Evangelist Gwatidzo || Toita sei nehama dziri kuDiaspora

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 25 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 44

  • @nennivahhazvijijita7823
    @nennivahhazvijijita7823 2 หลายเดือนก่อน

    You are wise mama. Hopefully vanhu timobatsirika.

  • @AssaNgara-hj7dh
    @AssaNgara-hj7dh 2 หลายเดือนก่อน +1

    Amen .We have responsibilities .It's not easy kuno ku UK.

  • @petronellamugoro2440
    @petronellamugoro2440 2 หลายเดือนก่อน +2

    Kana padiki padiki sekuru vamedza demo. Dzimwe mhema dzacho so. Very good topic mother.

  • @rhodamukono6751
    @rhodamukono6751 2 หลายเดือนก่อน

    Thank u evangelist mabata bata murandakadzi

  • @graciouschigwida9009
    @graciouschigwida9009 2 หลายเดือนก่อน +2

    So painful seni hangu ndine bundu pamoyo vanhu kundiudza kuti l have to support them financially ini hwangu hupenyu handisi kutougona munhu ondiudza kuti l have to support them financially nei ini ndichitotamburawo

  • @graciouschigwida9009
    @graciouschigwida9009 2 หลายเดือนก่อน +4

    Thank you mama mafamilies edu vanofunga kuti takacrosser boader takunonga mari mustreet

  • @rachelsacee1358
    @rachelsacee1358 2 หลายเดือนก่อน +4

    Thank you mother for bringing this "hot subject "
    When I look back my late mother told me she started looking after my relatives from my father s family soon after her wedding...many most of them school ages .They came with nothing went back after finishing school.She told me with a smile that she started her home cooking in big pots.From her family side they just visited for few months ( teenagers or adults and go back but she used to take her clothes and give them.Thank God both parents were Christians and generous.We were taught to share with them myself and siblings.
    Yes God said we have to love one another.
    Only thing I did not like about all who were cared for when some started to earn never helped my parents or buy them clothes.
    Myself and siblings looked after our parents
    Something repeated on me when I got married.
    No respect some people or thank you and ask for me .
    Not even check how we are in diaspora where you work like there is no tomorrow.
    Some of these people they borrow many relatives sametime .
    God bless you mother
    🙏❤️

  • @tandiwemakona8046
    @tandiwemakona8046 2 หลายเดือนก่อน +7

    Black tax yanetsa iyi. Havatinzwiri tsitsi veduwe otherwise ivo varikutorarama hupenyu hwakanaka kudarika isu vema shifts.Mirirai kupihwa and pamwe pacho even ukavapa havatendi

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 2 หลายเดือนก่อน

      Im in that situation right now

    • @it3788
      @it3788 2 หลายเดือนก่อน

      Ihameni😂

  • @Tatenda-g7d
    @Tatenda-g7d 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mazvita mufunge evangelist 🙏🙏

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 2 หลายเดือนก่อน +5

    Say this louder Evangelist. Life yevanhu vatema it's like per every income you get . You have to split it. Ka$20 kaunowana ikako you have to share 😂😂😂 utori mutemo wakadzikwa paAfrica but mutemo wacho unotenderera round and round

  • @kitty9595
    @kitty9595 2 หลายเดือนก่อน +4

    Wakatedza black tax, inoita rombe kufa usina chawasira vana vako chinhu. Vanotofunga itori entitlement kupiwa mari

  • @emillypesanai9855
    @emillypesanai9855 2 หลายเดือนก่อน

    veduwe vanhu ngatidzidzei kugutsikana nekuzvishandira. vana vanotodawo kubatsirwa....vabereki vanodawo kubatsirwa. kana waita nhamo rega kuita pamromo

  • @mutsawashe1369
    @mutsawashe1369 2 หลายเดือนก่อน +3

    Hama dzedu feel very entitled. Diaspora is not as easy as people think. Akachengetwa ngaarangarire nepashoma paanapo.

  • @loicemagwegwe3843
    @loicemagwegwe3843 2 หลายเดือนก่อน

    Ukarangarirwawo neaenda kwaenda tenda. Ukakanganwikwawo ndizvozvo gashira. Life goes on.

  • @blessed6024
    @blessed6024 2 หลายเดือนก่อน +2

    Some parents kutovenga varoora nevazukuru because they now think dai usipo vachipiwa more money.

  • @emillypesanai9855
    @emillypesanai9855 2 หลายเดือนก่อน

    chandakawona evengelist vakachengetwa havakamwi voga ...mumhuri pane vanhu vakuru vanofurira vana zvakaipa.Asi yambiro vakachengeta tenda unofa mufiro usina kunaka ukazoti vanhu vanoroya. mwari havadye chemunhu mahara. Ende vabereki regai kuti anatete vevenge varoora dzidzisai vana kuzvishandira.

  • @mayideyiziyera442
    @mayideyiziyera442 2 หลายเดือนก่อน +1

    Nyaya iripo vanhu vari kumusha vanonyepa ukavatumira mari haishandi zvavanenge vakuudza.
    Vavachengeta vanozokumukira vaakuti zvakaipa.

  • @Lenox-x9f
    @Lenox-x9f 2 หลายเดือนก่อน +1

    Very sensentive issue ummm mapedza masports ese mfundisi

  • @ModesterDani
    @ModesterDani 2 หลายเดือนก่อน

    Thank you amai wise words ukasatumira yatove.mhosva u wil be blamed for the rest of life

  • @pamelamuhera7479
    @pamelamuhera7479 2 หลายเดือนก่อน

    A very sensitive topic inobata vakawanda 😢

  • @florencenyarango6165
    @florencenyarango6165 2 หลายเดือนก่อน +1

    Thank you mhamha ❤

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha 2 หลายเดือนก่อน +4

    Ukasatotumira mthend 1 chete unonzwa nekutukwa kusanzwisisa kt mwedzi iwowo handinawo mari zvinhu zvirikuomera munhu wese

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 2 หลายเดือนก่อน

    Hamq dzangu vana vangu chete. Vabereki vangu vanofanirawo kuwana penjeni yavo. But nekuda kwe spirit of poverty hakuna penje i yakaitwa. Ini ndava kutoshanda ndichichengeta mari ndisazonetsa vana ndava chembere. Ndopa vana vangu mukana to enjoy life ndisinganetsi kuda girosari every month kusveta vana ropa kunge chikwambo. Uyesve kuchaja maroora ekuda kuped,za nhamo is a manifestioin of greedy

  • @MarvisChikato-jl7fo
    @MarvisChikato-jl7fo 2 หลายเดือนก่อน

    Thank Evangelist ❤❤

  • @Josefina.TMandeia
    @Josefina.TMandeia 2 หลายเดือนก่อน

    chirere chigokurerao a gud son must be responsible for his parentsand zine ropafadzo

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 2 หลายเดือนก่อน +3

    2nd part pliz timboonesana kune vakambounza vanhu or kuteverwa nevanhu vakavachengetera kunze kwenyika . Ukama hwenyu huchimire sei uye makazvigona sei kuti ukama hwenyu hurambe huchipo or vazhinji mave gonzo nachin'ai. Parisei maAfricans🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️

  • @sarahmoyo9325
    @sarahmoyo9325 2 หลายเดือนก่อน +1

    Maita basa mati rangarira. Zvinoita hama idzi zvakaoma. Havabvunze kuti uri kuzvigona sei. asi kutoti wakaenda kare mari uri kuitisei

  • @loicemagwegwe3843
    @loicemagwegwe3843 2 หลายเดือนก่อน +1

    Kana uchitobatsira munhu ziva urikutoita kufadza denga. Chiramba zvekutiuzorangarirwa hakuna. Unotonzi vanotiroya, hooo nhy dai ndairoya ndakabatsira pa school fees nenhumbi dzeKisimusi here nhy veduwee. Ngatizorega kudarosoo.

  • @AmusedSunflower-bz7dq
    @AmusedSunflower-bz7dq 2 หลายเดือนก่อน

    Dzvanyai ipapo dirai rizare magonesa

  • @givenmunyuki6235
    @givenmunyuki6235 2 หลายเดือนก่อน

    Thank you mummy

  • @TalentZisengwe
    @TalentZisengwe 2 หลายเดือนก่อน

    Say it louder ipapo mhamha, even if you try yr best havagutsikane vanhu vacho vakatichengeta. Unoramba uchingokumbirwa jan to dec.

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 2 หลายเดือนก่อน +1

    Pamataura nyaya yekuvaka uuum moyo wangu waenda kure . Veduwee maDiasporah anzwa nekudyirwa Mari dzemaStands nekuvaka . Kana usate watenga Stand or kuvaka Pliz don.t every try kutumira hama Mari. Guys be warned hama dziri kudya Mari kumusha uko. Munovengana nevadiwa venyu nenyaya dzekutumirana Mari dzemaproject idzi. Endai lunozviitira moga ne2Weeks dzamopiwa kugara kumusha ikoko. Try to push and make the little that you can manage motengerawo nekusiira vari kumusha mapresents . Ukama hwenyu huchiensa mberi. Vamwe ukama nevadikani vavo hwakatoguka forever nokuda kwekuda kuitirwa. So long usingazivi zviri mumoyo memunhu. Never trust anybody. Have a blessed Monday. Stay tuned🤣🤣🤣🤣🤝🤝

    • @VeeDube
      @VeeDube 2 หลายเดือนก่อน +1

      Ini ndakazviudza kuti ndichango saver mari gore rainokwana ndichatora leave yemwedzi yekuita zvese kuzvitengera stand nekuvaka ndiripo muridzi wazvo izvi zvekutuma kuti akuitire nooo ndaona vanhu vanyura nekuda kwehama

    • @blessed6024
      @blessed6024 2 หลายเดือนก่อน +1

      This Topic is a Hot Potato

    • @cathrinemarwendo7654
      @cathrinemarwendo7654 2 หลายเดือนก่อน

      @@VeeDube dei vachizonyudza havo Mari tega better. Vanobva vada kunyudza newe muridzi wemari. Voda kutokuuraya eishy

  • @patriciachibanda4199
    @patriciachibanda4199 2 หลายเดือนก่อน

    If its helping others that's onother issue

  • @gracesibanda1696
    @gracesibanda1696 2 หลายเดือนก่อน

    Ko munochengetereiyo vanhu kana muchida payback🤔🤔🤔Better change term and say investing in someone’s childe to be paid back. Kana wachengeta mwana it’s for God and not kuzoda mari. Siyanai nevana vamakachengeta

  • @patriciachibanda4199
    @patriciachibanda4199 2 หลายเดือนก่อน +1

    Shoko raMwari rinoti kudii. Its the responsibility of the children to take care of their parents when they get old

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 2 หลายเดือนก่อน

      Ko ukavatumira vototi mari ishoma wochiitawo sei pakadaro

    • @blessed6024
      @blessed6024 2 หลายเดือนก่อน

      Kana muri couple chengetai both sides vabereki not kuti kwangu kwangu kwangu.

    • @nennivahhazvijijita7823
      @nennivahhazvijijita7823 2 หลายเดือนก่อน

      @@GraceMuzhuzhajust do your best as long as iwe une peace yekuti ndozvaunogonawo