ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Sekuru makapenga pambavha muri number 1❤❤❤❤❤❤
This is a real calling. It's hard when you're very young and people take you for granted. I have respect for this guy.
Watching from Gokwe Nembudziya. 100k coming soon ❤️🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍
Sekuru vasingadade vasina noise no pride keep it up sekuru❤.Asi Mubaira chirudzi chamotaura mochiwanepi
Pamwe va Bunzamukombe vanobva Mozambique 😂😂
😂😂😂😂komendi sekisheni bodo ndaa bhooo.
I'm crushing on sekuru😅😂😂
Really
Watanga
His handsome 😅
😂😂😂😂handeiko ndakabirwa murume vanodzosa hre
@@natashasheez4676 😂😂😂 just be clear sis kutotendera ivo kana vazoona Kuti old hubby akaenda wapinda machena 😂😂😂
Ende sekuru makanaka shuwa kuita handsome guy❤
Ayaya
😂😂😂ndlovu iweka
😂😂
Ndandiine crush nasekuru manje waita mudiki kwandiri
Hezvo hezvo
Reka tione 😊😊😊im always looking forward to new uploads
Vaya vegudo vakatodya mari yevanhu zvikavharana
😂😂😂😂😂😂 haaaa paya paitwa drama
Karanganda woyeee ❤❤❤
Young, poised and vigilant 👑❤
Karanganda family woye maivepo here ❤
1989 my year so sekuru muribatya rangu kkkkkkkk.
Havasi Sigauke ere baba Taps
Ndoda kuuya kuzokuonai sekuru. Ndofunga ndinobatsirika
👏👏
Makazvirereka sekuru watching in Capetown
Sekuru Bunzamukombe ishasha manje vanovhara inzwi chairo hautaure,unokwenya ,kuita netsvina kusvika waenda kudare kwavo
Back to sender munoita here sekuru
Baba Taps tikumbirireiwo sekuru vabatsire Vanessa uya 😔😔Moyo wangu wabaikana veduwe pamwe anogona kuzofamba zvakareka
sekuru manyama
Makasununguka Sekuru
Ini ndoda nyuchi chaidzo
Mwana mudiki chokwadi
😂😂😂 ndaona gadzi rapazha mumatare
Ba Taps torai sekuru ava vanopedzisa nyaya iya yeGudo yakatangwa netsotsi riya ava vanogona ndovaziva
Liked before watching
Me too, I always know content yaBaba Taps is top notch
Karanganda woyeeee
Sekuru ndakabirwawo Mota mungandibatsirewo here 😭
Ummm vazukuru venyu vechikadzi rough veduwee apo havapindure iiiii
But sekuru makanyanya paMBAVHA apa nhamba one
Sekuru dakuuyawo kudare kwenyu
we are almost 100k sbs 🎉🎉🎉🎉🎉
Karangandawooo usasooshora
Mbavha ngadzigadzirwe chokwadi
inga muri mwana mudiki kule bunzamukombe
Sekuru munondigonera ini ndini mumwe akabirwavo ko wenyuchi munogona here ndivo vandinoda ini
Mari dzacho dzinodiwa ma1
Mukugona ba,taps but pane pamakandirwadzisa ,ndichida number dzehama yangu so,kwachief makoni,,pamakaita enterview so
Zvinonetsa kuti n'anga dzacho dzakutodhurisisa aaaa tinoda maningi kubatsira but yoh maridzacho dzemuripo nematare
True
9:46
Vatanga vanhu vaye ko dede rakazodii
kkkkkk kkkk mutiro kwaaaa
Hanzi Dede richauya rakapfeka butsu ne magirazi😂😂😂😂😂😂
Ichii chibaba ichi kwete wako uya wekunyepa kuti gudo ririkuuya nemagrazi
Muchakaurane ngangavanasekuru banda ndomabigs vamwe idrama chete
Pane vakaindako mmmmmm vakangotoregwa mari vakanzi bvisai 1500 dollars kana musina indai henyu ndakarwadziwa shuwa kubva South africa kuinda nekudzoka mahara shuwa kutoregwa ma 150 dollars havo
Ichokwadi here nhy
1500 inotoda ma gold mafea ndiyani angawana mari yakadaro
@@TendaiChinyama n'anga dzedu dzichatinyebera idzi ndakambodyirwa R1500 neimwe yaizviti ndi sekuru banda izvi zvinhu vanhu tinofanira kuchenjera dzinenge fake dzega dzega idzi.
@@giftalutadosipani3637 haunyepi hako ipapo vanonyepa vanhu ivava especially vanoda kuzvi advertiser handivatembi uye hafanirwi ku charger mari dzekupenga idzi better anoti inozouya nemari yangu kana zvinhu zvako zvaita kwete mari dzose dzavanotaura idzo pamwe waita emergency usina mari wofa here vakatarisa nekuti hauna mari vakaoma vanhu ava matambudziko tinawo toda kubatsirwa kana munhu achigona kubatsira chaiko ngaarege kuda kufumira pamunhu 1 ukabatsira vanhu zvakanaka nemari iri nani vanhu vanozara zvekushaya kwekuvaisa.kwete Kuda kufumira pamunhu umwe hazvishandi
Unonyepa iwewe saka unoda kupinda mudare usina kubvisa mari here
Guys ndikurwadziwa nagogo werunyoka vaye vanhu tisadaro shuwa
Ummm zvandirwadzawo ufunge
Vakaitwa sei
Munodzionepi n'anga idzi ba taps
From sly media
Kogudo rekupfeka magirazi zvakazodiyi
Kkkkkkk karanganda woye vakarara vakarinda gudo but sekuru vaye vanoseka zvavo
BaTaps ko mabvisa wani nyaya yaMatutsa naChabodo part5
Ehee nhai zvako
Imbavha haisi n'anga iyo
Baba vaTaps ndokumbirawo number yasukuru ava please
Makazobatsirwa here pane mbava yanetsa ku kapa
Vakomanaka waiyepo ere kut chuuu,ko how far Gogo verunyoka vaye
gogo verunyoka hanzi vakashaya 😢
Vakashaika ndakamboona headline pa bepa
Haa shame inga zvakaoma
Sekuru vane mukadzi here ah sekuru vari hot gawjus and sexy ah ndovada hangu ini
Zera rangu randiri kutsvaka ❤😊
Fonai 😂😂😂
Wafunga kumbodya mathousands evarapwa atahwa awa