Zvinofadza chaizvo, asi ndichatarisa top 20 iyi kana Drewmas mandivimbisa kuti vese vakamiramira panyaya iyi yeMatepatepa vakatadza apa paTop 20 havapo
Madzimai Rejoice vavekunzi Gogo Nzou vakubatsira vachiita zvechivanhu vari ku Nyatsime. Pane video yavakatobuda vachibatsira vanhu mwedzi uno April 2023 saka ndotarisira kuti varikubata nemazvo
Ini ndakafonera vamwe vari kupihwa mbiri ndakanzi 150-250US not (RTGS)Kubatsirwa ....Ndikapa feed back asi hapana kana imwe number yandakazombopiwa kuti ndiyedze mumwe ari naniwo...so my advice if you have the monies pay asi chenjerai kuzochema, 1 number yeanobatsira is 10US from Drewmas
Iam a Drewmas Media follower. Thank you so much bro Andrew and tete Chihera for good job well done. But can you allow me to give advice to tete Chihera to visit a dentist and have that tooth extracted. It is disturbing her beautiful smile.
Sure get a quotation mntanami maMpo..then we can help ukuze ubuhle bakho buvele ngokugcweleyo.Well done mababy...Thank you broNeshamba great combination with Opah.👏🏿👏🏿
I hope this top twenty has no people vanorombesa. Anyone anorombesa is not good and must not be advertised. Keep the list with clean people. Vanorombesa are not to be trusted. We have seen people cry on this show kuti they were given mishonga that turned into snakes that started to kill people and causing fires 🔥
My dear Benard... life..reality is that Shona leNdebele will always mix...we need applaud and support Andrew lo Opah...coz that's what Zim is...if you separate these main lingos it's as good trying to split Zim...hazvigoni...!!!.Let's support this venture..Vagoni vebasa ava....They help show Harmoney of Zimbos...which is the right thing to do..Qhubani ngomsebenzi wokusiza isizwe Adrew loOpa👏🏿👏🏿👏🏿🙏🏿🙏🏿
Haa mari muri kumboedza kuitsvaga pazim drewmas media Its not good makariro emari acho vanhu vari kutambudzika mudzimba umu.how can u say usd 10 administration fee eish day light robbery
My view is that Opah is bit shallow with information interpretation, uyatshiyelela a lot of what would have been said by Andrew, its unfortunate for those who do not understand Shona, luckily im okay with both languages fluently... Improve on that
Mutop 20 umu aripo here akakwanisa kumisa moto wekumatepa-tepa,kana aripo ndiye number 1
Chihera you are so sweet. Chokwadi ndrewmas ano favor Ana shumba. Thank.you mukoma.Andrew ndaneta nepostori this is good.
hahaha madzibaba sekuru Andrew, matifadza zvenyu see u next time, on another level!
Rangu zita ndinoitwa Andrew neshamba ndosiirawo kwaurii Opah mpofu team munotigonera
Well done Sekuru Murambwi. Vanogona. Uyazazi izhlahla uSekuru. I can witness
Pama BP apa ne shuga yendai kuna Sekuru aba. Uyelapha lubaba
Une number here Aidy
@@nyaradzomusango8122 number unoyipuwa neve Drewmas Sha. Ndiyo policy yacho.
Is he a traditional healer or herbalist?
Ukuphi usekuru loyo NAMI ngifunaangincedhe
Shumba na Chihera thanks guys nerimwe level
Thank you mkoma Andrew and Sis Opah for taking us to another level
Thank you dreamas taking us to the higher level
well done drewmas media you are doing a splendid job
haaaaaaaa Andrew kazofunga BAG this time.Thanks top ten yakandibatsira.Got help frm Madzimai DZiva
Vanogara kupi nhai hazvina kutaurwa
Ndiri kutsvaga anondibatsira asingazindinetsa
Chihera naAndrew mnogona basa gyz rambai makadaro kp it up
Toda kuziva number 1 kuti ndiyani neshamba nhasi rarimwe zuva
Drewmas media taking us to another level ❤
Well done drewmas medium yoooo murikugonesa kani
Thank you Neshamba
Sekuru Shumba ndikuuya thanx Drewmas
Kwasekuru Shumba uko ndanakirwa nako
Mungatidii isu vazukuru vaChaminuka hama dzaJesu vaera Shumba
@The word of life tisuka vedzinza racho haunzwi vatendi vachiti shumba yaJudha here
@The word of life saka pasina kunzi werudzi rwegwai
Morning Drewmas, ndanga ndichifunga kuti sekuru moyana ndivo number1🙈
Uuuuuumm chihera ndakuda ini wanyanya kunaka
Tisu vana shumba💪
Love you chihera sweet voice
Nhasi rarimwe zuva musha hauna haranga hr puruuuuuu
team redu chihera na shumba keep it up💥💥💥💥💥
Murisei
@@drewmasmedia3856 kindly asking for bishop muchiwa I’m based in France can we connect ?
How much is the adminstration fee for u guys
Zvinofadza chaizvo, asi ndichatarisa top 20 iyi kana Drewmas mandivimbisa kuti vese vakamiramira panyaya iyi yeMatepatepa vakatadza apa paTop 20 havapo
Murume nemkadzi here vanhuava?
Chihera you looks very beautiful 🥰 today
She is always beautiful munjuzu chaiye
Plse basa munogona chaizvo asi muudze vanaobatsira kuti vasabatsira nhubu.vanhu vanotora vakadzi vavanhu kana kutora varume vavanhu kana vagadzigwa .ngavavaudze kuti indayi munoripa first.then woronorwa
Thanks so much kip it up team Drewmas media
Help me please my brother lives in Damafalls but he can not see please l need your help
The name is Luckson Anton please help
Makadii Drewmas mukoma shumba na sister oppah muri kungoenda sando dzenyu plus ndokudirai kutaura chokwadi
Sekuru Murambwi is good, I can testify also. Thank you bro Andrew and my daughter Oppah and everyone behind the scenes
Vanowaka kupi
Vanogara kupi?
Patie King what does he specialize in
He specialises in illnesses
Madzimai Rejoice vavekunzi Gogo Nzou vakubatsira vachiita zvechivanhu vari ku Nyatsime. Pane video yavakatobuda vachibatsira vanhu mwedzi uno April 2023 saka ndotarisira kuti varikubata nemazvo
Ndanakidzwa hangu nemanjuzu
Sekuru vari Panamba 2 avo pamwe vadii kumbopihwa mukana vashande nevezvescience pamwe vangangowana chikwenzi checovid
Thanks drewmas Thando is gaining confidence even in speaking Ndebele go girl you milk that language it your mother tongue
It's Opah
Thanks Opah sicela usikhulume isindebele sethu ungasixubi
I remember madzimai Rejoice vachisekwa age yavo kkkkkkkk
Chihera🎉
Yha ngiyafisa ukubona ukhulu ushumba inkinga ngisekundeni ngingathola inu zakhe
Shumba shumba shumba shumba murisei na chihera
Kkkkk murisei
Iyi i relationship inonetsa kunzwisisa. Shumba inoswera sei neMhofu?
Kkkk
Ini ndakafonera vamwe vari kupihwa mbiri ndakanzi 150-250US not (RTGS)Kubatsirwa ....Ndikapa feed back asi hapana kana imwe number yandakazombopiwa kuti ndiyedze mumwe ari naniwo...so my advice if you have the monies pay asi chenjerai kuzochema, 1 number yeanobatsira is 10US from Drewmas
Zvimwe i think nesuo vanhu atina patients expecting everything to be instant despite systems procedure n processes
Shumba is the best kk
Shumba unovaziva here
Gogo magumho varipi
Haa koanaTasvu nakanengo havagone here😂
Iam a Drewmas Media follower. Thank you so much bro Andrew and tete Chihera for good job well done. But can you allow me to give advice to tete Chihera to visit a dentist and have that tooth extracted. It is disturbing her beautiful smile.
Sure get a quotation mntanami maMpo..then we can help ukuze ubuhle bakho buvele ngokugcweleyo.Well done mababy...Thank you broNeshamba great combination with Opah.👏🏿👏🏿
Kwazuvai anhu akuru
tinotenda sekuru shumba nachihera
I hope this top twenty has no people vanorombesa. Anyone anorombesa is not good and must not be advertised. Keep the list with clean people. Vanorombesa are not to be trusted. We have seen people cry on this show kuti they were given mishonga that turned into snakes that started to kill people and causing fires 🔥
sekuru murambwi vanogonesa even mudzimba umu
I just liked him that kule
nice work.....👏👏 Chihera's ndebele is it ndebele ndebele or shona ndebele??
I have noticed it as well, her Shona is not fluent and her isiNdebele is not fluent as well. She says sekuru, madzibaba etc when speaking isiNdebele.
Chihera hama yangu unoita senge une husimbe hwekutaura kkkkkkkk
Chihera mahwambe
Totenda vedream media
Kasong karibackground kanondiitira
audio pana sekuru sithole , hamuna kuisa interview yavo wani
Why is your background music co.letting with your presentation?
Sekuru vekuGuruve avo iiiiiiiiiiii kkkkkkkk kkkkkkkk zvariri basa yhowe
Kasi wakaenda koopiwa wekunakisa nekuti urikungona zuva nezuva
How much administration fee
Mkadini chibaba-baba Neshamba naManje-njenje Chihera
😃😃😃😃manjenjenje chihera kkkkkk yave mitupo miviri apa
@@madalenmpofu8002 kuzama kutandara zvedu,kkkkkkkk
@@Atlantas7 taura hako tichivaraidza nguva makore achifamba kkkkkkkkkk
Admin fee yacho imbori mariiko?
10 yuwesi or equivalent
@@blackjecha437 for 1 number or as many as you want?
Siyabonga sisi lo Mdala
Is Oppah Mpofu taken?
Ko sekuru Tasvu kkkk
Itai video yeshona ne ndebele akasiyana
My dear Benard... life..reality is that Shona leNdebele will always mix...we need applaud and support Andrew lo Opah...coz that's what Zim is...if you separate these main lingos it's as good trying to split Zim...hazvigoni...!!!.Let's support this venture..Vagoni vebasa ava....They help show Harmoney of Zimbos...which is the right thing to do..Qhubani ngomsebenzi wokusiza isizwe Adrew loOpa👏🏿👏🏿👏🏿🙏🏿🙏🏿
Thanx drewmas media asking for #yambuya Hungwe
ipa mukoma Andrew mari vo vanokupa number.SIMBURU
@@blackjecha437 ok mkoma
@@cindympofu942 ewoi mwana
This video ndeyariini because Sekuru sthole vamurii kutaura inga vanonzi vakatorwa ne cyclone Odai wani.
Chemistry and flawlessness on set.
Mmm pachadyanana apo😊
@@jumanji7629 that’s her sister in law and I don’t trust him with her.
@@mandlas.4305 kkkkkkk body language says a lot sorry Andrew
@@mandlas.4305 they are jolaling together ava
Pa number 19ndi sekuru vangu avo
Makorokoto madzibaba namadzimai
Zviri kuonekwa chana chatete. Famba Drewmas usa cheuke.
Atide nemi dremaz
sei muchi charger mari dzema phone number zvakasiyana ,asi zvinoenderana nekugona kwe munhu here
Ndiko kuba kwacho
Sekuru Moyana will take your money without results
Never trust a man who bleaches
Plz imbomirai kutipedzera nguva nechindevere haaa data wasted,ingotiyi ga ga tihwe
Ndofunga zvirinane vasatora mari dzevanhu nekuti vanozonetsa kubatsira varapwa asi pakutora mari vanotora zvakaipa
Kubatsira it's a wrong word. Kubatsira means it is for free.
Sekuru vangu ava
Haa mari muri kumboedza kuitsvaga pazim drewmas media
Its not good makariro emari acho vanhu vari kutambudzika mudzimba umu.how can u say usd 10 administration fee eish day light robbery
Asi mamanikidzwa
ibvapa.vasiye vaite basa.Kana uri serious chaizvo chaizvo unoibhadhara mari yenumber iyi.ishoma chaizvo
Pamwe pacho vanhu Ava vanobhowa esp mapositori kungopfugama munhu akutoti isa 100 apa hapana kana zvataurwa.nekudhakwa mhani
Wese anoti ndipe mari haasi kutumwa na Mwari
Makorokoto madzimai vechidiki
Uuu saka kumatepa vakazokunda hr makanyatsonzwa kugona kwavo hr or vanu vanongovapembedza vasina kana kumbonobatsirwa
Thanks guys
Uu
Tiri kutsvaka mari
My view is that Opah is bit shallow with information interpretation, uyatshiyelela a lot of what would have been said by Andrew, its unfortunate for those who do not understand Shona, luckily im okay with both languages fluently... Improve on that
Ndipeeiwo whatsapp number yenyu inoshanda