Very sorry hanzvadzi. I hope munowana help. Mmmmmm humwe hutsinye so Dai musikana iyeye achishandisa magic iyoyo kune vaya vaya vari kushaisa nyika yese mufaro zvirinane.
Life is Spiritual ndochokwadi.masolutiins tsvakai munaMwari weChokwadi. Msikana uyo is of high level witchcraft zvoga.atoriwo muroyi chaiye asi hakuna simba reuroyi rinokunda Mwari
Comment section mune problem of trying to use your feelings pasingadi, the fact your ex left does not mean everyone's situation is like yours....vanhu vanorambana but you think just because he slept with you then he must pay , saka vharai makumbo enyu not to force a man to commit iwe uri ndururani
Yakaita yakaitika hayo pakudanana kwavo chakudiwa tsvakai Mwari muchiendawo kuma deliverance churches like Phd, kwa Pastor Jose,kwa Prophet Paul ku Unit L Chitungwiza.
Baba vakadya matunduru avo mwana ndiye akunzwa ugugu zvinorwadza moyo wamai nyakubereka mwana this must be a lesson to all men out there otherwise kuenda kwemukadzi yaiva nyaya yekuti baba vanga vaita gerofurendi irori rakutambudza mwana l wish dai munhu achizviripira mhosva dzake ega zvingaise mhuri mukati isina chainoziva l feel sorry for that little innocent soul
Problem munhu haataure chokwadi, pataurika nyaya yezvigure,what if mukoma ava vakanga vajoiniswa zvigure nemusikana wavo? Ngavaende kwa Tasvu or Kanengo tichatonzwa zvimwe, mark my words.
@@dasilva8081 I hear Tasvu Tasvu as if he can solve anything. I am surprised to hear that you had a bad experience with him. If possible, can you share your story?
Mamwe macomments so zvakaoma saka zviri kureva kuti muupenyu hamuna maEx here Dai zvainzi wese arambwa anodaro Dai paigarika here panyika pacho kana musina help ko kungonyarara
I wonder what exactly is happening in today's world,,nyika izere nevanozviti vana papa,n'anga dzine mbiri zvekutoteerwa nema camera asi iyi mhuri yatambura kwenguva,inhau yekuti mhuri iyi haina mari inokwana kuenda kunana papa here kana kuti vana papa ava ne n'anga dzacho ingori tora mari United
Mmmmm guys I'm at work ndakaisa ma headphones I found myself laughing nematsananguriro amukoma hanzi kuwana pane murwi wetsvina ndaseka veduwee iiii haaa mukoma can explain ii
Maiita chihure, apa wanga wakaendesa mukadzi ane nhumbu kumba kwavo dai ari hanzvadzi yako yadzoswa kumba nenhumbu wainzwa sei. Apa wakazo dzokererana nemukadzi watyisidzira neminana ka, dai usina kutyiswa ne girlfriend unga dai uchinayo witch girlfriend iyoyo. Nxaaa mhani
Boy and dad makafanana kuita zvimabuns 👌
Pastor Joze vakabatsira mhuri iya yaitemwawo nematombo zvikapera ,ngavaende ikoko
Ndavaende kwaprophet paul miracle
Its sad you believe he is a prophet
Very sorry hanzvadzi. I hope munowana help. Mmmmmm humwe hutsinye so
Dai musikana iyeye achishandisa magic iyoyo kune vaya vaya vari kushaisa nyika yese mufaro zvirinane.
Mukadzi uyu ngaashandise maskills ake eblack magic kuvanhu vezanyu vakabirira maelections uye varikuabducter macivillians.
😂😂😂
We need follow up nenyaya iyi tete.
Vamwe vanhu macomments ahaiite please kana musina moyo better munyarare mwana anozivei 😢😢😢
Chive chidzidzo especially varume vanozwiita mabhuru,one day muchasangana nacho
Very true varume sometimes munotambisira vanhu nguva muchitambisa vana vevanhu.... Anyways may God intervan
Endai kwaprophet kudakwashe jose kucity sports centre
Tete Tilda handidi kukunyeperai chaunodyara ndicho chaunokohwa asi vanhurume chero vanhukadzi musaite zvekudanana nemunhu uchida kutora advantage yekuti uvhure zip or makumbo ako nekuda kuzokuvadza munhu zvakaipa izvozvo
Hatina kwatiri kuenda senyika veduwe
Vamwe varume vanoti vapedza kuvhura zip kwave kt wamama ndizvo izvozvi mazvioneraka
Pakuzoti tsvina apa zvakaoma veduwe
27 November akutosvika ita fast kufamba mukomana unofa pls 😭😭😭😭
Musikana uyu is a professional witch. She can monitor someone like this 😢imi muroyi 27 years of age ummm sisters must move on No No mani
I wonder kufamily kwake kwakamirawo sei nesimba raainaro irori
Life is Spiritual ndochokwadi.masolutiins tsvakai munaMwari weChokwadi.
Msikana uyo is of high level witchcraft zvoga.atoriwo muroyi chaiye asi hakuna simba reuroyi rinokunda Mwari
Ndokunge vanoita zvamwari vacho varipo vanogona
@@mercybakacha ndadovataurira kwavanowana true deliverance yemunaMwari pachena pasina muripo kwatinoidziona nyaya dzakadai dzichinamatirwa vamwe pachena dzichipera ipapo ipapo kwete zvekunzwa kana kuudzwa.Pachena zvinopera izvi sepakubwaira kweziso panesimba raMwari wechokwadi hapabhadhariswe.
@@cathrinemusinazano277ehe variko vagona kumaporofita ekuzvidzwa iwayo zvekwanamadzibaba kutamba nenguva
@@cathrinemusinazano277 shuwa ungati minamato yoiswa matatya 🙄
Amen
Muchadzikama zvenyu zve mjolo izvi! Woman run fast with your life!!!Ungagarira izvi nhai imi!!!
Wakamboona muroyi achitizika...
Comment section ndinoitya yooo haaaa vanhu ka inzwai tsts zviriko veduwee zvekungorasiswavo
Comment section mune problem of trying to use your feelings pasingadi, the fact your ex left does not mean everyone's situation is like yours....vanhu vanorambana but you think just because he slept with you then he must pay , saka vharai makumbo enyu not to force a man to commit iwe uri ndururani
Hapana zvaaikwanisa kuita nekuti akanzwa kuti ukadanana naye ukamuramba unofa so ndiyani angada munhu akadaro anotyisa dayi zvisizvo pamwe akamuroora
Akangoitawo munyama wekusangana nemunhu anetwakewo just like any other mujolo
@@spiwemasvingo3884 nhai nhai wogarira izvozvo
@@josiemadziwa exactly otherwise even us women we're also using these men out there, it's sad that he is going thru such
Nhai vangani vanosiyiwa nekurambiwa mumujolo iyi... They are so many hazvitangi neava so what this ex is doing is very evil and wrong 😢
Makafanana baba ne mwana
Ngavamboenda kwaProphet Kudakwashe Jose pamwe angabatsirike
Yowe mkadzi wako akashinga dai ndirini ndakaenda nemwana wangu kare
Akutotyawo kuti anovigira vabereki dambudziko
@@ellengamunorwa6346 Aiwa akabva zvinosarira murume cz ndizvirikudiwa nevemushonga ava
Yakaita yakaitika hayo pakudanana kwavo chakudiwa tsvakai Mwari muchiendawo kuma deliverance churches like Phd, kwa Pastor Jose,kwa Prophet Paul ku Unit L Chitungwiza.
Zvakaoma vedu we imboendai kwaprofet FredyT
Endai kwa Prophet Kudakwashe Jose
May God intervene
Baba vakadya matunduru avo mwana ndiye akunzwa ugugu zvinorwadza moyo wamai nyakubereka mwana this must be a lesson to all men out there otherwise kuenda kwemukadzi yaiva nyaya yekuti baba vanga vaita gerofurendi irori rakutambudza mwana l wish dai munhu achizviripira mhosva dzake ega zvingaise mhuri mukati isina chainoziva l feel sorry for that little innocent soul
You re right...haana kutaura chokwadi..akqramba mai vemwana achidanana negirlfriend.Varume hamunzwe..munoshainira vakadzi venyu muchida mahure imi hamuzive kuti hure muroi...munodyisa ropa rekumwaedzi....mqdhodho ....weti madvinyu nemishonga muvhiti masmall house anogona kubika...hezvo maakuurairwa vana nevakadzi
@@maiyeukai9346saka ndozvaungakuvadzire mwana takabarwa divorce rirko zvinorwadza peutanga asi move on
Sbuwa taura hako iwe, vachanatso dzidza ma lessons ekusada kuvhara zip nezviuono zvakaregerera
Ngaaende kwaprophet Kuda Jose kana Miracle Paul kuChitungwiza
Problem munhu haataure chokwadi, pataurika nyaya yezvigure,what if mukoma ava vakanga vajoiniswa zvigure nemusikana wavo? Ngavaende kwa Tasvu or Kanengo tichatonzwa zvimwe, mark my words.
Varoi vanofa rini vanhu vazorore 😢😢😢
😢😢wachifa wanosiira vamweni aaa so sad story 😢
Nangai kwasekuru Tasvu izvozvi!
Vanozvigona err.isu takamboindako bt aah ma1
@@dasilva8081 I hear Tasvu Tasvu as if he can solve anything. I am surprised to hear that you had a bad experience with him. If possible, can you share your story?
Sekuru Tasvu nasekuru Kanengo nevamwe maBig n'angas vakavhara mwedzi wambudzi
Mari pamwe havana
Mamwe macomments so zvakaoma saka zviri kureva kuti muupenyu hamuna maEx here Dai zvainzi wese arambwa anodaro Dai paigarika here panyika pacho kana musina help ko kungonyarara
Imagine 😢
Ummm nhai ko iye aroya mukomana iyeyu ndiye wakamubvisa umhandara her kutswaga mushonga kuneta nekurarwa aiona awana mnhu wake ... bt vakadzi vasaite desparate yakadai zvino zvikadOka kwaari anonzwa sei ..mjolo wakamuka uriko ende haupere
Nhai sure isu vamwe takarambwa nemwana wani asi takatoita move on kana one day yandakafunga kuroya munhu nkti andiramba
Nhai imi almost everyone has an Ex
Yeah kunze kunotyisa uko, imagine going through all that just because you couldn't give back love. Vanobatsira plz help the poor guy
Vanhu vaMwari ndokumbirawo # dzatete Tildah ndaita dambudziko riri agent kumusha APA ndiri kuSA
Ngavamboenda kwanasekuru Tasvu
Haaa kune vanhu vane mishonga ndapota hangu...😢😢😢😢😢😢
Mwari wee muripiko varoyi vaye vatanga.27 yrs here weduwe chanana chinoroya chikadai.
seems a good guy msikanzwa yevarume manje unozowira pamwe
Teaching
Ngaapedzerane newe ndiwe wakamuramba...mwana nemukadzi haana mhosva....
Hey ndibaba nemwana shuwa vakafanana
Tete nyaya iyo haisiyekutanga shamwari yangu yairara navo vakadzi Kumazowe ikoko vachiti vanobhadhara kupera kwemwedzi than iyekwakutiza ne mari pakupera kwemwedzi akaroiwa akafa tete mahure ikumazowe haaite tete takavinga munhu sure tete
Kuyesabeka kushaqisa lomzimba lokho, hope he will find help
Ko kwedu kuGokwe tiunzieriwo Access fores
I wonder what exactly is happening in today's world,,nyika izere nevanozviti vana papa,n'anga dzine mbiri zvekutoteerwa nema camera asi iyi mhuri yatambura kwenguva,inhau yekuti mhuri iyi haina mari inokwana kuenda kunana papa here kana kuti vana papa ava ne n'anga dzacho ingori tora mari United
Mwari ngaakubatsirei zvipere....haaa zvakaomawo shuwa
Prophet Jose ndivo vanozvigona izvi
Taura hako
Kanti akula yini okolimi lwesindebele aunty Tilda sike sizwe ubuthakathi bama ndebele... Eyy apa pakaipa apazvokwadi
Sekuru Tasvu naSekuru Kanengo vangaitadza here iyi ngaamboendako
Caller ko kuzoti kufa urikutongofa 😮😮😮😮😮😮😮😮😮Mwari varikowo kudenga uko.....
Zim is turning into Nigeria little by little endesai vanhu ava kuna sekuru Tasvu or sekuru Kanengo
Yooooh veduwe it seems lyk ndirikuresva kunzwaa yooh zvinotyisa
Uuu vanhu havasi right zvakaoma
Eishy very sorry haa the world is full of evil n wicked people 😢may e almighty deliver u Sir
Very sorry so sad
Endai kwa Prophet Miracle Paul
Yah neh 🤔 strange things do happen
Zvakaoma sure chidzidzowo kuvarume kuty musango nyengawo munhu wese wese
yeah apa he needs to go say sorry
Ende zvakaoma isu dzimba dzedu dzaingotsva asi zvakazopera ende zvinorwadza
Very sorry 😢😢
Yoh!!!! This is scary.
Aah Buhera kune varoyi, isu tapedzwa 😢😢😢😢
Aaa iwe kkk uyo musikana arijuroya haabve Bohera .
Its unbelievable veduwe mwari pindirai
Ndopainzi rooranai vematongo vamusingazive vanotyisa
Endai kwasekuru tasvu muchibva kwatete tilda munobatsirwa
Serious commotion,when everything becomes a problem and you don’t know where to solve it.
Son and daddy makafanna ,kubva kunzeve chaiko
Nhyii mwari muripiko weduweee honai hwai dzenyu dzotambudzika mwari woyeee tte Tilda vapei prophet T Freddy ndatenda
Aah iwe t freddy kahure zvako ako
Edzai kwasekuru Tasvu takambonzwa vakabatsira mumwe anga ajoiniswa zvigure
Be professionals in relationships
Ngawaende kwasekuru kanengo
Let's hope Mwanangu haunawo zvawakaita kumain kwenyu uku vanhu vanobata bata zvakasiyana. Nzara yako iyo yechigunwe ruoko, 😢Mwari ndiMwari zvoshamisa, dayi Mwari vapindira.
Endai kwa sekuru Tasvu toda kumuona musikana iyeye
Varume vakòmana dzikamai plz kunze kwakutyisa uku
Maitiro acho it's like ngozi
Tasvu boss wevaroyi
Mmmmm guys I'm at work ndakaisa ma headphones I found myself laughing nematsananguriro amukoma hanzi kuwana pane murwi wetsvina ndaseka veduwee iiii haaa mukoma can explain ii
Kuisirwa dovi pachingwa iii zvakaoma
There are big Prophets of God around Zim please Man and Women of God help your son he's in trouble 🙏
The problem is havakwanise kuenda chipatara hachifambire murwere
This is just so sad 😢veduwe
Ngaaende kwaPastor Jose
Ummmm so touching
Ama tatsha yini?
Maiita chihure, apa wanga wakaendesa mukadzi ane nhumbu kumba kwavo dai ari hanzvadzi yako yadzoswa kumba nenhumbu wainzwa sei. Apa wakazo dzokererana nemukadzi watyisidzira neminana ka, dai usina kutyiswa ne girlfriend unga dai uchinayo witch girlfriend iyoyo. Nxaaa mhani
Prophet jose ndokubsa kwavo
Zvakaoma hazvo veduwee,munhu kutoshamisira nehuroyi nxa.Zera racho 27yrs,kamukwende chaiko kemuroyi ungaite mashiripiti pamwana mucheche asinawo chaanoziva here asikana.
Yoooo
Mwari tibatsirei
KwaProphet Magaya ndokune solution yenyaya yenyu zvenyu.and musanyeperwe zvenyu nema haters-kwaProphet Magaya hakudiwe kana cent.endai munotaura nyaya yenyu zvaizvezvi zvinopera ipapo ipapo
Uko unoto booker wobhadhara
@@nancyngobeni6105 usanyepere vanhu iwe wakabhadhariswa riinhi uye chii .its for free
Iwe Jesu ndiye solution magaya hapana zvaanoita
Havadi mari VaMagaya
@@lorrainemazhawidza6790 zvakatanga rini ndakaenda and booked for my mom she ws sick and dead that time
Refer him kwa Sekuru Tasvu
zvakaoma sure
Sekuru Tasvu hero bsa
Company yekutumira mari iyi irimo here mu botswana
Mhuri iyi huyai kwaprophet Magaya kuPHD vakawanda vakauya nenyaya dzakadai nyaya iyi idiki diki. One touch zvese zvotopera.
Magaya kupiko...tibvirei kure nemoto.....ngatizviisei kune vakapiwa masimba naMwari
Tinotenda tete. Nyaya iyi inorwadza tokumbirawo muzotizivisawo kana vawana rubatsiro chero vashaya tizivisei pazvinenge zvagumira. Ini ndava kutonzwa mudumbu nekuda kqekuti ndinavowo vanakomana. Mavanopinda handimuzive
why not kuenda kunana sekuru
Musikana uyu anoda kubudiswa pachena bcoz vanakomana vanopera kunze uko shuwa tt betserai mhuri iyo kuitira vamwe vachamupfimba pliz
Zvakaoma izvi
Go to sekuru kanengo 😢
Zvakaoma akaita munyama..Ngavamboenda kwaProphet kudakwashe Jose vanobatsirika.
Murisei tete tildah nyaya iyi inonzwisa tsitsi chokwadi dai mwari avabatsira
Apostle uyo anorwara
Dzikamai veduwe varume hamuvhare mazip dai wakangoramba une mukadzi wako zvese izvi zvisin kuitika anyway wish you good luck
Iwe varume vanogona kudanana nevakadzi vaanoda
@@kudasams7200 zvakataurwa nani?
Thats not good royai vanhu muchizivawo kt denga rinoona
Endai kwaProphet Miracle Paul
Maybe havana mari
Yoh hayaaz asi wakadanana nechipoko aah munhu mupenyu anoita zvakadaro.
Vakadzi maslay nemasingle mothers vanoroya maiweee