Sis Tilda life is spiritual, these things happen in the spiritual world and manifest in the physical remember again the spiritual world controls the physical world
N’anga ndodzinopa uroyi ihoyu asi vanhu vanoenda kunotsvaga solution kun’anga idzodzo dzirikonzera zvose izvozvi. Ahisi confusion here iyi? Kutsvaga quick solution ndiko kwa paradza vanhu. KunaMwari hakuna zvose izvozvi, kuna Mwari not kumaporofita enhema nen’anga. Vanhu tsvagai Mwari achawanikwa Rudy rwutiwane tisina zvipomerwa because hell is real. Hupenyu hwepanyika pano ndewenguva diki-diki but, the afterlife is for eternity. Choose heaven for your afterlife, because you don’t want to be a citizen of hell for eternity.
Kazhinji kacho huroyi hunopedzwa nehuroyi, kwazvakatangira ndiko kwazvinoperera. It's just unfortunate kuti munhu anenge asanganiswa nevanhu ve fake. Zvakangofanana nengozi, iriko and kuipedza kutoiripa chete wozodzokera hako kuno namata. As much as hell is reall so is chivanhu nehuroyi.
I heard someone saying he is selling a plot in Dombashava. Even for free I am not interested 🤣🤣 I'm sure the person is running away from these wicked people. My advice to my youth brothers, please never inherit your uncle's belongings. I'm very sure he inherited from his mom but he doesn't want to put it clear. Hazvinei nekurima izvi kunyeba angori muroyi mukuru mdhara uyu 👎👎
Hie tete, ko vanhu ava vanotaura kuti vanodya vanhu... tatichikumbirawo kuti one of these guys vomboenda kunocheresa guva remunhu wavakadya then toona kuti mapfupa arimo here...
Family iyi yakabatana zvayo, they are not violent, but panyaya yekusaziva kuti baba vakatemwa nedemo why? I think pane kamweya kari kuita kuti vaite sevanoshaya hanya
Asikana inga zvakaoma nhaimi ko munodarireiko kupfvekedza vamwe vanhu zvinhu zvenyu nhaimi.Yeah pakusiirwa apo vabereki dai maregawo kuzosiira vana neky kana wasiirwa iwe unozowedzerawo zvako.
I salute you guys.Hamuna hasha.Mudhara aifanira kupfapfaidzwa uyo
Vakatovharwa hasha memubobazii uyo
Dai vakaita hasha chokwadi hachaizobuda
Dai ndirni mdhara uyo ndaimuisa demo chairo nxaa
@@patriciadyiwa2553 kana demo unenge watozvivharisira zvakawanda zvaunofanira kuziva
It’s fear
Sis Tilda life is spiritual, these things happen in the spiritual world and manifest in the physical remember again the spiritual world controls the physical world
Mhuri yacho yakabatana varikumira nemunin'ina wavo nababa vavo❤❤ thats one love Mwari ndiye anotonga zvinorwadza asi anobvumirwa kutonga ndiMwari❤❤
zvinotyisa ko tete how far update ya simba
Yangonzi ziii wena kana kuti tizive kut akabuda nothing
Zvinoda kungonanata iiiii remind me gogo veMusami
Havasi serious baba ava😂😂 havasi kuda kubatsirwa ..munhu anoda kubatsirwa anonyatsotaura.. vari kungodakutiudza zvinhu zvavo zvavanazvo
This story need sekuru tasvu gona varoyii
Baba ava vakunyepa nyoka yavo vakuiziva hapana munhu anopa nyoka zita iye isingazive nezvayo
Baba vanonyepa. Havasi kuda kubatsirwa ava but varikuita zvekumanikidzirwa.
N’anga ndodzinopa uroyi ihoyu asi vanhu vanoenda kunotsvaga solution kun’anga idzodzo dzirikonzera zvose izvozvi. Ahisi confusion here iyi? Kutsvaga quick solution ndiko kwa paradza vanhu. KunaMwari hakuna zvose izvozvi, kuna Mwari not kumaporofita enhema nen’anga. Vanhu tsvagai Mwari achawanikwa Rudy rwutiwane tisina zvipomerwa because hell is real. Hupenyu hwepanyika pano ndewenguva diki-diki but, the afterlife is for eternity. Choose heaven for your afterlife, because you don’t want to be a citizen of hell for eternity.
Kazhinji kacho huroyi hunopedzwa nehuroyi, kwazvakatangira ndiko kwazvinoperera. It's just unfortunate kuti munhu anenge asanganiswa nevanhu ve fake. Zvakangofanana nengozi, iriko and kuipedza kutoiripa chete wozodzokera hako kuno namata. As much as hell is reall so is chivanhu nehuroyi.
@@gwendolinechakanetsa7748 apa wataura dear zvinhu zvacho sooka ma1.
@@gwendolinechakanetsa7748 wabaya dede nemukanwa hanzvadzi vanhu ndoo pacasingade kuzvinzwa ipapo vanongoti kunamata asi chokwadi huroi hunopedzwa nehuroi wozononamata wataura chokwadi
😊😊😊😊 j j j j 😊j j j😊 j j j j j😊😊
How can I get in touch with Tilda we have the same problem at home but my granny she doesn't want to confess
Hanzi vane mubobobo pamwe vatopeda nemi Tete🤣🤣🤣
I heard someone saying he is selling a plot in Dombashava. Even for free I am not interested 🤣🤣
I'm sure the person is running away from these wicked people.
My advice to my youth brothers, please never inherit your uncle's belongings.
I'm very sure he inherited from his mom but he doesn't want to put it clear.
Hazvinei nekurima izvi kunyeba angori muroyi mukuru mdhara uyu 👎👎
Chokwadi
Hukuna musha usina zvawo variko varikutorarama zvekuti
@@fadzaichikoko335 l lllll hlttylttttttqy
@@fadzaichikoko335 puru
Domboshava Chipinge Masvingo hndiroorwe ikoko kuzvikanda mumoto
Hi Tilder, your guests are not heard clearly most times. Please check microphones. We can hear you clearly.
Yakambonzi inozi susan wani
Tete. Tilda siyanai nevanhu ava vese vane ma mental problems ari pachena
kkk
Hanzi na Tilda zvinofamba sei nhai mudhara.
Vakafanana nanhikwi baba ava
Tete Tilda muri kuwanza maAdverts ahhh data redu amana
Hapana chisingaperi rambai muchitenda Mwari anokudai you will testify vana bhudhi
2022 dai achipera umm
Mudhara uyo ane zvaasikuburitsa pachena. Ko anobatsirika sei asikutaura zvizere. Akambokwapaidzwa anotaura kwazvo
Please contact sekuru tasvuu vanokubatsirai
Baba ava avasi sure nezvavari kutaura
Mukasati taregerera mdhara munosoterwa waya 😅😂, forced forgiveness
The way he is so calm 😭😂
I think sekuru vakupenga he is not normally musavateerere sitereki
This family just wanted to be in the studio. Zero chaiyo!!
These magics uuum
Aa ndinhikwi tete Uyo , munhu wakaromba uyo haite uummmm vatsvakirei vabatsiri vakasimba chaiko kwete venhema avo vanofirako
Mhuri iyi hauzive zvainotaura varikunyepa varikuda kubuda pa TV. Vanenge vane confusion vese zvavo. Vangato pengesa vanhu. Kunyepa uku hapana.
Kubva nhasi handichanetsane nehama ndingadyiwe,🤣🤣🤣
Me too tofira mahara
Can this technology of mubobobo be used in a studio setting? Like this present environment. Are you safe Tete?
Kkkkk taurahako uneuchitobobodzwa mustudio Tete
Kkkkkkkkkkk musadaro
Hie tete, ko vanhu ava vanotaura kuti vanodya vanhu... tatichikumbirawo kuti one of these guys vomboenda kunocheresa guva remunhu wavakadya then toona kuti mapfupa arimo here...
How are you tete tilder
2022 gore revaroi🙌
Ana nhikwi
Ndi nhikwi
Anonyeba bhanguu kuti divisi rekurima iye akapedza vanhu vakawanda kudaro ayewa vanoda strong shamu ...kusanyara apa wakaita mkoma wako utsinye unonyeba ndiwe mroyi wakatakura kwete kunyebera mai vakafa kare kare
Gogo Nhikwi, Gogo Zvauya naMadzibaba ava same WhatsApp group
Hanzi pamwe atopedza nemi😂😂😂
😂😂I heard that part lol funny as hell
Baba vanonyepa havo avo ,havasi kutomboda zvekubatsirwa ,munhu anepa nyoka Sadza 😂😂munhu ane matirauzi 3 hayas Mwari batsirai vana avo .
Dimentia sekuru varikurwara ava
They are not telling the truth.. Shame
Hanzi ndizvo zvinenge zviripo aya.zvakaoma
Family iyi yakabatana zvayo, they are not violent, but panyaya yekusaziva kuti baba vakatemwa nedemo why? I think pane kamweya kari kuita kuti vaite sevanoshaya hanya
Ava baba vatotenderera musoro apa bcz vanoti vakanozvitorera mushonga wedivisi then ikozvino voti ndakasiyirwa naAmai divisi huuu vanonyepa ava
Ava havadi kubatsirwa ava
Vari kutoshàmirisa ava
Haaaa vanonyepa yoooooo Hanzi hañdiioni nyoka dzozoti hanzi inenge ichifamba famba kuti ifurwe nemhepo
This story inongoda sekuru Tasvu na sekuru kanengo
How can I get in touch with them
Muroi adina kana chaanacho kutombera mahara
Apa unowata pasi kuswerotambudzwa nezvisina nebasa rese iwe urimurombo akaromboka zvake musvuuganda muri mboko bamunini
Ndini first
Hi tete
Sekuru mavanyanyira avo chkudiwa kubatsira chte Kuti mhuri isunungurwe please
Saka kune vaye vanoti huroyi hakuna when one is confessing like this munoti chii. nazvo also deno vari kupumhiwa Baba avo munozozvitenda here
Gadzirisai zvinhu please my friend is single she is 46
Ue will never understand spiritual things guys till zvachinjwa kuti muzvione ne maziso.
Kutanga mu wa15 November mkuru wevaroyi anenge atanga kushanda sekuru tasvu .havambonzwi zvakadaro
Hakuna muroyi akadai. Asi Sekuru vanoda kuendeswa muIngutsheni Hospital.
Cant gist ye story iyi
This man can lie woooo
I second that
Do you think he owns a snake?
Uhuu zvakaoma
Baba Ava havasikutaura chokwadi ngavatiudze number yevanhu
Musha wose including vapfana ava vanorwara ava!
This is a serious issue bt "ndafarira ka dressing kane kabhachi ke worksuit mukati ako" kkk
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk
kkkkkkkkk kana nene
😂😂😂😂
Makadini tete ko nyaya ya Rose yave papi
Nyika yakuguma mwari onai Vana venyu vapanduka apo kunodzi nyoka handiioni ASI unobika sadza uchiipa unouraya Hama nenyoka imi muchiti handiioni ASI Moti ndouraya nenyoka
Bba ava itsotsi vakungodzamba dzamba nyya dzavo
How safe are you Tilder from bobodzing?
🤣🤣🤣🤣🤣
Brother avanoda rubatsiro vanorwa nepfugwa zvemaronda must go and see the doctor because kumwe kurwara mhunu anotora blame yaasina kuita
chinyaya chekunyepa ichi nxaaa
Ko chigunwe icho tete vabvunzei kuti chakaenda kupi
May yr soul rest in peace Jestina stupid brother zimuroyi
Saka muzere nyoka mdomboshava dzevaroyi sezvo sekuru ava vachiti mune magrp evaroyi,sekuru vakapiwa huroyi namai vavo kuzoenda kunotsvaga divisi vavakutoroya kudhara becoz vavakasiirwa zvidhoma namai vavo
2022 Ahoyi
14 November mwedzi wasimba ndoparikuvhurwa matare guys
Yaaa ngavaende kwasekuru Tasvu
Haa volume iri very low chaiko worse baba muridzi wenyoka uyu volume iri pasi
Hanzi inenge ichimbofurwa hayo nemhepo 🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣 ufunge
Ende havana kna nyadzi sekuru ava nyika yakuguma
Send Him To Sekuru TASVU
Foundation yemhuri iyi yakato shata yaka bvira pana mai wavo vaive murombi vakakura nazvo zveuroyi.
Yakabatwa hr
Apa panotoda the whole day interview tete
Macell group ekuchurch kwawo
Volume hanziiko kudzika kudai
Makatuni Cartoon Network lol hanzi wire Chete lol I have suspicion in my own family too
Kuroya kuita sei asi ,, kuroya ndiko kuuraya munhu here ? Asi kaa
Mazuva ano kuroya nekuromba kwaunza mbirika... Hatichaziva ...musi Uno a minor was claiming Kuti akaromba... Jesu chiuyai
Sekuru Tasvu havava zive here ?
We need to pray Jesus Christ is coming.please let's help our fellow brothers to repent
Jesus muroyi futi
Ngavangopa hupenyu hwavo kunaJesu vorega kufeeder nyoka nekusunga waya.
Simple as that vobva ku dark side ikoko
Tete tilder musadaro hanzi motobobodza vanhu
🤣🤣🤣
😂😂😂hanzi pamwe vatopedza mubobobo nemi
Havadi kutaura chokwadi sekuru ava veduwee vane zvikuru chaizvo kamushonga kedivisi kavarikuhwanda nako hakana kana basa vane zvikukutu chaizvo
nyaya dzababa avo hadzisi kumaker sense, vanenge vanorwara ava
zvirimubrain mavo izvi tete
You can’t want tete spiritual things can not be understood with a canal mind
Tete hamutyi hre ini hngu zvakadai handimiri
Asikana inga zvakaoma nhaimi ko munodarireiko kupfvekedza vamwe vanhu zvinhu zvenyu nhaimi.Yeah pakusiirwa apo vabereki dai maregawo kuzosiira vana neky kana wasiirwa iwe unozowedzerawo zvako.
The seated son knows why the guy got killed with an axe.
ko vanoregerei kusunga wire dzacho kuti vaite mari?
Dimentia
The world is multi dimensional 😢
Dayidzayi sekuru Tasvu vanozvipedza
Ini handichafi ndakanetsana nemunhu unofa waka tamper
Aaah baba avo kunyatso kutaura kuti ndosunga ne wire veduwe Ka zvakaoma hazvo mwari..
😂😂😂Haaa mdara uyu kah haasati akuda kutaura chokwadi