Yooooo Inga zvakaoma veduweeee yooooo dai Awana mumwe wke hke pamwe moyo wake ungagadzikana but two girls dziri strong kudarika ini zvng munhu rume tnks Sisi tadzidza
The face behind sweet voice thank you so much nerondedzero inodzidzisa kunyanya iyoyi mmm yandityisa Mwari tichengetei kunyanya muma foreign land Mwari musabvisa meso enyu patiri nguva ne nguva ivai nesu
Amai zvimwe ne zvimwe makanaka jealous down muri gd chimoko zvibatei Boe mune sweet voice ndofarira rondedzero dzako thanks nekudzidzisa
Aaa so o touching chokwadi keep teaching us ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Soo powerful stories chokwadi keep it up dear 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
😢😢😢😢
Iiiiih tete,this story is so touching 😢😢😢ndarwadziwa veduwee, thank you for sharing this story
Inga zvakaoma nhaimi thanks for sharing I like your voice you're so beautiful 🙏🙏🙏
Thanks very much
Ndokumbirawo your contact details@@rondedzerodzeupenyu
I just like your voice and you are so beautiful
😂😂😂 true wena yooo
Kkkkkk vakanaka wena kunge younger sister ya fadzai Mahere 😂
yekutorwa kwemoyo nekunaka kwake hazvisi kusangana Kasi ndiwe team yacho
@@NorahMoyo-ef1qu nhai zvako pamwe team racho kkkkk
Thanks for the information, eish this world is evil. Mazuva ekupedzisira chaiwo!
Auntie you are so beautiful and blessed ❤
I like tou nekuty haa une kahu creativeness kaki wega happy to see ur face tatajaira kungodzwa voice
Yooooo Inga zvakaoma veduweeee yooooo dai Awana mumwe wke hke pamwe moyo wake ungagadzikana but two girls dziri strong kudarika ini zvng munhu rume tnks Sisi tadzidza
Aaaaah 1st tym yangu kuona munyori wedu , amai chipo chenyu ngachivandudzwe na Mwari basa rekuva munyori rikure ,wish yu the best
Zvimwe ee ndizvo but wakanaka kwete zvishoma but zvekutodaro, you are beautiful. Your voice is everything men want to hear.
Ndinechichemo ndoda kuti pa week muripewo 3 rondedzero veduwe❤❤❤
Ichokwadii
So true
True
The face behind sweet voice thank you so much nerondedzero inodzidzisa kunyanya iyoyi mmm yandityisa Mwari tichengetei kunyanya muma foreign land Mwari musabvisa meso enyu patiri nguva ne nguva ivai nesu
Beautiful voice
This girl is so beautiful, and beautiful voice
Hey you're soo beautyful sis
Thanks for your teachings tete
Zvinorwadzisa shem , thnks tete for sharing with us
It's happening in Zimbabwe as well
Touching story 😢bt y're beautiful and talented lady,yr voice 😊
Soo touching sisi
Ndakutotadza ku concentrata ndichiyewa chiso 😂 🥰 you are so beautiful
Zvinorwadza, Mari iyi ichatiparadza, nyangwe ukatambura sei usatora chero maoffer.
Thank you so much wena ndofarira kuona huso hwako thank you so much nekutidzidzisa zvakawandisa ufunge hako
wakanaka zvekudaro uuum ndaingonzwa ne voice rako ndikati mnhu akanaka basi
Thank u ccter murikutivaraidza pamwechete nekudzidza
😭😭😭😭 ndarwadziwa zvangu ndrikuita sendikutoona zvichiitika
Mm askana muripo henyu .mune chipo chenyu askana keep it up
Thank you Tete nedzidziso
Thank you tete,zvinosiririsa veduwe
Thanks my dear for sharing my sister God bless you
Thanks auntie tadzidza
Sweet voice my dear 💞 and if ask zvakaitika here izvi
Umm so touching
Thank you cc❤
Good advice 💯
😢😢😢nyaya inirwadza chose l feel the pain for the author
Thank you doughter tadzidza ramba wakadaro
Thank aunt ❤
U are the best guys mogona guys
Chokwadii rambaiwo muchitidzidzisa ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Thanks my sister totenda vakaita nhasha paupenhu we two 2 vasikana ivavo maite basa nechidzidzo
Thanks for your teaching tete
Thanks aunty .nedzidziso
Thanks love tirikudzidza
Thanks for sharing zvakaoma zvorwadza mufunge ummm
Zvinorwadza shem thnks tete
Thanks aunt tikudzidza
Hey hupenyu chokwadi thank you tete
Yaaa zvorwadza nyaya iyi
Our own rihanna🎉
Ummm nhai mwari nyaya iyi yandibata ndarwadziwa zvangu
Nice to meet you auntie ❤❤
Ummmm zvakaoma sure DAI Mwari atibatsira neky rava kurarama zvinotyisa veduwe
Ummm so sad 😢
I like you voice
Tiri kudzidza atete 😢
Kkkkkkk nhai Mai two tingabva tatya zvinhu zvepa fone hr muricy
🤣🤣🤣 ... Kupiko Kuda kuti muite curiosity Munzwe Kuda kuona kuti chii ichochi chanzi chinotyisa
@@rondedzerodzeupenyu kkkkkkk mogona
Sad story,sweet voice
Rambai mchitipa rondedzero plzz zvnotidzidzisa
Thanks dear nerondedzero tikubatsirika
Ndazokuona waka naka se voice ravo
Very sad n scary story
Makanaka vatete thanks nenhoroondo yehupenyu
I lyc your voice 😍🥰
Ko zvsmuri tsvarakadenga zve nhayi
Ummm zvakaoma nhamo zvainoita soo kaaa
Thanks tete
Ummmmm ndagumirwa hangu veduwee
SA koitwa yese yese haaa ma1
Zvakaoma tete ❤❤
Your voice 😍😍😍
Wakanaka se voice rako dear ❤❤❤
Ummmm zvkaoma chkwadi
You ere so beautiful sister lov❤ you
Muito obrigado mãe
Zvinorwadza veduwee
Beautiful 💞
Number 1
Yu looking beautiful ❤
thanks tete ndaonavo. face yenyu
Ndombirawo number dzenyu muverengi
Mwanasikana akazvarwa uyu
Its is happening as u Speak it is involving Seggions Police every one that Said
Tru Tru tru
karma will Follow
lady's
So touching
Ok ok regai titerere
Iye munhu akakuudza kuti akambo gara ku South Africa unozoziva yere zvaaita
Zvakaoma zvinorwadza
umuu marwadzo😭😭
thanks nerondedzero inedzidziso tete makanakisa
uuummm zvakaoma hazvoo
Zvinozwisa tsitsi 😰
Ummm vanhu vayipa kunze uku
Ndafara kuti ndakuonai muridzi wenzwi
Ndiwe su nhaiwe ko zvawakura zve
Musataure mazita
Ini naBee 😂😂
Ngatitii vasikana twoo😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂
@@rondedzerodzeupenyu😂😂😂
Tisataura mazita cc Zita remwana musataura
Marwadzo
Ndinotenga chose
Zvakaoma,tinotenda nedzidziso
Muri cute mummy
Inyaya inorwadza ndarwadza kusvika pekupepedzisira