This story has a lot of missing links and information. The interviewer failed to ask the relevant questions for the interviewee to answer while giving us more information about this crime.
This is organised crime, please interviewer, munhu anofanirwa kubvunzwa a brief history of how they got to organise each other to form their gang. Did they have inside information? How did they gain entry? He mentioned they were all not civilians. Who were they? Not kutangira nyaya padumbu kungoti takaridzirwa pfuti kwataiyenda nako. Ko kwese kwakatangira nyaya vari 28... its a bit frustrating.
Sly if u want support for your page make a plan. We need your reply kwete kungonyarara. Do u mean kuti u dont see these comments so yu think all these people are crazy?
Seyi uchida hondo hama ??? Enda pa TH-cam utarise hondo ye Ukraine.Hakusi kudya sadza hama hondo mutoro.Iwe hau laste 2min in real battlefield.You'll be a KIA in less than 30min.
This nyaya iri action packed but the interviewer messed it up big time. She should have allowed that guy to narrate it from preparation, the actual robbery and aftermath. She disrupted the flow of the story She need to take lessons from Tilda
Interviewee is even more willing to give more information.. he has even reminded the interviewer about his origins which the interviewer she didn’t even asked.. infact the musungwa ndiye arikutoleader interview iyi.. plzz this man has a lot to tell relating to this story.. interviewer plz go deeper .. changamuka .. sekererera pabasa..
Uyu anonyepa kuti ndewekuMoza shona yake ndeyedu yekumaShonaland kwete kuMoza never ngaataure idi zvimwe zvese bhoo but palingo apo asabhaize .he's speaking fluently Zezuru shona💯💯💯💯💯🔥❤🌍😊
Guys guys believes me or NOT that is from Moz for sure but akazokurira muno muZim. I know the Chirara family irimuno asi vanobva kuMozambik kuManica Province.
Next time please write down your questions we didn't get to know who were they since he mentioned that they were not civilians also how did they manage to enter inside
Guys, Do you realize kuti musikana uyu anogona kunge akabvunza mibvunzo yamuri kuti akasiya but was censored. Remember the guy was working with non civilians in zimbabwe. Who are they, vaishanda nani, vakatumwa nani, vakawanepi pfuti. Haungoenda ku prison munhu oti takatumwa na Brigadier or major General x wotonzi well done enda hako unoposter pa TH-cam channel yako. imika! itai mushe
Sister sister sister pane ma questions akakosha amusina kubvunza.....how did they gain entry kuti vabe, who gave them mota, who gave them pfuti,, they were all not civilians vaiva ananiko,,where was the diamond going and vakaziva sei kuti company ine gold..aiwa kani aiwa kani sister please..was tht their first robbery kkkkkkkk dai mamubvunza kuti vnga vagara naro basa iri here kana kuti kkkkk...sei vakazoenda vari 9 instead of 28 aaaah ?? Mubvunzei
@SlyMediaTv please vanhu vamuri kutuma kuoita interview vakuuraya basa pamaizviitira mega zvainakidza chero ma views enyu adzikira makubhowa imi verengai ma comments edu
I think vanhu tikuona mafirimu too much. Yoh sure mungade kurobber madiamond enyika sure mugotozobudirira nemadiamonds ari worthy million $. This was a suicide mission.
We were left with more questions than answers. Interviewer pliz u need to up your game. How was this crime organised? Pfuti dzakabva kumoza papi vakadzipuhwa nana matsanga here. How did they get in pavakarobha. The preparations the planning of the crime. U were nowhere near these questions. Ha be serious mhani iwe these should be basic questions
Nxaaaa that guy was 100% correct vatungamiriri venyika vanongoba Wani they must release those guys havana kana mhosva vajaira vanhu veZanu kuda kuona vanhu vachitambura
Hey nrtv, just some friendly feedback: I think improving the quality of interviews with better presenters could really boost your TH-cam views. Keep up the good work!"
This lady cannot interview taida kutanga kuziva kuti ari kuti we were not civilians saka vaiva chii.Where did they got all the guns and vakakwanisa kuumba that group sei
Well done musikana atleast musungwa akwanisa kubuditsa his side of the story now musungwa akuda second interview with someone else pobvunzwa mibvunzo yasara
Interviewer is pretty bad missed an opportunity to find out how they got to know about the diamonds,was it an inside job,he mentioned not being a civilian a great opportunity to find out where he worked and for how long he worked there ?
Vaifanirwa kuenda vari 28 vakuenda vari 9 nepfuti 14 SEI vamwe vasina kuuya pakaita greediness ipapa kukara vamwe varipi sei iye asina kutaura Kuti iye Shona ayiwana kupi
Musikana uyu ma1 hapana kana question one zvayo yaavhunza inemusoro ....pfuti vakadziwana sei Mozambique..and pavakaba vakawanda info sei ..vakapinda sei ...mota quantum yaiva yaan .vavagara vachiba here or yaiva frst time
Thank you so much for such a wonderful productions, its unfortunate this story was killed by a poor interviewer, she needs to be trained on follow up questions. From 1minute 20 Seconds there is an interesting story that you can even revisit again, the guy has a lot to share.
Makagonesa ndichauya kuzokuwona kujeri hauna kubira munhu maibirawo dzimwe mbavha dzakango fanana nemi well done Jeri rinopera shaa
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 iyaaa!!
Don't steal, the govt hates competition. Poor guys, maybe you should have thought of going to state house, the other guys would not have died in vain
😂😂😂😂@@LujoSey
Indeed enda unomuonawo sha
This story has a lot of missing links and information. The interviewer failed to ask the relevant questions for the interviewee to answer while giving us more information about this crime.
Vanopiwa zvekutaura ,havangobvunzi chero zvavada
We need this guy re-interviewed by a professional
Mkoma sly hero basa tihwisise zvikutaugwa nemkomana uyu
Nrtv
Interviewer musikana uyo akadhakwa haazive zvekubvunza. Movawanepi vanhu vakadaiso vasingazive basa
She needs our support tell her where she is getting it wrong, everyone starts from somewhere 🎉
This is organised crime, please interviewer, munhu anofanirwa kubvunzwa a brief history of how they got to organise each other to form their gang. Did they have inside information? How did they gain entry? He mentioned they were all not civilians. Who were they? Not kutangira nyaya padumbu kungoti takaridzirwa pfuti kwataiyenda nako. Ko kwese kwakatangira nyaya vari 28... its a bit frustrating.
Taura hako zvinotobhowa havagoni
Nhy veduwe interview yavo yakadhakwq
we need e guy who interview PaNRT we can enjoy e show more
@LovemoreDozva yes, uya anogona
Interviewer uyu basa akamboriwana Seiko uyu nxaa
That girl needs training and she is interviewing a clever thug better than her ?
Zvinoda mkoma sly vanopedxerana
Yes,,haatogoni kunyatsobvunza
Mubvunzo inenge ichibvunzwa munenge maita homework yacho here kana kuti otherwise🤨🤔🤦♂️
Musasvora mabasa evamwe. Tangai ma channel enyu kana muchigona imi
Ko ndiko kudzidza kwacho guys, she will improve with more interviews
Sly if u want support for your page make a plan. We need your reply kwete kungonyarara. Do u mean kuti u dont see these comments so yu think all these people are crazy?
😂😂
This guy was a soldier
Uyu tomuda uyu munyika tikaita vakadai aiwa Zimbabwe tinoitora chete kubva kunaana ed
Seyi uchida hondo hama ??? Enda pa TH-cam utarise hondo ye Ukraine.Hakusi kudya sadza hama hondo mutoro.Iwe hau laste 2min in real battlefield.You'll be a KIA in less than 30min.
@@ktm9853usachikidzire vanhu iwe 😂😂😂
Powerful word of God . NaJesu munoribuda Jeri iri keep on praying my Brother! Hanzi maibirawo dzimwe MBAVHA
Zvainzi hapana aiva mucivillian harina kunzwa kuti vaishanda kupi and vainge vaziva sei kuti panochengetwa madiamonds link vakariwanepi paiva nemunhu mukati here
True kuti pfut ku Mozambique vanga vadziwanepi dzakapinda sei and iye zvaari chizvarwa cheku Mozambique alapinda basa how mu government yemu zim
This nyaya iri action packed but the interviewer messed it up big time.
She should have allowed that guy to narrate it from preparation, the actual robbery and aftermath.
She disrupted the flow of the story
She need to take lessons from Tilda
This guy needs a good interviewer
i agree with you
Poor interviewing, the lady should give this guy mukana weku tsanangura mabiro acho ese
Nhai weduweee
interviewer left us hanging curiously can someone come back again with the same guy
I second u
Sei tichinetswa na ED isu tine vanhu vakadài 😢
Tikawanda vakaita semurume uyu nyikha tinotora
Yes yes
Toda kuziva kuti vakawana pfuti sei, vaiva vanani since varikuti vavasiri ma civilians, vakaronga sei basa iri, why vamwe vasina kuzouya, zvakaitika nguvai. Ndozvimwe zvaiita kuti interview yako ibude mushe. Ko munenge musina kugara manyora mibvunzo yenyu here
Haagoni ku interviewer
Disclosed,this guys where in the force using government artillery
Pfuti dzakabva kuMilitary kaaa dzingabvepi k47😂😂😂
Interviewee is even more willing to give more information.. he has even reminded the interviewer about his origins which the interviewer she didn’t even asked.. infact the musungwa ndiye arikutoleader interview iyi.. plzz this man has a lot to tell relating to this story.. interviewer plz go deeper .. changamuka .. sekererera pabasa..
Atleast u guys makanga muine muono wakanaka koz hamuna kuno robber vanhu but makenda Kuma diamonds of which varudya wega vanhu ava vehurumrnde
21:41 21:43
Zvakafanana, mbavha imbavha deno vakashaya ikoko vaizorobber or kuuraya chero vasina mhosva
Journalists waudzwa maDiamonds. Pakubvunza wave kuti Gold. Seems like an Interview premeditated. Zve Gold ukuzviwana kupi musungwa said Diamonds
Sis hamus kunyatso kubvunza mnhu ko fut akadziwana sei uye kunani akavapa achit dziri kuenda kup
Haana mhosva uyu ivo varikuba wani vanosungwa nani
You are on point. Ndivo vari kutoba zvemhando
Akusi kuvenga hako but muskana uyu anobhowa,ku interviewer kwake kwakadhakwisa.Sly ahateerere zvichemo zvevanhu ah
Sure anobhowa
I suspect he is from zna but this Mozambique theory is being told kuchengetedza vakuru vakakonewa basa
Haiwa haasi wekumoza uyu ndaigara naye kwa Rusape chingwende village ari mufana ndewekuma 1999 uko,, moza akatoenda akura aramba chikoro sekuru wake waive ex solder 26:44
Kkkkkkk makutiii futii
@@sophiatamayi8728hangaite wa1999 munoreva akapara mhaka aine 7yrs here?
Musoja anoti Piston?
@@nyashamupungu musoja ava makanika saka ava kusanganisa Pistol nePiston😂😂😂😂
She needs to improve on questioning
Ndezva Tilder izvi.
Kana wabuda unditsvake tironge rimwe dhiri
Kkkkkkkkkk
Anenge achembera uyo
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😅😅😅😅
This interview is void of vital questions haina kana udzamu zvayo musikana haagoni kubvunza uyo
True vanhu ava vaishanda kupi ,futi vakapinda nadzo ceii
Uyu anonyepa kuti ndewekuMoza shona yake ndeyedu yekumaShonaland kwete kuMoza never ngaataure idi zvimwe zvese bhoo but palingo apo asabhaize .he's speaking fluently Zezuru shona💯💯💯💯💯🔥❤🌍😊
Shona yake iri very fluent fluent zvisingaite
.chimoio province inotaura shona but uyu arikuita semuzezuru moza hakuna mazezuru
He sound to be a good guy,zvinowanika kuvanhu Economy yakasunga iyi organised crime was their way to success
I salute you guys. If we have 1000 pipo like u. Nyika inonaka
Makore anemangani mkomana uyo ndochinhu chamunofanira kutanga kubvunza mainn
In 2017 he was 35 years old now he is 42years
Guys guys believes me or NOT that is from Moz for sure but akazokurira muno muZim. I know the Chirara family irimuno asi vanobva kuMozambik kuManica Province.
Next time please write down your questions we didn't get to know who were they since he mentioned that they were not civilians also how did they manage to enter inside
Good question
Uyezve sezvo ari vaifanire kunge vari 28 ,sei vamwe vasina kuzouya? Haa sistren havagoni ku interviewer ava!
He is a well trained man, look at his knuckles and arms very strong.
This guy was in the force using government artillery
@@desmondmoyo5185was he a soldier
He’s even still fit muscle doesn’t lie
Varume vakasvika svika vaperera kujeri regai masingle mother's awande
😂😂😂😂😂😂😂
Haagoni ku interviwer 😢
Lets support her veduwe arikutodzidzawo
At least you guys tried ,the gvt officials are looting you got the right to take your share of national diamonds
The lady will definitely get better. She needs to ask the right questions to the right person, here she is asking good questions to a wrong person.
Izvi zvekuita mainterview nevasungwa siirai vamwe rasta vatema tema soo , iwawo ndiwo mazvikokota pakubvunza vasungwa
Eh uriwangu iwe @ Dual Sim anopedza uyu
We need more information from this hero, interviewer is incompetent
Kuba ma diamonds 💎 e FIRST FAMILY garwe rinokubata chete, makatambira kunonyudza.
Vakawana kupi pfuti kuMoza dzaiva nemapepa hr ko mateargus vakaawanepi vakacrossa border sey vakauya vachikemba kupi kuti vazoziya kt apa panediamond iwe enda kuchikoro uwedzere kuziya taneta newe
These are the kind of hustlers we wnt in this country 😂
Hauna kuba shaa nderemunhu here diamond uri mbavha yandinoda inoba diamond kwete kuba huku dzevanhu
Ko makazokundwa sei iwe une 2 k47 mhani
Kkkkkkk unosurrender shars iwe wakaikoka.
I have never seen such a poor interviewer. Unbelievable
Tete ngavadzidziswe kuita basa rejournalism ava. Chikoro hachisina basa paZim munhu wese akungoita kiya kiya.
Please this guy needs to be interviewed again.
Hauna kuba makatora diamond 💎 rnyu aaah ana dumbu zenene vakungoba wani
Guys, Do you realize kuti musikana uyu anogona kunge akabvunza mibvunzo yamuri kuti akasiya but was censored. Remember the guy was working with non civilians in zimbabwe. Who are they, vaishanda nani, vakatumwa nani, vakawanepi pfuti. Haungoenda ku prison munhu oti takatumwa na Brigadier or major General x wotonzi well done enda hako unoposter pa TH-cam channel yako. imika! itai mushe
True pane pambo glitcher
Yes ini ndazvifunga but some questions are not even deep enough for her not to ask
Hey ane makore mangani munhu uyu ..l hope pane vakasara pa28 you still doing this great job
Dai nyaya yabvunzwa nemunhu anogona tatichanakirwa nhasi.
Very painful asi pachirungu vanoti IGNORANCE IS NOT AN EXCUSE. Jeri richapera and kana mabuda torai nzira kwayo bambo.
Ati chizvarwa chekuMozambique aiva muchiuto muZimbabwe here or kuMoza
Well-done soja try next time baba manga mapedza basa
Sister sister sister pane ma questions akakosha amusina kubvunza.....how did they gain entry kuti vabe, who gave them mota, who gave them pfuti,, they were all not civilians vaiva ananiko,,where was the diamond going and vakaziva sei kuti company ine gold..aiwa kani aiwa kani sister please..was tht their first robbery kkkkkkkk dai mamubvunza kuti vnga vagara naro basa iri here kana kuti kkkkk...sei vakazoenda vari 9 instead of 28 aaaah ?? Mubvunzei
Apa paitoda escape plan yehellicopter chaiyo coz road escape was impossible mablood diamonds ayaa vanokuurayai vakomana. Lm just curious kuty vasina kuya why vasina kuuya
At least maibira dzimwe mbavha ,,coz zvakafanana Mari yacho hatione saka budiswai mujere
@SlyMediaTv please vanhu vamuri kutuma kuoita interview vakuuraya basa pamaizviitira mega zvainakidza chero ma views enyu adzikira makubhowa imi verengai ma comments edu
Apa haufe wakawana info that guy is just a well trained military man.
Military man inoti piston 😢
I think vanhu tikuona mafirimu too much. Yoh sure mungade kurobber madiamond enyika sure mugotozobudirira nemadiamonds ari worthy million $. This was a suicide mission.
But haisi torcher here kuti bhanditi rume riite interview nemkadzi
Tete tildha murume here
Apa unenge waomera shaaa wo interview nebaby shaaa😂😂😂😂
This girl needs to improve her interview techniques....
We were left with more questions than answers. Interviewer pliz u need to up your game. How was this crime organised? Pfuti dzakabva kumoza papi vakadzipuhwa nana matsanga here. How did they get in pavakarobha. The preparations the planning of the crime. U were nowhere near these questions. Ha be serious mhani iwe these should be basic questions
Nxaaaa that guy was 100% correct vatungamiriri venyika vanongoba Wani they must release those guys havana kana mhosva vajaira vanhu veZanu kuda kuona vanhu vachitambura
Rip kune vakafa ...kunemi vakasara vapenyu sorry guys jeri ropera ...mamanda mamagona kubirawo mbavha
Can you please visit this guy and give a full update
Hey nrtv, just some friendly feedback: I think improving the quality of interviews with better presenters could really boost your TH-cam views. Keep up the good work!"
Varikusunga ivava nekuti vakaba ko varikuba vachienda naro kunze kwenyika munodii kuvasunga ivo vakuru venyika neavo machina varikungotirorera upfumi hwedu
Nhynhy anditombo vashorezvàngu vanaava cz iyohurumende pachayo ikubawani
Shame sorry hako azvina mhosva
Kudos to zim prisons and corrections ,the boys look well kept
Haa zvekupenga izvo zvinobhowq ungapa munhu 45 years dzekuti akaba diamond ririkungonyura. VaMugabe vakasiya vatiudza kuti diamond re 15billion rakabiwa wani
Pakaipa 45 years hufiramo or kubuda uri sekuru kuti uchashandira upenyu hapachina
Tichanamata abude shaa
Anongopusher 20-25 chete
Well done mkoma,makange mamira miri chero makatadza kuzobudirira henyu,mainge musina kunobira munhu
vese varikuti mubvunzi haagone yes zvamaona ndizvozvo at least u got a glimpse of what happened thank her for that period.
Interviewer not so good. She should have given the guy an opportunity to narrate the actual robbing process
Alo we wanted to know the whole plan yekuti Ngoda iyi yaizoendeswa kupi the whole chain
But chakasenga chimwanasikana ichi
hie how can l assist this guy,akatadza but ndarwadziwa hangu
My sister anoda someone who can guide her so that nyaya inonakidza so tootsi harina zvarataura mujaya uyo anoda professional chaiye .
The journalists need training, coz there is a lot of missing information , she missed the opportunity
Is this baby behind bars wth tilda or its a copying 🐈 kana kuti same Whatsapp group
This lady cannot interview taida kutanga kuziva kuti ari kuti we were not civilians saka vaiva chii.Where did they got all the guns and vakakwanisa kuumba that group sei
This guy is a zna and he's very professional ....
Professional saka akabatwa sei
@@clinfiremutax8460 munhu ane professional licence ahaite accident here
I’m sorry she did not know how to asked questions
Very poorly done interview. disjointed and lacking direction.
Well done musikana atleast musungwa akwanisa kubuditsa his side of the story now musungwa akuda second interview with someone else pobvunzwa mibvunzo yasara
Ko mubvunzei kuti vakawana pfuti sei kumozambique
Mozambique pouting matoy avo
Pfuti dzakazara in moz mari yako chete
But government officials vari Kuba kudarika ipapa wani
Makazongotadza last strategy ye gateaway asi manga magona kubirawo dzimwe mbavha
Apa i handsome .pa45 years dzakapihwa anotobuda akasekuru
Interviewer is pretty bad missed an opportunity to find out how they got to know about the diamonds,was it an inside job,he mentioned not being a civilian a great opportunity to find out where he worked and for how long he worked there ?
Musikana uyo havagone basa,i love the guy
Zvanzi Bhaibheri basa remaoko. Majournalist edu aya ishinga shinga kkkkkk
Musikana uyu ngadzidze basa
Interviewer haasati aakuziva basa. Keep on learning
Please redo this interview. There's a lot zvisina kubatika apa.
Vaifanirwa kuenda vari 28 vakuenda vari 9 nepfuti 14 SEI vamwe vasina kuuya pakaita greediness ipapa kukara vamwe varipi sei iye asina kutaura Kuti iye Shona ayiwana kupi
Musikana uyu ma1 hapana kana question one zvayo yaavhunza inemusoro ....pfuti vakadziwana sei Mozambique..and pavakaba vakawanda info sei ..vakapinda sei ...mota quantum yaiva yaan .vavagara vachiba here or yaiva frst time
Ndakakumirira tidzokere again tinoba again
Please this girl haasikugona interview please please
Siyai Sisi Tilda vaitr havo basa iri ...
This guy was a Mozambiquen soldier