Musaparidze neshungu .Batai.nyaya iyo zvakanaka. Vabereki variko murikuvaona pama social media apo .havasi vose vabereki vari right vamwe vacho unotodemba kuti Dai ndisina kubarwa
Vamwe vabereki ndovakuita kunge vana coz mai ndovanowana tym nevana uye mai ndovanosiya vana vachipfeka zvimini saka musatuka vana tangai nevabereki kuti mwana wanunosiya achipfeka soo zvoguma nei tomorrow
Ane nzeve ngaanzwe zvinoreva mweya kukereke. This is a powerful sermon 😢
Taurai zvenyu munhu wa Mwari hallelujah
Maita zvenyu pastor T nhongo matibetsera ane nzeve dzekunzwa anzwa
Wat a powerful message 😢
Yah yah powerful
Tell them our children vaora
Musaparidze neshungu .Batai.nyaya iyo zvakanaka. Vabereki variko murikuvaona pama social media apo .havasi vose vabereki vari right vamwe vacho unotodemba kuti Dai ndisina kubarwa
Amen
Powerful, ndadzidza hangu