continue to rest in peace Chibaba I always think of this guy and feel like crying 😢...Only God knows...Rest In Peace Sauro...Tichasangana...Botswana I'm am
Zvinobaya moyo asi wakawanirwa nyasha. The pains and hatred inflicted on your flesh and persona is finally over. Zorora murugare umwe wangu Tichasangana zvakare mumazuva mashoma anotevera nekuti nguva yedu panyika pano ishomashoma. RIP twin💔🥺🥺
zvasariresu vapenyu zvapfuura zvaakafa ari ndizvo zvaano svika ari pamberi paMwari ari so guys its high time for us to get prepared for our time will reach hatirambi kufa asi kunoendwa kana munhu abuda munyama ndiko kune nyaya dzese zvepanyika izvi hazvichazo rangarirwi kuti waive nemari or wanga usina ndezvimwe ngatigadzire rwendo nguva ino tigozowana anoti perekedza nguva iyo kana yatisvikira kana todadzwa kumusha
iwe neni tachaisiya nyika ino so lets do something kana mukana wekumutsaka uchiripo tisaita sevamwe vasikana vashanu vasina kungwara atomboudzwa kuti chiba chinouuya nhasi asi ivo vaka rivara remember hatinamatire kuti tisafe asi kuti kana tafa ishe Mwari vagoti pinza mudenga ravo dzvene
Sleeping peacefully. No more pain. Go well Saul 💔
Ukaona zvadai woziva kuti zvapera atarisana nashe wake ngatigare takagadzirira misinenguva rip Soul
urikureva zvokwadi dai Mwari vatibatsira tamutsaka nhasi achawanikwa sa ISAIAH 55;1 nguva ichiri kutendera because tisanyeberana denda hatipinanzane sezvino nyepwa kumakuva munhu akuvigwa nevafundisi kuti Mwari muregererei zvaakaku tadzirai hanzi neshoko ngatiate basa masikati husiku husati hwasvika hwatisingazo goni kubata nahwo,.vamwe vakazoimba uchano mira nezvako kudenge someday be it good or bad
Only legends and amazing souls still look peaceful even in death ... rest chibaba ... conquering movement will always love and appreciate you 💯💯
😭😭😭💔💔💔
Continue to rest in peace brother 🕊🕊You're greatly missed ❤
He is so at peace. Fly high brother 😥
Rara zvakanaka mweya wakachena tosangana kudenga
As handsome as always 😭.
Munhu akandirwadza mhani uyu . 💔💔😭
look how beautiful he looks iiiiiiiiiiiiiiimmmmm
Handsome...
And peaceful my King
Still up to now I can't believe his gone Amana💔
Wow kuyita seakavata zvake tosangana ikweyo chibab bt wakatisira mangoma wena yoo msg chete chete dayi uripo mhani zvisineyi Rest in power 💘
What a transformation!! which was said from sauro to pauro munhu kuita handsome afa aaah so painful may you sleep in peace Jah love
continue to rest in peace Chibaba I always think of this guy and feel like crying 😢...Only God knows...Rest In Peace Sauro...Tichasangana...Botswana I'm am
Soul I'll forever miss you 💔💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭
Zvinobaya moyo asi wakawanirwa nyasha.
The pains and hatred inflicted on your flesh and persona is finally over. Zorora murugare umwe wangu
Tichasangana zvakare mumazuva mashoma anotevera nekuti nguva yedu panyika pano ishomashoma.
RIP twin💔🥺🥺
😭😭😭😭 RIP Soul sleep peacefully 💔
Kunge akarara zvake, Rest easy Soul
Eeeeh shaaa kuita kunge akarara,it's so sad💔💔
Ehe.... Doesn't look dead at all
Rip you always remembered 😓
Can I have your number Mitchy
Rest in perfect peace Ameen brother
Zvorwadza even now feels like happened yesterday 😭
I know 😭 right
Yah
Continue to rest in peace where ever u are Sauro🤨
Ndiyo nzira yedu tese rest in peace Sauro 😭
Go well Mukoma Sauro. Mhofela to Mhofela. Sleep well. Rest In Peace 😢
CONTINUE TO REST IN POWER CHIBABA
Continue To Rest In Peace #Ngwendezaa 😭💔
Good night Soul
Jah wakabirira...kuenda usina kuoneka
Zviri kutoramba kubvumika kuti zveshuwa akaenda
mi king nuff respect to yah🙏💪
Munhu akandirwadza mhani ummmm 💔💔💔💔
😭😭😭😭
Res Easy Ngwendezaaaaaa 🕊🕊🕊
😢😢😢😢😢😢😢
Always remembered chibaba
RIP soul musaka
inini hangu am still in pain
Kuita seakavata zvake sleep tight chigunduru
He was soo handsome , sleeping peacefully 💙
Mufunge 😓😓😓
Ummm that's the end sure. Looking handsome and peaceful
Rest in peace chibba 😭😭
Go well brother
Sauro wkasiya neronda risinga peri rest in peace my man
Rip
🕊🕊🕊🕊🕊
Fly high Ngwendeza😭😭
E😭😭😭😭😭💔💔💔💔
RIP GO WELL CHIBABA
Zvinorwadza izvi regai kutiradza
zvasariresu vapenyu zvapfuura zvaakafa ari ndizvo zvaano svika ari pamberi paMwari ari so guys its high time for us to get prepared for our time will reach hatirambi kufa asi kunoendwa kana munhu abuda munyama ndiko kune nyaya dzese zvepanyika izvi hazvichazo rangarirwi kuti waive nemari or wanga usina ndezvimwe ngatigadzire rwendo nguva ino tigozowana anoti perekedza nguva iyo kana yatisvikira kana todadzwa kumusha
iwe neni tachaisiya nyika ino so lets do something kana mukana wekumutsaka uchiripo tisaita sevamwe vasikana vashanu vasina kungwara atomboudzwa kuti chiba chinouuya nhasi asi ivo vaka rivara remember hatinamatire kuti tisafe asi kuti kana tafa ishe Mwari vagoti pinza mudenga ravo dzvene
Taura hako
BUT MUNHU ANENGE ACHIITA DISLIKE ANENGE ARWADZIWA NEYI
Ido bvunzaiwo shuwa
RIP chibaba legend
Kunge mupenyu rest in peace
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
RIP
The best wantshintshi mpilo yami mfethu Ponda nhamo
Go well see u you there sauro
Young soul gone
I will mic u chibaba changu rest in peace
its so painfull
Rest in peace chibaba
Marwadzo chaiwo uzorore murugare Sauro
RIP chivaba
Rip chibaba
Pasi hari gute
Kunoendwa zvesure pasi pano tiri kurowa maround hedu
Mmmmm sauro weeeeeeee
🙄🙄Kodai akabva Ati batai baba vese Ava vaiitasey
Chibaba ichi hachidyiwe nemajuru
Yaaa kutopera kwazvo
Ma1
Zvorwadza ummm
Shame
These videos should be deleted now
😂😂😂
🙄chii chikusekesa apa nxaaa
@@kundykat35highway55 ndinga seka kufa kwemunu zwinosekesa
Urimhata ukusekei
😭😭😭