My condolences my sister 😢😢😢 Mwari vakunyaradzei hakuna anoshuwira zvakadai
Basa kumhanyisa makombi nekusunga ma private for money 😢😢
I think people should be educated about Narcicism.There a different types of NPD yaveko nowadays so this guy was a covert Narcicist anenge akanyarara n giving a false personality to other people bt to his wife a monster zvekuti if h tell vanhu kuti my hubby has 3faces that he portraits in different ways ari munhu 1.its so sad n the red flags antooneka because haakwanise kuhider forever 😢😢😢 izvozvi zvekufonerwa fonerwa every min is a big red flag nekufungirwa fungirwa run w yo life its not love thats a threat hd will b looking for ways to manipulate u
You are so so right, we fail to distinguish between kudiwa and bn controlled, we think kuteererwa , every minute calls is love. Narcissist tendencies Ari dangerous, in most cases people vanozo ziva after zvatoipa...it's sad
Ndarwadziwa chokwadii, this is sad ndafunga kuti Dai vari vangu ndaizviita sei chokwadii weather murume we munhu or what angaasina right yekuurayq vana available like this chokwadii
During this time l think we should be able to pray together 😢😢😢
Mapurisa edu vanosimbirira nyaya dzisina basa vachisiya mhondi dzichingofamba unoona vachipindira nyaya yechikwereti chii chakadaro ichocho , R I P boy
Vanhu dzidzisai miromo yenyu Chiri kwavo mangwana chiri kwenyuwo tinochema nemi Amai Rufu murairo washe
Amen
Tinovarairwa vanhu kadzi toziv chamuka uripapi chemai neumwe veduwe zvinorwadza
True
Very well said 👏
Chokwad ichocho
Mwari ngavakunyaradzei mhuri yose😭😭
Mamwe ma shoko anotaurwa nema married woman ka huye bodo... Ukangoziva kuti murume mwana wamwene unenge wazvipedza.. Let's pray for our husband's so that we don't blame ma singles anenge atonyengwawo.. This world is evil... Sorry hako dear
And even mudzimba the married ones are killing each other.
You can say that again
mhondi imhondi chete
Ma single anorwadzisa dear they will know u and brag, it's sad but ladies let's stop destroying families
@@itayikaseke3480 that's true dear but varume vedu are the reasons why tichirwadziswa nekudhererwa Nana marwei.. Kutora nyaya dzemumba achiudza girlfriend. Hatimbovagona asi tinongoti nehunyoro
Ko imii vakadx vagere mudximba wy imbwa dxenyu dxichienda kumanxtdoor kunotsvagei kune murume wemhuka here or mkadx wemhuka
Shoko ramwari rinoti ndichakurangai nekuda kwezvivi zvamadxibaba venyu ' ko mwana asina mhosva rest n piece boy painful death😢😢😢😢
Rest in peace my son
I really miss Mr Gabriel it didn't happen varipo pachigaro
Mnangaga awuraya nyika mashoko amai arikunzwikwa kuti mnangagwa akundikana
Ahasi kugona zvayiita Mr Mugabe nyika yaiva ne piece ikozvino zimbabwe yakutityisa iye arikungoda Mari not kuva responsible nevanhu
Zvinorwadza vana vasina mhosva asi vakadzi musapa varume vasiri venyu mupfuhwira
plz dai muchizoita interview after some days vanhu vave kunzwa zviri nani kunyanya anenge afirwa😢
Yes sure
Ko imihaaa chikombaa amunamachikira here kusiira vana chikomba mhaii honai pazvakuzvitsai
Nhai Mwari hurumende ichiriko here mu Zimbabwe.kupondwa kwevanhu kwanyanya munyika medu.Amai Mwari ngavakunyaradzei ,marwadziswa nesu tarwadziswa
Im very sorry my sister...😢😢Jehovah ngavakunyaradze
So sad mufesi uyu anopenga ko kuuraya vanhu ndiko kuti zvidiiko
Hecho chidzidzo madzimai😢
Im so sorry my sister for the loss of an innocent soul May Jehova give you strength l realy miss Mr Gabriel cos since he died hhhh our country is now a kangaroo reserve
Very true
Mukadzi uyu anopenga how do you leave minor children on their own all for the safe of bhora, anotofanirwa kusungwa vana vasara voendeswa kusocial service kungoti nyika yedu ndoyo yakasara pamitemo
Haa vana varwadza ava vafira mhosva dzavasingazivi....bt dai murume uyu akabaya baya hure rake akoman 2yrs vachidanan mukadzi achichema kumba uko zvakaom hazvo...apa pairohwa mai vokumba vatofara coz vakatanga vasingarohwi ka...asi zvakaom hazvo....kotivo vemutemo iii vauraya nyika.
Vese varikuti ktora murume wemunhu yes tiri mamarried woman saka zvinot uraya mwana here h😢😢😢😢😢 chero arimurume wangu zvoreva kut anofanira kuuraya here so sad mwana afira zvaasingaziv😢😢😢
Our police should be held accountable for all these negligence GBV to them means nothing at all. Someone reporting should call for action but nothing is being done and precious life is being lost everyday. My heart breaks 💔 😢😢 mhsrp
Hakuchina police ya Zimbabwe Republic of Politics
Also generational curse was at work.ndomafiro akaita baba vemwana.......there are forces behind
Asi madire enyu ema likes sure mungando interviewer munhu panguva yakadii.. matadza kumirira here
Paita mweya wekupondwa mumhuri amai fambirai nyaya bcz zvinozoitika futi mumaoko enyu plz but am very sory nezvakaitika izvi zvinorwadza
Chokwadi kumhuri makashata umu
Very sad mwana ayenda arimudiki..... asi ndovina sokuti kushaya kwababa hapana kugadzirwa chikaranga zvakanaka...ava vakauraya vaitumwa nemweya wacho..
Rest in peace mwana wedu . Amai ava dai vasinana kudanana nemurume vemunhu dai zvisipo my young sister dzidza kuzvishandira nemaoko ako zvemahara hazvibhadhari unozvisimudzira mhepo nekuchema kwemukadzi vake
Minamato yemuridzi wemurume haiperere muceiling,
Some married man don't touch ,you don't know what the wife prays for before God
So she prays to God for him to kill an innocent child because of her husband's cheating? That's not God that's witchcraft
Musade kunyepera Mwari please. Mwari haana kumbotuma baba ava kuti vauraye vana. Hakuna prayer yakadero.
Why doesn’t the wife pray for a faithful husband?
Chinhu chinoshamisa vakadzi murikuti mai vaurairwa mwana vakasimudzirwa mhepo na maiguru kana variivo maiguru chavakagona hapana coz ivo vatoo mukadzi wemhondi plus vana vavo vaparirwa ngozi nababa vavo saka vachatambura zvisingaite nengozi yaparwa nababa vavo
Taura zvako zvanzi dangerous prayer heee what what havasi kufunga kuti mukadzi iyeye nemhuri yake upenyu hwake hwaparadzwa
Uum Mazimba why why macases arikukwira ekuuraya pls ngatityeiwo mwari zvogwadza
Why zvekupondwa zviri kudzokorora ...bb Andile first ..nhasi Andile wacho
I feel for you but pamurume womunhu mangamuchiitei
Nhaiiii
But chagonekwa hapana kutosungwa ka uku
Munangagwa ndiye honzero haana chaarikuita pamusoro pe mapurisa ari corrupt in Zimbabwe we don't have Police, we are relying on thieves to protect us. mapurisa ndodzatove mbavha hombe n Munangagwa is doing nothing about it
Amai vemwana vane kakunyepa pa stori yavo
Kakunyepa???munhu ary pakurwadziwa hre angahwandisei ariye ashaikirwa nemwana
Tell us the truth
Ehe hanzi ndaimuranba then ondiperekedza
Imi murikuziva zve chokwadi taurai
@@nyaraibernadettechikumba-yo5fr saka murikuda kuti asataura imi ka imi hnty abvunzwa kuti ataure musadaro imi
Tarwadziwa nezvaitika kuvana,,
dai vangochekana pachavo ivo mazihure aya
Gogo vataira pafeya..zvinhu zvanga zvakanaka tichikura..Pakangouya Zanu chete zvinhu zvese zvakabva zvadhakwa..
Ndaikumbira hurumende ipundire bcz isu vakadzi tirikushungurudzwa chiri kunyanya kushanda mari mu Zimbabwe mari pasi ne huwori isu tinenge tisinawo mari ye kupa mapurisa
Mweya wemurume wenyu wekutanga baba vevana vekuurawa ndiwo uri kukuhwandirai amai
Haaa zvinorwadza izvi. And ndarwadziwa nemafiro akaita mwana. Munhu Kana warambwa move on OR gô back kumhuri yako
Its a sad situation indeed, may you find strength and comfort.I have a question though, do they get paid to go to these soccer matches 😢😢
Yes kufirwa nemwana kunosiririsa mwana hapanachaanoziwa but siyanai nevanhu vevanhu unozongochema
Ndri krwadziwa 😢😢😢😢mwana mdiki asina kana mhosva kufa sehuku ere veduwe😢😢