maikaipa mkoma Simon. .I was the first person to like your song in Nyamapanda..vanhu vaindiseka vachiti ndezvipi zvimasongs zvaunonzwa zvikadhakwa..but now munhu vese votamba ngoma dzenyu muNyamapanda border post umuuuuuu
comparing wen this guy started .....with Macheso u can tel baba shero to watch out thats really good music n very creative baba shero mazuvano vaakuwanzaruzha
You may not like Cheso Power, but respect the Sungura Legend, it is a mockery that you even compare him with learning musicians who actually copy his style.
hee Macheso wat wat. Macheso himself appreciated Mutambi's he evn helped him to record @ Mberikwazvo's studio. Keep entertainment ZIMBABWE Mutambi. #Nobadblood btwn Macheso&Mutambi
The message z very clear , children always learn from their parents,if yu do good yr child emulates the good things ,if yu do bad things yr child wil do so those bad thngs because they r learning from yu the parent .
Asi sungura was made for Macheso ichingonzi hayo Macheso.. Macheso is a legend hatirambe but let's not suffocate vakomana varikusimuka nekungoda kuvakombeya naMacheso
dont compare him namacheso imi.....baba sharo is far ahead from this guy..........thyr still behind......mutambi anoogona bt dnt compare him wth macheso bcz baba sharo has more than time mumusic over 10 years
Thank you Johnson, people should know their place in life, Cheso Power is a monstrous talent in the class of the majestic late Leonard Dembo, very few musicians make it into that league. It does not mean if one does not fit in this class they are not good, Mutambi is good and has potential to do more but the fact that his music is a style from the King, he will always be in the King's shadow, if only he could establish his own style.
Enjoy Mutambi he is good, but underestimating Macheso is a serious injustice. After all Mutambi's sungura style is borrowed from the King himself Cheso Power. Macheso plays in the league of Legends, Dembo and Chopper Chimbetu.
Wakaipa mutambi unogona hko zvisingaiti jelous down ❤❤❤
Wkaipa wangu. long live Sungura
Jealous down Mutambi anogona zvake mkomana uyu ..
Future sungura legend loading
Song inogara mumoyo mangu iyi ...
5 years later am still listening to this mutakunanzva .
Ndichirikuterera this song
Cobra ma 1 iwe❤❤
Macheso must watch out this guy is full of energy.
Mutambi anofana kuteeera beat iri rakarova ndomusic
2019 ANYONE STILL LISTENING
maikaipa mkoma Simon. .I was the first person to like your song in Nyamapanda..vanhu vaindiseka vachiti ndezvipi zvimasongs zvaunonzwa zvikadhakwa..but now munhu vese votamba ngoma dzenyu muNyamapanda border post umuuuuuu
anorova zvake
2024 August anyone here with me
Now tosapota kugona kwete mbiri.
Anogona zvake mchinda uyu Not zvanamacheso kungopopota zvisina dhiri uri shasha wangu No 1 👍🏿👍🏿👍🏿👍🏿👍🏿👍🏿
HAIWAAWOO MUNOZIVEIKO
unovaziva here baba Shero nhai Tomana?
Can't you talk about him and leave others out
Ah makubhaiza Comrade
Chibvunza iye Simon kuti Baba vaSharo anovaona sei ndopaunoona kuti opinion yako ndeye 2 ZiG kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
mutambi akaipa iwe sanyeperwa ramba wakadaro mutambi nogona wangu
Mutambi you a star i like all yo songs you have a good msg
2024 ndichirikunzwa gakanje zvaangu
King pesenari himself great music.. rythmic guitar 🎸🎸 just like senior Madzibaba
simon yr songs are good keep it up mufaname
Asi song yako iya yokuti chembere mukadzi uuuuuuuuu shamwari ini ndakaroora sugar mum vanondisiya ne 9 👳🏿👳🏿🚶🏿🚶🏿🚶🏿🚶🏿
Kkkkkkk
comparing wen this guy started .....with Macheso u can tel baba shero to watch out
thats really good music n very creative baba shero mazuvano vaakuwanzaruzha
You may not like Cheso Power, but respect the Sungura Legend, it is a mockery that you even compare him with learning musicians who actually copy his style.
Simply the best Mutambi almost or otherwise u are the other Macheso .keep it up
2023 am still playing this track like it was produced yesterday
A legend in making. I like the message
Munorova mutambi mheni well done
2020 ndiripo haaa inondiitira kani
ecxalent.ndokugona rambawakadaro mukoma
He is the celebrity mutambi chero ndakagumbuka ndodzora moyo wakanyanya mdara
Sweet music long live Mutambi
2020 november any one here with me
ndanakirwa ne rythm iyo haaa pakabatwa basa....nice song
🔨🔨🔨🔨🔨dzako brada munoziva zvamunoita chief hamuna bvepfee nema 🎻🎸🎸🎸🎻 Keep it up i will be always behind 🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿
Hakuna umwe anorova ngomasewe wamai I
Like it zvambaradza ends zvaunota unoita negwara chairo
Makanaka Tendayi kkkkkkkkkkkkkkiiiiiii vanogona ka bhuti ava Shame vanoziva zvavanoita
fantastic production
good lyrics! well done! keep it up! usanete!
Alick Macheso true legend true soldier true Role Model tevera matsimba wangu
I like this guy very much.
hubenzi hwechembere hwakabva kumahumbwe lol
Number 1 chaiyo munogenesa rambai makadaro
Mutambi is good in his own right, just like BaSharon his a legend in his own league
Thanks Brother nekukanda Sai uyu
Hazvisi zvembiri, ndezvekugona, uyu murume anorova mangoma uyu,
Rhythm ndazonyatsoinzwa nhasi yea nyanyiso
Mutambi unokwesha wangu
Anogona zvake mufana uyu
Baba shero at the moment ndiye ane nyanga dzese ,
Awesome stuff maybe one day his sweat will pay him ..vanogona bamunini ivava
Murondatsimba, this is Baba Shero's guitars "Mai kana vatadza baba pengai muine tariro"
so what
Even macheso anotorawo zvevamwe its only iye ane mbiri saka chero akaba hazvitererwi
Nic one bhudhi
hee Macheso wat wat. Macheso himself appreciated Mutambi's he evn helped him to record @ Mberikwazvo's studio.
Keep entertainment ZIMBABWE Mutambi.
#Nobadblood btwn Macheso&Mutambi
Wakapenga Sai
2023 still here❤❤
One of my favourite 👏👏👏👏
Sayi Mutambi apa wakatsemura chaiko
You are 1 of the best 💓💓
Kachere apa urikusota ..... kanda kamwe kanonzi muporofita
You can tell he is a protégé of Nicholas Zakaria, an exceptional piece of music
Sam keep it up bro .i enjoy your music at work,at leisure ,where ever bro .you are best man keep on entertain us .hands up to the best
nice sungura
Wavakumberi mwana wamai
extra basso guiter munobata henyu fanika bass iro
2020 ....
Apa ndopawaigona Mutambi ikozvino wakuridza marara oga
Love you Simon
Guyz simon kumberi koz ukateerera nyaya. Dzake ukodhakwa kumberi
Ngaanamate ozotonga later after Alick Macheso.
Simomo wakaipa
Lead yakarohwa apa ka umm no talk
Can someone translate please
The message z very clear , children always learn from their parents,if yu do good yr child emulates the good things ,if yu do bad things yr child wil do so those bad thngs because they r learning from yu the parent .
Anogonesa
boos kachere makanyanya
akomana kare ndichitsvaga manzi idzi mhani mkoma ndokumbirawo mundikandirewo pliz kubox kwangu
Ndamuona personary
Wakagona apa
Samon
ndisu tiri pachimuti
He seconds macheso,, no doubt
unogona shamwari unoyemba chokwadi
Tutor ndiMacheso
sando dzako mudhara .
iri idhara iri
hakuna zvakadaro ipwere idzi kuna macheso ,he is just trying to be macheso but it can't ,
Asi sungura was made for Macheso ichingonzi hayo Macheso.. Macheso is a legend hatirambe but let's not suffocate vakomana varikusimuka nekungoda kuvakombeya naMacheso
Rt
Vanegodo vangataura zvisipo say I unpack goners
dont compare him namacheso imi.....baba sharo is far ahead from this guy..........thyr still behind......mutambi anoogona bt dnt compare him wth macheso bcz baba sharo has more than time mumusic over 10 years
Thank you Johnson, people should know their place in life, Cheso Power is a monstrous talent in the class of the majestic late Leonard Dembo, very few musicians make it into that league. It does not mean if one does not fit in this class they are not good, Mutambi is good and has potential to do more but the fact that his music is a style from the King, he will always be in the King's shadow, if only he could establish his own style.
This guy is more strong than Macheso Simon Mutambi is more talented
Enjoy Mutambi he is good, but underestimating Macheso is a serious injustice. After all Mutambi's sungura style is borrowed from the King himself Cheso Power. Macheso plays in the league of Legends, Dembo and Chopper Chimbetu.
Mutambi boe, I really impress your songs
Shondo Yako iwe
Upenzi vechembere vakabva kumahumbwe kkkkkk
Chete mu zim munhu angogona kuova bass otonzi akopa macheso bt pafeya vakawanda basina mbiri vanoridzisa bass iroro like this Simon,Spenser Khumbulani etc vakawandisa kani bt macheso kunenge kwatovawo kuromba kut vamwe vasanzwike chete
Chipo chiripo mupfanha wangu ndezvamwari
Simomo wakaipa
Unesimba mfana
Haa INI mutambi anondigonera zvangu