ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Thanks a million, Kindly remember to like and share
Mwana anotaura zvaanonzwa imi vakuru muchitaura. Zvimwe mwana asingatombi chikoro. Children are very good actors.
Please mambo court yenyu ngaiite order kwete zvekungoti munhu wese anenge achingowawata pamadiro
Aaah giving the prophet all the information,, prior to prophecy 😅
Ako kamdara karipa side paWiseman Mutasa kaduzvi kanenge kakutodawo amai avo umm defence yacho yakuwanda. kanenge kanombopihwa beche
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 wakomanaka
Unotaura kunge munhu akagara pachamber hauna hunhu
@@officialfaychi7941 ha getta way ndimi munosapota zvinhu zviri unhuman .beche rako putsek tete wane mboro
Hezvo ita mushe iwe asi ndiwe waibatsira kurova mai avo kai
Mukomana weBulawayo idofo dutununu chairo
Mainn ava muroi . Ko pakafa gogo ndi baba vaiombera here same thing was happening ... mugara n'anga wagara chief
Chibanda marambiro aanoita kudzosa anotoita kunge anawo mugaran’anga waakatemba
Ungateerera zvinhu zvemunhu arikutora madrugs here? Vana magara makavenga amai venyu imi pane nyaya yamurikuvavengera.
Mambo mutasa face yavo is not agree nemudhara uyo aripadivi apo
Camera 📷 Quality ❤
Haa mambo mutasa dzimwe nguva vanodyiswa Mari vanotonga vane divi ravanorerekera takaz
Saka endesai mwana kunababa vake,makapumha amainini huroyi even varimuroyi makaita wrong approach cz ndimai.
Vakomana vanodherera awa, vanoda shamhu
Mwana kudzinza rake period
Dare rachief mutasa mahumbwe chero nyaya yakakura pavari inovhiringwa vhiringwa vadare venyu nemiwo kopai kubva kinemamws madzishe sana chigodora na bushu
Mambo Mutasa varoyi vanovada zvisingaite ….
Vakomana makakanganisa approach kuna maininini,mwana anogona aitoona zve chokwadi. Asi nenhau yekuti mukashqndisa hasha ,and munogona kutourqyisa mwana ,hama idzi andidzichenese zvangu ummmmm.mbiya dzirikuonekwa idzi ne machira ayo ndirikufunga kt ichokwadi ,tsvagai munhu anoona ,torai mwana muende naye ku profita miracle paul harare ndowanozvipedza
Maprofita anokundwa Simba nemugara n'anga
vachapariswa ngozi
Ini ndichacommenter part2 fr nw nooo
Mambo ndovada zvangu avo
Endai nemwana kuna baba vake
Period mwana kuna bambo wake
Mainini vanozivangavafambwe navo
Gara pasi, mambo Mutasa 😂😂
Munenge mapumha umwe munhu wepiri uroyi. Mucharipa vose vari 2 now.
Mambo mutasa kufarira varoyi hwaanoita kaa zvakaoma
😮
Do these people understand hallucinations, delirium etc?
Hapana chozikanwa
😂😂😂😂😂
Endesayi mwana kumusha kwake hasi wenyu
Mukasangwara munovengana nekuda kwevana vanotora madrugs.
😂😂😂😂 mambo
VanaWasu regai Guka
Endai kuchipatara pese pese muroyi
Kkk takutoonera vanhu vemakore kudare
Vachirikuroya ere ?
Zvimwe zvivamanyika chiiko kutukavanamai kurova mainini hanti ndimama here hapanazve zvaanhu😢
Kamwana ako kakutora madrugs kanopenga.
Yaàa okunye so
Part 2 chibanda