Makasiya chikafu mfundisi , Mwari vawanire mweya wenyu nyasha . You fought a good fight Kutaura chivi sezvachiri ndiri kuitirwa zvakanaka with your preaching 👏
Are you speaking from God's point of view or kungotaurawo hako kufunga kwemunhu, vashumiri vanomutswa naMwari and they operate using the grace granted for their assignments, hapana verse inotaura kt Mwari akagumira kupa vanhu shoko pana vachiweshe baba
Makandiwa haaparidze shoko uye ...achiweshe vaiparidza salvation vachiti munhu huya kuna jesu uponese mweya wako...makandiwa anoparidza prosperity achiti kunamata mwari ndizvo zvinopfumisa 1st timothy 6v3-8, inozviramba....after being around achiweshe for such a long akabuda akanomhanya neheresy.
Please note that audio starts at minute 2:57
Okay. Please upload more sermons of evangelist Chiweshe
Please upload more sermons of evangelist Chiweshe. Thank you
Uyoo muchinjikwa hausi wekereke yaaaipinda. Point of correction
Makasiya chikafu mfundisi , Mwari vawanire mweya wenyu nyasha . You fought a good fight
Kutaura chivi sezvachiri ndiri kuitirwa zvakanaka with your preaching 👏
There'll never be another great preacher who preaches salvation like Evangelist Chiweshe. 💞
Are you speaking from God's point of view or kungotaurawo hako kufunga kwemunhu, vashumiri vanomutswa naMwari and they operate using the grace granted for their assignments, hapana verse inotaura kt Mwari akagumira kupa vanhu shoko pana vachiweshe baba
He was a great preacher, but don't worship him, worship God 😊
thats why makandiwa is a good preacher,,Akabuda nemumaoko chaiwo
Aikaka
She means he was a mentor to Makandiwa when he was still with AFM.
@@irenemhembere2548 kkkkkk
Makandiwa haaparidze shoko uye ...achiweshe vaiparidza salvation vachiti munhu huya kuna jesu uponese mweya wako...makandiwa anoparidza prosperity achiti kunamata mwari ndizvo zvinopfumisa 1st timothy 6v3-8, inozviramba....after being around achiweshe for such a long akabuda akanomhanya neheresy.
Powerful can we please have more! 😇🙏🏿👏🏾👏🏾👏🏾
Makasiya shoko mufundisi 😊😊
Amen 🙏Amen
amen shoko ramakasiya richiri kundiropafadza
Amen
Great
🙏 Amen