ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
This Kuda guy is very intelligent. I feel for the broken dreams and futures killed by ZANU PF.
ZANU iribhooo baba no gay rights Zimbabwe is peacefully baba
Vakomana vese ava kukundwa kufunga nemunhu akadhakwa kkkkk
Haasi business man, "HE WAS" pane apanzwawo here😁😂😂😂
kuda akadhakwa hake but ari kutaura zvine musoro kupfuura vanhu vari sober
Kkkkkkk haaaa sazita ndoda kukuonai ndimbotenga 2 madrink ndaseka nhasi u made my day😂😂😂😂
May the Lord keep you safe brother
zvikafamba zvakanaka Kuda achaita MP chete
Munomutambudzireiko kuda uyu ati zanu haaide haaide chete
Kuda is sharp minded bt marombe ayo akutoitira nharo kusada kunzwa chokwadi
Dont take this personal varikupikisa kuti zvinakidze kaaa
The drunken guy is normal and the sober guyz are crazy
ZANU yakashata handiidewo..Ed haana kana vhoti one,musade kukwatisa Kuda indirect.
kuda special hanzi vakaba nemota ne pfuti zvese kkkkkkkkk
vaudze Kuda zanu yakaipa
Hanzi ed haan kna one vote 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😀😀😀kuda is something else very entertaining
Kuda ari correct . pasi ne zanu ,pasi nadambudzo nehutungamiri hwake hwose , pasi na minox ..haa jokes minox kkk
Tell them Kuda😂😂😂😂
I don't think kuda is safe now that video iri rapostwa pano lets pray for kuda mwari vamuchengete nekuti zanu pf tinoiziva
Team rikuchekeresa Kuda iri...APA mukuda kumutorera mari kuti mtenge msombodia
ZANU PF vakuti vanhu Vakaba pfuti ,uniform zvese nemota dzemapurisa hayas kuda akanyanya 😂😂😂😂😂😂
Welldone Thanks Kuda anenjero kupinda vese apa
Those guys sitting there acting smart but talking stupid....Kuda stand your ground
Ummmh madzungairwa ayo kuswero netsa Kuda😂😂😂😂 iiiii
Taurahako ritori dambudzo kkkkk kutambudza nevarimudumbu
Kkkkk usanyeperwe iwe wakomana awo ndidzodzimwe mbavha dzezanu usatongeswe
Kuda "Panyaya yePolitics" Akatsva neMusombo @ Second Avenue Mbare, Harare, Zimbabwe 2018th-cam.com/video/0KfeeVe16BI/w-d-xo.html
Kkkk haaa Rasta 2 mavotes bhooo kkkkkk
Ko Hameck atukirweiko 😂 hanzi kugadzirisa nyika ipi? pfuteseke iweee kkkkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂 Vakomana musadaro so ndaseka nhasi Mbilez maone.
Well said #Kuda the best 😂
Kuda haana kudzidziswa neZANU kkkkk akadzidziswa nevabereki vake thats point
The naked truth 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 boss madamuro munoziva zvinhu zvenyu
😂😂😂 Yinifomu ikabiwazvee ere asks bro Kuda
Jokes aside, in his drunkness Kuda is hitting the debate better than the idiots who are trying to appear the better ones. Can you imagine almost four pple against one drunk person. I wonder how he would perform when sober.
Kkkkk kuda vanomuziva munhu akanaka
Ngavauye vandinyundure
ipai kuda hwahwa ataure chokwadilol hanzi varikugadzirisa vanhu vanopinza vamwe mumabhazi asina vanhu seriously whilst the economy is bleeding kuda akatodzidza kupfura boiz iri
KAMUZANU KANOTSAMWA WENA KWAMWANA KA ED HAHAHAHAHAHA MHATA DZENYU MHANI
plain truth
Asikana ndazviitira wet ayewa kkkk kuda anoda sando
Musaise Kuda pa corner imi madhara
Only very small kids and drunken grow up men and women speak the truth.
Makagona kupikisa Guys guys dai makabvuma zvaitobhowa
These guys vakubvunza ZANU yakashatei APA Havana mabasa kutoita kameeting musandrine No Jobs. Kuda tell them ZANU is bad news
Kudhakwa kudhakwa.. asi Anototaura sense than dzimwe mboko idzo. Nxaaaa
Elder please do one for Mapastor aya ana Passion Gwavha nana Matapiwa!!! Vanhu vekupi ivavo nxa
It's easy bro if u send them money ye chapu boys rinokuitira
@@mukomamasimba8319 😂😂😂Mkoma Masimba makutambira kuno. FB makaisiya nani
Mukoma Masimba Toendesa kumbare yedoro ahhh kutyei hedu
Kuda atori bho! Haana kana kumbodhakwa manje...
Taurai zvinopera imi kuda musiyei inga ataura wani kuti president ndi CHAMISA Saka muchadei futi
Imi vanhu imi siyai Kuda ega. Murimbwa chaidzo imi vanhu vezanu. Itai mushe mhani.
Taura zvako Kuda Chamisa ndiye akahwina.
kuda you should not waste your time debating nemboko apa varikuku kumbira ma 1 rand.
apa vakukumbira Kuda wacho wavarikuwanzira mari yekutenga doro, ndavanopiwa nezanu yavarikuti yakanaka.
Uyu kudhakwirira hake but arikutaura zvinhu chaizvo zanu hayiiiti a normal person haasapoti zvakadaro
aihwa kuda akapenga dai mukaita imwe video naye kk
Shame manhingi varume vakuru varikuswera vasina zvekuita vachiti Zanu Zanu. Havana kana cent. Dai pasina Minnox vakamama nemusombo. Shame manhingi.... Kuda kufadza Minnox
Yaa, apa ndakuvara nekuseka
Kuda vaudze Rasta.ZANU PF yakaipa!Thats a demonic and satanic movement hiding their murderous traits behind politics.
Imi munonakidza ndiri kuseka ndega kunge munhu anwa Musombodia🤣🤣🤣
Kuda give them nothing to buy chibhagu dhiii
Hanzi Ed haana kana munhu 1 akamuvhotera
hanzi mbavha dzechisoja dzakaba pfuti ,ne uniform ne mota zvese
manje location yamunoisa iyi muchamamiswa
Murimarombe evanhu isingatozive Kuti marombe
You're right mudhara zanu ma1
Zuva rese talking same topic . Same questions 100 times. Pfee apa mabasa hapana nxxa
kkkkkkkk hanzi ed haana kana vote,,,kuda akutotaura zvine msoro kudarika avo vanenge vari sober
Kuda akumberi.. Wedzera ipa kuda Doro anoziva zvaari kutaura
Rip kuda n Fonso
He said Zanu pf kills, what more reason do you want?? the fact that they’re trying to belittle him because he's drunk is stupid.
Minox unechibharadzi chawuri ngori nacho so
😂😂😂
Is this guy captured by Chipangano and interrogated?
Blaz ari kutaura truth zvake
Hahaha uyoo akanyanya
Asi vamwe mayouth eZANU
ai shuta firimu iri ndiani , ane utsinye kuda kuuraisa kuda.
Kwanzi vakomana vanokutora 😂😂😂😂😂ko mazino
Mface akadhakwa but akutaura zvine musoro kudarika mboko dzese dzirikumubvunza
😂😂kuda akanyanya kkkkk
But Mad Mutori muPferolist hre pareal life yenyu chaipo aaa manje hokoyoyi neSenitarry touch iyo
Kuda ndimi mukuiziva ikuitika
KUDA MUPOROFITA APA KAITA SE AWONESWA
Apa maZanu pf arikutoda Mari kuna kuda.... Boss kuda
Kuda kkkkkk 1 ari ega
Kuchenesa ivo vakachena here wakagara ipapo enda kubasa ukukudhakwa kunemuso kuda
Ati haadii zanu aramba kkkkk
Kuda uri kumberi kwekuseri. Apa madinga aya ari kukumbira doro.
Hello
Kuda kuseri....
Kuda wanetsa
Kuda kkkkkk haaa zvakaoma
🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨Dzako
Uno supporta zanu achigara mu road uchiita ma video ekumama aya....
😂😂
Kuda atorire kufunga kUdarika vamwe vanadako
Kuda wandikuwadza nekuseka ndirindega kudai
Kuda akapengaa
Hanzikubvapanqmgabenauyuaripo killed haatomboda even to say his namekkkkkl
But arikutaura chokwadi
Aiwa ivo varikumubvunza vari wrong why kuramba vachitaudza munhu Akadhakwa vachimubvunza vanoda kumuurayisa nezanu
Taura hako kuda
hahahahahaha
Dambudzo nhamo
. Mike phone kkkkkk
This Kuda guy is very intelligent. I feel for the broken dreams and futures killed by ZANU PF.
ZANU iribhooo baba no gay rights Zimbabwe is peacefully baba
Vakomana vese ava kukundwa kufunga nemunhu akadhakwa kkkkk
Haasi business man, "HE WAS" pane apanzwawo here😁😂😂😂
kuda akadhakwa hake but ari kutaura zvine musoro kupfuura vanhu vari sober
Kkkkkkk haaaa sazita ndoda kukuonai ndimbotenga 2 madrink ndaseka nhasi u made my day😂😂😂😂
May the Lord keep you safe brother
zvikafamba zvakanaka Kuda achaita MP chete
Munomutambudzireiko kuda uyu ati zanu haaide haaide chete
Kuda is sharp minded bt marombe ayo akutoitira nharo kusada kunzwa chokwadi
Dont take this personal varikupikisa kuti zvinakidze kaaa
The drunken guy is normal and the sober guyz are crazy
ZANU yakashata handiidewo..Ed haana kana vhoti one,musade kukwatisa Kuda indirect.
kuda special hanzi vakaba nemota ne pfuti zvese kkkkkkkkk
vaudze Kuda zanu yakaipa
Hanzi ed haan kna one vote 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😀😀😀kuda is something else very entertaining
Kuda ari correct . pasi ne zanu ,pasi nadambudzo nehutungamiri hwake hwose , pasi na minox ..haa jokes minox kkk
Tell them Kuda😂😂😂😂
I don't think kuda is safe now that video iri rapostwa pano lets pray for kuda mwari vamuchengete nekuti zanu pf tinoiziva
Team rikuchekeresa Kuda iri...APA mukuda kumutorera mari kuti mtenge msombodia
ZANU PF vakuti vanhu Vakaba pfuti ,uniform zvese nemota dzemapurisa hayas kuda akanyanya 😂😂😂😂😂😂
Welldone Thanks Kuda anenjero kupinda vese apa
Those guys sitting there acting smart but talking stupid....Kuda stand your ground
Ummmh madzungairwa ayo kuswero netsa Kuda😂😂😂😂 iiiii
Taurahako ritori dambudzo kkkkk kutambudza nevarimudumbu
Kkkkk usanyeperwe iwe wakomana awo ndidzodzimwe mbavha dzezanu usatongeswe
Kuda "Panyaya yePolitics" Akatsva neMusombo @ Second Avenue Mbare, Harare, Zimbabwe 2018
th-cam.com/video/0KfeeVe16BI/w-d-xo.html
Kkkk haaa Rasta 2 mavotes bhooo kkkkkk
Ko Hameck atukirweiko 😂 hanzi kugadzirisa nyika ipi? pfuteseke iweee kkkkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂 Vakomana musadaro so ndaseka nhasi Mbilez maone.
Well said
#Kuda the best 😂
Kuda haana kudzidziswa neZANU kkkkk akadzidziswa nevabereki vake thats point
The naked truth 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 boss madamuro munoziva zvinhu zvenyu
😂😂😂 Yinifomu ikabiwazvee ere asks bro Kuda
Jokes aside, in his drunkness Kuda is hitting the debate better than the idiots who are trying to appear the better ones. Can you imagine almost four pple against one drunk person. I wonder how he would perform when sober.
Kkkkk kuda vanomuziva munhu akanaka
Ngavauye vandinyundure
ipai kuda hwahwa ataure chokwadi
lol hanzi varikugadzirisa vanhu vanopinza vamwe mumabhazi asina vanhu seriously whilst the economy is bleeding
kuda akatodzidza kupfura boiz iri
KAMUZANU KANOTSAMWA WENA KWAMWANA KA ED HAHAHAHAHAHA MHATA DZENYU MHANI
plain truth
Asikana ndazviitira wet ayewa kkkk kuda anoda sando
Musaise Kuda pa corner imi madhara
Only very small kids and drunken grow up men and women speak the truth.
Makagona kupikisa Guys guys dai makabvuma zvaitobhowa
These guys vakubvunza ZANU yakashatei APA Havana mabasa kutoita kameeting musandrine No Jobs. Kuda tell them ZANU is bad news
Kudhakwa kudhakwa.. asi Anototaura sense than dzimwe mboko idzo. Nxaaaa
Elder please do one for Mapastor aya ana Passion Gwavha nana Matapiwa!!! Vanhu vekupi ivavo nxa
It's easy bro if u send them money ye chapu boys rinokuitira
@@mukomamasimba8319 😂😂😂Mkoma Masimba makutambira kuno. FB makaisiya nani
Mukoma Masimba Toendesa kumbare yedoro ahhh kutyei hedu
Kuda atori bho! Haana kana kumbodhakwa manje...
Taurai zvinopera imi kuda musiyei inga ataura wani kuti president ndi CHAMISA Saka muchadei futi
Imi vanhu imi siyai Kuda ega. Murimbwa chaidzo imi vanhu vezanu. Itai mushe mhani.
Taura zvako Kuda Chamisa ndiye akahwina.
kuda you should not waste your time debating nemboko apa varikuku kumbira ma 1 rand.
apa vakukumbira Kuda wacho wavarikuwanzira mari yekutenga doro, ndavanopiwa nezanu yavarikuti yakanaka.
Uyu kudhakwirira hake but arikutaura zvinhu chaizvo zanu hayiiiti a normal person haasapoti zvakadaro
aihwa kuda akapenga dai mukaita imwe video naye kk
Shame manhingi varume vakuru varikuswera vasina zvekuita vachiti Zanu Zanu. Havana kana cent. Dai pasina Minnox vakamama nemusombo. Shame manhingi.... Kuda kufadza Minnox
Yaa, apa ndakuvara nekuseka
Kuda vaudze Rasta.ZANU PF yakaipa!Thats a demonic and satanic movement hiding their murderous traits behind politics.
Imi munonakidza ndiri kuseka ndega kunge munhu anwa Musombodia🤣🤣🤣
Kuda give them nothing to buy chibhagu dhiii
Hanzi Ed haana kana munhu 1 akamuvhotera
hanzi mbavha dzechisoja dzakaba pfuti ,ne uniform ne mota zvese
manje location yamunoisa iyi muchamamiswa
Murimarombe evanhu isingatozive Kuti marombe
You're right mudhara zanu ma1
Zuva rese talking same topic . Same questions 100 times. Pfee apa mabasa hapana nxxa
kkkkkkkk hanzi ed haana kana vote,,,kuda akutotaura zvine msoro kudarika avo vanenge vari sober
Kuda akumberi.. Wedzera ipa kuda Doro anoziva zvaari kutaura
Rip kuda n Fonso
He said Zanu pf kills, what more reason do you want?? the fact that they’re trying to belittle him because he's drunk is stupid.
Minox unechibharadzi chawuri ngori nacho so
😂😂😂
Is this guy captured by Chipangano and interrogated?
Blaz ari kutaura truth zvake
Hahaha uyoo akanyanya
Asi vamwe mayouth eZANU
ai shuta firimu iri ndiani , ane utsinye kuda kuuraisa kuda.
Kwanzi vakomana vanokutora 😂😂😂😂😂ko mazino
Mface akadhakwa but akutaura zvine musoro kudarika mboko dzese dzirikumubvunza
😂😂kuda akanyanya kkkkk
But Mad Mutori muPferolist hre pareal life yenyu chaipo aaa manje hokoyoyi neSenitarry touch iyo
Kuda ndimi mukuiziva ikuitika
KUDA MUPOROFITA APA KAITA SE AWONESWA
Apa maZanu pf arikutoda Mari kuna kuda.... Boss kuda
Kuda kkkkkk 1 ari ega
Kuchenesa ivo vakachena here wakagara ipapo enda kubasa ukukudhakwa kunemuso kuda
Ati haadii zanu aramba kkkkk
Kuda uri kumberi kwekuseri. Apa madinga aya ari kukumbira doro.
Hello
Kuda kuseri....
Kuda wanetsa
Kuda kkkkkk haaa zvakaoma
🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨Dzako
Uno supporta zanu achigara mu road uchiita ma video ekumama aya....
😂😂
Kuda atorire kufunga k
Udarika vamwe vanadako