ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Majinesta MlGS Mwari wemuAfrica ,Mwari wevanhu vatema Amen
Pakuzoda kuti mwari ndopamunorasisa vanhu, kana iye MMIGS haana kumbodaro
M.I.G.S still remembering you
wauya muyeri,mune irori sangano ndimo mune guva rangu
Ndakakurira musungano reva dzidzi
Wauya muyeri wauya nemasimba❤🙏🙏🙏
Ndokumbirao verse rekuti fara piyo
Kuna baba nemwana komana totenda mambo vamakatisiira Amen
Marimba evadzidzi MIGS
Rest in peace baba wimbo
Udzenga hwawo hunotangira pakupfeka ipapa tarisai muone pfekero yawo ungati machurch 5 iyo iri one
Migs vakuru vakatumwa
Machair, cap pamasowe and they are becoming more and more colourfull
MIGS power
PaGoora pairohwa munhu vakomana😂😂😂
kkkk mira kunyepa iwe
Kkkkkkk
@@comfortmhakayakora2212 ndiri kukuudza zve.kwairohwa vanhu zvisingaite
muyeri wauya ne masimba
MIGS sangano renyu rawondongwa ticheukei mwana waMwari
Amanda chokwadi ichoxho dai mwari vatibatsira
Chii chiri kuitika mudzidzi. Tiudzeiwo tiri kure
Mbavha mhondi zvizere
Masiirira mhombwe
Amen ipapo
Mari,hukuru nepolitics ndochombo chakauraya sangano.kana kumashure uko aWimbo vakambenge vazviporofita kt ndaona ngura nhatu dzanhuwira sangano
@@leemantakundamunyangamira6436 chii chakaitika, can you tell me more
Taurai henyu munhu wamwari sangano raikomborerai iri nguva yaro taikomborerwa maginesta maginesta