Mwari wenyu ngavavongwe chose Pastor Caster Vhengere ndimi munogara muri pa minamato kuti musambo uyu urangarirwe usaparara zvikuru ndinofara ne kutsigira kwenyu kusina kana godo asi kune rudo nemiwo itirwai zvakanaka regai manje manje ticharonga chi colub zvityise itirwai zvakanaka muranda washe 🙏
My best song ever. I sing this song subconsciously ❤
Shuwa , Mwari ndibate ruoko
Amen mwari ndibatewo ruoko
Uuuummmm yaaa pakarohwa musambo uuu murwere vakagona zvandifadza
Ndibatei rouko mwari 🙏Bishop Matanhike basa ramwari ramunobata rinondiisa pedyo na jehova🙏
Murwere wakagona wena
Mwari wangu ndibatei ruoko 💃💃💃💃💃
Haiwa tinotenda makadii vatsigiri vakuru kkkk nyasha ngadzive nemi ikoko 🙏
Ngavakudzwe muchengeti wedu Kristu Jesu!
Amen amen
This is good keep on doing good
Amen amen. Vhangeri yaShe ngaiparidzwe
Handina chekutapudza kana kuwedzera ndongoti Mwari wekudenda denga ngarambe akakuchengetai nekuti munotigonera chaizvo 👏👏👏🙏🙏🙏
Mkombe mutema pawakatenderera apoo hauna kunzwa dzungu here 🤣🤣🤣🤣 ,,,, welldone guys ,,, this is exceptional
Amen varume ava pachokwadi vanoziva zvavanoita 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌 munogona ndinofanira kutaura kakawanda kuti munogona Bishop Matanhike neteam rambai makadaro Mukombeeeeeeeeeee🔩🔩🔩
Mwari wenyu ngavavongwe chose Pastor Caster Vhengere ndimi munogara muri pa minamato kuti musambo uyu urangarirwe usaparara zvikuru ndinofara ne kutsigira kwenyu kusina kana godo asi kune rudo nemiwo itirwai zvakanaka regai manje manje ticharonga chi colub zvityise itirwai zvakanaka muranda washe 🙏
@@bishopladwellmatanhike8314 musamira panguva yatiri paAccapella makabata hazvidi godo munoimba zvinoponesa
Wonderful
Mwari wenyu ngakuropafadzei nekuimba kwakanakisa
Ndinotenda Mwari uum basa rakanaka iroo, moto chaiwo obrigado irmãos.
Big up followers volume up good massage to the nation ❤
The third one to comment rova basa rud
Nemi ndinosvitswa kure hama dzangu keep the good work
Mwari ndibateiwo ruoko
Well done❤
powerful message
Amen thank you the followers so touching
Nice Song
Ndibateiwo Ruoko Mwari wangu!!!!!
Amen varume powerful massage lm watching u from Mozambique
life savers. 💓
Almighty GOD help us ....let your spirit lead us ...AMEN
Amen 🙏🙌
Mwari wangu ndibateio ruoko
amen amen 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Love the song and love the energy..munondisebedza pedyo naMusiki
Thanx so much for the support 🙏
Powerful
Rambai makadaro song iyi inokomborera
This song will remain a hit even 2030 inenge ichipoo 🔥🔥🔥🔥
Job well done
Ndibatei ruoko rwangu Mwari pandinenge ndoenda kumawere VaMukombe ndinokomborerwa nekuimba kwenyu hama yangu munyasha dzedenga
Amen
What a masterpiece,hitting to the inner man straight,munogona zvenyu vanhu vamwari
Powerful
Kana mandibata mandibata ruoko andingarasiki thank you followers of christ munotikomborera
Bishop ava vakandinamatira 2015 pabooster ndabvakosunungukq ndaitadza kuenda kutoilet Mwari wakuchengetei bishop ndirikunyorabnhac 23/3/2024
Vadzidzisi veshoko mwari ngaakuitirei zvakanaka nekufudza makwai ababa❤❤❤
With His mighty name we are meant to be Where we all wish to be..Leads His word Leads
Amen 🙏
Thank u guys your song, Ndibatei ruoko is a powerful song, God Bless u the Mkombe's
Thanks so much for your support
Munondigonera hangu vanhu vaMwari
This hit my spirit so hard❤️❤️
Mwari vatibatsire tigare mushoko ravo aiwa ndinonzwa mweya wangu uchisimudzwa hama munashe handina chekutaura 😭😭😭😭😭😭😭
Rumbo urwu rwunondikomborera.
Mwari ngaakupfuudzirei mberi hama dzangu mukasvikawo capetown mundizivisewo ndinoda kumbosangana nemi .
We thank God for that one day we have to meet
Kanondirofadza kambo akaa Tirikure nekumusha kwedu sooo Dhinhara paMontana Pretoria
Haa ndabva ndapinda mumweya
great song
Almighty in Jesus Christ name ❤
❤❤❤❤❤❤
well done team. we have been blessed
Thanks so much my brother for the support please subscribe and always like siyabonga my brother 👌
Kuita kudzurwa moyo neshoko rambayi makadaro
OMG what a powerful song.
2022 ndibateiwo ruoko Mwari
Thanks so much
Glory to God
Amen brothers God bless you
Tsika
Muito obrigado
Mother
Ndibateio ruoko mwari I'm loosing confident to my self i don't understand anything 😭😭
Ndazoona munhu anorodza hosho manje. Go and see Victor.
Coronavirus 😭😭😭😭
Guys handizive ndokutiyii kudii l loves masongs enyu even mavideos acho haaah moto chete but wehosho ndinokumbirawo mumubuditsewo anoridza zvandinoda kuma audios uku
Amen mwari ndibatewo ruoko
Amen amen
Amen
Amen