Varungu vanoroya zviya zvekti 'Huya uone ugodzokera.. But isu vatema dzungu too much. Tinenge tichiti varungu words like Ghost and witchcraft vakaawana kutpi, sei? Mu UK Graveyards dzinoswera dzakazara vanhu, kwete varikuviga munhu, asi kuti varungu varikungoita funny/strange things pamakuva, broad daylight. Asi isu vanotiti we belive in supersitition.9Dead people).
I hope this confession is not Madzibaba looking for customers in UK . Tave kukuzivai makwezvero amunoita vanhu netunyaya nyaya twenyu. MaZimba mangwarisa. N,anga nezviprofiter vanongobudikira kari kanyaya kuti vanhu vazouya sema Reference. Imika . Tsvagai Jesu
Why’s it that pano pa Aunty Mamoyo ndopega pakonyanya kuuya vezvipoko but kwamukoma nashy hakizi 😂😂😂😂
😂😂😂😂 tete mamoyo ka IHEEEEE kenyu kamaita pamapedza kuverenga ako mmm kuseka nhamo sekugarika
🤣🤣🤣🤣haaaa dzimwe nyaya dzinotyisa shame andina hangu choice kusara kwekudziverenga but hiiii🏃♀️🏃♀️🏃♀️
Kwa Mukom Nash ndakazombonzwa imwe nyay ndakarr ndichivhumuka 😅😅😅😅
Zviriko here izvi
Zvipoko zvanetsa shuwa chechirungu chinotyisa yoh, dzimwe dzimba dziri haunted shuwa unofugurwa ma blankets wakarara
Zvinotyisa izviii
Yoooo chipoko chmurungu
Varungu vanoroya zviya zvekti 'Huya uone ugodzokera.. But isu vatema dzungu too much. Tinenge tichiti varungu words like Ghost and witchcraft vakaawana kutpi, sei? Mu UK Graveyards dzinoswera dzakazara vanhu, kwete varikuviga munhu, asi kuti varungu varikungoita funny/strange things pamakuva, broad daylight. Asi isu vanotiti we belive in supersitition.9Dead people).
Chipoko chingarongedze mumba ugorara hope shuwa. Musadekutamba nepfungwa dzedu imi
Hie tinogara kuUK tanga tichidavo number dzemuporofita akakubatsirai.
Kkkk zvipoko zviri kutonga mazuva ano kkkk
😂😂😂😂😂😂 Haaa veduwe ndahwa tsitsi pamati makatoita kuchema kti munhu ato believer 😅😅😅😅
Zvipooko now i believe kuti zviriko but isu ma Africans te advantage yema witch doctor nema prophets to calm the spirits
Kkkkkkkk Inga zvakaoma nekuchando kwese
😮
I hope this confession is not Madzibaba looking for customers in UK . Tave kukuzivai makwezvero amunoita vanhu netunyaya nyaya twenyu. MaZimba mangwarisa. N,anga nezviprofiter vanongobudikira kari kanyaya kuti vanhu vazouya sema Reference. Imika . Tsvagai Jesu
chat.whatsapp.com/J6FIG4cFibw2KCUiOYeLRm
ko aunty Mamo mune nyaya yamusina kuzopedzisa Makati muchauya ne part 2
KuUK hakupihwe munhu lift you tell them to go to the police. Why did he give her a lift?
Asi nyaya yenyu vatete, haaa dai ndisngazivi zvidhoma ndaiiti maita creation. Handisati ndamboona munhu anomisa Lift mu UK, AND ukamira paRoad uchimisa Lift vanhu vanotofunga kuti urikurwa nepfungwa. Imi moti makamiswa mukamira...hmmmm......???? {Zvekare moti makamuti agare kuBack kwemota...why/How, imi maiva mega mumota
Thanks@@tafadzwamachiridza8320
Ndazvibvunzawo because muUK hamupihwe munhu lift.
Sorry bhud yii at list u get help
Pkaipa varungu vanomukao zvekare ndaifunga kt its only black people
Aaah vanomuka vaya