Baba ve Hello , it's sad but mainini hamusikudiwa. You are a good woman, and he knows it. He doesn't want to let you go. He isn't in love with you, he doesn't like you.
I think this comes to different "love languages". Personally, words of affection anondinetsa... sending a "I love u message" to my better half is a chore. However, I am good at buying her gifts, taking her on holidays, touching her. That's the way I show love. So what is needed is understanding each other's love language
Iyi nyaya yambuya nemurora inoda kumasabhuku na headman kwete pa radio. Amwene avo varoi shuwa vakoniwa kusunungura moyo wavo ivo vatokumbirwa ruregerero. Ibvai pa radio apo kupinde nyaya tsvinu dzevanhu vachiri vadiki
Sorry for commenting but amwene musavati varoyi kunedzimwe mhuri dzekuti ukaroora ikoko they think kuti they own everyone wekwaroorwa mwana wavo now mwana atova against amai vake nekuda kwaambuya this is a big issue kumwana komana uyu amai vanechigumbu. Zvekwasabhuku I agree nemi but vana vakutoripa
Tete Tilda murume wamukunetsana naye wekuchemedza mukadzi uyo ingochani,he is not into women but men,as such he will not find pleasure in a woman.He is in it for the community but he is done with the woman.
Tete na Doc , on the issue of the second caller , maiguru na sekuru , I think you just looked on one side, if you were to look deeper into this case , you will find that this maiguru wamakoti is not in good terms with her mother, and on the other hand this maiguru wamakoti is a friend to the mother in law, what are they saying behind the mother of makoti’ s back caz basically she is not in good terms with her mother (makoti) it means she is not in good terms with the whole household, so as makoti, how would you feel to see the woman who is not in good terms with your mother becoming good friends with my mother in law, I think makoti has a point on this , she has to be careful with her life indeed
You can't make anybody love you, mainin vemurume asina kana love navo avo ngavabude mu marriage iyi. She is killing herself, kana zvisingait hazviit don't force things.
Varume vekwedu vanongofunga kt kupedza desira yake pamkadzi its enough no mkadzi anokumbira kudiwa aaa hw can u nt pronounce the word l love u to your wife hey munotyisa babamunini try to avoid kt vakadzi vasaite ma boyfriends kunze uko be loving my dear brother love mst nt be asked fr bt it must come naturally mamwe mastrong rural bayground so ari ku affector married dzakawanda this man 🙌🙌🙌
Uumm muroora nmai vake havasi vanhu vekuwaka musha nawo kechipiri dai nyaya iyi yaenda ku church yonotaurwa ikoko amukuryngai nmukurungai nemuroora vagare pasi vataure nyaya iyi ndrikuona hangu kuti back ground yekwakabva muroora haina kunaka iyo church yacho i church rudziiko inopinda vanhu vasingawirirane haa mamwe ema church dai avharwa zvavo povhurwa bhawa ipapo nokuti kubhawa chaiko kune morally big time than kuzvima chechi
Mukadzi vechemera rudo uyo anogona kutaura. 😂. Anotaura zvino convincer vanhu even achinyeba. My wife is also like that. Ukamuteerera unofunga kuti maybe akaroorwa naHitler. Sometimes mukadzi anenge achinyengedzwa neshamwari and obva aona kunge murume he is not good enough.
@Lara-ks7hc different people have different ways of showing love. Umwe love language yake is verbal, umwe anoratidza rudo nemabasa such as buying gifts. No language is good or bad: it's just different and it's for u understand language yeumwe wako
Hie everyone yeah ukuthukwa ngumntwana it's a big no for mna nje loba umama engaba wrong but respect towards umama syayicela ubaba kumele awumele umuzi njalo ayenze ukuthi umama ahlonitshwe ngumalukazana labantwana labazukulu azizwe ehlonitshwa please
Show iyi kana isina dr nyamakawo or pastor motowashe kungotererawo zvngu nekuti ndoida but to be honest dr chonga vanowanza ngano ,Dr nyamakawo vanogona kutaura 2 malines chete but ari very strong ,manje dr choga unoita senge ukuterera silent killer
aiwa motowashe anisvota kuteerera ano taurira munhino too much. chi holy holy hachizoda nemuvoice zvinosvita. vanyamakavo is calm and talks well zvinonzwika.
Vakadzi tine nhamo chaiyo kurambwa kahobho uchingoramba uchitambira munhu akuramba woramba uchizvara futi unochemei kana ukazonzi uno hiv because yu see it coming
Avo ve 41 yrs, sekuru failed his wife 100%. Sekuru inyama 1 ne mukadzi wavo saka kana zvanzi mbuya vasape 'muroora' it means na sekuru wo futhi. Very wrong sekuru
Baba ve Hello , it's sad but mainini hamusikudiwa. You are a good woman, and he knows it. He doesn't want to let you go. He isn't in love with you, he doesn't like you.
😂😂😂vanga vachida doc Nyamakawo
@@mildredzinhema1123 cause iii what is that nhai
@@mildredzinhema1123 vaudzwe kuti varikudanana vega
@@charlenengarande7082 kuomera kuudza mukadzi wake sweet words
Uyo murume asingagoni kudaidza mukadzi wake direct asikuti anotumira vana kuti vadaidze mukadzi wake. Ibenzi remurume vakawanda mapenzi akadaro . Ini vakomana vaviri vemhuri imwechete vanozvita . Even vachida kubvunza something zvebasa vanotondisvaga vozondiudza direct takatarisana kwete kundidaidza
Nhasi pakaipa, so.complex. uyo.wekusairatidza rrudon anotoda maDr ese abatire pamwe Sekuru na Bishop vamire mire
Thank you Team.🙏🏾
I think this comes to different "love languages". Personally, words of affection anondinetsa... sending a "I love u message" to my better half is a chore. However, I am good at buying her gifts, taking her on holidays, touching her. That's the way I show love.
So what is needed is understanding each other's love language
I feel sorry for mainini uthando luphelile lapha cc wami😢
Oyi dady phone......okay......mukumboitana sey mudzimba umo😂😂😂
Vakadzi varikukumbira rudo mudzimba umo kana vazotanga mjolo society will judge but akumbira asi hapana chanzwika
Bamnini Hallo avo ibasa. 😂
Ndoitwa Nancy kkkkmurisei hama dzangu pa comment section. Thank you guys for bringing this program today
Hesi Nancy..wakadii hako?
@@ROGUE406 ndosimba wena unofara here
@@NancyNcube-ny2hv tinofara isu... ndimi madzimai machema-chema this week kuti hamusi kuudzwa ma lovingtons and thandingtons.. munoda kudiwa seiko varandakadzi?
@@ROGUE406 inini ah musandifananidza navamwe nokuti andimo mu industry iyoyo
@@NancyNcube-ny2hv Heya... wakakomborerwa wena
Morning tete
Muri sei tete nadoctor.kwanga kuri sei Dubai
Yeah vamwe vakadzi makarairwa shuwa mukanzwa kuti dzimba dzinoshingirirwa yoweee ini hangu better ndri single 😂😂😂😂😂😂
Mina Umama ngiyamuzwa ukuthukwa ngumntwana ayi lapho Lami ngiyazonda strong angifuni kuqamba amanga
Uthukwa ngomunye umfazi emzini wakho tjooo umakoti uyadelela stronh
@@priscillasithole825 shuwa ayi lokho akuvumi Sirius
Avo vekungwarira bonde chete ngavasiiwe. Musatombobate bhachi ravo,munopasiwa mweya wetsvina
Inini nemurume wangu ka,most of the people havazivi kuti tiri baba namai ani
Tinoti babe to each other where and whenever
Iyi nyaya yambuya nemurora inoda kumasabhuku na headman kwete pa radio. Amwene avo varoi shuwa vakoniwa kusunungura moyo wavo ivo vatokumbirwa ruregerero. Ibvai pa radio apo kupinde nyaya tsvinu dzevanhu vachiri vadiki
Sorry for commenting but amwene musavati varoyi kunedzimwe mhuri dzekuti ukaroora ikoko they think kuti they own everyone wekwaroorwa mwana wavo now mwana atova against amai vake nekuda kwaambuya this is a big issue kumwana komana uyu amai vanechigumbu. Zvekwasabhuku I agree nemi but vana vakutoripa
@@mutangadurarosemary7443very true
Vamwene vakadayi ndovaziva hnku zvirikoo kwedu
@mutangadurarosemary7443 you are right asi ngationesanei shuwa kutsamwira kuti sei murora asirikudya navo pamwechete. Apa avadi kuti nyaya itaurwe mukereke mavo WHY,? Nokuti sangano rese rinovaziva kuti avaite. Vakazokanganisirwa yes pakuzotukwa pamusha pavo
Amwene vanoda muroora wavo so kubvunza kurwadziwa bcz at times vanenge vatouyawo nefud yakawanda and amwene havangapindire ma issues ekmusha kwemuroora wavo .sezara vakatadza kunotuka amwene vasina kunyatsobvunza nyaya amai ava vakafa vaine godo iri ingozi inotoda kuripwa saka kana kangwara ngavataurirane godo iri ripedzwe vachiri vapenyu.imi musatambe nekutukwa nemwana wawakatakura 9mths
Tete Tilda murume wamukunetsana naye wekuchemedza mukadzi uyo ingochani,he is not into women but men,as such he will not find pleasure in a woman.He is in it for the community but he is done with the woman.
I really thought so too
Baba veHallo avo ngavatipewo masrs
Tete na Doc , on the issue of the second caller , maiguru na sekuru , I think you just looked on one side, if you were to look deeper into this case , you will find that this maiguru wamakoti is not in good terms with her mother, and on the other hand this maiguru wamakoti is a friend to the mother in law, what are they saying behind the mother of makoti’ s back caz basically she is not in good terms with her mother (makoti) it means she is not in good terms with the whole household, so as makoti, how would you feel to see the woman who is not in good terms with your mother becoming good friends with my mother in law, I think makoti has a point on this , she has to be careful with her life indeed
Ska zvinotukirww munhu here
Ummm asi vabata both sides wani kutoti munoda vape advice dzamunoda imimi,so musha wotongwa nemurora here?izvo hazvibude kuhotspoter ruvengo.
😂😂😂😂huchi chaiwo chaiwo doc Choga 😂😂
You can't make anybody love you, mainin vemurume asina kana love navo avo ngavabude mu marriage iyi. She is killing herself, kana zvisingait hazviit don't force things.
Muri sei Tete nana doc
Haaa mudzimba munebasa umo yoweeee
Tete ku church Uma ungakhululekanga phuma akusontek njalo Umama uyasonta but kakhon ukuxolela manje usatan uthanda abanje so
Uqinisile sihlobo
Vanonyepa havasi kubata murume ngavatipe hedu tivabate
Hello mainini 😂😂😂😂😂😂tete kuita kutonyengerera vakadzi avaaa
Varume vekwedu vanongofunga kt kupedza desira yake pamkadzi its enough no mkadzi anokumbira kudiwa aaa hw can u nt pronounce the word l love u to your wife hey munotyisa babamunini try to avoid kt vakadzi vasaite ma boyfriends kunze uko be loving my dear brother love mst nt be asked fr bt it must come naturally mamwe mastrong rural bayground so ari ku affector married dzakawanda this man 🙌🙌🙌
Varume vekwenyu kupi? Vangani vamakadanana navo?
@@ROGUE406vezimbabwe zve veKanyi😂
@@tmaktmak1464 ahh, akakwirwa nevangani varume vekuZim to make such a general conclusion?
Morning tte naana chiremba vedu
😂😂😂😂😂😂😂 me 3 doc choga musazodaro
Apa panenyaya hombe kubva 1981-2024 sekuru vabatsirei zvakasimba Mbuya vanenyaya yavo vabatsirei mhuri yese ndokuti zvipere
Good tete magna. Daidzai mhuri yeses. Mai vemukadzi Havana right yekuenda kwamurungai kuno popota. That was wrong. Muroora ngaarumuke.
Uumm muroora nmai vake havasi vanhu vekuwaka musha nawo kechipiri dai nyaya iyi yaenda ku church yonotaurwa ikoko amukuryngai nmukurungai nemuroora vagare pasi vataure nyaya iyi ndrikuona hangu kuti back ground yekwakabva muroora haina kunaka iyo church yacho i church rudziiko inopinda vanhu vasingawirirane haa mamwe ema church dai avharwa zvavo povhurwa bhawa ipapo nokuti kubhawa chaiko kune morally big time than kuzvima chechi
Inenge SDA ndokunotakurwa chikafu vachinodya ikoko mumachurch ndokuneruvengo rwese manje
Waroora zvimwe zvinhu itai muchisiya pamangwana mukaona mbuya akafa zvakadai zvichazonetsa wana wako kuroorwa kuchanetsa kana akaroorwa kubata mwana kuchanetsa musati mwazviita tangai mafunga hupenyu hwewana
You don't know vamwe vanaamwene they play a victim yet vasingade varoora
@@BeatriceKupetawhy is it varora ndivo vanozongonzi vanovengwa?????
Mwana wekubetsera mukadzi wake kutuka Mai ngaaripe haiperi mhosva iyo ikasaripwa
True
Sekuru vaita double standards. Ivo vari kuti mbuya hee regererai, but ivo vane chigumbu chekusabatwa wani.
Kkkkkkkk pazera ravo shuwa avanyari vachinzwikwa nevana nevarora
Maiguru vanoda kuita senge bhasikoro
Mukadzi vechemera rudo uyo anogona kutaura. 😂. Anotaura zvino convincer vanhu even achinyeba. My wife is also like that. Ukamuteerera unofunga kuti maybe akaroorwa naHitler. Sometimes mukadzi anenge achinyengedzwa neshamwari and obva aona kunge murume he is not good enough.
Hitler 😂😅
😂😂😂
Kana munhu akataura moti anotaurisa kana azowanao anomupa rudo moti vakadzi tiri mahure aah shit, tinotodao rudo isu ende ukaona munhu achiri kuchema kudai tenda Mwari coz vamwe vakato mover on kudhara
@Lara-ks7hc different people have different ways of showing love. Umwe love language yake is verbal, umwe anoratidza rudo nemabasa such as buying gifts. No language is good or bad: it's just different and it's for u understand language yeumwe wako
😅😅😅😅
Hie everyone yeah ukuthukwa ngumntwana it's a big no for mna nje loba umama engaba wrong but respect towards umama syayicela ubaba kumele awumele umuzi njalo ayenze ukuthi umama ahlonitshwe ngumalukazana labantwana labazukulu azizwe ehlonitshwa please
Umalukazana u wrong ubusa too much aze abuse Lo mamawakhe ayi abahloniphi
😂😂😂😂tete nadoc itai mushe ikoko
Sekuru ma 1 pahujaya wavo vese .....zvizotaurwa nhasi 😜
Murume wefoni Uyo haana moyo Ane simbi aaah chii chakadaro
Aunt and doctor
Mwana waMai ve 41 yrs vasina kubata Bata sekuru ....mwana waMai avo ngaaende kuhana dzamai vake abhadhare mhosva yake yekutuka Mai vake nemukadzi wake
Truee voroora gatiziwe pekugumira
Show iyi kana isina dr nyamakawo or pastor motowashe kungotererawo zvngu nekuti ndoida but to be honest dr chonga vanowanza ngano ,Dr nyamakawo vanogona kutaura 2 malines chete but ari very strong ,manje dr choga unoita senge ukuterera silent killer
aiwa motowashe anisvota kuteerera ano taurira munhino too much. chi holy holy hachizoda nemuvoice zvinosvita. vanyamakavo is calm and talks well zvinonzwika.
Ukawona munh achiri kchema achiri mu marriage akazoti zviudza kuti hauchadiwe zvadhakwa .my sister kaa achobhadhra rent bud mumarriage asi urimumba imomo anokubcunza chete kuti how far kutaram seasipo
Musamanikidze Mai avo kutambira ruregerero daidzai hama dzavo vana avo vabhadhare mhosva yavo
Mainini vemurume wekuti hallo uyo shingai mupedze chikoro mosiya murume .hakuna murume akadero
Kkkk 41 years lisifundisan bantu
Vakadzi tine nhamo chaiyo kurambwa kahobho uchingoramba uchitambira munhu akuramba woramba uchizvara futi unochemei kana ukazonzi uno hiv because yu see it coming
Bamunini hello,ummm chinjai hunhu wenyu
Kkkkk kudandivhunditsiraa doc so
Nhas pakaipa
Mataura chokwadi apa
Urikuda kunzi sorry uwe uchiunza mazisiki ako mumba 😢
Arrrrr hana basa nemagora uyu hatodi mkadzi
Bamdik vekusapa munhu rudo mungatsamwira mkadzi bonde imi musingaite zvinounza mafeelings here.mashoko amurikupedza muchipa vamwe vakadzi kunze ndoamungadai muchishandisa pane wenyu mkadzi kuti marriage imire.akabva muupenyu hwenyu neachauya wacho qnoenda muchaita rombe
I think murume uyu akaromba coz most mhuko dzinodzi hauvate nemudzimai wako
Varume Avo vakaita Sana Avo vekuti hello ndotype unoda kumbofumurwa kutaura Zita zvese neSurname Kuti vacho vanovavaraidza vazive Kuti munhu akaita sei
Bamnini daddy avadi mukadzi wavo ava mmmm
Avo ve 41 yrs, sekuru failed his wife 100%. Sekuru inyama 1 ne mukadzi wavo saka kana zvanzi mbuya vasape 'muroora' it means na sekuru wo futhi. Very wrong sekuru