ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
😂😂😂😂sister holy Gamu wakutopiwa mrume 😂😂😂😂
Iyii combination magetsi manje kkkkkk keep it up guys
Mai Takawira ndokudai naGamu yoooh mondigonera❤❤❤❤❤
Ndambotangawo nhasi like and comment thanks guys ❤❤❤
Ndo liker ndisati ndaona cause mondigonera
Gamu neteam rako mune more fire aiwa excellent mogona henyu team❤❤
Mbuya ya piason. Looks good ❤❤
Mbuya piason nhaimi nhaimi murikuita kutsenga mvura ichubuda masese😂😂😂
Sarah played the part so well🎉
Kudzie mwanangu usadaro, dzoka ukumbire mhamha mai Mufundisi ruregerero....ini ndine problem yekupinda nemoyo veduweeee 😅😅😅 I felt for mhamha
Nice work gamu keep it up, we there to support everythingUyu Kudz longtime pano
😂😂😂😂hanzi ndanyura Muna Jesu😂😂😂
Kudzy mwanangu kkkkkutozoona kty ndimi mbuya aPiyason
dances and certain hairstyles r spiritual
Gamu mwana kwaye 😂😂
My favorite people❤❤❤😂😂
MBUYA piyasoni is very talented
😂😂😂 Ahh ko zvandatopedza kuona vedio rese ndisina kuvaona nhai 😂😂 kutovatadza ini
Kkkk,imi vanhu munondipedza zvenyu.
Ndanga ndakutoshaya kuti ndiyani hie mbuya piyason
Kkkk hahaha paita prospect ya brother apo
Iove you guys❤❤❤much love... Munogona, combination manyama
Mbuya was piason aaaaa😮
😂😂😂😂😂 magonekwa Mai Mufundisi
Kutamba muchurch hakuna limit 😂😂😂😂😂munhu anotamba zvaanoda
The last part when Gamu was being prayed for after that had happened 😂😂😂
Ko kana ndanyura munaJeso zvee 😂😂😂
Ndanyura munaJeso ka😂😂😂😂
❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
😂😂😂😂😂Hiiii ma1 ndamaona patanga Kudzie kucrosser makumbo body language yayakutaura
Koini kutotadza kuona kuti kudzi ndi mbuya piyasoni😂all along was thinking kuti it's a new person who has joined the crew😂
Kkkkkk kana neni
Aah ndanga ndisina kutozvioma had to check after seeing this comment and boom ndivo nhai😂😂😂
Even ini kana vari mucombat yekubasa kwavo vanenge vakapfeka humbuya mbuya chaiwo 😂😂😂
Mai Takawira is older than me, but i crush yangu😊🤭TH-cam channel yavo yakanziii ndino subscriber?😊
She is beautiful
Mbuya piasoni muri actor wemashuwa, kuita kupinda ku ama 2k character chaiyo
Mai cheya humani😂😂😂😂😂
❤❤❤❤
😂😂😂😂ndanyura muna Jesu kkkk
Mai mufundisi mamboti chero kurova morova wani 😂😂😂😂
Kudzi anenge anyura murudo naJesu hahahahaha , Mai takawira mukutembha neyi 😂😂😂😂
Mbuya Ppppp❤❤❤
Mbuya piyasonika😂😂😂😂😂😂😂😂
Team❤❤❤❤
Pakuda tag button pano😂😂😂😂😂 pane type dzandoona apo
🔥🔥tatoisa like
Same here
Mbuya Piyason havade zvemanga manga😂😂😂😂😂😂
Ama 2k yaaaaa pane basa kkkkkkkkkkk hamuvagone vanotaura kunge ndiwo chete vanoziva zvinhu zvese. Havadi kutsiudzwa zvakare
Mbuya tanga tatokushayai shuwa looking good
First
Mai Fundisi vari right vana ngavatsiurwe kana vakanganisa ngatinamatirei vana wedu sevabereki zvirikutoitika in real life izvozvi
Ama 2kk vanoti uribhooo kunagogo
Bless you my daughter kkkkkkkk😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂
Mbuya piya ndandavashaya
Mbuya piyasoni mumborine ma version mangani
First one to comment
MBUYA PEARSON: you are not Jesus or God, you are just there kumberi kwedu to guide us .also MBUAYA PEARSON : you cant tell us what to do
Ama 2k yuwi yuwi zvariri basa😂
Pama yuth echikomana kukuda elder frest
Unotongoona kuti mbuya pee ndovanenyaya yese vasati vatotaura😅😅😅 face expression
Mai mfundisi vauzunza mukaka 😅
Mbuya piyason zvaritoriwo basa
Gamu vasekerera kupiwa bhudhi 🤣😂😂
Mbuya😂
Hanz chero kurova ndogona kutorova ini 😂
Kkkkkk ndizvo chaizvo zvinoitwa nanaMai Mufuu
Kkkkk
Hooo matanga musina kunamata😂😂😂
Gamu😂😂😂😂 sister holy
😂😂😂😂AMA 2K hatina zera nawo
😂😂😂mbuya vaPiya nhaka machinja chimuti
Mbuya piyasoni 😹😹😹
Ama2k ibasa basa 😂
Mother adviser chaiwo thank u
Gamu imbudzi kwaaaa
Mbuya Piason vange vanonokerwa nekupindura 😂
Thats why you shiuld have uniforms 😂
the one next to mai mufundisi whats her name? does she have a channel?
Nyarie, yes she has
Ane scorch anonzi Kudzai Giji anayo
Mai Tata paaiacter pamukoka Dany@@mutsanyamandi6229
Mbuya piyasoni atone ma xristics echembere thts y she chose to act as magogo haa pa body apo
Gamu😅😅😅
Yuwi 5:35
Gamu
Wow❤❤❤❤❤🔥🔥
Gamu uri mutengesi 😂😂😂 ukuda kuita sister holy
😂😂😂 Gamu akagara achizviita sister Holy even ku PaBasa, I love her character 😅
😂😂
😂😂😂😂sister holy Gamu wakutopiwa mrume 😂😂😂😂
Iyii combination magetsi manje kkkkkk keep it up guys
Mai Takawira ndokudai naGamu yoooh mondigonera❤❤❤❤❤
Ndambotangawo nhasi like and comment thanks guys ❤❤❤
Ndo liker ndisati ndaona cause mondigonera
Gamu neteam rako mune more fire aiwa excellent mogona henyu team❤❤
Mbuya ya piason. Looks good ❤❤
Mbuya piason nhaimi nhaimi murikuita kutsenga mvura ichubuda masese😂😂😂
Sarah played the part so well🎉
Kudzie mwanangu usadaro, dzoka ukumbire mhamha mai Mufundisi ruregerero....ini ndine problem yekupinda nemoyo veduweeee 😅😅😅 I felt for mhamha
Nice work gamu keep it up, we there to support everything
Uyu Kudz longtime pano
😂😂😂😂hanzi ndanyura Muna Jesu😂😂😂
Kudzy mwanangu kkkkkutozoona kty ndimi mbuya aPiyason
dances and certain hairstyles r spiritual
Gamu mwana kwaye 😂😂
My favorite people❤❤❤😂😂
MBUYA piyasoni is very talented
😂😂😂 Ahh ko zvandatopedza kuona vedio rese ndisina kuvaona nhai 😂😂 kutovatadza ini
Kkkk,imi vanhu munondipedza zvenyu.
Ndanga ndakutoshaya kuti ndiyani hie mbuya piyason
Kkkk hahaha paita prospect ya brother apo
Iove you guys❤❤❤much love... Munogona, combination manyama
Mbuya was piason aaaaa😮
😂😂😂😂😂 magonekwa Mai Mufundisi
Kutamba muchurch hakuna limit 😂😂😂😂😂munhu anotamba zvaanoda
The last part when Gamu was being prayed for after that had happened 😂😂😂
Ko kana ndanyura munaJeso zvee 😂😂😂
Ndanyura munaJeso ka😂😂😂😂
❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
😂😂😂😂😂Hiiii ma1 ndamaona patanga Kudzie kucrosser makumbo body language yayakutaura
Koini kutotadza kuona kuti kudzi ndi mbuya piyasoni😂all along was thinking kuti it's a new person who has joined the crew😂
Kkkkkk kana neni
Aah ndanga ndisina kutozvioma had to check after seeing this comment and boom ndivo nhai😂😂😂
Even ini kana vari mucombat yekubasa kwavo vanenge vakapfeka humbuya mbuya chaiwo 😂😂😂
Mai Takawira is older than me, but i crush yangu😊🤭
TH-cam channel yavo yakanziii ndino subscriber?😊
She is beautiful
Mbuya piasoni muri actor wemashuwa, kuita kupinda ku ama 2k character chaiyo
Mai cheya humani😂😂😂😂😂
❤❤❤❤
😂😂😂😂ndanyura muna Jesu kkkk
Mai mufundisi mamboti chero kurova morova wani 😂😂😂😂
Kudzi anenge anyura murudo naJesu hahahahaha , Mai takawira mukutembha neyi 😂😂😂😂
Mbuya Ppppp❤❤❤
Mbuya piyasonika😂😂😂😂😂😂😂😂
Team❤❤❤❤
Pakuda tag button pano😂😂😂😂😂 pane type dzandoona apo
🔥🔥tatoisa like
Same here
Mbuya Piyason havade zvemanga manga😂😂😂😂😂😂
Ama 2k yaaaaa pane basa kkkkkkkkkkk hamuvagone vanotaura kunge ndiwo chete vanoziva zvinhu zvese. Havadi kutsiudzwa zvakare
Mbuya tanga tatokushayai shuwa looking good
First
Mai Fundisi vari right vana ngavatsiurwe kana vakanganisa ngatinamatirei vana wedu sevabereki zvirikutoitika in real life izvozvi
Ama 2kk vanoti uribhooo kunagogo
Bless you my daughter kkkkkkkk😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂
Mbuya piya ndandavashaya
Mbuya piyasoni mumborine ma version mangani
First one to comment
MBUYA PEARSON: you are not Jesus or God, you are just there kumberi kwedu to guide us .
also MBUAYA PEARSON : you cant tell us what to do