MT DARWIN...... [NGOZI] ARIKUPOMERWA KUPONDA OTSVAGA PROTECTION ORDER KUMAPURISA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 21 ต.ค. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Imbwa ye Gorongoza sekuru Mukotsanjera. Zvaizvi ndiye ane chimuti. Shumba ye Ngozi ne hurombwa.Anochibvondora chete. ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉😮😮😮🎉🎉🎉❤
Bhechu kkkkk
Daidzai Mukotsanjera,,shasha yezvengozi izvi,,bhechubhechu,,,mukanzwa adaro obva abatidza magetsi.
Dr Mukotsanjera for this job period.
Imi vehomwe inobudirwa endai kuna sekuru Mukotsanjera anobvisa mhepo yacho ibudire kwakapondwa
Chete Mani lm getting annoyed 😂😂😂ayyyy
Mukosa anomamisa munhu once
Yes chete
Anoisa kuvana vambuya Ava vobatwa nemhepo yacho
❤❤❤❤❤ Simbi ye ngozi Doctor mukotsanjera chikara chengozi chimugaga muchadede chidhoma kufa ndii mwari mukotsanjera❤❤❤❤
Mukotsanjera ndiye anopedzq izvi
Ngavamboedzawo kudeedza mukotsanjera mhondoro yengozi.
Nyaya iyi irikuda munhu anogona kuti mhepo iteramire igone kutaura nyay yayo zvakanaka for now Shedzai Mukotsanjera avo vana jnr Ndunge ngavambomira
Daidzai doctor mukotsanjere aaah avo vanobuditsa Ngozi avainzwe
Sheedzai mukotsanjera mhepo ibudire kwayakaparwa
Hapana n’anga inotsika pamusha panevarume vakadai. They deal with facts, ask relevant questions and demand factual explanations. Every n’anga is allergic to people who ask and demand facts. Vakomana ava havana kuramba they have given their side of story now the ball is in the mhepo and n’anga’s court. If you’re dealing with chivanhu demand factual verifiable facts kwete madimikira anotaurwa nen’anga idzi. Mukotsanjera will run away from these guys because they take control of the situation.
Mukotsanjera ariko saka sei muchitora vana malala pipe vasina zvavanoziva vabatei vana tsikamutanda murove that's why tichiti pasi nana tsika mutanda munyika ngavaende Gokwe vanokweshwa kukwapaidzwa nezvidhoma
Drewmas bathing bataps vakuconectei kuna mukotsanjera pouting yengozi nevaroyi
Very true
Dedzai mukotsanjera shasha yengozi zvopera izvo
These two guys are genuine they talk facts kwete zvengano idzo
Mhepo iyi ngayiende kumhuri yamai vakauraya kuti vagutsikane.
Dedzai Mukotsanjera
Mukotsanjera angadai akaipedza kare nyaya yachoo haanonoke
Please endai nemunhu arikubudirwa nemhepo kwa Mukotsanjera uyo
Kana Tonderai asati adzoka nehari Nyaya yacho haikundike ....😂😂😂😂 Murisei Shumba 😅
Tsvakai mukotsanjera
Svagayi nganga inonzi mkotsanjera vanowanikwa kwa Mutate ndovanozvigona zvengozi
Second speaker we cap ye black true brother wataura.
Mwana dai arega kurambira Mai vake instead dai vafamba kugadzirisa nyaya namai vavo bcz mhepo yakaenda madziva ikatsvaga hama ikadziwana .pane nyaya
Dei mhepo ikambomubata
Vachachema havo
Kumhanyira protection kutyei
Achaita zvemwana vaEkedi akazonyara baba vabatwa
Zvatichapera nevaroyi muchimhanya kuenda kumapurotekisheni odha enyu.Mhepo hainyebi,vana avo ngavagadzirire bhomba rehiroshima ravaisa mudzimba dzavo🤞
Ehe vane mwana anosvikirwa ngavaende kwamukotsanjera andoita ita kty mhepo inetse kuhama dzavo
VaNeshamba batai Mukotsanjera ndiye anogona zvengozi izvo
Where is mukotsanjera ❤
Mukotsanjera ndiye anozvigona izvi mutsvagei
Mukosanjera tamuvotera vakatibatirawo nhau iyi tikafara sam uye vanozvivotera❤❤❤❤ please 💓💓💓💓
Apa ndipo pawakuda imbwa yegorongoza sekuru Mukosanjera anozvigona kuti mhepo yinetse kumhuri yaakaurayiwa
Drewmas media itai srs tsvagai mukotsanjera plz
Drewmas inoda tutsika mutanda utwu tusina Basa ,Handi Ndunge Junior ndochii ichochi APA panongoda Kuti mhepo iiswe kuvana vambuya ava
Baba muchadzoka zvenyu pa 2 and round chakachaya
Mukotsanjera .sei kutambudza vanhu paine munhu anozvigona
Deedzai mukotsanjera
Drewmas media taking us to another level
Nyaya iyi irikuda sekuru mukotsanjera imbwa yegorongoza
Mukotsajers aripo mupedza zbose
Mukotsanjera to the world ❤
Batai sekuru Nyangatayani
Ahewaka mhuri yezimbabwe hapana panoitika chinhu chikavandika kumusha umu hamuna vanhu vakuru vakamboona mukomana pamusha pamai Ava here mugore RiRi kutaurwa
Sabhuku vakamuona vanomuziva mukomana wacho
Hapana kumbobvira paita mushandi pamusha pedu ndoosaka tiri kuzviramba.sabhuku vari kupupura manyepo.hangu saka takati vatitambisire ngu@@ChipoMpofu-hl2ll
I like that song
Kana iri ngozi vachairasa protection dai mhepo yaenda mumba mava kana chiri chokwadi.Protection ndeyei zvichenesei kana musina mhosva daidzai Mkotsanjera.Muchachema zvenyu shame.
Uyo vanoto muramba nekuti vanobatwa varikudherera
Mukodzanjera tsoka shumba yengozi ndiye munhu arikudiwa. Madzimambo anerudo nevanhu ngavapindire. Dare riitwe ripere
Sekuru Mukotsanjera ndovanozvigona izvi nekuramba kwavari kuita uku vanongobvisamhepo yoenda kuvana vambuya ava chete
Dreams tavotera mukosanjera ndinofunga mukatianzAwo tingafara zvinopera chete ❤❤❤ please
Mukonzanjera anozvigona izvi zvengozi endai munobetserwa ikoko
Wasting of time, be patient mobata Shumba yeGorongoza
Umm kanengo anobatsira mkotsanjera futi naTasvu vanokuitirai basa
Mukosanjera once not this long boring norohondo aaaah yeyiii
Ndinemuvhunxo .. mkoma Andrew .. Mkotsa wepaInyanga makambonzwawo nezvake hre..?
Family ndiyo ine choice yekutsvaga anoda kuibatsira.
Ngavaise nyaya kwachief kwete kutyiswa nevanhu
Good evening Drewmas 🎉🎉🎉🎉
Ngozi inokuitisai dzungu shem munokwangwaya
Iyi ndeya MukotsaBae iyu vamwe iDrama zvaro
Sekuona kwangu ngozi iripo asi amai awa vakabata pahombe zvakuda ana mazvikokota panyaya dzengozi
Haaaaa Andrew giv this story to Tsoka imbwa yegorongonzi
Vana ava vanodherera zvekuti dhuuu
Mukoma Andrew maitabasa neupdate I remember Bee achiramba nyaya yaMandy asi zvakazodii ummmm Dai Mwari vabatsira zvabuda pachena.chandoziva hapana anobvuma mhosva
Apa hazvinetsi kana iringozi inorwa yega, vanerombo rakanaka yabuda isati yauraya. Pavarikuti ngaitange yauya mumusha chokwadi ndechekuti vanofa zveshuwa. Vemhuri yemusikana arikusvikirwa nemhepo ngavafambe, mhepo itaurwe nayo ibve paari iyende mumusha wevakapara. Asi kana yasvika imomo ndovanzwira tsitsi, ngozi haasi mafunnies.
Iyoyo ichokwadi
Mukotsanjera shumba yengozi
Shumba ndiripa moza Endesa vanhu kunamukotsanjera plizz
Mukotsanjera pliz help them
Chipatara hachifambire murwere hama dzacho ngadzitoenda ikoko
Mukotsanjera please help
Chipatara hachifambire murwere hama dzacho ngadzitoenda ikoko
Mkoma Andrew rambai makashinga nenyaya iyi udzai hama dzemunhu arikupoterwa nemhepo vaende kwasekuru mukotsanjera vagodzosera ngozi iyo kwairi kupomerwa vagonzwa kurwadza kwazvo
Mukoma Neshamba torai sekuru Mukotsanjera
Mujaya uyu ari kutii mai vake vakati vakasiya mukomana aripo wani ndakatadza kunzwa here
Ngavaende kwaGorongoza first anotungidza mhepo iyo irwese
danai mukotsanjera abvondore ngozi ibude pane ari kutaura uyu mwana amai uyu ari kuti mhepo iri kunyepa, kana ngozi iri yechokwadi mukotsanjera ndiyo shumba yengozi muzimbabwe
Yuna Mazai batsirwai najunior Ndunge uyo
Ngati tarisei nyaya iyi vakomana ava mukuda kuti vaite sei, ngozi ngaingorwisa ka akauraya kwete Zvirikuitika apa , kana yaneteswa n'anga idzo ngadziipe Simba ka.
Drewmas cap yangu veduwe ndoiwana cy ndiri kure
Kanengo and mukotsanjere help this family please
Chipatara hachifambire murwere hama dzacho ngadzitoenda ikoko
Iwe Andrew batai mkotsanje usatitsvagire tun'anga mutunduru utwo
Twatsvagwa nani vatsvagire iwewe kana uchigona ingavakupai phone number wani
@@drewmasmedia3856 itai dzekupina number dzavo kwete drama iro
Mukotsanjera hanzi vakati ngavauye kuinyanga first vakati havana mari 😮 yekuenda ikoko myb vavakutya
Sekuru Mukotsanjera this case is calling your name 😁
Vana Ava vanojairira vanhu hakuna munhu anobudirwa zvekunyepa vana vkuda kudefender Mai vavo
Mukotsanjera please 🙏🙏🙏🙏🇿🇦
Baba avo ngavasarandutsire kut kunyepa nyaya is atina yapera uye nhau ye kuuraya munhu haisumiwe munhu munhu anogona kuzviita akanyara tsverayi vemweya .
nhau irikuda Nyamaruodzo gamba rewatangwena imbwa yegorongoza ndoirikudiwa apaaa vamwe vose mahumbwe parikuda anogona kusimudza mufi
Drumas media chidaidzai mukotsanjera muti vanhu vati ngaabate basa
Endai kuna mukotsanjera zvigadziriswe mai avo varikutsitika ngozi iyi.ngozi ngaibudire kuvana vanyakupomerwa
Nyaya yacho haina direction musamanikidze munhu or daidzai police kana pakauraiwa munhu
Akapnda kaputurwe so that they can feel the HEAT
dreamas endayi kwasekuru mukotsanjera please
Muchabvuma henyu
Kudhara munhu aienda kubasa ari mudiki
Endai ku Nyanga kuna Sekuru Mukotsanjera ndoku department ravo chairo
Mazezuru anerough kutaurira munhu kuti murwere, vachivhara ngozi
Ko ndunge junior varipi. Vanoda mbama. Vainyepera vanhu kuti munhu achakwenya wani.
😂😂😂taura hako
😂😂😂😂😂 hapana choziikanwa paye
Drewmas media chirikunetsa chiiko kudedza mukotsanjera mukutya hre itai zvakarongeka daidzai mukotsanjera nyaya ingopera
Nhaiwe ko mapfupa akazoonekwa mai vako vakazobvuma ndovarume vepatoilet ava vasina njere
Vemhuri ine hama iri kubudirwa musapedze nguva nemari endai kuna MUKOTSANJERA
Junior Ndunge uyu dzungu chete hapana zvozivikana tsvagai dzimwe n,anga kkkkkkkkkkkk
Drumas media ❤
Bata mukotsenjere plz ne shamba bata baba tapisi plz
Ngavasadaro 1 day is 1 day zvinobuda chete ngavasavhare nyaya iyi vana ava
Imbwa yegorongoza ndoiri kudiwa apa # Mukotsanjera mkoma Andrew batsirai vanhu avo nekuvaendesa kuna Mukotsanjera zvipere ka1
Neshamba ndewe zvengozi ngozi chete nevanofira mumvura hapindiwo mumatare Ema chief nemudzi n'anga
Ngavafambe pamwe chete
Mukotsanjera Kana kanengo apo ndovano ndiwa
Sekuru mkotsanjera ndiye anopedza masports