BOCHA-MARANGE: 9 Years Achiyamwiwa MaSperms Every Night and Day NeNyoka

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 25 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 221

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyi  2 หลายเดือนก่อน +4

    Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo

    • @KingabsolomMoyo
      @KingabsolomMoyo 2 หลายเดือนก่อน +2

      @@robertapfumaneyi kosekuru muchakata vadiyi

    • @marvelouszinyemba9736
      @marvelouszinyemba9736 2 หลายเดือนก่อน

      Ummmm iyi ihombe mkoma Robert ndinotenda hangu nebasa ramuri kuita

  • @LawrenceZnkomo
    @LawrenceZnkomo 2 หลายเดือนก่อน +10

    Pastor miracle Paul vanozvigona izvi

  • @AfricatoAfricans-i9q
    @AfricatoAfricans-i9q 2 หลายเดือนก่อน +3

    Haaa zvako zvaita wangu zvatoita sooo ❤❤❤❤ One love Zimbabweans zvaita soo baba vako na Mai vako vanoziva zvirikuitika solution inongouya kana wawana munhu vanokwanisa kuvatorwa ovabatsirira kunze ndopane solution

  • @LydiaKhumbula
    @LydiaKhumbula 2 หลายเดือนก่อน +10

    Zvinhu zvevabereki izvi , vabereki ivai nemoyo wekuzvara veduwoye, mukoma Robert ndinokuthembai manhau dzakadari ,chinyarara zvako mwanakomana siira basa rese mukoma Robert

  • @ChristinaMavhusa
    @ChristinaMavhusa 2 หลายเดือนก่อน +11

    Handsome man mwari akuitirei nyasha 😮

  • @ClodiaLenicia
    @ClodiaLenicia 2 หลายเดือนก่อน +10

    Mkoma Robert mkomana uyu ngaabatsirike pls toda kuona part2 mayenda naye kunasekuru

  • @maudmouseseryi3542
    @maudmouseseryi3542 2 หลายเดือนก่อน +21

    Batsirai zvenyu mwanakomana uyo zvenyu takambogara naye anongokaruka angorara zvisingazwisisiki anorwara sure tomuziya anobva kwamabvengwa

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq 2 หลายเดือนก่อน +2

    Mkomana uyu ngaabatsirwe shuwa family yamuregerera I can't wait kuona apora

  • @TimmyMarian
    @TimmyMarian 2 หลายเดือนก่อน +8

    Zimbabwe yashata chiiko inzara hre inoita zvizodai musadaro asi hnzi rine manyanga hariputirwe now zvobuda pachena muchaita sei ivai nemoyo wekubereka shuwa zvinorwadza 😢

  • @perlinperpetualperpetsenge9993
    @perlinperpetualperpetsenge9993 2 หลายเดือนก่อน +7

    Haaaa kana zvichida puriziweeee mubereki haarambirwe kuti wangu haangandidaroo... Takazvarwa kuti titambudzwe nevakabereka nekuchengeta

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 2 หลายเดือนก่อน +5

    Shem zvakaoma shuwa. This is emergency dai maita kuti akasire kubatsirwe fast mukoma Robert coz mukomana uyu aripa nguva yakaoma

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 2 หลายเดือนก่อน +3

    Ndakamboinzwa pa Karanganda last year shame haasati abatsirika mupfanha uyu 😢

    • @maggie-tj6nv
      @maggie-tj6nv 2 หลายเดือนก่อน

      Yaah last year paKaranganda akambobuda ...so sad kuti haasati abatsirwa

  • @LaizahManingi
    @LaizahManingi 2 หลายเดือนก่อน +9

    Sisi taurai makasununguka munotaura senge nemu muri kuwanawo geini pakushandiswa kwemukoma wenyu

  • @RoseJose-i7u
    @RoseJose-i7u 2 หลายเดือนก่อน +3

    Zvinorwadza mwana ashungurudzika uyu Mwari pindirai

  • @JennetG
    @JennetG 2 หลายเดือนก่อน +2

    Mukoma Robart endesai mwana uyu Kuna sekuru Mukotsanjera
    Vabatsira vakawanda
    Ndatenda hangu

  • @jacobnyamuda5661
    @jacobnyamuda5661 2 หลายเดือนก่อน +5

    To tell the truth, mukoma zvinhu zvirikukutambudzai Ma souls evanhu wakaurawa nevanhu wedzinza renyu. Zvinoitika ndezokuti, pane munhu akaromba anouraya vanhu nguva yavo isat yakwana achida kushandisa their souls for business. These people are alive spiritually but physically are dead. So, munhu wechikadzi akaurawa uyu anozoda murume, so akapihwa imimi kuti muite murume wake. makaiswa nyora as a way to connect you with this spirit. kupedza dambudziko iri, kwizai nyora dziri pamuri using epsom salt, batai nyoka muiuraye kana yauya, namatai sterek, tendeukai munamate muchiita ma fastings. Tsvagai a true servant of God not n'anga. kun'anga munenge mangodzoka kuna Satan anova arikuzvikonzeresa, nekuti akapedza dambiko ane zvimwe zvaanozoita zvamusingaone, vimba na Mwari chete. Zvinopera brother, i am sorry nedambudiko raukusangana naro

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  2 หลายเดือนก่อน

      Muendesai ka kune wamuti true man of God

  • @LydiaKhumbula
    @LydiaKhumbula 2 หลายเดือนก่อน +7

    Don't worry mwanawamai Simba akapora wani newe unopora

    • @KingabsolomMoyo
      @KingabsolomMoyo 2 หลายเดือนก่อน

      Ndo chapupu 😢😢😢 simba

    • @abigailcharakupa8490
      @abigailcharakupa8490 2 หลายเดือนก่อน

      Amen anopora chokwadi, Simba ndicho chapupu chedu chikuru

  • @peem-k9608
    @peem-k9608 2 หลายเดือนก่อน

    there is a God who is bigger than any situation. May you be delivered by the mighty hand of the most high God.

  • @EniyaDeke-w4l
    @EniyaDeke-w4l 2 หลายเดือนก่อน +15

    Ndopaunzwa zvichinji mubereko haaroye mwana wake vabereki vanosiyana kana mazogara

    • @chichy_unseen2545
      @chichy_unseen2545 2 หลายเดือนก่อน +3

      Vabereki vanogona kukudzorera mudumbu kana vazvida havo

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica 2 หลายเดือนก่อน +2

    Anemurume here mukadzi uyu. Zvichamuwana soon

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 2 หลายเดือนก่อน +6

    Zvinorwadza izvi. Panozorohwa vabereki paya konzi vana havana hunhu

    • @KingabsolomMoyo
      @KingabsolomMoyo 2 หลายเดือนก่อน

      Wangu unenge warwadziwa 😮😮😢😢😢😢

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 2 หลายเดือนก่อน

      Haa,zvinonetsa zvinhu zvacho.

    • @clarakingston2255
      @clarakingston2255 2 หลายเดือนก่อน

      Taura hakoo

    • @HlatiDstv
      @HlatiDstv หลายเดือนก่อน +1

      Mubereki haarohwe hupenyu kutyaMwari pamwe chete nemutemo wake. Ngatidzidze kugadzirisa problem nemagwaro matsvene. Nyaya dzacho dzorwadza

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 2 หลายเดือนก่อน +2

    This is a true story i was with guy yesterday waiting for robert

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 2 หลายเดือนก่อน +2

    Mukoma Robert daidzai Mukotsanjera. Ndiye anopedza ma Sports nehurombwa. 😢😢😢😢😢😢😮😮😢😢😮😮

    • @loxlux8118
      @loxlux8118 2 หลายเดือนก่อน

      Mukotsanjera ndewa Karanganda

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mkoma Robby we waiting for part 2 munhu kuna sekuru tasvu batsirai mkoma ava varipa prblm xem

  • @SimangalisoMutuname-yu8db
    @SimangalisoMutuname-yu8db 2 หลายเดือนก่อน +1

    I think 🤔 kana uchikwanisa kuona zvinhu zvakadero ukatanga kuti nezita rejesu zvogona satouya ASI ukaramba wakanyarara manje zvongouya zvotoda unamate uchizvitsiura

  • @dorrenmudau7298
    @dorrenmudau7298 2 หลายเดือนก่อน +1

    Kune zita remurume ane simba,imbomudaidza uone zvaanoita,Jesu

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 2 หลายเดือนก่อน +1

    Seri neseri here asikana vabereki ngavasadaro veduwee.Heyi zvakaoma hazvo vamwe vachingorova pavadira.

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 2 หลายเดือนก่อน +2

    Mukoma Robert please nhau yemukomana uyu Inoda kuti mumubetsere nekukurumida,tapota muendesei kwa sekuru tasvu tapota

  • @TateguruBusayi
    @TateguruBusayi 2 หลายเดือนก่อน +1

    Haaa sisi vangouyawo havo asi vane kamwe kamuitiro kavo kasinga nakidzi,hugs bhudhi masvika pazambuko ivavo sisi chokwadi vochichiziva havo

  • @ruvimbopavarivoga6728
    @ruvimbopavarivoga6728 2 หลายเดือนก่อน +1

    Apa ngaanake mwanakomana hope he finds help

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 2 หลายเดือนก่อน +8

    Vabereki vane chekuita nemwana wavo

  • @corleone230
    @corleone230 2 หลายเดือนก่อน +1

    Once saw this guy on Kadanganda TV about a year or 2, narrating his story in a car Kuna ba Taps

  • @ProgressTonto
    @ProgressTonto 2 หลายเดือนก่อน +5

    Musabvunze zvekuconfuser munhuba imi mukoma aah mibvunzuyenyu bubhowa

    • @claud329
      @claud329 2 หลายเดือนก่อน

      Very true ×10

    • @tawanda7257
      @tawanda7257 2 หลายเดือนก่อน

      Kkkk taura hako

  • @Claris235
    @Claris235 2 หลายเดือนก่อน +1

    Nhai wedu we ungatadze kuziva zviri kuitika kumwana vaamai vako here nyangwe vakatoorea , aa musikana uyu haasi kuda kutaura.

    • @branbran9129
      @branbran9129 2 หลายเดือนก่อน

      Anocha vabereki vake

  • @dailyshowtelevisiondstv5585
    @dailyshowtelevisiondstv5585 2 หลายเดือนก่อน

    Haah hapana apa pa Kutongongoda last bus stop 1 Tasvu😢

  • @vimbaimurwira6390
    @vimbaimurwira6390 2 หลายเดือนก่อน +3

    Sorry my brother don't worry munorapwa zvinopera. Tinotoda go back to sender vambonzwawo kurwadza kwacho

  • @chichy_unseen2545
    @chichy_unseen2545 2 หลายเดือนก่อน +2

    Vapedza kukuroya vanobva vakuisira zvekuti usemwe nevanhu

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 2 หลายเดือนก่อน

    Ndati ndati ...ndicharipa ndarova munhu mubereki haarohwi kudii ndichitambura

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 2 หลายเดือนก่อน +3

    Hazvadzi yamukoma avo inodadira mukoma wayo sekukunge iyo yakagarika apana kugarika kwayakaita Vose vanotambudzi Dai mwari vapindira havo mukoma avo vapora

  • @MollyKobwe
    @MollyKobwe 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mkoma Robert endesai hanzvadzi yangu iyi kwaSekuru Tasvu hey zvorwadza izvi

    • @CleveAumburudze-tr3mj
      @CleveAumburudze-tr3mj 2 หลายเดือนก่อน

      He is the best in Zim,when comes to investigative journalism.

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 2 หลายเดือนก่อน

    Cc ava vanoroya nevabereki vake ndosaka achiramba zvaanoziva asi hokoyo newe zvichakuwana ndarwadziwa shm

  • @JosephVhirizhi
    @JosephVhirizhi 2 หลายเดือนก่อน +1

    Hausi wedzinza ravo

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 2 หลายเดือนก่อน +1

    Weduweeeka and zvakaoma, may God heal you dear ,Satan aribasa chokwadi hey.

  • @tendaibera3027
    @tendaibera3027 2 หลายเดือนก่อน

    Baba namai vake vanoziva zvavakaita sei vasingadi kufamba naye Kuti mwana wavo asunungurwe?

  • @ShirleyShirley-s2b
    @ShirleyShirley-s2b 2 หลายเดือนก่อน

    Sis vanodada avo hanzwadz ichitambudzwa. .....Ivo vakutotamburawo zvawo sis ava

  • @86Bh701
    @86Bh701 2 หลายเดือนก่อน +1

    Haaa muma family umu makatakura veduwe. Ichaita seya Simba. Asi haaa zvawasvika kuna mkoma Robie zvako zvaita

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica 2 หลายเดือนก่อน

    Amai vako vamozviziva

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 2 หลายเดือนก่อน

    Ko sis vanodada nei zvichibva ipapo zvrikuendepi ngwarai sister

  • @ClodiaLenicia
    @ClodiaLenicia 2 หลายเดือนก่อน

    Munhu anouraya muroyi haafanire kusungwa cause nhamo yaunooneswa nechipuka chinonzi muroyi inorwadza

  • @CleveAumburudze-tr3mj
    @CleveAumburudze-tr3mj 2 หลายเดือนก่อน

    Nhai Ko Fon motadza kuisa pa silent mode 🙌🏼

  • @MemoryChikuruwo-oh8zi
    @MemoryChikuruwo-oh8zi 2 หลายเดือนก่อน

    Mmm vabereki varikuziva. Vane zvavarikuwana 9 yes dzakawandisa. Kusvika kutiza musha pamwana wako. Mwari batsirai mwana uyu.The devil is a liar

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 2 หลายเดือนก่อน

    Hanzvadzi iyo hapana chainoziva kana iri murima guru

  • @emilymugadza
    @emilymugadza 2 หลายเดือนก่อน

    Inini ndaona sekuti mukoma awo vari kutaura chokwadi,asi sisi vari kutya kufumura vabereki,anorwadziwa ndimukoma awo vamwe vemhuri vari kungoti chero zvisiri pavari ndarwadziwa mufunge

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 2 หลายเดือนก่อน +1

    But mambo Marange vanga dhererwa nevanhu vavo shuwq vodedza vanhu voramba kuuya zvorei

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 หลายเดือนก่อน

    Hanzvadzi sikana iyo ka ane moyo wakaoma cz kunyepa kwake kwakaoma achazonyara zvake rimwe ramazuva very soon.

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 2 หลายเดือนก่อน

    Ummmmm hanzvadzisikana iyo irikuratidza kuti ane kakutya maari. Zvichiratodza zve kuti arikuziva zviri mumusha wavo. But otya kutaura😢😢😢😢😢😢😮😮😢😢

  • @RosemarySokirati
    @RosemarySokirati 2 หลายเดือนก่อน

    Zvino sis ava vakuita kunge vane chavari kubenefita

  • @IsheGumbo-vb6dd
    @IsheGumbo-vb6dd 2 หลายเดือนก่อน

    Mkoma Robert ,pakuda sekuru Tasvu kana mkodza njera

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 หลายเดือนก่อน

      Mukotsanjera ndewengozi tasvu kuzvikwambo nehuroyi ndiko kunoda kuendwa

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 2 หลายเดือนก่อน

    Ko vabereki avarambirwe sis

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 2 หลายเดือนก่อน +2

    Isai mukomana kwasekuru Tasvu

  • @StellaMudiwa
    @StellaMudiwa 2 หลายเดือนก่อน +1

    Eish inga zvakaoma kushungurudza vana vasina mhosva

  • @rhodahmutanga2996
    @rhodahmutanga2996 2 หลายเดือนก่อน

    Zvandirwadza asi ,vari kutambudza mwana veduwe.

    • @KingabsolomMoyo
      @KingabsolomMoyo 2 หลายเดือนก่อน

      Vabereki sooo 😢😢😢😢😢

  • @OripaNester
    @OripaNester 2 หลายเดือนก่อน +1

    Asi makungobatsira vekwa marange chete chete mukoma Robert.please help me also many times i sms call you

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 2 หลายเดือนก่อน

      You need to call him motaura navo. Munoisa pressure bcz vanowandirwa.

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 2 หลายเดือนก่อน

    Sister avaavana basa na bhudhi vavo unga kanganwa dambudziko gru iri

  • @teclarmusanzika
    @teclarmusanzika 2 หลายเดือนก่อน

    Hiiii huroi chiiiko nhaivanhu vatema moyo wakaitasei . hamurwadziwiwo hr.

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 2 หลายเดือนก่อน

    Imi cc imi nemiwo zvichakuwanayi urikuti zwakabva kusouth kana akazvitsvakira imi nevabereki venyu munorambireyi kufamba naye ungati murivamwe nevabereki asi muziye kuti akangofa chete nemiwo muchazviyitwawo izvozvo

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica 2 หลายเดือนก่อน

    Varikutomuita monitor sister awa. Havasikuda asinungurwe uyu munhu

  • @brendamusengwa420
    @brendamusengwa420 2 หลายเดือนก่อน

    sis ava varimu Hari chete

  • @rojamillerover
    @rojamillerover 2 หลายเดือนก่อน

    This interviewer Robert lacks professionalism. He interviews the victim like he is interrogating him. Seiko mu Zimbabwe musina professionalism. With cases like this we need someone with empathy

  • @mercygambiza8590
    @mercygambiza8590 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ngaaende kwaprophet miracle zvinopera

    • @oceanmusanhihaaaaanorovang2106
      @oceanmusanhihaaaaanorovang2106 2 หลายเดือนก่อน

      Paul anozvipedza here izvi

    • @mercygambiza8590
      @mercygambiza8590 2 หลายเดือนก่อน

      @@oceanmusanhihaaaaanorovang2106 akabatsira mwana aibuda matombo nemukomana aibuda honye

    • @oceanmusanhihaaaaanorovang2106
      @oceanmusanhihaaaaanorovang2106 2 หลายเดือนก่อน

      @@mercygambiza8590 ini ndoda kumboenda kunomuona.taneta nemapositori chabuda hapana

  • @MarthaJanasi
    @MarthaJanasi 2 หลายเดือนก่อน +2

    Sorry brother saka mune mwana here

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 2 หลายเดือนก่อน

      Mwana anobuda pai ipapa achinwiwa zvinogadzira vana zvacho.

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 หลายเดือนก่อน

    I think gogo shumba ndiyo type yavanoda iyi

  • @TarisaiPasipamire
    @TarisaiPasipamire 2 หลายเดือนก่อน +1

    So sad ndinovimba unoiwana help

  • @WanziraiChimunhu-e2k
    @WanziraiChimunhu-e2k 2 หลายเดือนก่อน

    So sad.ngaaende kunana sekuru.sisi avo varipamwe nevabereki

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 2 หลายเดือนก่อน

    Vabereki ndivo vanoroya mwana varikuda kuti ashayike chete puma yese irikurehwa kuti yaparra ivo vanoziva kuti mwana uyo akangofa chete inodzoka yese ndosaka vachiramba kuenda kwavanenge vachinzi ngavauye nemwana ivo vanoda kutsvaka nganga dzavo dzavanoziva kuti advice dzakakwanisa kubatsira mwana sei vachiramba kuenda kwavanenge vanzi vauye nemwana panganga isina kutsvakwa ndivo

  • @mosesmarwa4402
    @mosesmarwa4402 2 หลายเดือนก่อน

    Mukoma awangaayendekuInyanga kwaChiefMutasa kunachiremba anonzi Doctor Mukotsanjera

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 2 หลายเดือนก่อน

    Mukoma Robert muri sei rowai basa vabereki ndezvawo izvooooo

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 2 หลายเดือนก่อน

    Ummmmmm zvakaoma ndachema zvangu ne nyaya yemukomana iyo. Vanhu ngatiregerwi kuita hutsinye hwakadai.Pamwana mudiki akadai.Munhu arikuita izvo ukanzwarirwo mwana wako .Unonzwa sei?😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😮

  • @ShirleyShirley-s2b
    @ShirleyShirley-s2b 2 หลายเดือนก่อน

    Mukoma Robert mubatsirei bhudhi ava vatambura zvnonzwisa tsitsi hazvo ...chivind chemurumen ASI zvikumuremera nekurwadza

  • @RemigioNembire
    @RemigioNembire 2 หลายเดือนก่อน

    zvakaoma ko ngaende kwa sekuru Tasvu zvinopera

  • @yakiesigauke09
    @yakiesigauke09 2 หลายเดือนก่อน +1

    Shamwari sister vako idofo guru

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 2 หลายเดือนก่อน +2

    Poor handsome boy

  • @LindiweVengesa
    @LindiweVengesa 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ummm mwana atambura uyu Mwari pindiraiwo

  • @jennychirongwe6142
    @jennychirongwe6142 หลายเดือนก่อน

    Ngambouya kuzcc mbungo

  • @kundaingwarai9121
    @kundaingwarai9121 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma hazvo ndinovimba vachanzwa kuchema kwenyu mukoma

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 2 หลายเดือนก่อน

    Ummmmmm zvakaoma veduwee. Tamirira Pat 2 panyaya iyi😮😮😮😮😮😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😮😮

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 2 หลายเดือนก่อน +1

    And zvinhu zviri pachena kuti vabereki varikuziva zvirikuitika ,ko amai shuwa kusabatwawo ne mweya vekubereka ummmm

    • @KingabsolomMoyo
      @KingabsolomMoyo 2 หลายเดือนก่อน

      Unita seunohwakutsva mhani

  • @BrightonChiyungu
    @BrightonChiyungu 2 หลายเดือนก่อน +3

    Sorry my brother asi unopora waziva hako kwekutizira zvinopera

    • @Johanis-gy9ho
      @Johanis-gy9ho 2 หลายเดือนก่อน

      Hesi chiyungu

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 2 หลายเดือนก่อน

    Ndeip uyu mokoma ndangandinaye nezuro chaiye nyaya yake inorwadza ndakazama kumusimbisa kuti zvinopera zvirikukunetsa sekuru tasvu vanokubatsira

  • @marthakagumbate5538
    @marthakagumbate5538 2 หลายเดือนก่อน

    Ummm wabereki wemukomana ndiwo wanoroya wakatora mushpnga.ndiwo wane yese ndoo matsotsi wanoziwa ndoo wane zvidhoma

  • @RonaldRupare-q8y
    @RonaldRupare-q8y 2 หลายเดือนก่อน

    Sisi awa wanoziwana neVabereki vake zvinhu zviri pachena izvii semhanza....

  • @PriscahMurewa
    @PriscahMurewa 2 หลายเดือนก่อน

    Pane nyaya irikuita seichabata amai vemukomana kunyanya.ko ana sekuru hembe yemwana ineropa vainoitei nayo kumusha kwavo..panenyaya

  • @anthonymusarurwa9068
    @anthonymusarurwa9068 2 หลายเดือนก่อน

    Ndoo zvinoda mdhara amudu ka izvi zve vanhu vanoti hatidi kuendeko
    Mkoma Robie endai naye ikoko

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica 2 หลายเดือนก่อน

    Musikana uyu zvichamuwanawo soon

  • @sharonmugwambi
    @sharonmugwambi 2 หลายเดือนก่อน

    Unobvawashaya Kuti zvirikumbofamba sei

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 2 หลายเดือนก่อน

    Sisi kugarika kwavakaita kukwenya mhuno chete. Pachiso chavo andisi kuona rugare ini. Batsirai zvenyu mukomana uyo. Parikuda sajankwani apo kana go back to sender. Pakashereketwa apo

  • @EllenMasango
    @EllenMasango 2 หลายเดือนก่อน

    Nyaya iyi nazvino,?

  • @nyashatamayi4972
    @nyashatamayi4972 2 หลายเดือนก่อน

    Vabereki varikuziva zvavakaita.

  • @Claris235
    @Claris235 2 หลายเดือนก่อน

    Musikana uyu haasi.kuda kutaura.😮

  • @faithsamakumbi
    @faithsamakumbi 2 หลายเดือนก่อน

    Frets unotikuvadzisa mbabvu dzedu chii nhai😂😂😂😂😂😂