Form 4 here veduwee. Apa muri kuti moda Mwari vakuregererei but muda kutanga maita mari then mozosiya zvamuri kuita. Mazita edu kwaakanyorwa ikoko Mwari pindirai mazita kuti iye akanyora apinde ariye muvhu. Ukanzwa munhu achiti ndaona sezviri nane kuti ndichekerese nhingi, wave Mwari here
2nd confession why nhai amainini. What are you gaining nekuita hutsinye hwakadai. Munoti muri mwana mudiki zvivindi izvozvo muri kuzviwanepi. Mwana wamakonzeresa abuse hanzi aita sei nhai. Vanhu soo ka. May God find a suitable punishment for everything you're doing to these people
Nyaya dzekuromb dzatova pa another level shem..mukoma tsvagai mwari achawanikwa, msaty mapedza dzinza,haaaa mari ine chitema....
I’m
Nxa saka ndiwe ukutora mari yangu nhai
Kkkkk
People are truly evil
Haa vakadzi vakaoma shuwa yoo
Form 4 here veduwee. Apa muri kuti moda Mwari vakuregererei but muda kutanga maita mari then mozosiya zvamuri kuita. Mazita edu kwaakanyorwa ikoko Mwari pindirai mazita kuti iye akanyora apinde ariye muvhu.
Ukanzwa munhu achiti ndaona sezviri nane kuti ndichekerese nhingi, wave Mwari here
Hidey ndiri mukadzi sewe asi zvauri kuita kumurume uyo azvina kunaka ndarwadziwa wauri kuitira utsinye mwana uyo asina zvaanoziva achakura akavenga baba vake kana usingamudi murume uyu musiye hako womuudza chokwadi kuti audi kuita mwana naye
Usapidze mwari aaah chii chakadaro u are so heartless mukadzi iwe
Nyaya yako tainzwa asi dai Mwari vakutora munyori uri dako
Amai musaite hutsinye kana musingade munhu musiye wamwe tirikuwasha warume imi mukutoita wekutambisa
Wakaoma moyo mwana sikana saka ku kumanikidza ndozvaka konzeresa uvenge nisa vanhu here uri kitii muroyi dai wakanja mari chete
2nd confession why nhai amainini. What are you gaining nekuita hutsinye hwakadai. Munoti muri mwana mudiki zvivindi izvozvo muri kuzviwanepi. Mwana wamakonzeresa abuse hanzi aita sei nhai.
Vanhu soo ka. May God find a suitable punishment for everything you're doing to these people
Zvakaoma
Ko maConfessions eMjolo nhaimi😅
Uuumm veduwe Ka ndatya newe wekuromba uchitora mari yedu nemushonga uchiuraya vanhu usadaro ufunge chii chakadaro ichocho chirega kuramba uchiuraya hama unopedza dzinza
2nd to commend😅
Ummmm kuda mari kwacho kwanyanya from that young age veduwe
You are a scammer iwe don't justify yourself iwe,karma is real iwe mark my words,it's funny now but you will reap what you sow