ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Uyu muimbi zvekurevesa kwete zvekufungidzira kuZCC tarisai murume uyu I hope my big brother Lucky Chikuwa vanzwa music iyi
I appreciate the wonderful work you are doingThe sky is the limit,l have a strong feeling that one day you will fill all the airwaves
Good work 🎉🎉
Shuviro yangue ,Shuviro yangue😭😭😭Hauvengerwi zvauri ,unovengerwa zvauchazova ,David vaimuvenga nekuti vavengi vakazviona kuty achava mambo ,Josefa vakamuvengera hope dzaidudzira kuty achava mambo havana kutarisa kuty vese vaiva nezvimwanda ,chakavarwadza ndechekuty zvimwanda zvavo zvaizouganira chake ,Muchengeti wevanhu rangarirai vavengi vangue .Thank You Frank Mwanangue ,Mama is proud of you Son❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Huh my favorite singer....nondigonera the Jetas
ipapoo,, vavengi zvokwadi vanoda kuti vanozoona kubudiriraaa kwatinoita nokut ndivo vanotiwedzera simba
The Jetaz haaa makabata basa baba 🔥🔥🔥🔥🔥
Pakaratidzwa unyanzvi mhani apa.......well done
What a good piece of music from a great singer. Weldone
Amen rambai makadaro shefu Jeta chipikirwa chichiripo hatisat tachibata
Maihweee 🔥💥🔥🔥 Ngoma Ngoma
Wow wow Mr jeta you're so blessed I wish you all the best in your music career
Jeketera rakadetemberwa nounyanzvi. You are on track Frank.
Keep that up Mr Jeta hande Zioooooon , takananga Defe
Welldone Jeta
Mujaya wangu iyeyeye
Vanhu vanoimba zvakadao sei vasingaridzweee pamaradio stations
Song iyi irikupisa wanzwa kupisa 🔥 🔥
❤❤❤ shuwa keep it up ,, ichokwadi ichokwadi ichocho
Music to the world 💥💥💥💥ngoma yekwedu
Ngoma Ngoma 🔥🔥🔥
Zion city fambirai mberi Mr Jeta
Chinotapira ichi mmm haaa mkoma Frank mnobika ngoma manje chizive ichi🔥🔥🔥🔥
Ichooo chakanaka ichi 100💯
Amen amen vavengi ngavawisire pasi ngavatendeuke
Uyo anopisa 💥💥💥💥💥🙏
Good work and u never disappoint broe Jeta 🔥🔥🔥🔥
Shuwa vararngarirei Mwari 🔥🔥
Varangarireiwo,haaaaaa pakabatwa basa apa
Well done bro🔥🔥
you nailed it master piece
Varangarirei... on repeat
Ko zvanźiiiiko na Jeta uyu haaaah ndatenda hangu
Bhora mberi nekuparodza vakomana shoko ririkuhwika
Ingoma hombe idzi mkoma. Rambai makaruma tinosvika bedzi
Rambai makadzvadya ipapo mukoma Jeta munotigonera
Mukugadzira zvinonaka famba zion
Ndakatomirira ngoma rinopisa ririkuuya Varangarirei
💥💥💥💥Good works senior,,, ngoma
Vanondivengereikowo kuva nazvo kana kusava nazvo vanondivengereiko mwari
🎉 nice 1
Great songs always
Some good music here
Makatikoshera vateereri ngazvirambe zvakadaro
Nice 1 makagona
💥💥💥💯thank you so much
Good work
Takutosano tamba varangarirei zvedu🎧🎤🎤
haaaa zvakaoma chinondidzora kungoti zvinonzi vengeance is for God otherwise ka....
Waiting
Yaaa makaimba
Soothing song.❤
Iyi nziyo yakandinonokera baba😂😂😂
Haaaaa uyu murume wakanyanya mhani
Song iyi kaah
Nice❤❤❤❤
Handei tione
Ma Lyrics ariapa uhmmm. murume uyu Ka he is talented
Wooooooooow chonaka ichooo
The wait is over🎉🎉🎉
🔥🔥🔥🔥
Vavengi ngavararame
ndakamirra sazita
🙏🙏 Amen amen
Fambai mukoma
⭐⭐⭐⭐⭐💯
❤❤❤❤
Kusiya kuvenga tinotenda mwari waSamere mukuru
⭐⭐⭐⭐⭐
Dhankie
🎉
Varangarirei
Isai pa twitter please
❤❤❤
Uyu muimbi zvekurevesa kwete zvekufungidzira kuZCC tarisai murume uyu I hope my big brother Lucky Chikuwa vanzwa music iyi
I appreciate the wonderful work you are doing
The sky is the limit,l have a strong feeling that one day you will fill all the airwaves
Good work 🎉🎉
Shuviro yangue ,Shuviro yangue😭😭😭
Hauvengerwi zvauri ,unovengerwa zvauchazova ,David vaimuvenga nekuti vavengi vakazviona kuty achava mambo ,Josefa vakamuvengera hope dzaidudzira kuty achava mambo havana kutarisa kuty vese vaiva nezvimwanda ,chakavarwadza ndechekuty zvimwanda zvavo zvaizouganira chake ,Muchengeti wevanhu rangarirai vavengi vangue .Thank You Frank Mwanangue ,Mama is proud of you Son❤❤❤❤❤❤❤❤❤