1:22 hanzi Mira semusoja Sanyatwe ( Army commander General Sanyatwe )🔥 General Sanyatwe is known for being fearless he stands for what he believes in . Pese pamuchaisa like comment yangu ndinodzoka kuzo streamer
Magaffa isai like ndakumanya kunouza sabhuku kumusha kuti baba wedu va winky D wabura mangoma manyowani Saka vanofanira kuluza vanhu kumusha kuti these tiuye kuyuchubhu
Mabhanditi panze magafa mu paramende e.d wamangwana tomira nemi baba abrama like my coment please ndiri church ndabudira kumbonzwa fake love ndodzokera pastor vakubhohwa nhasi
Munoti hadzisi nyasha here kumuka uri muzimbabwe nyika yakazvarirwa the greatest artist ever 😭😭🙌🐐, VaWinky D ndokudai kudarika hama dzangu dzesee ende vanozviziva 🙌🐐
Nhai Mwari. Uyu munhu anogonesesa. Please, Lord, keep protecting him and blessing him. I remember imagining playing his music in my car the first time I played Dzimbadzamabwe. I feel the same every time he produces new music, and every time, it's always even better. Lord, please protect him, PLEASE 🙏
Ndine vandakaudza vakawanda kuti mukoma is plan something for us but vakandirambira haa mukoma mazviita, ndinoti happy bhavhadheee totamba hedu zvee zvakanakaa...ndinoti kurai munyasha, l understand you too much mukoma. Keep moving mukoma ❤
Guy's this Nigguh's speaking a lot Gaffa iGaffa 👽👽👽👽 🤘❤️🔥❤️🔥 Tikubvapasi kuyenda kudenga NASA seta light 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Jocob baba vema Israelites 😢😢😢😢 😭 👽👽🤘🤘 this Nigguh' is something else haaàa Gaffa iGaffa
At a time when the nation is battling socioeconomic struggles, the Ghetto People's Devotee brings a dosage of relief to the mind, body and spirit! Emotionally transcending the realities of own lives, the lyrical ballad is an eternal encouragement to remain resolute and disciplined in this hour of Vice. Siya is a natural anthem to every youth with a dream to make it even without betraying life principles! An Artist beyond his time, with art full of rhyme this is a hit for All time!
Mukaona comment ine 1 like ndini ndirikufamba ndichiisa ma like pa every comment
😄😄😄😄😄😄
😂😂😂
😂eho
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Everytime pakusiwa like ndikudzoka kuzonzwa banger iri.
ibanga iri
Ndini ndatanga pano siyai like
Toting happy birthday gombwe
Gaffa igaffa wangu saka spakwaaaaaaaaaa
We owe you man
munogona mkoma
1:22 hanzi Mira semusoja Sanyatwe ( Army commander General Sanyatwe )🔥 General Sanyatwe is known for being fearless he stands for what he believes in .
Pese pamuchaisa like comment yangu ndinodzoka kuzo streamer
Ndakatodhakwa, isai like ndozoteerera ndasobha
Magaffa isai like ndakumanya kunouza sabhuku kumusha kuti baba wedu va winky D wabura mangoma manyowani Saka vanofanira kuluza vanhu kumusha kuti these tiuye kuyuchubhu
Tichatopota tichisender mari via Winky D nekuti mukuru
Mmmm mapedza sas Mudhara 👊
Vahombe
😂😂😂😂 hoyo
haaaaa aisarenda. ndipeiwo like ndidzoke futi.🔥🔥🔥🔥 ndakumbodhakwa
Ndatadza kusiya thousand
Song ikunaka iyi
Baba Abraham
Mabhanditi panze magafa mu paramende e.d wamangwana tomira nemi baba abrama like my coment please ndiri church ndabudira kumbonzwa fake love ndodzokera pastor vakubhohwa nhasi
Zvikuramba kubuda kunge Bobho mulife ,who is here remembering VaMugabe isa like
Draft kubuda bhobho😅
Bhobho redraft or raMugabe zvinoyita zvose unoyisa paunoda
@agripabadza6734yes and its no coincidence, the guy is really creative 🔥
ndirikupa munhu wese LIKE hapana ari kusara nekut ndakatodhakwaaah
Hoyooo
To every gaffa Isa like kuitira ndirambe ndichidzoka pano
Munyika ye Dombo ngwere dzese isai like tarangarirwa nana Baba ve Ma Israelites
Baba kanhi uyu ndiye His excellency President wemaZimbabweans ese,kana akataura toteerera secovid lockdown !!!kana uchibvumirana neni isa like ❤
"ndanzi ucharoiwa saJojo mu life".....relating to Thomas Mapfumo's song yekuti zvinyika Jojo unozofa.
It's now making sense mhani....
Winky D has reached the level where sings not to impress but to express😭😭😭
Very true
We are impressed with the way he is expressing
Zvimwe zvese hazvina basa 😅
@@gracemeda2517 GOATED comment 🔥🐐
Haunyepi 😊
Munoti hadzisi nyasha here kumuka uri muzimbabwe nyika yakazvarirwa the greatest artist ever 😭😭🙌🐐, VaWinky D ndokudai kudarika hama dzangu dzesee ende vanozviziva 🙌🐐
Tellem
Inyasha bro
Vanozviziva hanty😂
Realllll
Nyasha chaidzo 😅
Every Gaffa take action pama likes panapa tofanirawo kupota tichi dzoswa nema notification mapabata kah
Ndapisa muriwo nekuterera chibba ❤❤❤
Chokwadi hapana chasara munyika yeDombo kwakungoda kudhakwa naMweya mutsvene tichirangarira kuti Jesu idombo!
Chandirikungofarira for now is hapana any comment yekurwadziwa from ana bhangwela am sure variku a feela mangoma.....nuff respect t magaffa
those who believe in gaffa kuti ndiye munhu 1 watasara naye anotaura chokwadi ingoisa like
Sanyatwa, Shumba, Soko,Bhobho, Jojo , Jobho. Ndomazita andanzwa.
Song is about Kudhakwa then there is this line, "haikona kuita soft, koko(coke) mu life"
Poetic..🎵
Usaseke akabata pind rake akuda kuzorodza mind yake Gaffa morema😂😂🔥🔥🔥🔥✊✊✊✊
Ndichirikudakwa ndainwa 1 cort rangu ne 1 ra winky now ndakasiya .....ndakungonwa rawinky chete inini handichanwe # chibaba ichi 🔥
Hoyo
Hahaha mdara makanyanya
Zvinenge zvafungwa nguvai amana 😅
Hmmmmm, ane subhoofer ngaandipewo ndikunzwa kuda kuvharira ghetto rese ne this hit🎉🎉🎉🎉
Manzwa here panzi kana uri soko kana shumba tirimo muhana yeGafa....
Sokoooooo ❤
Shumba 🦁
Moyo wawaisa pamberi pesokoo apo 😂
Soko ndi Generari
Shumba ndi ED
Saka chero uri waGenerari or wa SADC chair mese muri mumoyo wegafa😂😂
Chero kuno muriko imi amusingu
Kwauri ikoko nakwa naWinky tese kubatwa hedu naWinky 🔥🔥🔥🔥🔥🥷🏾🥷🏾🥷🏾
Rhyme yaitwa pa2nd verse iri goated 🐐🐐🐐🐐🐐
Nyika yacho yakadhakwa,leadership yakadhakwa,..changosara choga kudhakwa
Chokwadi ❤
Maita henyu matipinza muchrismas muna february. Maita Jacob baba wema Israel
If you are seeing this message in 3020 know that I was one of the best fan of Jacob baba vema Israelites
Simbi yebasa.
Kkkk kunenge kusisina TH-cam.
Munhu uyu haana tsitsi nevamwe 😅😅😅😂 hit after hit
Hatingatadze kuswera ttichidhakwa Isu tichigara munyika yedombo
Guys this Song iyi ma1 🔥🔥🔥 Hit Song tikuda Video racho boyz 🔥🔥🔥🔥 kuti ngoma rinyatsoyenda küre iri 🔥🔥🔥🔥Vakuda video panapa Let’s Gather here💥🔥🔥🔥🫡
Hoyooo, Ngatibatwe amana,Mkoma vasimbisa, Kwauri ikoko nakidzwa
Chibaba ichi, sando❤❤❤❤
ndanga ndasiya doro but hanzi nababa vedu tidhakwe🔥🔥🔥
Haaaa Hanzi nevabereki huya unditore gafa no need yeroora🥰🤞🏾🤞🏾
Hatingatadze kudhakwa tichigara muimba yedombo
Kkkkk dzimba dzamabwe Dombo
Wotiwo ito Dombo mutoriro wazara 😂😂😂
Zimbabwe ndiyo yato dombo racho. Mabars egafa are out of this world. Extraterrestrial
Song inochemedza iyi.... Usaiteerera wakadhakwa oh ndikutokutaurira
😂😂😂😂😂
Isa like kana wanzwa 🐐🐐🐐 kuti meeee
Ooh my God 😭😭😭😭😭 tese takuita like anaJobo mulife
Ka song aka akasi kubuda mumusoro akubvumirana neni Isa like
Ndaona kutik tok yaita batai batai nekachorus aka
😂😂😂😂 i thought as much
The positivity, the vibe - we really need this message at this point in time as vana vevhu - kwauri ikoko spakwa !
Nhai Mwari. Uyu munhu anogonesesa. Please, Lord, keep protecting him and blessing him. I remember imagining playing his music in my car the first time I played Dzimbadzamabwe. I feel the same every time he produces new music, and every time, it's always even better. Lord, please protect him, PLEASE 🙏
This is painful zvodakwa kana kuti odhakwa. Painful truth
Gaffa igaffa boyz inzwa ngoma iri isai ma lyks ndoda kudzoka pano
Ndine vandakaudza vakawanda kuti mukoma is plan something for us but vakandirambira haa mukoma mazviita, ndinoti happy bhavhadheee totamba hedu zvee zvakanakaa...ndinoti kurai munyasha, l understand you too much mukoma. Keep moving mukoma ❤
Muchiisa like ini ndichidzokawo pano tosvika chete 5 million views
Ita semuSoldier Sanyatwe🎉😂😊over bar 🎉🎉🎉🎉🎉biggie ndiBiggie
Nuggets of present situation isu zvedu tanhonga nhonga 💥💥💥💥💯💯
Zvikuramba kubuda kunge Bob muLife 🙆🏾♂️🙆🏾♂️🙆🏾♂️
Most people missed this bar
Someone said "ndatozowona kuti ini namdara vangu tiri ma brothers because Winky D ndibaba vedu tese"😭
I will come back everytime anyone like this comment ❤
🇺🇸
Chaiiiiiiiiii🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥haaa inyasha kurarama nguva yeGombwe
December akasvika musandivhunze ndaiitei ndikuda kudhakwa gore rese
Hanzi maona mbudzi dzadzoka buritsai Mike...Hanzi dai pakaita Sekeramai tabhoo pa Sydney ipapo vakawanda havana kuribata line iroro ihomhombesa
Song ihombe iyi maihwee chorus iyoo kaniii
Ngatidhakwe kumwa chaiko zvodadisa Gentrumen approved by VaWinky D 🐐 GOAT
Iyi imbudzi saka ini ndakutodya mufenje😁
kana usina 5 o levels haunzwisise this comment
😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
I can imagine vanhu vachiimbiswa choir "chinhu chega changosara kudhakwa" 💥💥💥 chopisa
Mukuru Mukuru hanga haigare pfunde uyu ndiye Mukuru airehwa uyu
“Hatingatadze kuswera tichidhakwa tichigara munyika ye dombo “
Dzimba dzemabwe here😂😂😂
@@takudzwamarwisa9697 it takes some time to understand it
ummmm Winky ndibaba ava we must give him much respect
Song of the year 🎉🎉🎉🎉
Zvikuramba kubuda kunge bhobho mulife... bhobho wemudroughts or bhobho bhobho chaiye?
@@Shmron_R_Sibs😅
Haaaaa this song yapedza masports, ko kuzoramba kachirira mumusoro
🍺🍺haikona kuita soft kunge coke muLife
Va winky d chero mukauya kwank kumba munorara henyu namadam mu bedroom inini ndoorara hank panze ndimi 1 murume anofanira kuenda pamusoro pank 🙏🔥🔥🔥💥
VA Winky D pamuchavhura the interchange named after you by we the people, mutiyimbire inoyi nziyo
Pangonzi Bhobho ndaziva kuti uyo adanwa ndewe hwahwa😂
Kkkkkkk kkk ngoma rakaipa iri
Saka bhobbo daidza munhu wese arikumhanya dhanzi 😅😅
maya mhani hanzi pabho
😂
@@MichaelMusharavata😂😂😂akatodhakwq ka
HIT SONG IYO .............dancing zvangu
Ichooo , haikona kuita soft kunge coco hadhira mulife
Kana ukazoona comment yangu 2090 woziva ndandiriko ndiri big fan re Gafa☝🏾😊
Respect VaWinky Dee .Ngoma iyi haisi Boe terere malines
anzwa panzi azvina uri Soko kana Shumba mulife huya pano
Ndezve vekuspace 😂😂😂 vavaviri ivava vatiuraya
Uyu anopedza uyu. Gara tings....
❤❤❤
Sorryi zvenyu apa ndosiya like... Every like ndikutenga koti
Happy birthday 👑 tikutapirirwa nemangoma 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥⚡
Mbudzi iya yabuda mudanga manje🎉🎉🎉
Haa Ndikumbirawo like pano so that I get notified everytime to play this tune. Hakusi kudhakwa (alcoholic) but kudhakwa kwenyika plus madeals ✊🏾
Hit song
Kana uchibvumirana neni hit like button
Yaaah ndanka ndri bhanditi kubva nhsi haaaah inni hanku ndaGaffa 🤞 ndandakarasika nditambireiwo maGaffa please 🧎
Welcome
Guy's this Nigguh's speaking a lot Gaffa iGaffa 👽👽👽👽 🤘❤️🔥❤️🔥 Tikubvapasi kuyenda kudenga NASA seta light 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Jocob baba vema Israelites 😢😢😢😢 😭 👽👽🤘🤘 this Nigguh' is something else haaàa Gaffa iGaffa
Thank you so much ,our cult leader negoma rakanaka
Kwauri ikoko spakwa 🎉🎉
Thank you VA-Winky Dee ndawana song yekuridza pa Birthday rangu musiwa 9 February thank you thank you... God bless you king Winky Dee
chasara kudhakwa
You're the luckiest man in the world broo
Location?😊
💥💥💥💥💥🐐@@DominicNyakuseka
@@RobertspartwellMazhetesethanks bro
akubvumirana neni kuti wink ishasha siya like
Isa like kunesu tinomwa black label tirivakadzi
🎉🎉🎉ndiyani akufara kunge inini
Ndeipi iri kukupisira, gather here ❤
VaWinky ndimi Vadady vedu imimi ❤🎉
Mabasa hatichina ,tamiswa basa kwa okay, chasara kudhakwa, Ve Zanu vodya havo neuori
Kwauri ikoko spakwa Winky D🎉
Thank you igwe tatisisina ma song ekuridza♥♥♥♥skillfull
Spakwaaa kkkkkk ndukuda kuzorodza mind ndisiye ndakabata pint kkkk song of the year😊
😂matitangira February kudhakwa here Daddy😂😂😂 2025 ndeyekudhakwa baba vataura ,,,, agreee button❤
At a time when the nation is battling socioeconomic struggles, the Ghetto People's Devotee brings a dosage of relief to the mind, body and spirit! Emotionally transcending the realities of own lives, the lyrical ballad is an eternal encouragement to remain resolute and disciplined in this hour of Vice. Siya is a natural anthem to every youth with a dream to make it even without betraying life principles! An Artist beyond his time, with art full of rhyme this is a hit for All time!
Song iyi ikunaka. MaBhawa acho ma1🔥🔥🔥🔥🔥
Music is back🔥🔥🔥🔥🔥🔥thnk u Gafaaaaa