Uhhhmm this is catastrophic. Honestly our country is letting a lot of people down all bcz of greed. Its sad that people are desperate to survive and they can take any job to survive. May God intervene. Nyika yaenda kumawere
RIP, Health and safety is very important. Handizive kuti department iri riri kuita sei sure. Ministry ngaivharwe zvayo. Vanhu vapera negas, machines, road accidents, potholes etc. Awareness inodiwa.
This is just too sad; MHSRIP But I'm worried kuti mumwe wangu uyo ari kuti "driver" ndiye aidayi aka dayi .....No! Ideally workers/practitioners must be well trained/informed about health & safety issues related to their jobs - not clients (such as the "driver" or even the "driver's Co", in this particular case). If Ben was employed, I would lay blame on Ben's employers coz that's where blame is - not clients
R.I.P Ben.. lets learn tho .honey sucker trucks carry a heavy load of danger with them .. waste produces a very deadly gas called Methane and I have seen a couple accidents in Europe involving these trucks it's so sad
Muridzi wemota aigadzirirwa mota ane mhosva kugadzirisa mota zvefeja feja.Zimbabwe hainetse kugadzirisa vanhu vakabhadhara tax.Hazvishamise mushakabva aiva we CCC kana ZANU or asiri registered voter.
1998?? baba imi, Benefit was grade 3 then, akapedza grade 7 2003 akazotanga basa iroro r2008 ashaya mari yekuenda mberi nechikoro when both his parents died
Sad 😢RIP Ben , to those who got injured be healed, to his wife and kids, family and friends be comforted with the Holy Spirit .
Amen
Zvakaoma veduwe apa mukadzi anenge achiti murume arikudzoka kubva kubasa, ndizvo zveBorksburg RIP brother
Thank you George for kurova vaitora ma pic. We have lost hunhu shuwa
Uhhhmm this is catastrophic. Honestly our country is letting a lot of people down all bcz of greed. Its sad that people are desperate to survive and they can take any job to survive. May God intervene. Nyika yaenda kumawere
(Chi-motikari) gadzirisai zvivakashure
Chokwadi hazvibude zvakanaka
Sister how is Avondale 🇿🇼
RIP, Health and safety is very important. Handizive kuti department iri riri kuita sei sure. Ministry ngaivharwe zvayo. Vanhu vapera negas, machines, road accidents, potholes etc. Awareness inodiwa.
Akafira nhamo murume iyeye shem 💔💔
Just subscribed ❤️
May his soul rest in eternal peace
RIP Ben
May his soul RIP thank you mai T ,George nevamwe vakabatsira
Safety first. That's true.
motokari yaitakura chii pabasa rayo?
This is just too sad; MHSRIP But I'm worried kuti mumwe wangu uyo ari kuti "driver" ndiye aidayi aka dayi .....No! Ideally workers/practitioners must be well trained/informed about health & safety issues related to their jobs - not clients (such as the "driver" or even the "driver's Co", in this particular case). If Ben was employed, I would lay blame on Ben's employers coz that's where blame is - not clients
Akagona kumurova sure angatore ma pic panguva yakaoma kudaro
Aitora nhau ma V11
Sewage ine power kuputika kunge bhomba
So sad hey
Zvakaoma
R I P Ben😭😭😭😭
May you rest in peace Ben
Ben Ben zuva rako raiva rasvika nguva inosvika zvakasiyana Famba uinde kumusha mukuru Kuna baba kumusoro kudenga
Mmmmm RIP Ben shame
Ben uupi
May his soul rest in peace . Chimbori cheyiko chimota ichochi? NdecheGas here kana kuti ndecheFuel?.
Vati wani ndecheku drainer human waste muma septic tank. Saka muzidrum iro mune human waste ino producer gas (methane)
Saka drive ndiye akauraisa munhu
Shame RIP Ben
He is my brother Rest in peace Benefit Hove Musaigwa, makandirwadza moyo wangu😭
Very sorry
Be comforted hama yangu. RIP Ben
Shame,very sorry
So sorry wangu
😭rest in peace, May the Lord comfort his wife and protect his kids🙏
Iiii zvorwadza 😭😭😭😭😭
R.I.P Ben.. lets learn tho .honey sucker trucks carry a heavy load of danger with them .. waste produces a very deadly gas called Methane and I have seen a couple accidents in Europe involving these trucks it's so sad
RIP
Bottom line is mota inofanirwa kugadzirwa kunoiswa safety first.
mati asiya mwana mucheche , neumwe anoenda kuchikoro..
ku mudzimai wakanga ainaye here ?
Ehe mudzimai nevana 2 dear hapana anga akuenda kuchikoro
hanzi chimotikari kkk
Imagine that kind of journalism 🤣
Ko ivo vayimbogadzireyi pa tunk apa, they are all at fault matunk anogadzirwa kuma proper garage kwete kumaraini, muridzi wechimota anemhosva tsereki
Zvakaoma veduwe
Iwe presenter haugone kubvunza mubvunzo
Next time bvunza iwewe dofo
Risk assessment first kanhi
Eish zvakaoma hazvo 😭
Rip
Chema Dzimbahwe nyika ya MaSvikiro ne mhondoro
So sad
Shame zvinorwadza hazvo•••MHSRIP
May his soul rest in peace
Thats sad mmm
Methane gas
Chaifanirwa kutanga chagezwa mukati then wozonama akavhura pamusoro
Shame 💔💔💔😭😭😭
Sorry R.I.P
Muridzi wemota aigadzirirwa mota ane mhosva kugadzirisa mota zvefeja feja.Zimbabwe hainetse kugadzirisa vanhu vakabhadhara tax.Hazvishamise mushakabva aiva we CCC kana ZANU or asiri registered voter.
Watii 🙈
Chimota ichi chonotakurei
Hachisi chemajecha here?
Flammables..looks like a tanker
Looks like a honey sucker zvema sewage zviya offwhich sewage is highly inflammable remember inotoita gas
i honeysucker
Sewage ine gas vanhu ngatizivei theory pabasa redu tankers gather gas and they ignited it anyway munhu aitraya kuita kamari RIP 🙏
Shame zvinorwadza ummm. MHSRIP
Rufu murawo wamwari asi mamwe maendero akaoma kufira pabasa kuri nani pane kubaiwa nebanga kupfambi
Ngatinyaradzei wo varipakuchena,vari panguva yakaoma kudai .Ngatigoneiwo kutaura zvakanaka kune vamwe
Shld be a law kusunga vanongoda kutora mapics and videos zvisina order instead of helping
Wakugona kurapa nhau manje ilozvino voice radzikama
Yaaa kunyabvurira kwave nani yoooo
Zvakaoma.R.I P
Shame zvinorwadza izvi
Bummed wire kkkkkk
Chii chinosetsa imbwa yemunhu
1998?? baba imi, Benefit was grade 3 then, akapedza grade 7 2003 akazotanga basa iroro r2008 ashaya mari yekuenda mberi nechikoro when both his parents died
Iyiii so sad
Driver anenyaya uyu
Shame RIP Ben
So sad
RIP BEN
May his soul rest in peace
RIP
RIP
May his soul rest in peace