ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Thank you for waiting guys 😂❤. I love you all 😊
Love you too Nyarie
waiting hre nyarie kkkk
We love you too as a nation
Nyarie fans chemai neni 😅
Ndinewe my favorite ❤❤❤❤❤❤... you're the best
Aiwa chema woga
Yes tinewe
Chema wega nyarie unombochenamira murume uyu
Kkkkkk chimbochemawo wega😂😂😂😂😂
Dan s fans mhanyai pano
Tripo 💪🏼
But kuganza uku bhoo here kkkk. Nyarie akunzwisa tsitsi 🤣🤣🤣
Tapindira
Makaipa bro
Tiripooooo❤❤❤❤❤❤❤
Not Lee taking pictures everytime😂😂😂😂😂
Dan is improving his acting skills , thumps up
Lee is a legend😂😂😂hanzi these days ndopfeka trouser rakadaro😭😂😂🙌🏼
Haa serious inenge inaDan kaa...unotokanganwa kuti idrama😂😂😂😂🤣
A sad reflection on the girl child struggling to look after the family with no resources. It’s such a shame and so true.
Lee kuvhengedzera😂😂😂😂
Haaa muno acter veduwe kwete zvekutamba ... well done mese!
Dan hana kufitwa nekutira mukadzi hutsinye
Baba sam vanoti munhu akora anodyiwa here😂😂😂😂
Well done guys munogona mwari wawedzere njere nokuti ndimi munotibvisa ma stress
I just love your acting skills guys ❤ munogonesa
Hanzi kumeso kwakuita kunge kuneleather🤣🤣🤣🤣
Haa nni nyarie anondiitira hanq faninge kna vazoday naLee woti Danny🎉🎉❤😂 so much love guys😊😊
Sis vaProsper is a good actress so natural.. well done you all guys❤
hanz manje ndakupfeka trouse rakadaro handinyengerere 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂
Ini hngu nyarie ndokufollower cz of comic elder❤
Lee fans let's gather here
Lee kuvanhu
Tt to the world maziso aLee anengei Tt😂😂😂
Tete you are very good, great actress, role well played
Baba sany catching strays 😂😂😂😂aiwa Lee anogona
Ummm Nyarie this product is lit shame ummm kugona ukuuuu like Real Madrid ❤❤❤
I love the way yaitwa na Danny paasvika akati chibaba kuna mufundisi vachinamata kkk Danny ukaregerera mufundisi mukadzi anoenda
ikezvino ndikungopfeka trouz rakadaro, andinyengereri 😂😂😂😂
Tete in the mix 💪🏼
Comic elder hanz baba Sam vakati ende wakora kkk
Yu are doing well gyz Mwari ngavawedzere njere kwamuri mose keep it up
Ndiyani awona kuti vanatsano vanotamba vese
Chimwe chichatiuraya nekukasika ndi Lee🚴♀️🚴♀️
haaaa Nyarie muhombe boiz this series is world class asi ungatengere Lee trouz rakdaro kikkkk apa hona haachapfeke underpen hanzi ndakupfeka trouz rakadaro haaa you guys munondibvisa stress yemari yerent nebck to school
Nyari wapinda pama 1. Murume apa duka, Leee anonetsana nemukwasha apa tete vanongobvocha 😂
Camera yacho inogara muhuro every time 😂
Tete vanogona ku actor avo❤❤❤
Comic elder, uri muhombe 😂😂
Hope dzakuwandisa kudarika chazuro lee
Lee will never disappoint...
😂😂😂hanzi tete varikuenda out of bounce
Lee anondiitira hngu kkkkkk especially achitukana nadan😅😅
Tetez kkkkkkk mukandirei panze sembwa 😂😂😂😂😂😂haanyarari mkomana uyu
Kkkkkkkkkkkk Elder chengetekai imi kubvundutsira mkwasha pamba pake here shuwa 😂😂😂😂😂😂.
Lee's dressing dressing🤣🤣🤣
Hope dzakuwandisa kudarikaa chazurooooooooo
Nyarie,Dan and Lee sando dzenyu guys you guys you are something else .Mwari ngavakupei dzimwe njere munotigonera guys
Nyarie urikundinzwisa tsitsi ummm. Dan anotogona kuganza kudai
Asi lee chiiii newe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haa Lee wakukumbira respect 😂😂😂
Kkkk Lee imvura yekuuya kuzopa munhu mukuru hre iyoyo
Prosper can act❤❤
Haa Tete is smart 😂❤❤
Lee: mumwe munhu achafa asina kumborwara 😂😂😂😂
Puro na Lee ka uuuuu dambudziko chairo kkkkkk😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂. Ko Lee kuvhiringidza vhiringidza tete vachitauura 😂😂
🎉ndizvo zvinoda nyarie😂😂😂😂😂 munogona guys ❤️❤️❤️
chimbotipaiwo behind the scenes🤣🤣
Prosper's family 🔥
This drama was so well done, it really depicts real life in Zimbabwe!
Mukoma Dan serious yacho ...uummmmm chinja moyo Dan plzz ndapinda nemoyo aaaaa
Maziso anenge nunguru dzisina kuibva😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂haa tete vacho
murikupisa guys ,, welldone
This drama is the best ❤️🔥❤️🔥❤️🔥
Tete na Lee must have one on one 😂😂😂😂😂
Haaa Dan apa ummm wachinja...Bigup Pastor parting words are so humble...Ko Nyarie anotombodzikama kudero...Nice One Team tatomirira Part 3
Hahahah fashion ya Lee haaa 😂😂😂😂😂
'manje ikozvino ndirikungopfeka trouse racho rakadaro handinyengerere ini' 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂Haaaa Leee kaaana
😂😂😂
😂😂😂😂😂
Nhy Dan😂😂😂chibaba kuna mfundisi hre haa waganza shem
good acting team... ma characters ese bhoo, sis wa Prosper bhoo
hope dzacho dzakuwanda kudarika chazuro😂
😂😂😂😂
Thumbs to you guys well done Dan
Baba Samy ndivo muroyi 😂😂
Well done guys ❤❤❤Lee garisika nemkwasha hanxi mumwe munhu anofa asina kurwara 😂😂
❤❤❤❤😊
0:57 0:59 0:50
❤
great stuff Nyarie, Lee, Dan and tete in the mix
Great job guys. Keep it up
Tete batsirai mwana seri kweguwa hakuna munamato
Mkoma dan,,,iiii wanyanya kunamata kwacho zvekuti Mwari wacho aakutokuziwa nezita
Hanzi manje hope dzacho dzawandisa kudarika chazuro hah thumps up to Lee🎉😅
Oh noooooo 😭😭😭 Dan please isu vamwe topinda nemoyo, maiweeee ndarwadzirwa Nyarie.....uuuuummmm
Baba sami varimo munyaya iyi kkkk
I love lee n Nyarie ❤❤❤❤❤these two kaaa then dan😂😂
Zvekuudza hanzvadzi kut roorwa hazviitwe nehanzvadzikomana izvo. Ndakazodaro yangu ikanditi akakuudza kut ndikuda zvekukwirwa ndiani? Kubva ipapo....😐😐
😂😂😂😂😂😂😂 Darn so hanzi chibba murikunamatirana mbereko
Kkkkk. Uuuu ndashaya comment apa. Kumeso kuita kunge leather.
Mkoma dan.# tag , “ndingadye rice risina soup, kuti ndabva kuRemand here kkkk”
Nyarie serious manje kunge yepaya paukadyirwa ice cream na lee mu motor 😀😀😀😀
😂😂😂haaa baba sami vane something kkkk haa Lee 😂😂😂😂
Good combination, keep it up
kikkkk mkwasha anotaura pfocho uyoooo 🙌🙌🙌🙌
Hope dzacho dzaakuwanda kudarika chazuro😂😂😂😂😂
Yoweeeee 😂😂
Kana mazogara Lee vanochena 🔥 bhutsu nehembe zvinopinda pese formal n casual
Lee anogara nemukwasha but anotoda kuonererwa futi.
Dany usadaro Amana 😢.Nyary stay strong
Tsano muripo here apo 😂😂😂😂more power tsano 😅😮
Hanz yakatobvaruka musuuno taenda kupool, haaa lee ma1 kkkkk
Nyarie kuzoita zii srsmanje kkkkk
😂😂😂😂😂😂😂 bba samii kkkkk leee kaaa
KO ngaangodzingwe kaa Mumba macho 😂
These guys are superb
Jehovah doonaiwo zvoitigwe Nyarie naDan nasahwira
Hope dzacho dzakutowanda kudarika chazuro manje kkkkkk
Leeeeeeroyyyyyy😂😂😂😂😂😂
Lee 🙌🙌 hanzi chakato bvaruka😅😅😅
Leeroy ngabude 😂😂

Well done guys ❤❤❤
Lee garisika nemkwasha hanxi mumwe munhu anofa asina kurwara 😂😂
❤❤❤❤😊
0:57 0:59 0:50
❤
great stuff Nyarie, Lee, Dan and tete in the mix
Great job guys. Keep it up
Tete batsirai mwana seri kweguwa hakuna munamato
Mkoma dan,,,iiii wanyanya kunamata kwacho zvekuti Mwari wacho aakutokuziwa nezita
Hanzi manje hope dzacho dzawandisa kudarika chazuro hah thumps up to Lee🎉😅
Oh noooooo 😭😭😭 Dan please isu vamwe topinda nemoyo, maiweeee ndarwadzirwa Nyarie.....uuuuummmm
Baba sami varimo munyaya iyi kkkk
I love lee n Nyarie ❤❤❤❤❤these two kaaa then dan😂😂
Zvekuudza hanzvadzi kut roorwa hazviitwe nehanzvadzikomana izvo. Ndakazodaro yangu ikanditi akakuudza kut ndikuda zvekukwirwa ndiani?
Kubva ipapo....😐😐
😂😂😂😂😂😂😂 Darn so hanzi chibba murikunamatirana mbereko
Kkkkk. Uuuu ndashaya comment apa. Kumeso kuita kunge leather.
Mkoma dan.# tag , “ndingadye rice risina soup, kuti ndabva kuRemand here kkkk”
Nyarie serious manje kunge yepaya paukadyirwa ice cream na lee mu motor 😀😀😀😀
😂😂😂haaa baba sami vane something kkkk haa Lee 😂😂😂😂
Good combination, keep it up
kikkkk mkwasha anotaura pfocho uyoooo 🙌🙌🙌🙌
Hope dzacho dzaakuwanda kudarika chazuro😂😂😂😂😂
Yoweeeee 😂😂
Kana mazogara Lee vanochena 🔥 bhutsu nehembe zvinopinda pese formal n casual
Lee anogara nemukwasha but anotoda kuonererwa futi.
Dany usadaro Amana 😢.
Nyary stay strong