Gogo Mamoyo

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 12 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 20

  • @preemacnyandoro4811
    @preemacnyandoro4811 ปีที่แล้ว +3

    Gogo moyo Inga vanongona wani but ini makadhivhara mari yangu kuno ku South Africa 3000rand

    • @blessingmoyo975
      @blessingmoyo975 ปีที่แล้ว

      Shuwa here wakavharwa sei

    • @preemacnyandoro4811
      @preemacnyandoro4811 ปีที่แล้ว

      Ndoita zvekutengesa mamusika ndikati Kuna gogo dodawo kutengesa pamusika vakati tumira600rand ndakavapa vakatoita ndagara 2 weeks hapana change

    • @preemacnyandoro4811
      @preemacnyandoro4811 ปีที่แล้ว

      Takanetsana vakandi bloker after that murume wangu wo aKati ndodawo Mari kunagogo vakawirirana futi zvikadzi nagogo tumira2000rand akatumira 2000 gogo vakati isai bag pasi pemudhedha ne candles 4 what what momuka bag rakazara Mari 1million rand zvikaramba zvese izvi takabvudza gogo again kuti hapana chimuko vakabva vati bloker tese since 2021

    • @preemacnyandoro4811
      @preemacnyandoro4811 ปีที่แล้ว

      Ipapo gogo vanga variko ku South vaive ku eastern London ipapo vanotondiva gogo but haisi problem zvayo vakahwinawo lotto

    • @NomoreChikohora-le4se
      @NomoreChikohora-le4se ปีที่แล้ว +2

      @@preemacnyandoro4811 vanhu ava kana uchida kuitirwa zvochokwadi usaitirwa pafoni

  • @reginamatsika5633
    @reginamatsika5633 3 หลายเดือนก่อน +1

    Apa murume wacho hapana kana ka that

  • @BlessedKungwengwe
    @BlessedKungwengwe 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ko mbuya moyo ava vakafa vasunga munhu panozoitwa sei? Jekesai ipapo apo.

    • @MelissaJays
      @MelissaJays 4 หลายเดือนก่อน +1

      Ndokuti amame muchimbohurireyi

  • @nancyrimai1224
    @nancyrimai1224 3 หลายเดือนก่อน

    Uone murume wacho 😂😂😂😂

  • @objectiveperspectives3382
    @objectiveperspectives3382 11 หลายเดือนก่อน

    Zvaka actwa izvi. Imbavha iyi. musabirwe mari

  • @leightachiveyi9907
    @leightachiveyi9907 ปีที่แล้ว +1

    Zvinenge zvanyanya aiwa chocho