ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Wonders will never end ..❤❤❤ 2024 nenyasha
Munogona ndakanonoka kukuzivai followers of Christ nziyo dzenyu dzinondikomberera zvakanynyisa,itirwai zvakanaka nwari
Amen,Mwari ngaarambe achikupai simba kuti icho chipo chaakakupai chirambe chichionekwa
Ndinoshamiswa kwazvo nemabasa makuru mabva mandisvitsa kumusha kwangu amen amen god bless u
Komborerwai na Mwari wekumusoro soro munondiisa munyasha nguva dzose
Munogona imi munoimba zvenyu. Mwari ngavarambe vachikushandisai kuparidza shoko ravo kupfurikidza nokuimba🙏
Hukuru hwavo Mwari hunoshamisa shuwa
Hukuru hwenyu hunoshamisa kwazvo❤❤❤❤
Amen mwari is good all the time
Hallelujah, Praise The Lord🙏 Am so blessed,
Holy spirit lift me 😢😢😢😢😢😢
Amen ❤️
Powerful song
komborerwai nashe
Inondichemedza song iyi
❤❤❤❤
🙏😭
Hallelujah amen
Powerful
🙏🙏🙏🙏
Murambe makadai veduwe. Mukoma wayne munoimba henyu
Zvikasashamisa havasati vari Mwari
komborerwai 🙏🏻🙏🏻
Aaa munogonera
ava vanhu vakosha. i like
blessedthanx
Nwari ngakuwedzerei simba vatumwa 🙏🙏
😢😢😢😢😢😢😢😢😢
I did not finish signing up because I didn't know what went wrong while answering questions
Your music is soul touching ,I'm a South Sotho speak but I connect with your music please keep up sending healing people s souls .do you do instruments on your music cz most your songs feels like the could be instrumental.hallelujaL
😢😢😢😢
Thanks
Very nice
Ndatenda hngu kuimba kwakanaka
Amen
This sucks😜
J accually call this music
Wonders will never end ..❤❤❤ 2024 nenyasha
Munogona ndakanonoka kukuzivai followers of Christ nziyo dzenyu dzinondikomberera zvakanynyisa,itirwai zvakanaka nwari
Amen,Mwari ngaarambe achikupai simba kuti icho chipo chaakakupai chirambe chichionekwa
Ndinoshamiswa kwazvo nemabasa makuru mabva mandisvitsa kumusha kwangu amen amen god bless u
Komborerwai na Mwari wekumusoro soro munondiisa munyasha nguva dzose
Munogona imi munoimba zvenyu. Mwari ngavarambe vachikushandisai kuparidza shoko ravo kupfurikidza nokuimba🙏
Hukuru hwavo Mwari hunoshamisa shuwa
Hukuru hwenyu hunoshamisa kwazvo❤❤❤❤
Amen mwari is good all the time
Hallelujah, Praise The Lord🙏
Am so blessed,
Holy spirit lift me 😢😢😢😢😢😢
Amen ❤️
Powerful song
komborerwai nashe
Inondichemedza song iyi
❤❤❤❤
🙏😭
Hallelujah amen
Powerful
🙏🙏🙏🙏
Murambe makadai veduwe. Mukoma wayne munoimba henyu
Zvikasashamisa havasati vari Mwari
komborerwai 🙏🏻🙏🏻
Aaa munogonera
ava vanhu vakosha. i like
blessed
thanx
Nwari ngakuwedzerei simba vatumwa 🙏🙏
😢😢😢😢😢😢😢😢😢
I did not finish signing up because I didn't know what went wrong while answering questions
Your music is soul touching ,I'm a South Sotho speak but I connect with your music please keep up sending healing people s souls .do you do instruments on your music cz most your songs feels like the could be instrumental.halleluja
L
😢😢😢😢
Thanks
Very nice
Ndatenda hngu kuimba kwakanaka
Amen
This sucks😜
J accually call this music
Amen
Amen