ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
I liked the so called Chimbangambanga part of it
Mark Ngwazi to the world, chikomana chinokwenya waya
Kudzosera sezvazviri ,wooow thus great Man of the moment NGWAZI
Thanks for appreciating others in music Shugashuga
Raw talent anovenga izvi muroyi
Baba takutaura nyaya yekupiwa chipo Dhara makatambira
Hona chimbangambanga cha Jonso. Bhazi rapinda mutawindi, rapinda musemende
Ndabvuma zvangu unogona basa chikomana nharo hapana well done mark Ngwazi
Last akabata bass
Anogona zvake mukomana webass uyo uuuuuummm
Bass man kuseri
Mark the sungura king currently
Chimbangambanga chibaba
Haaaa... Dangerous the guy on Bass... Who is this?
His name is Joe zanga
@@tichaonagondo7552 Thanks so much
Last
@@tichaonagondo7552 haasi John anonzi Last Kazonde
@@tichaonagondo7552but kuita kunge asiri iye kkkkkk
Welldone baba
Sugar sugar akaoma
Chimbangambanga che sugar
John Zangarehwa haana kumira zvakanaka uuuuum chibaba,,,,,,, haasi Macheso chete anogona wire idzi
Haaaandatenda zvangu Mark Mark haaaa unopedza masports uuuuuummmm this is nice tapi tapi tapi
mwari akakupa chipo chako mukoma mark
uyu anogona uyu
Mukomana ane bass uyo kwakuseri
But aasviki kuna Simon mtambi
Kuite kwenya gitare
Wotoimbaka dzevamwe coz dzakomarara
Macheso akuimba dzevamwe vanhu
@@archfordguvuriro4600 asihauzive macheso here
Unotopenga chete
I band remapenzi chairo
Ndokwawakakuriraka thus why uchingofunga zvemapurazi kkkkkk ucharwadziwa ukapora zvako Mark Ngwazi for people of the whole World bhora mberi mwana wamai Sislia
Hazvisikubuda ba
Dzidza kutenda zvaitwa newamwe
Bass harisikubuda repana chimbanga mbanga iro
Mukosho
Haaa hapana chambobuda apa zvinhu zvakangosangana hazvina order kana kwazvinobva nekwazvirikuenda hapana
Munoroya mukoma 😂😂😂
Vatsigiri va Macheso problem yenyu ndeyei iyeee Macheso haanai problem naye Mark
Ummmmm waona wanhu baba harare jealously