VAKADZI vekuponda mwana wechikoro asina kupfeka vabatwa

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 30 ก.ค. 2024
  • Vanhu vekurova mwana wechikoro asina kupfeka vabatwa kuHwedza

ความคิดเห็น • 46

  • @digmed9702
    @digmed9702 20 วันที่ผ่านมา +3

    Why? This is unacceptable. The moral compass is short.

  • @tsitsisithole9859
    @tsitsisithole9859 19 วันที่ผ่านมา +2

    Vanhu ava varoyi chaiwo

  • @TrysonMatibe
    @TrysonMatibe 19 วันที่ผ่านมา +1

    Ngavapiwe mutongo mukuru chaiwo, vanhu vasina tsitsi

  • @user-pj5yi2zd2q
    @user-pj5yi2zd2q 19 วันที่ผ่านมา +1

    Varoi vechidiki tsvee kuwana nguva yekugeza

  • @everbote7858
    @everbote7858 20 วันที่ผ่านมา +1

    Thanks dzabatwa mondi idzi ngabagatemo mujeri

  • @user-ci2mf6jd9q
    @user-ci2mf6jd9q 20 วันที่ผ่านมา

    Ndakarwadziwa ndichinzwa achiti musarova musoro wangu pliz vanhu vasaita utsinye kusvika pakadai ngavasungwe chokwadi

  • @MiciaMauru
    @MiciaMauru 20 วันที่ผ่านมา +1

    Ngavapiwe mutongo unorwadza chose imhondi idzi

  • @josephchawatama758
    @josephchawatama758 6 วันที่ผ่านมา

    Varoyi vana avo,police get bursy.ngavasungwe

  • @julietmafara9016
    @julietmafara9016 19 วันที่ผ่านมา

    Thank you for the information ngadzipiwe mutongo wekugara mujeri kweupenyu

  • @ndabanhlabano3259
    @ndabanhlabano3259 19 วันที่ผ่านมา

    Good vanotora mutemo kuisa mumaooko avo ngavatarisane nemutongo

  • @sibongilemabaso2250
    @sibongilemabaso2250 19 วันที่ผ่านมา

    They look very young is it not human trafficking

  • @SusanMhlanga-jv5ct
    @SusanMhlanga-jv5ct 19 วันที่ผ่านมา

    Ngavapiwewo shamu varovane kusvikawo pakufawo

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 20 วันที่ผ่านมา

    Vanhu vapindwa ne mweya wehumhondi. Chiiko chinenge ngozi chakuitila munyika ye Zimbabwe?😢😢😢😢

  • @JossyChingombe
    @JossyChingombe 19 วันที่ผ่านมา

    Uuuu ko mwana uyu ndiye akavatuma chihure here nhy ?zvinorwadza ngavagare mujeri vakadzi rudzii vasina moyo wekubereka

  • @emmanuelmahove9989
    @emmanuelmahove9989 20 วันที่ผ่านมา

    Mr Makusha

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 20 วันที่ผ่านมา +1

    Zvinorwadza.maroveroacho akaipa

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9e 20 วันที่ผ่านมา +1

    Ndavasungwe chichakadaro nhaimi the video is distubing

  • @josephined8931
    @josephined8931 20 วันที่ผ่านมา

    Hatizivi kuti achararama here, Mwari pindirai

    • @KuraiMutema-dx1sv
      @KuraiMutema-dx1sv 20 วันที่ผ่านมา

      Akafa drama robva ratanga Paya

  • @user-so1or8be3z
    @user-so1or8be3z 20 วันที่ผ่านมา

    Thanks zvorwadza sure

  • @josephined8931
    @josephined8931 20 วันที่ผ่านมา

    Kwanga kusiri kuranga asi vaitouraya imhondi idzo

  • @josephchawatama758
    @josephchawatama758 6 วันที่ผ่านมา

    Police and private investigators are both corrupted.in this case.varikuziva kune hanzvadzi ya Mavis yekuponda Mavis.akatiza kupiko.police dont lie.come out.

  • @SoulChinyemba
    @SoulChinyemba 20 วันที่ผ่านมา

    Yha it's very sad event. Ndaka rwadziwa achirohwa

  • @DezyMarufu
    @DezyMarufu 20 วันที่ผ่านมา

    Haupedze kuona video iyi unenge wave nemarwadzo ekubereka

  • @patriciamasengere581
    @patriciamasengere581 19 วันที่ผ่านมา

    Mhondi ngadzivharirwe mujeri

  • @user-ld7yh9ng7q
    @user-ld7yh9ng7q 20 วันที่ผ่านมา

    Sungai vanambwa avo let them rot in prison 😢

  • @TakudzwaMutendahama-zv5st
    @TakudzwaMutendahama-zv5st 19 วันที่ผ่านมา

    Msikana mupenyu here guys

    • @Smoyo
      @Smoyo 19 วันที่ผ่านมา

      Ehe mupenyu

  • @sibusisiwendlovu9877
    @sibusisiwendlovu9877 20 วันที่ผ่านมา

    Shuwa mmmmm very sad

  • @lsabelnyambiya9128
    @lsabelnyambiya9128 20 วันที่ผ่านมา

    ummmm haaa ndarwadziwa ,mufunge ruoko rwatopesana 😢hanzi swatanudza vachirova ipapo futi ,ava vanoda life in prison.

    • @RoselynNyazenda-px1lw
      @RoselynNyazenda-px1lw 20 วันที่ผ่านมา

      Chii chakamboitika ndirikumashure uye Vedio racho ndoriwana kupi

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 20 วันที่ผ่านมา

    Ndatadza kupedza video 😢

  • @sibusisiwendlovu9877
    @sibusisiwendlovu9877 20 วันที่ผ่านมา

    Very sad l tried this is very disturbing video

  • @Chamangweza
    @Chamangweza 20 วันที่ผ่านมา

    Musikana uya akapondwa ndanzwa kuti afa

  • @DezyMarufu
    @DezyMarufu 20 วันที่ผ่านมา

    Takaiona video iyi unochema zvako kana une mweya wekubeka vasikana shoko rakataurwa nemwana uyu pavideo iyi rinorwadza rinochemedza kwazvo hanzi ruoko rwangu ndikakuudzai hamubvume rwatyoka asi vakaramba vachirova mwana hanzi ruoko rwatyoka runovhara here zvinorwadza zvinosiririsa ngavaende zvavo kujeri vakadzi ava

    • @user-bh7rs3tl3c
      @user-bh7rs3tl3c 19 วันที่ผ่านมา

      Rowanika papihandina kuriona shame 😢😢😢

    • @user-jo7kx6jm9e
      @user-jo7kx6jm9e 19 วันที่ผ่านมา

      Riri muma groups e whatsapp not pa TH-cam

    • @user-bh7rs3tl3c
      @user-bh7rs3tl3c 19 วันที่ผ่านมา

      @@user-jo7kx6jm9e oky pakanaka hanzi atoshaika

    • @josephchawatama758
      @josephchawatama758 6 วันที่ผ่านมา

      Varoyi ngavafe😅

  • @captainjcky9107
    @captainjcky9107 20 วันที่ผ่านมา +1

    Vanoda life in prison ava madofo

  • @user-gn7el5py4w
    @user-gn7el5py4w 18 วันที่ผ่านมา

    its bad

  • @lonelymuchono-wb9hl
    @lonelymuchono-wb9hl 19 วันที่ผ่านมา

    Vanhu vakadaro vanoda kurohwa chete musamboita zvemuzeke navo vanyatsonzwa kurwadza kwazvo musavasiye