😂😂😂 Lee next time udzidze kudzikama 😂😂😂😂😂😂😂. Ndiri ini handigare haaaaa. Honai face ya Lee akufemereka manje 😂😂😂😂😂😂😂 at least haana kudzokorora hembe kkkkkk. Spaghetti futi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. Lee Lee 😂😂😂😂😂😂. Always looking forward to your skits. Dan is also a good actor. Haamanikidzire.
Team todada nemi mheni... Chikumbiro changu batanai mubasa iri uye respect chinhu chakakosha kwamuri. Tirikushuwira zvikuru kwamuri
Nyika yose ikukudai💕💕💕💞
the trouse and the shoes killed me😂😂😂😂💔
That other guy acting with Lee is underatted,anogona mface uyo,i have noticed his development he is now up there.
Dan is tops
Dani ndomifarira character yake
Sosora varikumberi
Thnx so much my bro
Dan na Svosvora vanogona
Team comic elder let's gather here
😂😂😂vanebsa comic elder
Face yaLee when he is disappointed 😂😂😂😂😂
Ndandichiti ndikudawo spaghetti nechingwa zvandauya nazvo in lee's voice😂😂😂
Apa kureva kuti zvatadza kuiswa mu paperbag here
Lee never dissappint 😂😂😂😂
Huh Mai vemusikana acted like a real one 😂😂 Salute to you Mai Mitch🙌😂😂
Haaa Lee...I salute you uri shasha...you always deliver my guy....Keep it up👏
These skits🔥🔥🔥🔥Elder ndi Elder vedu shuwa
Lee to the world 🌎😂🔥🔥 u never disappoint
Ko Iwo maziso aLee anenge achimboitwa Seiko hahaha ko trouser arisi ramukoma Done here hahahhaha
haaaaa boys iyi ndo best itemra elder randaona🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 more life comic elder
Danboy haana kuchipa guys 😂😂😂
Ukupisa mpfana me big up your self ne team yauku bata nayo
Love the scenery behind alot of trees
God will Bless you More and go higher🙏
Kikikkkki Lee arikutomboda demo rembama ko uchiri wakagarirei mumba imomo ridza matyre blazo hahahaha
Kkkk apa chingwa chikuramba chakaiswa pamaoko kkkk
Lee must avoid nyaya yekuda kuseka pasingadi kuseka I REPEAT. Otherwise Zvimwe zvese standard. 🔥🔥
Grocery racho rashaiwa paperbag here amana😂😂.. mukwasha mboko arikutoona kunge atenga bhazi
😂😂😂waona mabatirwo anga akaitwa Lobels here
Kkkkk unopinda church ipi tirivabvuvi 😂😂😂
Boys akuramba achipa Lee bhutsu nemajean type iyi ndianiko 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Same guy ane tender remashort aNijo
@@tapiwamupakati7655😂😂😂😂😂😂
😂😂😂Leeee urimunhuyi chaizvo
@@user-vm3pr7sf1v 🤣🤣🤣ask him
Ko grocery unouya naro one one here aaaaah zvakaoma
..,asi comic elder aumbozviseke ere nezvinhu zvaunoita izvii aagh 😂😂😂🙌🙌🙌🤣
Haaaaaaa Lee ka, uuuuummmm haaaaa wanditypra mbabvu...you never disappoint
Leeee ko kuzofemera padenga 🤣🤣🤣🤣wanga wakutsva
Keep up the good work mukoma Lee 🤗
Ndazoseka hangu asi leeee ka hanzi aiwa andisati ndambokuonai,,,,,,,,, maziso hangu leee unondiuraya
Elder always on point..... he never disappoint
Elder moda mbama 1 chete😂😂😂😂
Comic elder you the best aaa😅😅😅
You're the best Lee
ZveFight ndozvangu in comic elder's voice 😂😂
Asi Lee kaa chingwa siya nditakure koo chingwa kukandwa pasofa 😂😂😢😢
Kikkkk 😁 pakayipa
Ziso raLee nderekuti eh ambuya zvamurimi mutaurise 😂😂😂😂
Keep up the good work guys
Lee na Danny munopedza masports isai kamusic mbichana waiziva
Elder vanopedza kkkkkk Grocery 😅😅😅😅
I stand with lee😂😂😂😂😂😂 iri i goat reipapo iri😂😂
😂😂😂Lee uri muhombe
😂🤣😂🤣😂Lee mr mabhurugwa🔥
mkoma Lee - Recovery Mode - spagheti, chingwa nemafuta
Kkkkkk 😂😂team mopisa zveshuwa aaah kani
haaaa lee kuzopusa nhasi kkkk
Hanz ndanchikumbirawo maspaghetti andauya nawoo 😂😂😂😂😂
😂😂😂elder ndimakuruwani iyo vhaulensi, pane aseka kubackground panzi it's okay haaa haangambotadze kubvaruka Lee anoda maoko,,, haaa😂😂😂baba vanofemereka havo
The jean 😂😂😂 the shoe😂😂😂 haaa Lee I give up
😂😂😂 Lee next time udzidze kudzikama 😂😂😂😂😂😂😂. Ndiri ini handigare haaaaa. Honai face ya Lee akufemereka manje 😂😂😂😂😂😂😂 at least haana kudzokorora hembe kkkkkk. Spaghetti futi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. Lee Lee 😂😂😂😂😂😂. Always looking forward to your skits. Dan is also a good actor. Haamanikidzire.
Trouser ne bhutsu saka mafuta ndoekumwisa ne chingwa here lee
😂😂😂😂hnzi in Dan's voice
Danie anondigonera henyukkkkhanzi haisi call box😂😂
❤❤❤
Kkkkkkkkkkk mukomana vangu manje Lee
😂 kuzvininipisa kwaLee
More💕 mpfana me leeNamkoma Dani
Kkkk🎉leeso hanzi vabvumi
Kumusha ndekupi Team Mrehwa mkkkk topfura tollgate kuseri kwacho you bad 😂😂
Pandangowona camera yanaganisa kubhutsu ichikwidza ndichiwona bhodoro remafuta ndambopauser ndikatanga kuseka😂😂
Lee never disappoints 😂😂😂😂😂😂akuda ka krocery Kake 🙈
It’s the sound of the jean for me😂
Lee unopisa mfana wangu😂😂
Kkkkk axanaka muite serious vamwe vamunenge vakwasha so😅😅
Uyu muhmbe 😂
Nice munogona chibbbbaaa
😂😂😂mmmm ndaseka
Kkk 😂😂😂Lee haaa nhasi wandiuraya😂
Zvichemo zvangu zvanzwikwa kkkkkkkkk pana Lee here veduwee ko kuzouya akabata chingwa nespaghetti mumaoko
Dai zvaibvira ndaisa 5m yema likes kuna Lee zvangu ini 😂😂😂😂. Mukomana anogona zvake uyu ❤
Comic elder's look to his father in law 😂😂😂
Lee ndoma groceries acho here ayo 😂😂
❤❤❤nhas makachena Eredha 😂😂😂
Lee akufemera padenga😂😂😂😂
😁😁Hanzi ndanga ndichida spaghetti nechingwa 🔥
Elder zveshuwa😂😂😂😂
Kkkkkkkkk chingwa here amana
Ko zi 👖 ndorekupfeka kwa ambhuya here 😂😂😂
Ziso ralee patv kkkkk
Mupei super gate yake
Ukuona wandidhumisa kumudhuri?😂😂😂
iiii haaa Lee unondi naka sha wato murova muzuda hr kokuzoita hasha😅😅😅😅😅😅😅
Ndaita kunzwa kumunyarira achisvika nekachingwa nekaspaghetti kkk
Lee ndakunyarira 😂😂😂 usazodaro
Lee usagambire kuraini kwangu ndokumamisa lol 😆 haurove Danny ka
I cant stop laughing n tears on my cheeks😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 mdara munopedza bhoora
Yaaa waiutangirei musindo
😂😂😂😂😂 mukwasha mhondi😂😂😂
Hanzi haupfure uchiimba😂
Lee kupera mweya here😂😂😂
Brother vema scotch🎉
Unozorora wani 😂🙌🏼🙌🏼🙌🏼🙌🏼
Kkkk haaa lee zvaanozoita face ma1
Danny vadhara
Kakufemereka kaLee kanondipedza😅
Kkkkkkk kkkk uyu wamnoti Lee anodheerera
😂😂😂😂😂 mukwasha akuda ma spaghetti ake nemafuta 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk ini handizomirire zvese izvi Lee wakamirirei😂😂
lee urimbudzi 😂😂 uri goat
😂😂😂😂😂Leeee I give up
Musadaro Lee, ane problem ye moyo 😂😂😂