I will always come back here to leave a comment pakabatwa basa apa... inzwa 7:30 .... Hameno chinovadhaka vanhu ava asi ndochidawo .... Mweya mutsvene...Look how happy they are ...Doing the works of the Lord
Mwenje kwamuri brother Obie. ndoenda kuJoahnne Masowe Chishanu nguwo chena zvangu chakanaka chakanaka . this is a masterpiece pure African I like th originality nd finest of this Music. ur music can not about your Church and xracter. May they make u Zion Harikeni Ambassador.
im here today 27jan2022 and i will always be here ,,, i like zion people they dance whole heartedly for the Lord ,,, hapana kunyara pamberi pecamera,,,, my spirit is well uplifted with this masterpiece
I like this guy’s uncommon lyrical content. He breaks away from the norm on his lyrical composition lol u can never expect some of the things he sings and how he sings them on the type of beat lol... Ur uniqueness will take you far Oby waMebo..
Now this is heart and soul warming musik 8.52 minutes of splendid words and message..... kwete mamwe magwedere gwedere atinonzwa 2 minutes munhu apererwa haachina zvekuimba ongodzokorora.
iwe mabvi unawo magokora unawo pfugama ukumbire muridzi wezvipo uyo asingatarise wakazvarwa riini ende ndiwe ani ende unobvepi.strong words.musaderera team iyi ndeya ndeya
Mebo iri kunetsa hayo pamacharts bt i think this the best if my ears fo music are not deceiving me. Only mebo got so much air play bt iyi ngoma iri mberi iyi!!!
chimboridza kasong kane ngoma chete wangu .i tell you you will never go wrong .just one kasina magitare sezvaiita vana chikuwa. but keep the good work going
This is authentic music, real Zimbabwean and educative. I remember in the 80s when Zion used to be the church for rural areas. Before the false prophets emerged. Nayo ngoma, keep it up. I love your music.
You are proud of your denomination ZION. Keep up the good...am actually enjoying this music. My prayer ndeyekuti ngazviende mberi zvaMwari. Thumbs up!!!
This guy is a good composer and a talented singer. He does need help with video script and production. Love the pride in his roots and beliefs. Bravo Obert!
Over a decade ago when I first heard ZCC Mbungo Stars, I fell in love with their music and most notably how unapologetic they are about their unique way of singing. I have longed for more recorded music from ZCC and I am glad ZCC Hakireni Stars have come up to continue with this peculiar sound.
Umm ndashamiswa vakadzi vanotogowo kutambisa mumwe mitezo yemiviri kunze kwechiuno? Keep it up Mr Zion
Kkkkk amen amen nemuono wakadaro
😂 kkk maona wena tatajaira koilings chete
Mukadzi wangu akatotendeuka Zion nekuda kwesong Mebo
Haiwaaa ndatenda hangu ...Mwari ngavarumbidzwe nemabasa makuru avanoratidza kuburikidza nesu
Bt mebo anongondiitira zvangu ini kana uchimufarirawo lyk pliz
❤❤❤
Yakaimba makudo akatamba team ndeya Nehemiah handipinde nemi asi zvaMwari munogona baba
iyi inopfuura Mebo
Whenever am feeling down or lonely l always listen your songs ,,thanks brother ngazviende mberi😊
Number ngoma yemugidhi kuona video kubva 0200hrs up to now aaaa. Vana tete vema long skirt zvaka rongeka
Sando kuti rikiti bvuuuu ,famba zion kana watapirirwa drop like here ane noise obert
uummmmmmmmmmm munondigonera hangu
Zvaunoona zviri vamwe zvinoda kushinga, iwe mabvi unawo, magokora unawo pfugama ukumbire muridzi wezvipo uyo asingatarisi kuti wakazvarwa rini ende ndiwe ani ende unobvepi. Unozvarwa wakapfumbatira zvipo mumaoko..... This is deep.
Chokwadi kunamata Moyo wakho nekuti wanhu wakuhwanda nemagemetsi ASI achibuda usiku mazuwa see achinoroya
Yaah sure
tuMADANCES kani uuuuuuummm kuseri asina godo press like button
Nyanyest ummmm keep it up mkoma Obie
PROSPER GWIDIRI
yssss
Yaa obert kumberi
Amen
Akanyenye imwii😎🤣
I am not Zion but I feel like blessing this group .. they are underrated but they have Zimbabwe wrong.. I am proud of these guy
Obert Chari.......1 anoimba zvinonditsva padhuze namwari kudenga....... Especially this song song uuum yakagonekwa hayo
I will always come back here to leave a comment pakabatwa basa apa... inzwa 7:30 .... Hameno chinovadhaka vanhu ava asi ndochidawo .... Mweya mutsvene...Look how happy they are ...Doing the works of the Lord
Mwenje kwamuri brother Obie. ndoenda kuJoahnne Masowe Chishanu nguwo chena zvangu chakanaka chakanaka . this is a masterpiece pure African I like th originality nd finest of this Music. ur music can not about your Church and xracter. May they make u Zion Harikeni Ambassador.
Ukaita zvekutamba unotendeuka ukapinda zion, handisi mu Zion but this is great
Gracious Moyo chimboshanyirai paZion just as a visitor
Kkkkkkk taura hako
Zion ndnoida hanguwee kkkkk ndakatadza kuipnda hangu but ndne crush nayo kkk
kkkkkk haurevi nhema
@@sharonmudinzwa4333 Akanyanya munhu uyu
You have my vote mukoma Obert. Support yese kwamuri.
thank you aunt,keep on supporting us kusvika tasvika
Quality instruments and inspiring words.... well done
Good video
The song ine ka dendera vibe to it. Nice one Obert
Haa good one baba its a nice song..ndafarira kuchena futi majaivhi haaa ndopa munopedzera 👏🏽
New Generation taking the Zcc drums to the next level .
You are a pride of the Movement
By mere accident I have just discovered good music and this guy called Obert Chari and let the Lord be praised by this talent
Amen Amen ..pray for me
This song is just nice thumps up 100% and it's more sweet kudarika Mebo um sure many will agree with me
Ndumiso thank you ...zvanz nesong, " ....pfugama ukumbire muridzi wezvipo uyo asingatarise wakazvarwa riinhi..."
@@ObertChariHakireniStars you have encouraged me
i listen to this song morethan mebo too
Good one baba, ngazviende mberi. This is nice ohhhhhhh
Apo paunoti "Tinofamba naMaridzambira ....." haaaaaa pakaipa.. This man is great and different. I can't get enough
im here today 27jan2022 and i will always be here ,,, i like zion people they dance whole heartedly for the Lord ,,, hapana kunyara pamberi pecamera,,,, my spirit is well uplifted with this masterpiece
I like this guy’s uncommon lyrical content. He breaks away from the norm on his lyrical composition lol u can never expect some of the things he sings and how he sings them on the type of beat lol... Ur uniqueness will take you far Oby waMebo..
Ooh thank you Miracles Magumbo just pray for me
This young man has got talent mark my words he will reach greatest hights.
Now this is heart and soul warming musik 8.52 minutes of splendid words and message..... kwete mamwe magwedere gwedere atinonzwa 2 minutes munhu apererwa haachina zvekuimba ongodzokorora.
famba zion famba....team yanemiah iyi haaa kasong aka kanondiita nditambe zvakaipa
iwe mabvi unawo magokora unawo pfugama ukumbire muridzi wezvipo uyo asingatarise wakazvarwa riini ende ndiwe ani ende unobvepi.strong words.musaderera team iyi ndeya ndeya
Malebo from South Africa I'm proud of you guys keep doing good job i wish i can visit Zimbabwe but one i will make it 🤗🤗🤗🤗🙏🙏🙏🙏
Seeing myself ndichitendeuka kuzion ,blaz vakukambayira kuseri #100 ma likes ndakanda zvangu
ahhhhhhhh unoyerekana wakuudza vanhu kuti ndakunonamata ku ZCC mhhhh makaipa makaipa makumberi
This young man has got talent mark my words he will reach greatest hights. This is good thumps up
chakaipa hamuite mudhara alongside pajozi big up myb man
This can only be the best of Zimbabwean music. BRAAAAAAAVO WANGU
Thank you Mr Gambiza
message bhoo zvekuti. Unoipinda Zion sekutamba. Volume bhoo zvekuti.
This guy is talented. His message is from a humbled man. Besides his church this guy is very good.
2020 ndiripo ndakamirira 2030.
"...besides his church..." what do u mean sir?
❤
Hanzi makudo akajamba maspeaker zvaasati amboita kkkkkkk pakaipa
Mebo iri kunetsa hayo pamacharts bt i think this the best if my ears fo music are not deceiving me. Only mebo got so much air play bt iyi ngoma iri mberi iyi!!!
Powerful
zvadirwa jecha
true
I second that.
this is more than just a song,hats off to Obert Chari
Am a Roman Catholic but hey Obert Chari masongs ange anopedza …I can actually spend the whole day listening to his song …
Kana ndoimba musazondifutirawo,vatsigiri vangu........u are the best guys ma love nemalikes kwamuri
Yes mhani,kukaramba wakazvininiposa unosvika kure hama.Ndafarira song yako chose.
This young man is underrated. He's very good, creative and original.
VERY GOOD
Underatted by who?
Aka kakaipa kakapotsa kakunda mebo tarisayi maviews amebo neikaka pakaipa aka Kari best stay safe everyone 2020 covid 19 kills
I just love the dance moves by the ladies in long skirts.They are awesome .Great work Hakireni Stars
You can say that again
Zionnnnnnnnn
You the best bro 2030 nderipo ndichingoridza
Proud to be Wezhira. Nice song. Love from Malaysia
This is gud bro.. rambai makadaro munotigonera ma zion..we are there for support ..may the lord almighty bless you ...
Ameeen
Those two girls with long skirts they brilliant handisi muzion bt umm ndarida iri ayaa vana vanotamba zvavo
🙏🙏🙏
Vana mhamha synchronised moves pakaipa.nomagugu , ben varipo
Im not a zimbabwean but i understand he says:(Team ndeya Nehemiah) keep fire burning my bro nice music
That girl in black dress keeps me coming back to watch this video . Ndodii ?
Those two girls with long skirts they brilliant
u can say that again chaiiiii .. vekenyenye avo
Tendai and tafadzwa pa mutoko proson apo
🤣🤣🤝
kana ndoimba musazondisiyawo.... Ngazviende mberi...
i like the humbleness being shown by this guy......he is a star ! very alike with Josphat Somanje!. soothing music be blessed
chimboridza kasong kane ngoma chete wangu .i tell you you will never go wrong .just one kasina magitare sezvaiita vana chikuwa. but keep the good work going
Anyone arikunzwa yemugidhi mulockdwn 🔥🔥
Godbless ana amai nevasikana. Variso energetic.. komborerwa mese mhanzii yenyu inokomborera mukoma obert🙏
You sing what I can easily relate to. Mwari ngaakuropafadze
Ndopakati Zion mwana mai vangu mabasa eMusiki kakaipa kanhi iwe kano ndiitisa waya.
Ndabudisa misodzi as I was listening to this one. Very humbling. We done again Obert and team.
This is authentic music, real Zimbabwean and educative. I remember in the 80s when Zion used to be the church for rural areas. Before the false prophets emerged. Nayo ngoma, keep it up. I love your music.
Ndatenda hangu Obert. Rugare Zion
Wakanyanya Obert wakanyanyisa wangu hey now i love Zion, you are the first to modify this music into amazing melodies
This is a good piece.
strong inclination to dendera music, it's a good attempt. I love it
haaa bamudiki pamsge makakora zvakarongeka, GOD BLESS YOU Obert
😂😂people actually think I listen to hip hop .....the power of earphones. ...I can listen to this all day pakarohwa apa
that is so me right now in the lab hahahahaha
😂😂😂😂😂 yu a maad
Wapinda mudura rangu
Kkkk😂😂😂
😂😂
ndokunonzi ku kwapaidza ma gitali la mangoma...Yessss endererai. Luv from Canada
Klasno!!!! Super!!!👍👍👍👍👍👏👏👏👏 Классно поете и танцуете!
Tinofamba namaridza ngoma wee ndea ndea 💃💃💃💃💃💃💃💃
handisi hangu muZion asi ndakada kangoma aka.....team yaNehemiah
This original skiri rako wega Mukomana mira uone can't wait kunzwa kuti you are going ku America famba Zion
Modest but very good!!! This guy & his team so amazing! NdezvaMwari for sure!!!
talented mukoma Chari, baby uyo asagumirawo apa ari artistic mukoma Chari pliz.
Talented and very humble...zvimwechete...kana mari yowanda usasofuratirawo vakakusimudza bro
Ummm what a nice song. Kubata ndekwaIshe uku. Famba Zion.
This is a stroke of genius and sheer class.The music is original.
Arafat et
Excellent vanhu vako vanotamba mukoma Zvinokudzwa, chipochako ngachikusvitse murugare
This is wonderful to watch. Just like the team wow! The best and suits out routes. Lov'n it all the way from the Maldives 🇲🇻 .
Yakaridzwa ngoma iyi keep it up bro
You are proud of your denomination ZION. Keep up the good...am actually enjoying this music. My prayer ndeyekuti ngazviende mberi zvaMwari.
Thumbs up!!!
This is so good .I love the transformation in Zcc music it's a big pump up from me
Ndezvashe izvi unoenda kure sungura pachiZion I like Mebo
This is great. Rare mix of instruments.
Uyu akaoma ndamutadza mavideo ake anodakadza lyrically melodically 👌
This guy is a good composer and a talented singer. He does need help with video script and production. Love the pride in his roots and beliefs. Bravo Obert!
Wonderful
Iam fill happy when I hear this song .iam Zambian .rel name Michelob keep it up boss.
So original todada newe isu wezhira well done
they have proved those who underrate them wrong ..I love this group
Well done guys song yenyu ine mashoko ano komborera
this is my number one keep up the good work mkoma Obert
Bhikita neZaka pa Gokwe.Mapuma ngozi tsvimbo ya Samere!🎼🎹🎺🎻🪕
Over a decade ago when I first heard ZCC Mbungo Stars, I fell in love with their music and most notably how unapologetic they are about their unique way of singing. I have longed for more recorded music from ZCC and I am glad ZCC Hakireni Stars have come up to continue with this peculiar sound.
"kana ndoimba musazondifuratirawooo"; ndogara ndichichema kana ndadhakwa usadaro Obert
bhora mberi mkoma obert, we are behind you.
Pazion ipapo pfeee
Ndabva ndafunga Chimbetu Ndoubvunza mubvunzo uye ndoubvunza
i call this pure class keep up the good work
Unique talent ukabatana na Zhakata munodhingura skero
famba Zion...tingatadze zvedu politics but ngoma dzarohwa gore rino
More fire guys munorova zvinogutsa Moyo ,mnosvika kure chikwata che Zion big up...salute.
originality of music keep it up .......i like also the way yaunozvininipisa keep it up bro i really love your music
this song is good
famba zion