If you know Macheso u will know he doesn’t pass his bass to just anyone - he is steering and seeing something in the young man. It’s good to see upcoming young ones like this. The legacy of Macheso will carry on well into future after he is long gong with young ones like this! If you want to destroy your own music legacy - refuse to make it relevant or to pass it to young ones! He is learning well the young men.
Munhu akfirwa nemubereki or someone ari padhuze anenge mwana wako you can understand kt pane inguva yokut ma memories evanhu ivawo anouya mu pfungwa dzako and u can't control your tears
Mudhara wangu hamuna godo zvenyu god bless you cheso power 🔥
Chakanaka chakanaka zvacho jealous down guys this boy is the best
Shayaaa
Ari kugona
One artist asinga rwadziwe nekupa vanhu mkana to showcase their talents.. Good job baba Shero👊🏽
He is talented thanks baba sharo nekupawo young man mukana wekuridza hamurwadziwe
MACHESO I THINK HE MUST OPEN AN ACADEMY TO TEACH OUR YOUNG STARS
thanks for supporting youngsters baba VaMacheso. I salute u.
Baba Sharo havana godo, haaa vasimbisa mpfanha uyu
Very talented young man.... Asi mwana wasoma here
If you know Macheso u will know he doesn’t pass his bass to just anyone - he is steering and seeing something in the young man.
It’s good to see upcoming young ones like this. The legacy of Macheso will carry on well into future after he is long gong with young ones like this!
If you want to destroy your own music legacy - refuse to make it relevant or to pass it to young ones! He is learning well the young men.
Zvekuimba Bio unotoda world trophy chaiyo.... Chinogona ichi chidaddy chaicho cool voice with teaching msg
Doing good this boy jus lake of setion with the best
So young ,Mwari akuwedzere my boy
this is nice sir , don't give up keep on moving❤
Very talented young man
Ko suite world haisvikieo kwamacheso yere
You are a good trainer baba Shero God bless you
I'm very tough to be impressed but on this boy's pure talent im well impressed
This is awesome mafana a star in the making
Excellent work.
Nice sounds keep it up chamakudo express
Like father like son. Exllen work.
Sungura will never die..keep it up younger
Talent mazhata, Mwari vanoburutsa zvipi❤❤
Mufanha wamuraini mangu. He is still learning. Am proud of him
Mu DZ extension here
Still learning iye achizvambura kudaro😂😂
WAbvunzwa naniko iwe ...ndokuhumana ikoko
Help me I need to get hold of him for a cool music project please
Anogona ,polish up mwana uyo Baba Shero
Good handing over,correctly received.
Avo ndivo Baba welly i guess paridza Sulu kkkkk
💥💥💥chesology mufana anorova zvekuenda mberi
Haaa baba shero vanodhakwa havo ummh
His is talented ❤❤❤❤❤❤, if he keep on practicing he will be the best.
Future musition anorova ndawona kana mudhara Soma varikugutsirira musoro anechipo mufana uyo
Face yabashero bho ere😮
Zvirimo mumoyo be blessed
Ane potential. Needs polishing pane paanokasira kudzoka
He needs some polishing he sometimes misses the strings. All i can say is that he has a potential to be a very good bassist
True
Very true. But he will become one of the best
Kkkkkkkkkk
Anogona i think its stage fright but i totally agree with you
Guitari ramacheso rinorema guys
He is very sharp and talented ❤
He has had s way of playing not following anyone that's great 🙏🙏🙏
Baba venyu vakabatatwa ava nengemba ava
vakatsemurwa last number
Zimbabwe motto Macheso and good mentoring Motto 💥🎉💥
Good work
Anogona hake, but baba shero memavapei?
Tetavapa mbanje
Kkkkk baShero vakuita sevakadhakwa.asi mukomana anogona uyu❤
He's very talented 🎸 bassist guitarist young boy
Thank you papa Shero ❤🎉 zvinopa simba izvi ndazvifarira
is there more vidz of the young man
A young talented young man
Mafia jr.....show them the way!!
Ummm mwana uyu ane chipo baba shero mwari ngavakuropfadzei nerudo rwenyu
He is good but he still has a bit of a way to go
Nice, Imbotorai Shamblo pa lead guitre timbonzwawo
Pure niceness. Hapana chaunozbvisa apa
baba shero vakabatwa nemhamba kkkkkkk
😂😂 haa vakabatwa size ino kwana
Haa mbanje chaidzo kkkk
Kkkkkkk waona hako
Ndiani arikuonawo kuti baSharo vakarekenwa kkkk
Anorova ... keep practicing unosvika chete
Do something baba Sharon about this boy ❤❤❤
Wow wonderful
He's ❤ talented 👏 👌 🎉🎉🎉
Very talented
Zvagara kwa Somahla ndokwa zvakatangira ka zvema Bass Guita izvo
Mpana uyo ndewekaSoma nhai ,akaipa
Younger uyu ma1 a star in the making
Pardie wababa Pardie mafia the ndebeles ❤
You are the best mufan
Kkkk macheso akarohwa nembanje kkkk
Pane makeys ari kupotseka asi ane hand bhooo.....akabikwa namdara anoita nyanzvi
❤❤❤❤❤❤❤ from panama mufana
Happy to see Somandla Ndebele 😊😊😊😊
Very talented young boy
He talented this young boy macheso baba shero take him to be a member of yr workers please❤❤❤❤❤❤❤❤
Waaaaaal he's so talented this lil boy
Ma1 mufana uyo mhanii
Macheso ramba une one love mdara
Hapana chakamu shamisa apa, mupfana anogona zvake still learning
Aaaah ayu anonzani uyu hama help me
Pardon ndebele son to Baba Pardy somandla ndebele
@@denfordshanya-kw3vn ooooh yes zvinotendwa izvi ndazvifarira mufunge maita basa nekundiudzawo
Munhu akfirwa nemubereki or someone ari padhuze anenge mwana wako you can understand kt pane inguva yokut ma memories evanhu ivawo anouya mu pfungwa dzako and u can't control your tears
Salute Mr macheso
Waaaal wonderful performance
Hes got a bright future 🦾🦾jus a few polish ups he needs
He is good needs a bit fine tuning he'll be there
Yes wanzwawo zvandanzawo
MUFANHA akapenga uyo
Cheso ibhanditi paguitar I know him achiri kutambura
Passing the button to young generation 🎉🎉🎉. This is excellent. The young man is very good 👍 👌
Haaa Macheso aakabatwa . Handiziye kuti vanwa here or vaputa
Waal l love u my boy
Haaa macheso ndewe mbanje chete😂😂😂
One mudhara anorema , he is the best
Ummm chakanyanya chimupfanha ichi
Itholakala kuphi or kanjani lengoma 🔥🔥🔥🔥
Unorova mupfanami ❤
Matambiro ako xheso mamakabatwa chaiko
Famba jaya zvinobuda chete
Mbanje dzirohwa nababa Sharo hatina zera nadzo 😂
Ummmm vanozodziwanzawo 😂😂😂😂😂
Catch them young🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
pure talented
Yaa in terms of the quality and clarity of notes
Panoti mudhara soma apo regai timbodai
Chinorova chimfana icho chakafanana na Soma❤
Tauro rababa shero for me
Kkkkkk
Baba Shero vange vakabatwa😂
Mwana waaniko mupfanha uyo arikuridza bass guitar apo
Ndatenda hangu cheso
Haaaaa ingwambi iyooo
Mkuru vakabatwa ngezvehusiku