Ma pastor ma bishop mmmmm vanhu vakawanda vari ku nyudzwa navo vachi nyarara havo. Kana neni ndaka mbo sangana nazvo. Munhu waunenge uchivimba kuti munhu wamwari. Asi mmmmm.
Justice and court fairness calls for that. He has the right to be heard. Most people here including Mambo are lead by sentiments than facts. That's not the way to go. People are complicated in such situations. What about if it later turns out that they are just vindictive for being made to evacuate. I am not saying he is right, l am saying let fairness and justice take their course. Thank you. Respect
Thank you for calling me names. But let me school you. You think it's just as easy as talking. Cases of this nature are complicated. It's about evidence, too. It's sad you are nowhere near understanding dealing with cases. I m sorry. Shouting, calling names and all evil words simply show rational people how empty you are of reasoning. I won't be angry with your type. I feel l have a duty on your type
Zimbabwe is under attack nema Pastor enhema it's now a business to them
Ane luck Pastor mamwe makorokoza anotonga oga nyaya dzawo. Thank God akavhara junior rine respect
Pastor asi mkoma wa ridhikurasi kasi kufanana kdaaro
Mutumirei nyuchii
Mufundisi uyu ajaira kuba yagara imbavha mari dze church hanti varikuba every Sunday here nhai mamboo 🙏🙏🙏🙏
Ipai mwana Mari mufundisi founder. Hamunyari here
Labishi pachimalawi pastor
Kkkkkkkk jesus pachi Nigeria
Kkkk pana Mambo Mtasa unoita straight matongero avo anodadisa, well done Mambo
Zvonyadzisa pastor kuvhetura Maziso kudaro nehumbavha
Anoda shamhu plus kuroiwa pastor uyu nxaaa😊
Endai kwasekuru
Haasi twin wamufundisi wekulodge
Zimbavha remufundisi
Harinyari
Founder waani ipapa😂😂😂
Haunyare kuvara mwana mari uri pastor
zvonyadzisa izvi,thank u mum n dad u taught me well,usadye cheumwe mahara.
Mukuru uyo nyaya yemari arikuiziva kwakungozamawo Kuda kuvhara mwana arikutinyara uyo
Mari haachisina, royai munhu, nyuchi saaa
Pastor chokwadi murimbavha kuramba henyu
Pastor vari kumbwaidzika kuri kunyara
Kusanyara kukumbira mwana akadii kukumbira munhu mukuru
Pastor dondo ngavadzororere mwana mari yake
mbavha iyo chief haasi pastor
Imbavha, the relief on his face when mambo mentioned Civil court, he knows anonoti ndobvisa $20 aiwa.
Ndopanorwadza ipapo
iMbavha iyooooo face iyo itsotsi iro
Imbavha iyi. Baba
Mambo dzingayi mbavha ya pastor iyo
Zimbavha iri and asmiler patanga mambo kuti endai ku small claims court. Kudya zvevadiko nekureba.
Uyu anongoda kutumira nyuchi hakanyari kamfundisi aka nxaa
Zvakaoma rnde futi nevanhu vezvigaro ava
Chibanda media, why don't you put your advertisement below the screen
Advert yei
Ndanyara newe Makanga Nurse biyangu
Aaaah ndanyara shuwa
I joined. You mukunyara umu
Kkkkkkkk this guy is full of drama I know him
Kkkkkkkkk
Pliz endai kunyuchi amomoterwe
Ma pastor ma bishop mmmmm vanhu vakawanda vari ku nyudzwa navo vachi nyarara havo. Kana neni ndaka mbo sangana nazvo. Munhu waunenge uchivimba kuti munhu wamwari. Asi mmmmm.
Vedu , very young
👏👏👏
Lawyers are not there for justice. There is no need for macourts amurikutaura awa. Munhu ngaape mwana mari yake
@@Bvanyangu352 Mai Avo vane imwe plan ku court kukasashanda pastor avo vanomera chibhora pamhanza🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@@tafarapaul ngavarumwe nenyuchi
@@Bvanyangu352 on a Sunday mu church🤣🤣
Vafundisi makoronyera vazhinji maconmen imbavha
Kkkj kwanzi namambo vanofudza isusu vatadzi
Madzibaba james mambo Mutasa vanoona😂😂😂
Havatengwi here ivo vekuseri
Painful story. Hope they’ll recover their money
Imbavha iyi Mambo musungisei
Mbavha iyo
mapastor musaita utsinye kudaro ityai mwari
Zvandinomuziva takanamata tese ku chitungwiza akazoita nursing norest ndakunyarira
Murume mukuru nyarawo
Mambo vabatsirei kufambisa nyaya dzavo
Tumirai nyuchi
Pastor avo musatamyoko wamai vako dzorera mwana mari yake puuuu tsotsi remunhu urimbwaa
Garikayi makanga uchamama nenhamo urimbavha yemunhu.Endayi kuchipinge anoidxosa mari akabuda honye mashure
Vanoda kurumiswa nenyuchi baba ava chokwadi vanochitaura
Hindava uchikweretesa mari zvakadero mfana iwe. Jamaica vako murikutsvakira murume uyo nyaya
Korokoza excitement veduwee kani mwana huye kuudza vanhu kuti ndawana 4 thaza
Chief Makoni vanotoisa munhu cheni kuti aramba kubata badza
Achagadzirwa size na Mutasa uyu 😂😂
Type yakadai chero vakadzi vevanhu vapera muchurch mo
Pastor uyu ngaadzosere mwana mari yake hava nyare vari kudheerera mwana uyu.
Saka achikutoparidza muchechi
Yhoo uchaiwana ere Mari yose iyo mmm Ku Koti kupedza nguva straight chipinge much beter
Ngaavatsike nemudhudhudhugumbo1
Tsotsi kutopeta mawoko zve pride😮😮
Unenge uchachipindira icho chirume chikuru icho ukachizvambaradza mbavha
Iface yembava iyo
Zimbavha risinganyare
Twuma church twasatan
Chamboko Chamambo .Muripamberi mambo .Iyo yakaphiwa mari imbavha iyi
I mbavha iyo chii chakadaro ndiwo vafundisi vanoba dzechrch
Yowee!! zvaari munhu wekuziva nhaimi
Tashinga problem haagoni kutsanangura zvakanyatsoitika , I don't think munhu angangonyepa kuti akamukweretesa.
Nhaimi. Ko zvaari munhu wekuziva, ndanyara zvekunyara zviya.
Wanyadzisa.,
Ngaaende kwaeekuru Tasvu anoiburitsa
Hona zviziso zvavo mufundisi wacho tsvoko tsvoko kunge tsoko
Saka muchizonzwa munhu achigadzirwa
He looks very guilty
Murume uyo imbavha iyi maziziso acho anotoratidza hutsotsi
Mataura chokwadi mambo
umgodhoyi mbavha amunoti ma pastor iwaya ndombavha dzoku tanga kuchiteera mapurisa parizvino mu Zimbabwe ndo mbavha hombe hautonyari
Vajaira kudya zvavasina kushanda
Munhu uyu imbavha uyu. Ini ndizvo zvandakaitwa R10 000 yandakatsotswa.
Zimbavha
Zimbavha meso senyoka nxaaaaa ,harinyari kusviba nemoyo
Taura hako pastor maziso serova mbira bastaard
Ipa mwana mari yake kumeso kunge mhuna pfutseki
Aka coloniser brain dzemwana🤣🤣💪💪
😂
Ngavaende kwa mirirako Paul ku unit L chitugwiza manowana Mari yake
Itori mbavha amuoni kumeso kwacho kuti kamucornman
Tuvanhu twezvi church utwu tutsotsi
Norest kakungwarisa agara anako kubva tiri kuchikoro.
Takafunda naye paSamaringa ndingomuziva
Kkkk momuziva. Pandangomuona ndabva ndaziva mwana akarodzwa Kkk. Ndomuzivisa kkkkkkkk haasi ega ari kuchema
Pastor tsk wako nxaaaaaa
Makes me angry
Ndo zvaari mapastar amazuva ano kuvanda ne church matsotsi ega
Kana varamba ne mari yako Tashinga ita zve nyuchi enda kuna sekuru
Kana achiramba kuti handina chikwereti yava theft. Haichadi small claims court.
Nyuchi ndobasa radzo
Nhai kusanyara.meso
Conman
Mufundi mbavha hakuna munhu wamwari akadaro zimbavha remunhu
Mambo you did not allow this man to talk. Guilt or not guilt allow him to talk.
Anotaureyi iye akabira mwana
Justice and court fairness calls for that. He has the right to be heard. Most people here including Mambo are lead by sentiments than facts. That's not the way to go. People are complicated in such situations. What about if it later turns out that they are just vindictive for being made to evacuate. I am not saying he is right, l am saying let fairness and justice take their course. Thank you. Respect
Imbwa ngainyarare arikutamba nehupenyu hwake
Thank you for calling me names. But let me school you. You think it's just as easy as talking. Cases of this nature are complicated. It's about evidence, too. It's sad you are nowhere near understanding dealing with cases. I m sorry. Shouting, calling names and all evil words simply show rational people how empty you are of reasoning. I won't be angry with your type. I feel l have a duty on your type
Gari waiswa parumano 😂😂😂
Face iri kutoratidza umbavha
Zimbavha rafundisi
MUFUNDISI MBAVHA😂😂😂😂
Garikai unatinyarawo ipa mwa mari. Yake mufundisi. Tsotsi
Face ya blaz avo itsotsi straight