Innocent people are rotting in jail , while these criminals are walking freely in this country nxaa ,ngavasungwe I'm heartbroken 💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭mhaiwe kani ndarwadziwa ini
Baba ava ngavasungwe after this. I don’t even have the words to describe what I feel about the mother 🤦🏾♀️. Kutoti handisheya murume here instead of being worried about the welfare of her daughter. Zvakatooma
@Sly on cases like these, i feel you should make follow ups and updates kuti as far as the legal aspect is concerned what steps did you or the family take to ensure that the culprits are brought to book or simply alerting the authorities and also linking up the victims with organizations that can help them legally or even with counseling and other necessary support systems and structures which put the victim(s) on a recovery path.... honestly this is sad
Vanhu ava vakauya vachitsvaga help kubva zvabatwa ,kuratidza kt Mai ava number dzasekuru vanga vainadzo Moreva kt vanhu ava vangouya kuzoonekwa nenyika nenyaya inonyadzisa kudai Nyaya iyi yakaitika iyi
It's so painful Dion is a very strong girl ,but she needs ma prayers shuwa and councelling and let's stand up for a girl child Vana very are suffering.
This is the worst and most painful thing that could ever happen to any girl child ....don't lose hope Dion Mwari ndewedu tese He wont forget you He will remember you and he will wipe away those tears to be tears of joy ....please stay strong Mwari anewe hama yanku
Sly media please help this girl get counselling becoz her mother cares more about sharing husband. But this girl is subject to physiological trauma. Please please please help this young lady and this man must go to the police this is child abuse 😢
This guy is from the village I grew up. They were our neighbour. He used to be my brother's friend and I was friends with his sister. I'm shocked. He needs to be arrested for child abuse
Itori abuse chaiyo iwo mawords arikushandiswa acho, mwana uyu anoda kunamatirwa and counselling yakasimba. She is lost and hei ndamunzwira tsitsi ini kuita sendichachema sure
May God remember you Deon, may His mercy follow you all the days of your life. May He protect you and cover you with the blood of Jesus. Read Jeremiah29:11
My heart is bleeding right now more than this GIRL CHILD 😭😭😭😭😭😭 Ndinobvuma hangu kuti ndine mitoro nematambudziko ehupenyu hwangu asi uyu mutoro uyu wandibaya ndiri kurwadziwa hanguuu ini 😭😭😭😭😭 TENZI🙏 ndimi munotonga baba tashungurudza tatambura ne mhepo dzisina kururama baba tisinugureiwo😭😭😭😭
😂 saka tateguru TASVU kana vayinemweya wechiputukezi zvoreva kuti Sekuru Chaminuka vakabva Mozambique according to your gratitude my dear bcoz patsanangudzo dzavo ,panepavanoti verdade ,zvinoreva kuti "chokwadi" pachizezuru or chishona or chindawu patinoti zvedi
Please Robert you ask too many questions to someone who is traumatised. Please revise your ethics this girl is so traumatised and this very painful and heart breaking
Jesus Christ am so angry Mai vatori worried kuti they are sharing murume instead of checking out kumwana wavoo eish 😭😭😭😭😭😭mwana was crying for help hapana kana akabatsira
Baba ava zvinhu zvavo zvavaka romba zvatorwa vanoda kusungiswa. Imagine kurara nemwana kubva Ari grade 4 till akura. Voda kunzwirwa tsitsi no mhani. And the mother m very disappointed munopindura kuti handi share murume mwana wako wawakatakura 9 months ukagomera mulabour nekurwadza kunoita kuzvara. Madii kuti handigare nemunhu akadaro ngaasungwe. M heart broken. Veduwe tine vana vaskana, what's this world turning into.
The father must rot in maximum prison. But also a lot of people , including her mother, justice system, social worker, educators , the system failed this woman as a child. It's very very heartbreaking.
Mother ivai nomoyo wekubereka musaise word rekt kusheya mwana aripakutambudzika on e other hand hamuna kuita action after however forget about just pray and forgive 🙏 the is a big judgment day last day 🙏
The problem is if they involve police, all people with problems will never visit sekuru Tasvu becoz they will know that police will be involved. People with problems like these need privacy.
The problem is if they involve police, all people with problems will never visit sekuru Tasvu becoz they will know that police will be involved. People with problems like these need privacy.
Did any1 heard her mother's concern...hanzi ku share murume srly ko the fact that baba vamabata mwana wako unotii nayo u care about is kunzi ku share murume
Only wondering, story like this. Shouldn't Media blur victims faces.. 🤔 anywer this is Zim. Even ma phone numbers not even censored. Sad story my poor sister. 😢 This Baba needs to be Tasvurwa'd really hard.. plse help this fam. Great audio 👍 👌🏾
THIS REMINDS ME OF THE DAYS I ONCE ATTENDED YADAH , MAGAYA COOKS UP SAME STUFF WHICH IF U REALLY SCRUTINISE , IN THE END NOTHING ADDS UP . TOO MUCH DRAMA 🙌🙌🙌..MWANA ATI NDAKATANGA KUBATWA NDIRI GRADE 4 , NDAKAUDZA SAHWIRA WA MHAMHA BVA AUDZA MHAMHA , MAI DEON VACHO VAFONERWA VAKUTIIWO NO SAHWIRA AKANDIUDZA LAST YEAR , NYAYA IDZA HAIBOOO ! APA DEON AKAUDZA MRUME KUTI YOURE USELESS BETTER MDHARA . OMBOTI MDHARA NDIYE ANO FAYA , NEXT AKUTI HAMENO ZVOITIKA UNOZONGOONA NDAAKUBUDA ROPA . 🤔
Ko inii ndinemunvunzoo amai avo nasekuru asii avagara vachizivana here ,guys musatiijairire phone yaringa once then akatii hello sekuru or it was the second time kuonanaa
So,are we gonna ignore the fact that Tasvu lied about him killing his father? Its problematic in that we don't know how many more mistruths he says at least apa tapabata
The mother is so concerned about her sharing murume, am heart broken she is not in pain because the husband violated his own daughter, her daughter moyo wekubereka vakaisepi dai ndamatosungwa nekuti ndavakuvadza baba ava 😢😢😢
I think they have to settle their differents in that cultural court nothing will be solved kumapurisa . Any evidence? His word against her. Akabuda discharge hokoyo!!!!! Dnt play neteam remushonga guys.
for the security of these innocent children why cant you media people hide their faces as this may have consequences later in their lives
Saka ndianii acharoora mwana iyeyee arikurara nababa vake
They already have consequences there is no point in hiding because they have already been through all that may come from the exposure
@@shephardmunsaka-og5wmMwari ndiye anoziva
What security reasons. You're being excited. Don'ttell us you haven't seen child actors in ur life
@@shephardmunsaka-og5wm anotoroorwa akatogar zvakanakisa mwana iyeyu azvireve kuti imi kna mamusema varume vese vomusema vamwe vanotomuda nekutomuona kwavaita ipapa
Innocent people are rotting in jail , while these criminals are walking freely in this country nxaa ,ngavasungwe I'm heartbroken 💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭mhaiwe kani ndarwadziwa ini
Baba ava ngavasungwe after this. I don’t even have the words to describe what I feel about the mother 🤦🏾♀️. Kutoti handisheya murume here instead of being worried about the welfare of her daughter. Zvakatooma
Ndatozvishayawo ini
Nhai zvenyu mwana uyu aka abuswa at early age aisaziva semwana.amai vanofanira kuregerera mwana anemhosva ndi baba
Inyaya dzechokwadii here ichokwadi here kana kuti feki idzi
Sei mai vaDiyoni vachitaita sevasina hanya nazvo samaivake sei
Taura hako kunge drama like. Something is not adding up
She cried for help for a very long time but noone heard her voice, nobody came to her rescue in time. The plight of the girl child. I'm heartbroken😭💔
Zvinovhara wangu kuti vanhu vasasimudze msoro
Sad story 😢 this gl ifeel the pain
Mudhara anoda kukwaturwa uyu.
@Sly on cases like these, i feel you should make follow ups and updates kuti as far as the legal aspect is concerned what steps did you or the family take to ensure that the culprits are brought to book or simply alerting the authorities and also linking up the victims with organizations that can help them legally or even with counseling and other necessary support systems and structures which put the victim(s) on a recovery path.... honestly this is sad
Must brought to courts
Pafonerwa mukadzi, she quickly answered kuti sekuru, as if it was a planned script apa yanga itori new number , What a good drama.
Vanhu ava vakauya vachitsvaga help kubva zvabatwa ,kuratidza kt Mai ava number dzasekuru vanga vainadzo
Moreva kt vanhu ava vangouya kuzoonekwa nenyika nenyaya inonyadzisa kudai
Nyaya iyi yakaitika iyi
Get away mhani
😂😂😂😂😂😂😂😂😂musadaro hnyt hnzi vakambouuya here
Haaa hauna chaunoziva hausi kuona hre kuti hais first time yavo kuuya Kun'anga uku
😂😂😂😂😂😂
Nxaaa izvi zvinoda police pliz sly involve police panyaya yakadai
Kule tinokudayi henyu but kana munhu ataura ega kuti hausi mushonga that's a straight confession, munhu ngaasungwe please
It's so painful Dion is a very strong girl ,but she needs ma prayers shuwa and councelling and let's stand up for a girl child Vana very are suffering.
Mother is worried about sharing murume than kubatirwa mwana chibharo. Hanzi dai arimumwe munhu arepwa. This can't be real
Exactly my point. She is useless
Imagine
movie
Shocking . She is normalizing the incest behavior
Havana kutokwana murume nemukadzi wacho
So we are really ignoring the fact that this girl is beautiful
Very beautiful
Very beautiful
Nhai❤❤
But akatonora
@@pombieslocksmith7489seka hurema wafa magwana zvichakuwanawo🙏
This is the worst and most painful thing that could ever happen to any girl child ....don't lose hope Dion Mwari ndewedu tese He wont forget you He will remember you and he will wipe away those tears to be tears of joy ....please stay strong Mwari anewe hama yanku
It's not the worst but one of the worst things .A lot happens in this world .
.p
😊
It's happening to both boys and girls chete chakafukidza dximba matenga
This is heartbroken,Deon Mwari vachapukuta musodzi wako,mhiko yerudziyi yekuparadza hupenyu hwevanhu so baba ava ndisatan chaiye
Sly media please help this girl get counselling becoz her mother cares more about sharing husband. But this girl is subject to physiological trauma. Please please please help this young lady and this man must go to the police this is child abuse 😢
Brought tears to my eyes..the girl is broken..may God help her
Sad story indeed. This man deserves to be punished heavily
Tokumbirawo mai Tasvu vamboti ziii kunyarara zviitewo order
😂😂😂😂😂😂😂 louder ivo vanodeiko mumatare kkkkkk
It's not about sharing a husband, it's about Abusing a Child!!!
Shuwa apa Mai havasikunyatso pabata Mushe Zvakaoma
Vanotoda help I think vavewo mental disturb
Apa zidzendeurwa redzoro kukura kwarakaita
He must be arrested like now soon
Arrest him its un acceptable its a taboo makunakuna iwayo arrest him mushonga
Baba Dai vanyatsorangirwa mhosva dzavo im so heartbroken 💔 ndiripo ndaivaridxa Ini kunyepera kuzungaira zvenhando nxaa
But vanhu indava muchidaro soo kuita dambe nenyaya yakadai sure mushonga mushonga kudiikwacho nyaya iyi ngaiende kumapurisa baba ava vaende kujeri vakarepa mwana mhani ivo mai vemusikana uyu dzirimo hr mumusoro mavo kutotaura kt ndoenda kumusha kwedu handingachinjane murume nemwana mashoko wo here iwayo ekutaura mukadzi mukuru sure kutadza kuenda kuno reporter nyaya kupolice munhu avharirwe 😭😭😭😭ko sei muri kuita kunge drama nyaya yakadai 💔💔💔
Iam truly hurt 🥺 zvakaoma hazvo zvirikuitika mumyika yedu
Kadrama thing karipo aziva sei kut ndisekuru tasvu
Enda unorepoter
@@pouringgaga2562 shuwa sure kuita kunge drama zvaro kutoitora simple nyaya yakadai😩
@@pouringgaga2562 handiti vakamboendako bfre hr
The lady asking questions Kah l feel like she forgets this girl is a victim nxaa 🙄
This guy is from the village I grew up. They were our neighbour. He used to be my brother's friend and I was friends with his sister. I'm shocked. He needs to be arrested for child abuse
If I may ask which village? Are you from Nyazura
You people you dot have to be so brutal when questioning that lady. She is the victim for crying out loud
You can say that again
That is true so brutal
True
I think it's a good thing asking her so many questions so that she can talk everything frm her heart for the sake yekuti awane clarity
Itori abuse chaiyo iwo mawords arikushandiswa acho, mwana uyu anoda kunamatirwa and counselling yakasimba. She is lost and hei ndamunzwira tsitsi ini kuita sendichachema sure
May God remember you Deon, may His mercy follow you all the days of your life. May He protect you and cover you with the blood of Jesus. Read Jeremiah29:11
Ahhhh shame its so sad
🎉Baba vakaoma ava ,kt pangave nehuroyi hungapfuura apa here
This is very very sad,the girl should go and report the father,how can he do that,
He must go to jail no to abuse
True
Am so angry the mother though just thinking of sharing with the husband shuwa😢😢yhooo am pissed Ana baba vamwe marwadzo wedwe
Havana kukwana Amai ava...kuita kunge vaisarwadziwa nezvavari kunzwa Mwana achitaura shame on you Amai ava
Munhu ngaasungwe uyu mhani☹kukuvadza mwana kudaro here asikana nedamba,kuda kuraramisa here ikoko.Umm akashereketa murume uyu.
My heart is bleeding right now more than this GIRL CHILD 😭😭😭😭😭😭
Ndinobvuma hangu kuti ndine mitoro nematambudziko ehupenyu hwangu
asi uyu mutoro uyu wandibaya ndiri kurwadziwa hanguuu ini 😭😭😭😭😭
TENZI🙏 ndimi munotonga baba tashungurudza tatambura ne mhepo dzisina kururama baba tisinugureiwo😭😭😭😭
Sly next time mukadzi uyo ngaanyarare ari kutaura kuback ground .ari kuvhengedzera zvokuti
Its true ..havakavhengedzera sure apa munhu atikutorwadziwa
Nhaimi chiiko chapinda munyika ye Zimbabwe ana baba chiii chaizvo kutara nevana.
Ndarwadziwa nenhau iyi 💔 💔
This has been going since the existence of mankind. It's only coming out because of the social media
Zvaingoveko zvehuroi izvi, kana ukatozvitsvaka kana mumhuri menyu zvitorimo, vanhu vakashata hanzvadzi yangu
Mukoma sly ko munodii kuudzawo kule kuti umwe mutauro hauiti veduwee vangabvunzawo here kuti anonaka ndiani mwana namai iiiii zvakaoma
This is when these people are given power to preside over these matters
Sekuru is not a Zimbabwe kaaa plus svikiro ndiro rinenge richitaura
Children look up to their parents for protection. But this man has failed big time . Zvarwadza izvi !
Didn't you have the heart to blur the face of the girl
She deserves privacy
@@TheZuluman7 marwadz0
I agree with you on this one as she is a victim
Even kubvisa mazita
Haaaa ma 1
This girl looks so sad 😭 nhai Mwari 😭😭😭
Uuum pasi rine rima shuwa...asi tinotenda chaminuka nekutipa teteguru TASVU👏👏👏
😂 saka tateguru TASVU kana vayinemweya wechiputukezi zvoreva kuti Sekuru Chaminuka vakabva Mozambique according to your gratitude my dear bcoz patsanangudzo dzavo ,panepavanoti verdade ,zvinoreva kuti "chokwadi" pachizezuru or chishona or chindawu patinoti zvedi
Please Robert you ask too many questions to someone who is traumatised. Please revise your ethics this girl is so traumatised and this very painful and heart breaking
It's good so that she bursts the truth nehasha, mukanyengetedza munhu anotsika tsika zvimwe nekunyara or so,
It helps people to understand. Nothing wrong with that.
Nhai sly nyaya yaRose yakazodiii
Neniwo henyu ndakangomirira so simba akazodii
Grade 4 😕 aka rapwa seyi sick ikasaita police case? Ma teacher masahwira? Makaudzwa nyaya iyi makaita seyi?
Imagine
Nyika yapanduka imi,mukoma sly ndimi makaita nanasekuru makauya kunobvisa nhamo nematambudziko panyika
So touching yoo am so surprised this world is too much gys we need to pray for this country ,am very sorry girl everything is going to be fine
Baba ava havana ganda kumeso zvachose senyika hatina kwatiri kuenda hama dzangu
😭😭😭 Chii chapinda munyika yedu veduwe
Jesus Christ am so angry
Mai vatori worried kuti they are sharing murume instead of checking out kumwana wavoo eish 😭😭😭😭😭😭mwana was crying for help hapana kana akabatsira
ndazvishaya
Journalist should not be part of the jury.
SMTV should just be listening and recording and not be a jury.
Sly journalist hastings nyaya inongotapa nhau. Nekubvunza kuti zvakafamba sei..handizivi hangu kuti sly journalism yako wakaitira kupi chaiko.
Sure, he should keep quite and make his recordings only
Mwana anga achinatsoshaya kwekuturira mutoro fr yrs😢😢😢
Zvinorwadza sure tinoti tinemaproblems ka asi hatina kubva nhasi ndonamata ndichitenda mwari sure ndarwadziwa uye ndinongonatira moyo wekugutsikana
Baba ava zvinhu zvavo zvavaka romba zvatorwa vanoda kusungiswa. Imagine kurara nemwana kubva Ari grade 4 till akura. Voda kunzwirwa tsitsi no mhani. And the mother m very disappointed munopindura kuti handi share murume mwana wako wawakatakura 9 months ukagomera mulabour nekurwadza kunoita kuzvara. Madii kuti handigare nemunhu akadaro ngaasungwe. M heart broken. Veduwe tine vana vaskana, what's this world turning into.
God save Zimbabwe. Nyika yafumuka kubva vari pamusoro kusvika kuvana. Ndarwadziwa ndarwadziwa ini😭😭😭
Sak. Akasungwa hr imi ichokwadi hr ichi nhym
Kkkkkkkk kunyadzisa chaiko
Some questions should be avoided pliz.This is a young lady oooh God
Ukuona baba ava kudhara ikoko name of the movie please....sly wakuita sei
Murume anosvodesa uyo ummmm kurara nemwana wako chaiko mvura hainganaye munyika anofanirwa kusungwa baba uyu
The father must rot in maximum prison. But also a lot of people , including her mother, justice system, social worker, educators , the system failed this woman as a child. It's very very heartbreaking.
Pain hit me like she is my own.... LORD have mercy
@@murwirakaydr9647 its so sad mhani
Baba ava imbwa chaiyo ungadaro mwana wako kutobvuma kurara kwavakaita nemwana wavo mmmm vane mweya.Istupid chaiyo
The man is insane
I cried veduwe😢
kunyepera kudzangaira vachivhura vhura maziso mushonga uchibvuma kurara mwana so painful 💔💔💔 apo mai varikurwadziwa sharing ko dambudziko rinemwana
Taurahako iro ziguma
Vakazungaira Mai ava nxaaa kuda vanozivana havo nemurume wavo
Apa pekutanga vanga vachiramba kuti vakabata mushonga thank you mkoma Sly
@@patriciadyiwa2553 shuwa zvenyu vaitadza kusungisa rubaba urwu
Ndatwadziwa shuwa hona zvavanoita kuudzvuura meso
Ummmmm baba Ava must go to jail please 😢this is painful
True
Being Zimbabwe The man will walk free Hapana zvaanoitwa
Everyone failed to help and protect this child. She has been through a lot from a young age.
Baba avo vachingoti maziziso nxaaaa vanoda kusungwa ,,,,,, vamwe vabereki kaaaa ummmmmmmm 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌 pfungwa ishoma mwana wako chaiye,,,,vanoda kurohwa ,,,,, kuregererwa kweyi munhu mukuru asingafungi ,,,,,
Ko idzo nharo nxaa kushota shamhu
My heart is in pieces, oh God 💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Umm,moyo wangu warwadza mwana achema zvinodzimba 😭😭😭
Sure achafamba sei mwana uyu
vanhu vanofanira kupika jere makunakuna chaiwo
Mvura inganaya sei
haa zvakaoma hazvo sure
A clear confession ..munhu ngaasungwe
Mukadzi wasekuru tasvo Ka ndokumbirawo munyarare plz aah
Chokwadi
Sure aaah
Sure
Ehe nhaimi
Mother ivai nomoyo wekubereka musaise word rekt kusheya mwana aripakutambudzika on e other hand hamuna kuita action after however forget about just pray and forgive 🙏 the is a big judgment day last day 🙏
Aaaa shem my child also l will pray for you 🙏
These questions bordering on pornography are uncalled for!!
I concur with you it's so disgusting
Justice must be served
Muzim hatina chatati taona hedu mashura arikumberi uku as long zanu ikaramba iripo tichaona more and more mashiripiti
Mese nevanobatsira wacho makutodawo mwana uyoo
Tiri kutongwa nemasatanist hatina kwatirikuenda
Iwe zvakaoma kani.....ikozvino vanhu vakungoita zvese zvese ....nyika yoguma kani
Kkkkkkk more mashiripiti
its very painful. Mwari vatibatsire. Who will protect the girl child when those responsible are the real culprits.
Mukadzi uyu atovinga drama. She must be excluded. Ungavhunze kuti kichengeta mai iwe uri mukadzi waBaba.
Neniwo ndatoona Kuti munhu abvunza mubvunzo uwoyo haana njere zvchose
Ndimbuya Tasvu vadaro
nhai zvenyu nekuti mwana Ari kutaura ma wishes ake zvaanofunga pamusoro pamai vake iye oti urimukadzi wababa ngaabude imomo mukadzi uyu
Ende ngaanake mwana uyu .. it's sad .baba ava vanorwara chokwadi . Nyika yakuguma kani
Why can't you guys involve police kana munhu abvuma kuti akarara nemwana wake ariunder age? Sly media can you answer please
The problem is if they involve police, all people with problems will never visit sekuru Tasvu becoz they will know that police will be involved. People with problems like these need privacy.
The problem is if they involve police, all people with problems will never visit sekuru Tasvu becoz they will know that police will be involved. People with problems like these need privacy.
They just expose and if the family and people want they will send it to the police
Did any1 heard her mother's concern...hanzi ku share murume srly ko the fact that baba vamabata mwana wako unotii nayo u care about is kunzi ku share murume
Only wondering, story like this. Shouldn't Media blur victims faces.. 🤔 anywer this is Zim. Even ma phone numbers not even censored. Sad story my poor sister. 😢 This Baba needs to be Tasvurwa'd really hard.. plse help this fam. Great audio 👍 👌🏾
Yaah pa 4n nmbr ndatozvishayawo kt why vasiya zvakadaro, vakaita madofo mbchana
Tete vari right varikubvunza kuti sei vakasarudza nhiko yekurara nemwana sei vasina kusarudza imwe mhiko nokuti kunedzakawanda mhiko
She is very young . How old is she? Ndarwadziwa zvangu😢😢😢😢
I am so sorry my beautiful daughter
Very Painful
I have a baby girl....I feel the pain..ndarwadziwa.....
Kana tsitsi kundonyera zvinhu ravo mumwana we grade 4 chokwadi zvakaoma chokwadi varume vanehutsinye mwana achichema kana tsitsi uuuu ndinopererwa varumeka chokwadi hamupinde denga kubvuma kushandiswa nén"anga
It's very sad really ,I hv bn in Nampula but mmmh izvi is too much not forgetting this girl is too beautiful
But i blame the mother also vakaudzwa nasahwira kuti baba varikurara mwana havana kutora action why
vati vakaudzwa a week ago mwana anga akaputirwa nemushonga wa baba
Mishonga iyi, kuda kunyepa chete
Munhu ndaasungwe zvake zvemhepo 😊 manyepo ayo
Sly please be on top of interview not the rest of pples.
THIS REMINDS ME OF THE DAYS I ONCE ATTENDED YADAH , MAGAYA COOKS UP SAME STUFF WHICH IF U REALLY SCRUTINISE , IN THE END NOTHING ADDS UP . TOO MUCH DRAMA 🙌🙌🙌..MWANA ATI NDAKATANGA KUBATWA NDIRI GRADE 4 , NDAKAUDZA SAHWIRA WA MHAMHA BVA AUDZA MHAMHA , MAI DEON VACHO VAFONERWA VAKUTIIWO NO SAHWIRA AKANDIUDZA LAST YEAR , NYAYA IDZA HAIBOOO ! APA DEON AKAUDZA MRUME KUTI YOURE USELESS BETTER MDHARA . OMBOTI MDHARA NDIYE ANO FAYA , NEXT AKUTI HAMENO ZVOITIKA UNOZONGOONA NDAAKUBUDA ROPA . 🤔
U are one person arikuona zvandri kuonawo
U are one person arikuona zvandri kuonawo
Baba awa watorine kakudzungairaa so pachiso chawoo en uri muroyii iwe murume iwewe kusanyaraaa unongotiii maziso mahombe😔😪💔💔
Haana kuzungaira itsotsi iri
Haaa tinosangana nezvinorema muupenyu asi ummm izvi zvirimberi veduwe e.thank you sekuru tasvu
this is heart breaking Dio be strong
Ko inii ndinemunvunzoo amai avo nasekuru asii avagara vachizivana here ,guys musatiijairire phone yaringa once then akatii hello sekuru or it was the second time kuonanaa
So,are we gonna ignore the fact that Tasvu lied about him killing his father? Its problematic in that we don't know how many more mistruths he says at least apa tapabata
Am sure zvimwe kungotaurawo
STAGE WORK
Uyo haana kumbourauya baba
@@itayichitauro9426 kkkkk kuti kudaro here,
Then it distorts everything...
Ummm Sly you are indeed a true journalist. Nyaya dzaunobata so I'm surprised. Baba ava ngavasungwe
Pana amai varikubvunza apo,vari kunyanya kubvunza musikana uyo,that lady needs serious help.
True
True
This lady haazive zvaanoita. This is abuse &
Ndine dambudziko rakaita seirori sekuru ndibatsireiwo 👏👏👏👏
Shuwa here apo
Ah please mkoma Robert help this girl this is breaking my heart shuwa that girl Dionne this girl has endured so much
Ndimai Tasvu rava kutoita fanika drama kk
Kana muchitaura muchiita matare enyu shandisai rurimi rwakapfava kana moda zvinyadzi ibva payoutube. Taurai zvine hunhu mukati
The mother is so concerned about her sharing murume, am heart broken she is not in pain because the husband violated his own daughter, her daughter moyo wekubereka vakaisepi dai ndamatosungwa nekuti ndavakuvadza baba ava 😢😢😢
Ndabatikana neni..
The mother should have been there for her, and all the relatives
Hnyy vaisazviziyawo hre
Tiri vekuNyazura zvakadai bba ava ngavauraiwe family pisai bba awo ungakuvadza mwana akanaka kudaro tichatsvaga paunogara timbonyatsokurova tichakutsvaga benzi iwe
Umm zvakaoma l guess he is mad this guy he must be arrested 😢
Thanks mkwambo nekudhingirira
Ndarwadziwa Deon nyaya yako yandityisa😭😭😭
Edmore Svosve anofanira kusungwa, kutoinda kujere becoz it's a crime kurara nemwana or hanzvadzi ibenzi risingaiti😳😳
Face yababa avo fits the profile of a serial mastermind
True
I think they have to settle their differents in that cultural court nothing will be solved kumapurisa . Any evidence? His word against her. Akabuda discharge hokoyo!!!!! Dnt play neteam remushonga guys.
Vese naamai vacho ngavasungwe😢
Eiiiish this man is very wicked indeed ,hearthardened as well .how can a father get into the bedroom with his daughter.so painful
One glance at the man and you can tell something is not right up there.
Ndarwadziwa ini 😢😢😢😢ko nai munorombereiko aaah murume anehutsinye uyo