ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mukoma Dani is a natural when acting. Munogona mukoma.
Thnx my dear God bless u
Yeah Dan vanongoita kunge real life easy
Tell them he is natural❤❤😂😂
Thank u so much hama yangu God bless
That guy is great, leg is obviously great but i look for videos with Dani, he calmness while doing comedy is out of this world
Zimbabwe comedy is in safe hands because of this team
Hanzi na Sosora takumisai tese...Support ya Sosora kuna Lee ma1😂😂😂
Ka celebration ka Dani paa receiver message ndoo pandabva ndangoziva kuti hazvipere mushe
Gamu anombozviziva here kuti ndomuda❤❤❤
Ndakakuudzai kuti hembe iyo ma1 sorry ndinenge ndakukudzoserai kumashure 🔥🔥🔥🔥🔥😂🙌🤣🤣
Ukaona mukomana wehembe yemabox asvika maakutodzoserwa kumashure😂
Combination yaLee,Dhani naSosore ma1 chaiwo 😅
Comic Elder and Nijo must team up , thank me later
varivese muhouse keepers
Before sekuru (Lee) vasati vasvika...kungogara taziva kuti hapana zvinobuda😂😂😂😂
Bva ini ndafunga kuti kuna Sekuru vabve mhiri ka kkk
@@rangariraimancube8289 Aiwa kana😂😂😂😂ndi Lee chete na Sosora wake😂
Kkkkkkkk zvinenge zvakaendwa
Ndmirira ndamirra mukoma vnku haaaa mopedza bhora 🔥🔥 mkandipedzera bhora muchit *Baba Kambanga Mirai Baba Kambanga*
Sekuru 😂😂😂😂😂if you love sekuru like
This is a masterpiece, Sir Wicknell please onaiwo team iyi, 🤣🤣🤣🤣
They only support munhu aita slogan yeZanu chete
@@tendekaichawareerwa1150vanobonyora mnangagwa vobva vadya chimusoro chemboro kusvika mukuru vatunda huronyo huchizara mukanwa. Vobva vapihwa gold. Saka hapana hapana
haa sekuru leee mmm mmm makunyanya anywayz yu the bestg guys
hanzi ndozongobhadhara tollgate 😂
Dan Crego is a legend
Anondigonera hake muface uyo...i rate him very highly
😂😂😂😂😂❤ zvadhakwa, thought Lee vachauya variwo sekuru vane Mari
Talented Dannie
Nyarie to the fullest I'm happy seeing you ❤
Zvababa zemuface iro rinogona tazogara ❤❤
😂😂I am laughing to tears 😢 my sense of humour is unfortunately far but this one has me on the floor 👏👏well done guys your comedy is a talent
Kkkkkkkkk aiperi video ndisinawo kuseka nenyaya yalee
Ngaagare zvakanaka mhani mukadzi uyo
Haa kunzwa kuti pabhora pacross ndabva ndasuwa kumba wena ndobva ndangorova hangu right turn pacross ndakananga paMission paSt Pauls 😢😢😢 apa kwandiri nekumushaka haa moyo wangu waenda kure
Home wangu ini ndozodarika pa mission ndopfura chizanga ,maruta
@@spelilemadure8665 haa uri hommie iwee kwana maruta..chizanga uko ndokuziva zvee
Haaaayaass varume makaoma unokanganwa haa munoti varsidza muri zvibvisa stress
I like that one who acted THE LEGACY with Slimie❤ as favourite all of u r a vive🎉
You guys you are a vibe❤
Ha comic ndokudai ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ndaseka ndikazvirega "ndimirireyi ndirikuuya, Sekuru Lee musadaro 😂😂😂😂😂😂😂😂🎉
Haaaa smarts munotyoredzera 😂😂😂
Kuchema chiii anga ari munhu mukuru Afa kkkkk
Thank you guys. Always waiting for your work. Keep it up guys. Thank you.
The boy from Murewa mkoma Lee😂😂😂❤❤
Combination yakkaipa iyiii 😂😂😂😂😂
❤❤❤❤❤ sekuru 😊
Souru Lee naSouru Sosora vatori nenzara yavo
Aaaaaa kkkkk Madzivadondo kkkk ndokumba kwangu kaaaa
Ka blaz kane hat ye red ako Kane mubobobo
Mukoma Danie,lee and Nyarie munogona
Takangomirira house keepers
😂😂😂😂 hanzii sanai kuenda why ?😂😂😂😂
Dannie chibaba arikuda kubhadhara towgate zvavharana
kkk ‘kuchema chiiko, angaari munhu mukuru ka afa uyu’
@lee haa wanga warova ...unondiitira bho my guy..ndowanza ndatevedzera zvaunoita
Handisati ndavaona but sekuru Rodhi i guess ndi Lee
Hanzi na Sosora hamuna kubika here apa😂😂😂
Nzara
😂😂😂😂 ndatanga kuseka pavengwa message ndaziva kuti sekuru havapererwe pama pfekero hahahhaha Lee naSosoro surrender
Tagaririra Jerusarema kkk
Kkkkkkkkk manga mati ndisekuri vemota kkkkkkk
Madzivadondo kumusha kwanku mkoma Dan❤
Haaaa sure here ndokuziya bro
😂😂😂😂😂😂😂 drip irooo 🙌🏾🤝🏾🔥
😂😂😂koTanaka verse wakarionep
takumisai tese in Sosora voice
Iyi ndiyo inonzi bad combination mnje😂😂😂
Comic and friends are our future 😊
😂😂😂ko message yachol yabva kunaLee
the king of comedy
KwaMadzivadondo😮😂😂😂, takavarasha.
😂😂😂😂😂😂😂😂 haaaa Lee naDanny naSosora mondigonera
Hanzi hamuna kubika here😂😂😂😂😂😂🎉
Sekuru lee 😂😂😂vanomisa😂😂😂vanhu 😅😅😅
Huya kwaMadzivadondo kwaChivi
Kkkkkkkkkk ava ndrikuda kutombo actor navo
😂😂😂😂😂 sekuru lee I give up
Ini ndakutoseka ndisati ndaona
Mukoma Dan mabva mataura kuroot kwangu chaiko paMadzivadondo Tobva tananga paTakavarasha
Elder muringwere zvamamanje 😂😂😂
Wonderful 🎉
Sekuru Lee ndovatimisa???😂😂😂😂
Munenge muchida kubva madya zvinonaka kuHarare kunoku mizo bika cabbage kumusha Lee unondipedza😂😂😂😂😂
Vekwa Murehwa 🤙🗣️🤙🤙 shout out
Mati kwamadzivadondo here? Ndiuye ndikutorei vazukuru?
Nyari wanga waa ready
lee number nyowani 😂 kkkk vanhu vakusimuka 1 one kkkk
Pandaona Lee maiwee zvatodhakwa
💥💥💥💥mabvrrrr🤣🤣🤣
Haa Collabo raSosora naLee hamus kuriziva😂😂🤣🙌
Comic elder deserve more than 100k subscribers
Masekero andaita vana sekuru vachisvika ndichiona Nyarie atobopa maShades ka
Hamuna kubika here apa
Been waiting 🎉
Sosora, ko hamuna kubika here pano
pandaona sekuru vacho bva ndafa 🤣
❤❤❤
Nyarie wangu ne $2
Aya zvakaoma lee so ka
😂😂😂😂 veduwe musadaro ,vapindira sekuru Lee 😂😂😂😂😂😂😂
Oh shame!! Sekuru vacho manje....kkkkk
I love mai mumu
Fashion ya sekuru weduw kaa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
nyarie anogara akatsva Pandaona sosora ndaziva kuti hapana lee worse kuvimba nemari isiyenyu chionai manje
Ndiana sekuru vacho😂
pamba apo ndo pe house keepers apoo iripi varume 😅😅
Well done team
Sir wicknell vanoda vanhu vanoti nhingi huchi haada
Epic❤😂
Nice
Gamu plus Uncle leee haaaa drama rega rega
😂😂😂😂😂😂😂Imagine, Thank you guys
Sungai jobhoo tiende vakomana😂😂😂
Legends🎉🎉🎉🎉🎉
Muchinyanya kutemba Lee 😂😂

Thank you guys. Always waiting for your work. Keep it up guys.
Thank you.