Varume can be this evil from nowhere ,ende ukaona face yaunyaniswa kudero ,zvadhakwa chero your good morning inenge ichimubhowa ....Dan is a good actor
I just pray kuti Nyarie azvaakudzigwa naDan life yake izovayepamusoro ,Dan ukungodyiwa mari nezidzikana rako iro uchinetsera mkadzi mahara pamwe problem itori kwauri ft
Danny pauchaona that you lost gold looking for stones you will regret. gf yako ichakurasisa.uchapfunga Nyarie. and what if you are the one impotent.be careful g.f yako ichakupa mwana asiri wako thinking ndewako. dont worry Nyarie you will be blessed with the fruit of the womb.
This is a true reflection of zvinoitika mumarriages. Murume anotanga rough kudai, anenge ane small house starting. Iwe mukadzi haushande and have no income to stand on your own, woitwa rough yakadai. Women be independent and ita yako mari and don't depend on Husband all the time. Kana zvaipa kudai, you can survive wega. Iye Nyarie wo futi kubata murume rough nekushusha, zvamuparirawo. Bhururu waNyarie, dangerous friend, variko vakadai. Amazing actor and actress, well done and keep it up. Watching from London, UK.
Thank you so much for supporting us. This series is portraying diff characters. The lady is not my friend I don't know her. Maybe mukubatanidza nerimwe series raDan. But on this one these are diff characters portrayed here
When we mention actors Dan is the real definition of that
Very true ❤...this guy is just natural
Most talented ❤❤❤
@@engelbertmazvidza5814 Give him any role he will deliver 💯
Zviri natural haamanikidzire
We can't mention Dan pasina Nyarie love the whole crew though
asafa akakangamwa comic elder
Dan ari kushungurudza Nyarie weduwe, Nyarie is also good, ku actor kunge zvechokwadi chaizvo chaizvo
Dan is underrated!
The guy is good, for him it’s effortless.
Ndaimboti dan anonetswa naNyarie but mmm apa vavhura hombe apa
0:22 0:24 😂😂
Bye bye 😊
Kkkkkkkkkk Dan unondifungisa wamwe bmukur wangu hawagone kugarisika wanenge wachingoshiringinya kungofamba famba kkkk
😂😂😂😂
This needs to be a movie! Excellent acting !!!
You can feel the hurt in Nyarie's voice
Varume can be this evil from nowhere ,ende ukaona face yaunyaniswa kudero ,zvadhakwa chero your good morning inenge ichimubhowa ....Dan is a good actor
Murume haisi hama yako 😂 kusira chikoro panzira , kurisker zvinhu hobho mangwana oti ndakuda kuita bhachura kkk
Nyarie to the world ❤😅...Lee and Dee great acting guys😊😊❤
Asi msikana wadanny uyoo anogona kuacter guys😢
Dan is a good actor 👏
Dan 🔥 Nyarie u too real too. Comic Elder atitaure... u guys are more than just a combination this is art
I just pray kuti Nyarie azvaakudzigwa naDan life yake izovayepamusoro ,Dan ukungodyiwa mari nezidzikana rako iro uchinetsera mkadzi mahara pamwe problem itori kwauri ft
Kuita kunge munhu anodanana nechimudzimudzangara😂
Nyarie na Lee ma1 munombohvura zvenyu 😂😂
😂😂😂 ndonakirwa nedressing yeLee anoziva smart 😂😂
Varume ngavasadaro😢😢 chiiko asi chinonyatsonetsa mumarriages haaaa ndakutotya kuroorwa ini
Hapana chinonetsa zvinongovabata and zvinouya fire fire.Havana mugoni
😮yah nyari uripama1 ndaimboti umovhura hombe asi apa hahh, vana vawakaita vawandisa ndakutovatiza yoo kkkk
Nyari first time yangu kukuona uchinzwisa tsitsi haaaa wandipedza strong🎉🎉
Danny pauchaona that you lost gold looking for stones you will regret. gf yako ichakurasisa.uchapfunga Nyarie. and what if you are the one impotent.be careful g.f yako ichakupa mwana asiri wako thinking ndewako. dont worry Nyarie you will be blessed with the fruit of the womb.
Nyarie Nyarie wapindwa nechando ayaaaas murume aenda zvake na Vee# mogona mose zvekuti murambe makadero🎉🎉🎉🎉
Very sorry Nyarie ne zvaurii kuitirwa na Dan anyway ramba wakashinga nemunamataa lol lol
Mishonga icha expire kuchihure ikoko nyarie anenge apanerimwe level
Nyarie 👌you r making it real...haa sisi mune chipo zvenyu ..
Chemai henyu asi Lee akundifadza necamera yake iyo😂😂😂
Dan usadaro hako😢😢😢😢😢ayiiii ndaku deepisa
Inin ndikatoona Leee 😂😂😂 ndakutonakirwa chero asaty ataura😂
Kungoti ku actor zvako but my heart yaendakure the fear irimumukadzi uyu shame shame
Keep it up ..the series are interesting..and we expect a lot kumberi
Dan please isu vamwe topinda nemoyo am crying here....
Taura hako kana ini ndakutopinda nemoyo kubva ichitanga.
Haasi kuzviziva nxaa😂😂
Vari kuactor real life challenges😢
Iiii samudaro Nyari ndabatikana ,hanzi usare nekahanzvadzi kako musare muite matama ndazoseka😂
Haaaa nhai imi 😢....makunyatsogona manje😂. Can't wait for the next episode.
Dany ane sas hanzi kana usisapfeke ma pamper munofunga kuti mamunhu mukuru 😂😂😂😂😂
Keep it up guys munondigonera Dan wan.yura murudo wakuda kuramba Nyarie ummm sorry hako Nyarie ❤
Zvisiri zve comedy Dan is gud zve acting natural acting
Masterpiece 💫
I'm hurt like its real, you are stars !!
Asi munoti kana musangapfeki mapamba murimunhu mkuru hre,in Dan's voice 😅😅
😆😆😆😆😆 Darn pliz usatambe Ñyarie Kani iiiiiii ndamunzwra tsitsi Ñyarie kuita kunge really story 😢
Kuzovhunduka manje kkk Dan wavhundukei , varume can lie😂
Haaa pamovie iri ndapinda nemoyo in am feeling for nyarie haaa ndikurwadziwa in behalf of her
Dan akuda kunetsa vanhu wakaseka wamunyeya here, haaa zvekuti aane girlfriend haachadi Nyarie, zvakashata izvo
Yooooh murikungo actor henyu life yangu ndinaye hangu mwana asi zvamuri ku actor ndizvo zvirikuitika kuno
Sorry 😔
Hugs 🫂 hun
Sorry sis ,sezvataurwa na pastor "Rambira pamabvi ",Mwari vanodavira dear.
Keep strong sisi but be independent, work for yourself, love your self,focus on your children and you and be at peace always.Don't stress
😂😂😂😂😂😂 àaaah Dan usadaro hanzi pamakauya pano maibvepi 😂😂😂😂😂
8:30
Hmmmmm this combination is too gud eish @nyarie @dan @comicelder kumberi haiwaa
Chihure kana chabata murume unongonzwa statement
Zvawakandiona ndiri, ndozvandiri kuda kuita. kkkkk
This is a true reflection of zvinoitika mumarriages. Murume anotanga rough kudai, anenge ane small house starting. Iwe mukadzi haushande and have no income to stand on your own, woitwa rough yakadai. Women be independent and ita yako mari and don't depend on Husband all the time. Kana zvaipa kudai, you can survive wega. Iye Nyarie wo futi kubata murume rough nekushusha, zvamuparirawo. Bhururu waNyarie, dangerous friend, variko vakadai. Amazing actor and actress, well done and keep it up. Watching from London, UK.
Thank you so much for supporting us. This series is portraying diff characters. The lady is not my friend I don't know her. Maybe mukubatanidza nerimwe series raDan. But on this one these are diff characters portrayed here
@@Nyarieethank you for the clarification kkkk aita mix up.
Kkk Danie ukadyiwa ukazorambwa ucharangarira nyarie
Well done, guys mukugonesa
Dan ndogona kumumamisira kushungurudza mukadzi l swear
Dan usadaro waa kuzvinyanya ummmmm waa kundirwadzisa shaaaaaa 😢😢😢😢
Dan to the world ummm mukoma muri kuseri
Dan can act zvake🔥🔥🔥
Nyari this time shiri yabvuta rekeni kkkkkkkkkk
Haaaaa Nyary uri pa tight, but it is well. Life is not always smooth
Dan usadaro soo vana havatizwe😂😂😂😂
Dan usashushee Nyariiiii iwee Ahudii kuona NYARII achifara iwee plus Dan unodzikisira Tsano
The pain in Nyaries voice 😢
Haaaa Dan so ka iyo serious manje 😂
Dan is a good actor
Nhai Dan 😢😢😢😢apindwa nei😮😮
Haaaa zidhunda rinodya iro❤
😂😂😂😂😂😂 hanzi kudanana nechidzimudzangara bhoo here tsano
Iih dan hnz vana vawaita vawandisa kkkkkk
Nyari ita umwe murume zvipere anodzoka😅😅😅😅
So intresting munogona guys❤
😮😮😮😮wakunakirwa nechihule hule xaaa
Achasiya hake awona Kuti chihule chake is not working😂😂😂😂😂😂😂
This is so touching chibaba munoActor❤
Varume hatina zera navo yoooo
Eish volume ngaiwande💔 but keep it up guys
Kkkkkkkk hanzi makauya pano muchibvq kupi
Nyarie wangu mhai
Did he just smell his sock 😅😅
Dan uchamufunga nyari uyu mujolo uyayisa 😅😅😅😅😅😅
haa chiBabie chako Dan chinenge Chinhoyi, chine maCurves
but chichakunyudza
Nyari wangu mhaaai😢
Umm Chair irikurira iyo paicharuma munhu bhekina yese kah 😂
Hanzi tete vani 😂😂 uuhm hama dzedu idzi
Haa mukadzi akashinga uyu
Ndiani wakasika zvidhafu
Kkkkkkk thanks guys ,afunga hubhachura mukomana
Akuita kunge munhu Akuda kuchem
Dan na Nyarie munondigonera guys ❤❤❤
Asi nyari unogona kuactor hko😢ndakutopinda nemoyoo
Well done guys
Zvamwari chaizvoo lee kumberi
Good acting guy's 🎉
So interesting all episodes
Umwe moyo uri kuda Nyari umwe moyo uri kufara kut Vee Ari kudiwa😂😂😂😂 I don't know kut ndomira nan
Dan anotogona hake 😊 🔥
Dan wakuramba nyarie because wanakirwa na dhafu
Nyarie wazogonekwa 😢
Ummmm no andichapedzise ndinenge ndakupinda nemoyo apa ndabhoo
😢😢😢 Dan makes it real veduwee
❤❤❤❤❤
Haaa men can't be trusted atell you. Dan uri chironda chemumhino😢
Sorry Nyari ndanzwa misodzi yangu ichibuda😢
saka muskana waDanny anoshaya mari yechikafu asi yekuchena anoiwana
Ndozvinoita vanasisi
Ukaona murume oita mastatement akadai, kwaita side hen.