Gogo vanozvivisira mumugodhi hanzi handichina muchengeti

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 23 พ.ค. 2023

ความคิดเห็น • 186

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 ปีที่แล้ว +47

    Ndokudirai kuti hamumbotangi maisa Music tinongotanga nekupinda munyaya rambai makadaro music inopedza data

    • @alicybakeki9803
      @alicybakeki9803 ปีที่แล้ว +2

      Nekuita 30minutes kukwazisa vanhu big up the good work

    • @witnessmlambo6828
      @witnessmlambo6828 ปีที่แล้ว

      Taura hako nekutaura munhu asati apinda munya uuum zvinobhowa

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 ปีที่แล้ว

      @@witnessmlambo6828 ini ndopedzisira ndaskiper kuti ndikasike ndasvika kunyaya yacho 15 mins muchinzwa zvisina kana basa

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 ปีที่แล้ว +1

      @@alicybakeki9803 yekukwazisa vanhu marwadzo chaiwo nyaya dzacho hadzizombonzwika unenge wasvotwa kare

  • @megatboss8746
    @megatboss8746 ปีที่แล้ว +25

    Old people get lonely as they age, they constantly need company . Rest in peace gogo

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 ปีที่แล้ว

      Vamwe vacho havatodi muchengeti.Kana vaine vana or hama hiii dzakakonewa mufunge vachatambura havo

    • @emilybangajena2282
      @emilybangajena2282 ปีที่แล้ว +1

      Mmmm very sorry to this family.Ndaivaziva mbuya ava mufunge

    • @evelynmashasha2678
      @evelynmashasha2678 ปีที่แล้ว

      Vakaitirwa utsinye ungatadza kugara navo chero waroorwa

  • @melodymutsvairo
    @melodymutsvairo ปีที่แล้ว +6

    Muskana webasa ndiye akatadza kuoneka gogo mushe age yavo yaisade kt ubva wati handichade basa waida kunzi ndoda kumbokanya zvidhina zvangu ndikapedza ndodzoka

    • @irenemhikuro
      @irenemhikuro ปีที่แล้ว +1

      Ndiwo mafungire anguwo or aifanira kutombovati ari kumbonoona vamwe kumusha kwake asi ndinodzoka not kt ndave kusiya Basa paakaudzwa kt ndiro sadza rekupedzisira kudya dai akachiwanawo vanhu vakuru vaakaudza or kutoudza vazukuru vavo or munhu aimutambirisa Mari pamwe dai vazukuru vakazorara kumba kwavo gogo pamwe dai rufu rwavo rusina kutombozoitika

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 ปีที่แล้ว +13

    Hona mbuya vafa nekuti wasiya basa.zvoratidza kuti waichengeta gogo zvakanaka

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 ปีที่แล้ว +2

      Taurako musikana uyu ane nyaya dzaaitoudzwq nagogo ndanzwa hngu paati ukandisiya zvirinani ndife

    • @PKAYSO16
      @PKAYSO16 ปีที่แล้ว

      Please don't!

    • @evelynmashasha2678
      @evelynmashasha2678 ปีที่แล้ว

      Haiwawo vana vacho vaotadza kuchengeta mai vavo

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 ปีที่แล้ว

      @@evelynmashasha2678 taura hako dea ukaona mubereki akutaura kudaro pane???????? Ngatichingeti vabereki wedu

  • @johnmlambo7822
    @johnmlambo7822 ปีที่แล้ว +9

    Old people don't like being neglected or abused by families since there must be bond between them and their families. It hurts vasara but true speaking this family was not looking well after this old lady
    .May her soul rest in peace

  • @claramolebaleng3953
    @claramolebaleng3953 ปีที่แล้ว +1

    This is very common wen u get old people tend to neglect you. I don't know why . Dai vanhu vangoziva kuti newe uchachembereva😢😢

  • @shamisomaripfonde5185
    @shamisomaripfonde5185 ปีที่แล้ว +7

    Ska vna nevazukuru mese maishinga kusiya mbuya vane 90yrs vachigara vega umm inga mune moyo usina kunaka

  • @westonmutizha8693
    @westonmutizha8693 ปีที่แล้ว +1

    Karanganda the best ,waiyepo here

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 ปีที่แล้ว +2

    Karanganda family woye maivepo here ❤

  • @thandomazibuko6926
    @thandomazibuko6926 ปีที่แล้ว +5

    Uuummm zera rambuya uye urwere hwavaive nawo vaidai vachigara voga vanhu ngatiratidzane rudo munhu achiri mupenyu kwete zvekuta misodzi yegarwe munhu afa chaivatadzisa kugara navo chii ndarwadziwa zvangu

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว +4

    Ko muroora akadii kutora Mbuya kugara navo. This reminds me of how my grandmother died. She was taken away from my mom who was taking care of her and moved to gandanzara where she was treated like a dog and died alone like a dog and she was old around 85-93 years since we didn't know when she was born exactly. It's sad people please look after your elderly parents for they sacrificed everything to raise us

    • @lindazenda7495
      @lindazenda7495 ปีที่แล้ว

      My grandmother is 104 but she refused kugara ne any muroora wawo vanamdhara vanogina kutombotaura nawo vobvumirana kivatora pavanouya jiki jiki vobva vatorambisisa chaiko she can cook and everything but hazvichaiti kani asi munhu wacho haatoreki

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว +2

      @@lindazenda7495 for a long as she is health and able body nothing wrong with that. But this case they couldn't get the cue's she was giving that showed she wasn't happy and depressed too

    • @monalisachirenji5389
      @monalisachirenji5389 ปีที่แล้ว

      Some of these gogo they don't want to stay with anyone that's reminds me of my mbuya she died at 106 eating grass soo these pple are difficult to control

  • @SassyQBs
    @SassyQBs ปีที่แล้ว

    Karanganda woyeee,first.

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 ปีที่แล้ว +5

    Mubatsiri wavo Dai akaudza hama dzavo zvakataurwa nambuya before vafa

    • @mercycrescenciagondo1135
      @mercycrescenciagondo1135 ปีที่แล้ว

      Akaitwa zvivindi kuchengeta mashoko akadzama kudaro ngeyi anenge aitogara achiunzwa nezvazvo😢

    • @muchenashumirai6984
      @muchenashumirai6984 ปีที่แล้ว +1

      ​@@mercycrescenciagondo1135pamwe haanawo kuzvitora srs semunhu mukuru

  • @Kuzz988
    @Kuzz988 ปีที่แล้ว +2

    Very sad indeed. Mwari vanyaradze mhuri nenharaunda. Rest in eternal peace gogo. 🙏

  • @lettymasibae6771
    @lettymasibae6771 ปีที่แล้ว +1

    Aaah mbya Chidhambi😭😭sad news indeed.
    Ndaona mai Mirisi apo still looking young

  • @justizcooljmhangira8781
    @justizcooljmhangira8781 ปีที่แล้ว +1

    Saddening indeed,but wish and hope that all of us having parents and guardians or ailing relatives/friends who are still living can try our best to take care of of them and try as much as possible to stay in touch with them despite the different geographical locations we might be living in and converse with them in a lovely,rightful and appreciative way 😭 😭 😭 😭.

  • @dianah_masvikeni
    @dianah_masvikeni ปีที่แล้ว +4

    May her soul rest in peace,vana sikana vambuya would have taken their mother,harisi basa remuroora kuchengeta vamwene on her last days,muroora akato geza vanwene anoto fanirwa kuripwa,girl child its your duty to look after your mothers if you have money employ someone too

    • @Frank_Bros
      @Frank_Bros ปีที่แล้ว

      Inga hanzi amai vanochengetwa nemkomana wani..

    • @gertrudemutandwagertz7213
      @gertrudemutandwagertz7213 ปีที่แล้ว

      ​@@Frank_Bros munoripa mombe kumuroora

    • @zamilemuronga1377
      @zamilemuronga1377 ปีที่แล้ว

      Kana kusina vasikana muroora anochengeta samai kuratidza rudo.Azorora havo gogo tinehurombo

    • @dianah_masvikeni
      @dianah_masvikeni ปีที่แล้ว

      @@zamilemuronga1377 munoripa muroora asi

  • @mildretmatarauka
    @mildretmatarauka ปีที่แล้ว +1

    Iiii satan tombodini ndiwe panyika pano.... zvakaoma RIP gogo

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 ปีที่แล้ว +2

    Gogo vaifanirwa vaine munhu wavanogara anyway ndizvo zvakatoitika 😢, rest in peace gogo

  • @juniornetty1031
    @juniornetty1031 ปีที่แล้ว

    Ummmm very sorry shame 😢😢😢😢 rest in peace gogo

  • @amandahnzou1004
    @amandahnzou1004 ปีที่แล้ว +7

    Rip gogo. Ini gogo vangu vane 95 years havadi kubva pamba pavo even vakambotorwa namhamha pasina nguva vanenge vave kutoti ndoda kudzokera kumba kwangu

    • @TinasheChingwende
      @TinasheChingwende ปีที่แล้ว

      Maitadza kutora mbuya kugara nawo her

    • @amandahnzou1004
      @amandahnzou1004 ปีที่แล้ว

      @@TinasheChingwende havadi kutorwa last month chaiyo vakaenda kunotorwa vakanochema kumameighbour avo kuti vari kuda kundibvisa pamba pangu maneighbour

    • @richardchipndu2636
      @richardchipndu2636 ปีที่แล้ว

      Dai makavakira ipapo pavari ivo varimimba mavo asi muinavo kwete kuvasiya vari voga , muchavaona vodzoka kwamuri , vachiti maindiregerera.

    • @amandahnzou1004
      @amandahnzou1004 ปีที่แล้ว

      Havagari kumusha vane imba yavo nezvinhu zvavo vanogara nemuzukuru wavo but mukomana anoswera ari kubasa kwake vane anovabikira anovacherera mvura kana ikaenda plus vanemaroja aripo pamba pavo

    • @amandahnzou1004
      @amandahnzou1004 ปีที่แล้ว

      Asi kuti malodger avo ndivo vanombofonera mhamha kuti gogo havasi kunzwa mushe huyai muvatore since vaine bp ne problem yemakumbo mhamha vanotomhanya asi ivo vanotoramba vakatorwa vanogona kugara kana 2 weeks vave kuda kutodzokera vototanga kunetsa

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 11 หลายเดือนก่อน

    This is terrible. It's a worsening problem, depression is so prevelant as well as suicidal thoughts in our elderly. It's a terrifying trend. Most younger generation have been forced out the country for economic reasons. Whilst most of our elderly suffer chronic illnesses, are lonely and severely depressed.

  • @EdwardSibiya-pn1qy
    @EdwardSibiya-pn1qy ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma ndmaiguru vangu

  • @mediamutandwa2497
    @mediamutandwa2497 ปีที่แล้ว +2

    Zvakaoma shuwa 😢😢😢

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni7497 ปีที่แล้ว +5

    Rest in peace gogo

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 ปีที่แล้ว +1

    Uuuuum zvakaoma

  • @tapiwajack7127
    @tapiwajack7127 ปีที่แล้ว

    Mmmmm zvakaoma

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa ปีที่แล้ว +1

    Mudhembe Dora yanetsa ummm. Ini ndiri wekubvirindi. But vamwene weshamwari yangu ndokwavo vanoroya hei APA vachiri vapenyu so next havazvikandirewo mumugodhi

  • @madamdelicious3183
    @madamdelicious3183 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma veduwe...Rip gogo

  • @melodychikosha9349
    @melodychikosha9349 ปีที่แล้ว +2

    Vazorora gogo loneliness inobaya kana vange voona sevanetsa vanhu

  • @jennifertsikayi
    @jennifertsikayi ปีที่แล้ว

    Inga zvakaoma nhayi veduwee rip gogo

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 ปีที่แล้ว +2

    Rest in peace 😢

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa ปีที่แล้ว

    Nematambudziko Gogo haaa kukura kwakaoma shuwa tinozova very lonely mukukura ummm

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว +2

    Iii veduwe 💔 vaiva vasinawo vaivachengeta hr

  • @user-np8lf4jq7n
    @user-np8lf4jq7n ปีที่แล้ว +1

    Mbuya vachakupfukira ko wakadii kti ndiwedzerei Mari uye haunt kudaidxa munhu waaida

  • @ngonieandy1562
    @ngonieandy1562 ปีที่แล้ว

    Nyaya iyi mwakaita hunyanzvi

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 ปีที่แล้ว +1

    Very sad 😢

  • @aggiematsambo4648
    @aggiematsambo4648 ปีที่แล้ว

    I think gogo vayi shungurunzwa

  • @henrylsaiahkunyadini4118
    @henrylsaiahkunyadini4118 ปีที่แล้ว +1

    So sad 😢

  • @patriciamasengere581
    @patriciamasengere581 ปีที่แล้ว +2

    Zvakaoma rest in peace gogo

  • @renimapfumo7761
    @renimapfumo7761 ปีที่แล้ว

    Mby Chidhambi mwashaisha diko...kufa rufu rwasatan shuwa apa Mwari wainge wakuchengetai kusvika kwakadaro..aaa ndarwadzirwa

  • @ElizabethMatanha-fv8sr
    @ElizabethMatanha-fv8sr ปีที่แล้ว +1

    Rip gogo

  • @patiencechinokuramba-ds7ox
    @patiencechinokuramba-ds7ox ปีที่แล้ว

    Ayayaaaas

  • @thatblackgirlineurope4675
    @thatblackgirlineurope4675 ปีที่แล้ว

    😢😢😢😢😢😢

  • @paulinemandeya6339
    @paulinemandeya6339 ปีที่แล้ว

    Zororai murugare gogo

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 ปีที่แล้ว

    Dai makatora mnuya muchigara nawo. Ummm zvakaoma RIP

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 ปีที่แล้ว

    Kusiya vasungira kajira vanga vachiudza vanhu kuti musanetseke kutsvaga kwakawanda ndiri muno mumugodhi . Zororai murugare gogo

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 ปีที่แล้ว

    MHS RIP

  • @tawandamhandu642
    @tawandamhandu642 ปีที่แล้ว

    So sad... rest in eternal peace

  • @evelynsatumba3648
    @evelynsatumba3648 ปีที่แล้ว

    Zvinorwadza shame rip gogo

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 ปีที่แล้ว +1

    Zvorwadza

  • @emilymushanya2077
    @emilymushanya2077 ปีที่แล้ว +2

    Mbuya vanga vasina vana here kuti vazogara vega pane zera risingazoiti kuti rigare rega

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 ปีที่แล้ว +1

    Mai fane kugara navo since vainge munhu mukuru uye vaitaura kuti ndichazviwisira mumugodhi .Vakashairwa rudo mbuya

    • @PKAYSO16
      @PKAYSO16 ปีที่แล้ว

      Uri kuti chiiko nhai iwe?

  • @schumieelf3232
    @schumieelf3232 ปีที่แล้ว

    Very heartbreaking 💔 dai hama dzavo dzakavatora shuwa munhu ane à condition uye akura ongoita zvekudobgorerwa??? Kushaya hanya kwacho kunobaya panyama nhete sad sad sad 😢

  • @talentsmoko2155
    @talentsmoko2155 ปีที่แล้ว

    Makadii papa Taps

  • @siziweshiri3656
    @siziweshiri3656 ปีที่แล้ว +1

    Mushandi uyo ndiye akakonzeresa plus mashoko avakataura dai akakurumidza kuudza hama dzako

  • @wellingtonbanda860
    @wellingtonbanda860 ปีที่แล้ว +1

    I always tell vanhukadzi musati 1 mwana wangu iyeye ndatokwana andichada kuzvara unozoda kuchengetwa nani kana 1 mwana wako iyeye aisispo,RIP gogo pamwe vana vavapera kufa or kuregerera mai vavo shame

    • @dianah_masvikeni
      @dianah_masvikeni ปีที่แล้ว

      you are primitive,how can you give birth so that you depend on them,
      in this world where people are migrating and kids are far from parents you still giving birth kuti uchebgetwe wachembera😂😂😂😂😂

    • @sharonnm4556
      @sharonnm4556 ปีที่แล้ว

      Chero ukaita vakawanda, vamwe havacheuke vabereki

    • @user-fz4sv4ps5n
      @user-fz4sv4ps5n 8 หลายเดือนก่อน

      Kwavakabva ndiko Kure vanga vakusvika wani madarireiko gogo hapachina kuzorora apa

  • @user-sg4ih3cd5c
    @user-sg4ih3cd5c ปีที่แล้ว

    So painful

  • @MarlonMakuwara-eg8cq
    @MarlonMakuwara-eg8cq ปีที่แล้ว

    Eish 😭😭😭😭

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa ปีที่แล้ว

    Dai wakangoshinga nhai mybatsiri wambuya sad though l know wakaedzawo very 😭😭😭😭

  • @ellenchinomona2100
    @ellenchinomona2100 ปีที่แล้ว

    Tinotenda kuti havana kuzvivisira vane musikana vebasa. Mwana wemunhu aizopinda dambudziko remibvunzo

  • @tintoshava-hr4pq
    @tintoshava-hr4pq ปีที่แล้ว

    Zvinorwadza rest in peace gogo 😢

  • @phoebemavhiza-kf4cj
    @phoebemavhiza-kf4cj ปีที่แล้ว +1

    Vehukama vakadii kuita ma duty ekuchengeta mbuya kwete kutsvagira musikana webasa isu mbuya vedu taiita ma duties kusvika zuva ravakazofa l blame the family members

  • @jescatandiri9485
    @jescatandiri9485 ปีที่แล้ว

    Very sad.Gogo vanga vasina vana vavo here sezvo tanzwa kuti aivachengeta vana vemuzukuru

  • @lovenessnyakunu9396
    @lovenessnyakunu9396 ปีที่แล้ว

    So sad lets take care of our elderly when they are alive. They need tender loving care on their last days . Chembere dzikafa nechigumbu mumopera mese

  • @evelynmashasha2678
    @evelynmashasha2678 ปีที่แล้ว

    Even mwana wehanzvadzi yacho wakatadza kutora atete vako iiiih wakaoma moyo

  • @carolineburawa3565
    @carolineburawa3565 ปีที่แล้ว

    Zvkaoma RIP Gogo

  • @lillianndau1922
    @lillianndau1922 ปีที่แล้ว

    😢

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma hazvo

  • @SennyMuchabveyo-pd1bs
    @SennyMuchabveyo-pd1bs ปีที่แล้ว

    RIP gogo

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 11 หลายเดือนก่อน

    RIP gogo veduwe dzinorwadza firo dzamakashandisa

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 ปีที่แล้ว +2

    Bhuku ra Chief Zimhunya rakaoma anhu arimo ane nhorowondo

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa ปีที่แล้ว

    Ummmmm kutadza kana kuvapa kamuzukuru here anhuwoye. Ini vangu mhamha vakatoshaya muzukuru vavo havanzwi zvakanaka vanotorwara.chero tikatora vana ku holiday vanotozhamba kuti chivadzorerai .

  • @lindacharangwa
    @lindacharangwa ปีที่แล้ว

    Shem rest in peace gogo

  • @veronicawekwadick8182
    @veronicawekwadick8182 ปีที่แล้ว

    Ko vana Havana hr 🙆💔😭

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe ปีที่แล้ว

    Rip it's so sad

  • @tinashenyangari282
    @tinashenyangari282 ปีที่แล้ว +1

    Dementia is real cdes pamazera ayo
    MHDSRIEP

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 ปีที่แล้ว

    Aaa vakanga vane stress Mbuya paka siya musikana basa ,

  • @zvaitwajenyura4789
    @zvaitwajenyura4789 ปีที่แล้ว

    So sad

  • @rudophinachigori5959
    @rudophinachigori5959 ปีที่แล้ว +1

    Musikana webasa aifanira kuvasiya vaine mumwe munhu kwete wega plus mashoko awo awakataura airatidza kuti mbuya vaakuda kugumisa hupenyu hwawo.

    • @tintomahups6706
      @tintomahups6706 ปีที่แล้ว +2

      Wotadz kuita zvelife yke hre ,hama dzavo ndivo vaifanira kuita pln

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa ปีที่แล้ว

    R.I.P gogo😢

  • @mildretmuperere2667
    @mildretmuperere2667 ปีที่แล้ว

    Rest in peace

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 ปีที่แล้ว

    Muroora wepa dhuze aka tadzawo kugara na mai hr

  • @nyaraikaiyo5482
    @nyaraikaiyo5482 ปีที่แล้ว

    Its

  • @liliosamumwe9733
    @liliosamumwe9733 ปีที่แล้ว

    So sad zvorwadza izvi

  • @mnicholus
    @mnicholus ปีที่แล้ว

    R i p gogo marwadzisa hamaifanira kuinda nenzira iyi

  • @succeedmazano6994
    @succeedmazano6994 ปีที่แล้ว

    Ma hwan

  • @lydiamlauzi1544
    @lydiamlauzi1544 ปีที่แล้ว

    Yaa zvakoma chokwadi

  • @davidnyabanga2862
    @davidnyabanga2862 ปีที่แล้ว

    𝗚𝗮𝗿𝗲𝗲𝗽𝗼𝗼𝗼𝗼 𝗻𝗴𝗲𝗽𝗮𝗸𝗼

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 ปีที่แล้ว

    Zvinorwadza nematambudziko

  • @Spo7017
    @Spo7017 ปีที่แล้ว

    Ndasvika

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 ปีที่แล้ว

    Shame rest in peace gogo

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 ปีที่แล้ว

    Rest in peace mbuya

  • @evelynmashasha2678
    @evelynmashasha2678 ปีที่แล้ว

    Vana vakazvarwa namai ava vane moyo wakakwasharara pane anochema here ipapa

  • @englishtito7710
    @englishtito7710 ปีที่แล้ว

    Tapinda karanganda zvakaoma

  • @brandonchimhanda2214
    @brandonchimhanda2214 ปีที่แล้ว +1

    BabaTaps

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 ปีที่แล้ว

    Ohhhh shame zvakaoma asi

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 ปีที่แล้ว

    Pamwe vakarepwa vakakandwamo nemunhu

  • @loicedembo8923
    @loicedembo8923 ปีที่แล้ว

    Baba Taps